Kuverengera - Alick Macheso - Kupa Kuturika

  Рет қаралды 337,205

Alick Macheso

Alick Macheso

Күн бұрын

Пікірлер: 1 800
@Hatirare263
@Hatirare263 4 ай бұрын
Kana uchiti Aleck Macheso chibaba isa like 👍
@MaxwellRevayi-s1d
@MaxwellRevayi-s1d 4 ай бұрын
Fambai baba sharo
@DonaldBayai_Samanyika
@DonaldBayai_Samanyika 4 ай бұрын
Ko mudhara aigondzvanya voice sei
@welldonerufu4865
@welldonerufu4865 4 ай бұрын
Kudzvanya voice
@oniasmlambo4851
@oniasmlambo4851 4 ай бұрын
Isa moto isa moto isa motoooo
@BlessingChadambuka
@BlessingChadambuka 4 ай бұрын
@jeffreyakiba599
@jeffreyakiba599 4 ай бұрын
Kana uchida kuti song iyi isvike 1 million viewers isa like
@laizahhaji1761
@laizahhaji1761 4 ай бұрын
kana uchiziva kuti Macheso ndibaba Mark ngwazi mwana siya like famba macheso
@ngiroziyehondo9755
@ngiroziyehondo9755 4 ай бұрын
Ku music hakudiwe varakashi, just enjoy the melody, nyama yakanaka inotaura yega, moda kutoita advert kunge Ziggy money nhai?
@lincolnkudzai6269
@lincolnkudzai6269 4 ай бұрын
Musafananidze mambo wesungura na Ngwazi. Murikutidenha. Isu tirikurwadziwa ne zvirikuimbwa na Macheso izvo. Hameno kuti apindwawo nei kuridza zviri off standard
@Madzivas
@Madzivas 4 ай бұрын
Munechidofo chakawandawo imi pano munotuka Ngwazi moyenda kwaNgwazi monomushora ikoko futi kokungosapota mdhara monakirwa.
@jairosmbambanda6327
@jairosmbambanda6327 4 ай бұрын
Mark is doing well in his prime time. Macheso is no longer in prime time so hazvifananidzike.
@thegeneral3215
@thegeneral3215 4 ай бұрын
Unosvora Ngwazi iwe urikuitei, Ngwazi arikutotora mari, chero vese mashoko avo achidxidxisa simple
@EltonMunondo-s2y
@EltonMunondo-s2y 4 ай бұрын
Kana uchiti song iyi inorova dzese dza mark ngwazi Isa like chete usarwadziwe
@JahCure-zh4dt
@JahCure-zh4dt 4 ай бұрын
Hero worshipping 😂😂
@mkmagaya
@mkmagaya 4 ай бұрын
Ko zvekurwisanisa vanhu vanozvigonerawo ndozvinei futi😂 mukanakirwa munofarisa haikona kkk...
@mazhambe9953
@mazhambe9953 4 ай бұрын
Kana uchidzoka pano everyday kuzoterera The Sungura King 👑 Siya like
@beulahchipochigwada6370
@beulahchipochigwada6370 4 ай бұрын
To those of us who have listened to this song more than once gather here
@tim90944
@tim90944 4 ай бұрын
I think ndakusvika pa 5 times. Iri kuita iyi
@MomentsToWatch89
@MomentsToWatch89 4 ай бұрын
​@@tim90944ini I think 15 times
@vengierusolkanojerera9710
@vengierusolkanojerera9710 4 ай бұрын
Kana Uchiti Macheso I Gungwa Isa Like
@ShepardMadyira
@ShepardMadyira 4 ай бұрын
Ndabva ndatoda kukup follow 🎉
@eniasjeche7766
@eniasjeche7766 4 ай бұрын
Varume kuvengera yanditeredza musoro vaneni panyaya iyi isai maloves nemalikes ini nemhuri yangu yatenderana ma1 Aya🔥🔥🔥🙏🙏🙏🙏🙏
@chipata_eastern
@chipata_eastern 4 ай бұрын
Like this comment for us Zambians who love Alick Macheso music's.. Zimbabweans please support us
@FrankTiwadzaneChinembiri
@FrankTiwadzaneChinembiri 4 ай бұрын
Thank you Zambia. We love you brothers
@terrychills71
@terrychills71 4 ай бұрын
Macheso nimukhali ummm
@mosesmucherera6171
@mosesmucherera6171 4 ай бұрын
Ibwela kunditaya yachitundu chatu
@chipata_eastern
@chipata_eastern 4 ай бұрын
Zoona nimukali ​@@terrychills71
@chipata_eastern
@chipata_eastern 4 ай бұрын
Nimuntu watu kuno,nyimbo zake zilila daili
@masi889
@masi889 4 ай бұрын
If u still agree kuti Macheso is the king of Sungura put a like here
@enockmutasa6275
@enockmutasa6275 4 ай бұрын
hhhhh makoniwa mukuru
@masi889
@masi889 4 ай бұрын
@@enockmutasa6275 macheso?
@imalocksecurity
@imalocksecurity 4 ай бұрын
@@masi889 undisputed king
@mthukuthelinduku3874
@mthukuthelinduku3874 4 ай бұрын
Ambassador of Sungura
@freedomdakacha3831
@freedomdakacha3831 4 ай бұрын
Anoti Macheso isimbi hombe isa like song yakaipa iyi
@SimonTosiyana
@SimonTosiyana 4 ай бұрын
Mudhara munozvigonera henyu I like the way yamakaimba nayo pana kuverengera apo ndeekuratidza unyanzwi I like the voice you ysed apo
@TapiwaKellcy
@TapiwaKellcy 4 ай бұрын
Macheso hatina zera naye zvedu muhombe uyu
@FergasonMangoma
@FergasonMangoma 4 ай бұрын
kana uchit macheso itractor and then mark magwaza igejo siya like
@RonnyRusere
@RonnyRusere 4 ай бұрын
Kkkkkkkkkk
@obertalpha7608
@obertalpha7608 4 ай бұрын
Vanoti Macheso ndi king pa sungura isa like
@mukuchaknowledge
@mukuchaknowledge 4 ай бұрын
alick anogona zvake jealous down
@lincolnkudzai6269
@lincolnkudzai6269 4 ай бұрын
@@mukuchaknowledge ndiye mambo wesungura izvo totoziva Wakoona topopota kuti abika madhaga tinenge tisinga compare nana Ngwazi No. tirikutarisira dziyo chaidzo dzinorarama kwemakore kwete inoridzwa nhasi nxt year hapana achataura nezvazvo. Ngaaite serious pa studio apa
@yadreckchimanga6364
@yadreckchimanga6364 4 ай бұрын
patsvina idzodzi
@ShebbaChimombe-lx7rw
@ShebbaChimombe-lx7rw 4 ай бұрын
Yes Mark Ngwazi anogona zvezera rake but we can't compare him with this legend ,,,anotenderana nazvo isa like ndizopota ndichidzoka pano
@gavamaster3045
@gavamaster3045 4 ай бұрын
Ngwazi is a copycat and trying to compare him with the King will only prove your limited knowledge of Sungura.
@Howfaristoofar
@Howfaristoofar 4 ай бұрын
Siya like kana usina godo namudhara Lets support our one and only Mudhara Macheso
@TawandaMarka
@TawandaMarka 4 ай бұрын
Dhara kubvira kudhara Macheso ndiMambo weSungura zvisina mubvunzo. Kana uchitenderana neni like my comment
@khotsomakokotlela8002
@khotsomakokotlela8002 4 ай бұрын
Baba Alick Macheso the living legend, All the way from South Africa Venda. SHONA AND VENDA ARE ONE .Leave a like if you agree with me
@PhilMukuvare
@PhilMukuvare 4 ай бұрын
Ndi a livhuwa . Ndaaa.
@Mulilo24
@Mulilo24 4 ай бұрын
Ndaa , ndi zwavhudi
@dthabsfiles9728
@dthabsfiles9728 4 ай бұрын
Yes we are one people, from our great ancestor. Murenga Sororenzou (Thohoyandou) Pfumojena. Our culture is one, our music is one.
@hamachig
@hamachig 4 ай бұрын
Ndahhh shaka langa! My mother comes from Vendaland. My family clan is drom Murehwa....I love Venda 😍
@Mulilo24
@Mulilo24 4 ай бұрын
@@hamachig ndaaa ndi zwavhudi , khari tshile , we are one
@albertchigoche727
@albertchigoche727 4 ай бұрын
Rega ndiseke zvangu ini,unonzwa munhu achiti Mudhara apera !!! Macheso imhondoro yesungura,Vanhu ngatitye Mwari anhu weee!!
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Seka zvako wangu, Aya ma levels of levels ... Nhapitapi ... I can't even explain this kind of level ... Everytime I play the song it keeps getting better ...
@peterkariwo7038
@peterkariwo7038 4 ай бұрын
Kupedzwa nani
@RobertZimunhu-rq6lz
@RobertZimunhu-rq6lz 4 ай бұрын
Because l m from Malawi l support my father zikhomo kwambili
@greedyboymrlaughter
@greedyboymrlaughter 4 ай бұрын
Imi Kah Gore rino tobva nzwara nechibhadikoro ndipeiwo like hama❤
@PREMIUMDROPS-f4q
@PREMIUMDROPS-f4q 4 ай бұрын
The boss from nkange botswana,🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥❗❗🔥🔥
@mapline7380
@mapline7380 4 ай бұрын
Muvengi haashayi chekutaura ipapa taurai zvese henyu kwatiri ndibaba ❤
@edsonmatose6470
@edsonmatose6470 4 ай бұрын
Hongu tazvinzwa asi aaaa havasisiri VaMacheso chaivo struggling to maintain the proper Macheso lyrical standard. Dai vachirega Tatenda na Esau vatora mafans v aenda mberi other wise VaMacheso ilegend Basa rakashandwa kare
@mapline7380
@mapline7380 4 ай бұрын
Zvekutaura magara munenge munazvo hamunyari kugara mave negative ne song yechi 2 ko dzimwe 4 manga madzinzwa here his album is made up of 6 songs, matauriro enyu angori mamwechete fro his previous albums takujairai, uye haasiye ega akaburitsa album gore rino.
@Obadayamuzanenhamo
@Obadayamuzanenhamo 4 ай бұрын
​@@edsonmatose6470endai kunenamunosapota
@tinashemapfumo3361
@tinashemapfumo3361 4 ай бұрын
😅​@@mapline7380 nhai ngavanonzwa wavanoda
@munyaradzizanhi
@munyaradzizanhi 2 ай бұрын
After listening to the song over and over again, I am here to attest to Macheso as the greatest Sungura exponent ever to emerge since the emergence of the genre. The way instruments are speaking to each other is the work of a genius.
@karikogavono5232
@karikogavono5232 4 ай бұрын
Baba Sharo fans let's all gather here
@FrankTiwadzaneChinembiri
@FrankTiwadzaneChinembiri 4 ай бұрын
❤❤❤❤lovely stuff
@skywalkermedia9218
@skywalkermedia9218 4 ай бұрын
Why?
@eniasjeche7766
@eniasjeche7766 4 ай бұрын
Hiwe ibhobha iri
@ganyanimusic2492
@ganyanimusic2492 4 ай бұрын
😢lm so sad macheso no more song anymore😢😢
@DenzelManyevere
@DenzelManyevere 4 ай бұрын
Kana uchiti macheso ndiye King of sungura isa like
@garieamubed8629
@garieamubed8629 4 ай бұрын
How many of us have LIKED before the release
@PeterManatsa
@PeterManatsa 4 ай бұрын
Ndisiyei zvangu ndinakirwe Macheso akanyanya
@mugovemuchabaiwa807
@mugovemuchabaiwa807 4 ай бұрын
Nowero uyo. His lead virtually talks . Rhythm guys on these 2 songs so far have been on another level. Lets also remember Macheso has nothing left to prove in this industry . Kutora uchisiya kutora wosiyazve. Kupfimba woramba pfimba worambazve🎉🎉
@jonathanchingoma2550
@jonathanchingoma2550 4 ай бұрын
Uchitora uchisiya kutorwa wosiyazve
@ezekielkhosa7169
@ezekielkhosa7169 4 ай бұрын
Nowero is the best lead guitarist❤
@panashenhamo-vs7gu
@panashenhamo-vs7gu 4 ай бұрын
the album speaks for itself KUPA KUTURIKA (KUPA KUNOPA)
@caviedzino2
@caviedzino2 4 ай бұрын
Wandatora newe unoda kutorawo
@MosesNyamudzvanapaza
@MosesNyamudzvanapaza 4 ай бұрын
Baba shero you are still king of sungura vamwe vaye vamunoda kufananidzwa navo ndava gare pasi
@digigeek3201
@digigeek3201 4 ай бұрын
Dropping this comment for both lovers and haters of Macheso. The man has created his own legacy in the musical fraternity.
@TakundaMabuda
@TakundaMabuda 4 ай бұрын
Avo ndibaba
@eliasngwenya5677
@eliasngwenya5677 4 ай бұрын
I love his creativity alongside Noel Nyazanda they combination keeps the band going.
@SIRJAMESDOTCOMPALIJA-vz1vt
@SIRJAMESDOTCOMPALIJA-vz1vt 4 ай бұрын
Southern province of the republic Zambia,I say Macheso GO GO forward with your beaut talent of sungura music.
@MakaP-r2h
@MakaP-r2h 4 ай бұрын
Ndasiya comment iyi kuitira achalika ndowana notification ndombodzokazve kuiridza this is my best 🎉 let's show some love to Aleck ##kupakuturika #kuverengera
@PardonTrinityMapedze
@PardonTrinityMapedze 4 ай бұрын
Dzoka uridze futi
@kilford4483
@kilford4483 4 ай бұрын
siya like kana wanakirwa nengoma dza goat 🐐
@knowledgetangadzani9866
@knowledgetangadzani9866 4 ай бұрын
The beat of a legend is not just a sound but a legacy that inspires generations! 💯
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Well said knowledge. In a few words you have said a thousand things ...
@sharkmanshipmusic441
@sharkmanshipmusic441 4 ай бұрын
Baba Macheso for President 2028
@simbarashegeorge5738
@simbarashegeorge5738 4 ай бұрын
Unotikuvadzisa iwe
@tendwaisvotwa3068
@tendwaisvotwa3068 4 ай бұрын
Taurai madzoka zvimue zvacho
@musashoko1389
@musashoko1389 4 ай бұрын
izvezvi 2028 kunodi tisina president wacho 😂😂
@CarolCarol-n3z
@CarolCarol-n3z 4 ай бұрын
Yes yes kkkkk
@FrankTiwadzaneChinembiri
@FrankTiwadzaneChinembiri 4 ай бұрын
I called for this so many times kumashure uko. He can be a very great President for Zimbabwe. The only man that I believe that the people of Zimbabwe can pledge their power to die for.
@king-lo6cc
@king-lo6cc 4 ай бұрын
Baba Alick Macheso munogonesa. Tiripo maFans, tiripo vateereri, tiripo vanhu vacho, tinomira nemi and ticharamba tichimira nemi. Munotiunzira mafaro. Rambai makadaro 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Tinavo Umdala wethu kusvika kumagumo enyika!!!
@miraclechigaro3484
@miraclechigaro3484 4 ай бұрын
Ichi chinonaka mmmm isa Like kana uchitenderana neni
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Nhapitapi!!!
@yadreckchimanga6364
@yadreckchimanga6364 4 ай бұрын
no
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
@@yadreckchimanga6364 sorry hako.
@PetronellaGwisai
@PetronellaGwisai 4 ай бұрын
hakuna nhapitapi yakakadai
@kudzaichikokoko2618
@kudzaichikokoko2618 4 ай бұрын
This is the Macheso wandoziva chaiye ❤❤❤
@TariroMafaki
@TariroMafaki 4 ай бұрын
Even mukasalike BBA SHERO HE IS THE LIVING LEGEND
@ProgressMafuta
@ProgressMafuta 4 ай бұрын
🎉🎉sure chibaba ichii
@jamiemproducer
@jamiemproducer 4 ай бұрын
chibaba ichi kana uchibvumirana neni baya like
@owentsiga6149
@owentsiga6149 4 ай бұрын
He deserves an Honorary , like if you think the same
@TakemoreMutandani
@TakemoreMutandani 4 ай бұрын
Madhara madhara
@MagigwaniArchford
@MagigwaniArchford 4 ай бұрын
Yes mudhara uyo siyani naye
@PeterManatsa
@PeterManatsa 4 ай бұрын
Busy zvangu kutapirirwa nemimhanzi yababa Shero
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 4 ай бұрын
Ko zvaanongowa ma hit song chete 🎉🎉🎉🎉🎉
@JoelJoshuaGwavava
@JoelJoshuaGwavava 2 ай бұрын
Wese aterera song iyi anakirwa nayo isa like
@PeterManatsa
@PeterManatsa 4 ай бұрын
This song is very powerful
@Royaltechmaintenance
@Royaltechmaintenance 4 ай бұрын
Wanoti baba shero idhara kanda like pano tifambe
@fidzomangwende1009
@fidzomangwende1009 4 ай бұрын
To us who likes love songs lets gather here
@Takesure-hn9en
@Takesure-hn9en 4 ай бұрын
No one like him before, today and tomorrow
@TadiwanasheNyamowa-lq3mz
@TadiwanasheNyamowa-lq3mz 4 ай бұрын
If you know kt baba shero ndibaba venyika isa like
@elishamapureti2648
@elishamapureti2648 4 ай бұрын
Chimudhara hachipere zvekudaro
@edheramukono6341
@edheramukono6341 4 ай бұрын
Uuuuum ❤ thank you mberikwazvo
@godfreytatenda-bu1mr
@godfreytatenda-bu1mr 4 ай бұрын
I'm from Kenya but Macheso ndinyanduri wemangoma
@pardonchiremba727
@pardonchiremba727 4 ай бұрын
Baba Sharoo kuverengera ndiko kwega kwakaitika!❤❤
@psalmistlifegweshero99
@psalmistlifegweshero99 4 ай бұрын
,', in future it shall be recognised that once upon a time there was a music professor. Alick Macheso the maestro Who made the blind to see and the deaf to hear the vibration of extrabasso show them the way .... in the name of the Almighty God nekuti Ndezvashe,,,🔥🔥🔥🔥🔥
@honestzhou498
@honestzhou498 3 ай бұрын
This one is the best. Muchero unonaka wakupera. Chigwegwedu chenhengeni
@LegacyLegacy-t6r
@LegacyLegacy-t6r 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@MaxyMhlanga
@MaxyMhlanga 4 ай бұрын
Uku ndokunonzi kuridza nekuimba,, well done Le Champio!!
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Uefa champions league!!?
@jonnesmagombe4180
@jonnesmagombe4180 4 ай бұрын
The legend himself BabaShero. Muridzi wemafaro! Much love from Zambia
@jameskwindingwi4912
@jameskwindingwi4912 4 ай бұрын
Nice mudhara Macheso munodadisa hamutinyadzise isu mafans enyu🔥🔥🔥
@IshmaelDanda
@IshmaelDanda 4 ай бұрын
The return of Bothwell Nyamhondera and the real Cheso is back. Musafananidze legend iri nezvisina basa
@robertchakanyuka
@robertchakanyuka 4 ай бұрын
Macheso isimbi dzinodya dzimwe simbi kana uchibvumirana neni isa like
@fibonaccizw5692
@fibonaccizw5692 4 ай бұрын
Vanoti baba macheso ndibaba vedu siya like
@zimcircleswatch2010
@zimcircleswatch2010 4 ай бұрын
Macheso to the world..isa Like
@admiremhishi84
@admiremhishi84 4 ай бұрын
On repeat 🔁
@TiagojoseManuel-vk5jj
@TiagojoseManuel-vk5jj 4 ай бұрын
Enough respect mdara Muri mupawo
@PeterManatsa
@PeterManatsa 4 ай бұрын
Chirambakusakara the Unshakable living Legend
@fidzomangwende1009
@fidzomangwende1009 4 ай бұрын
Taungana se nyika dzakati oooh tichopa kutenda apa maturika apaaa meet you kumashow moturura henyu
@freemorenerwanda4192
@freemorenerwanda4192 4 ай бұрын
Vari Zim Zvichada Hama ngaichitogara pa1 nhasi top 20. Next week Kuverengeta
@tropicaltynafarai1256
@tropicaltynafarai1256 4 ай бұрын
Haunyepe iwe ukuziva
@simbarashemuparangi7998
@simbarashemuparangi7998 4 ай бұрын
Hahahah tomufadzirei nenhema. Ini hangu i am dissapointed personally. After all the hype and defending him
@allenchibwaure6106
@allenchibwaure6106 4 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤ mudhara to the world uri huchii mudhara Macheso muri baba venyika pamimhanzii
@lovemoredliwayo1744
@lovemoredliwayo1744 4 ай бұрын
Chero pakabuda simbaradzo maingodaro​@@simbarashemuparangi7998
@chipata_eastern
@chipata_eastern 4 ай бұрын
True​@@simbarashemuparangi7998
@edmoremurambi9875
@edmoremurambi9875 4 ай бұрын
Salute band redu ndisu vanhu vacho❤❤❤❤ chingotipaiwo dzasara sir purizi
@arnoedhino83
@arnoedhino83 4 ай бұрын
Simply the best on top of the rest, others follow 👌 🔥 Usarwadziwa siya like 👍
@SammieGee10
@SammieGee10 4 ай бұрын
Guys Guys Guys Guys Guys !!!!!!! How many times I repeated this ? Don't listen these songs on a small speaker , tune on that big sound you have and you will repeated them 24/7 kunge mvura yemubvumbi. 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@2030nsjs
@2030nsjs 4 ай бұрын
U are damn right it needs good big Speakers
@DouglasVengesai
@DouglasVengesai 4 ай бұрын
Mutakunanzva
@romeosithole2984
@romeosithole2984 4 ай бұрын
The love we hv for the legend From Mozambique ❤ pls guys support this man
@PrincessMabhena-v9s
@PrincessMabhena-v9s 4 ай бұрын
Uyu vengai mega henyu ❤ dei macheso aiziva kumuda kwandoita aindiitira something
@andrewmasvinu3775
@andrewmasvinu3775 4 ай бұрын
Same here
@mathswitha.c6403
@mathswitha.c6403 4 ай бұрын
I can't believe we are one of the luckiest Zimbabweans to have lived along side this legend.
@phenomusiczw6990
@phenomusiczw6990 4 ай бұрын
as in neighbors? or same time
@CassieKayz
@CassieKayz 4 ай бұрын
aaaaaaaah imi ndini ndega ndirikunzwa zvirikuita Nowero here weduwe uuuuuuuuuuuummmmmmm
@Simonchitiyo
@Simonchitiyo 4 ай бұрын
King of sungura 🎸🎸 ayaayaah
@normanbepura2983
@normanbepura2983 4 ай бұрын
Macheso ndiWinky D weSungura🎉🎉🎉🎉
@Takesure-hn9en
@Takesure-hn9en 4 ай бұрын
Ndo vanhu 2 vanorema plus JP guys
@Dandyman100
@Dandyman100 4 ай бұрын
Thus why we call you king of sungura. Mark ngwazi anoridza sungura. Macheso ndiye sungura wacho🎇🎇🇿🇼
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Mabaya Dede nemukanwa !
@tafadzwabaisheaneni5934
@tafadzwabaisheaneni5934 4 ай бұрын
Ndokuti zvinyowani uku. Munondigonera mudhara
@djnhengas2236
@djnhengas2236 4 ай бұрын
Musateerera vana ngaudonhe tiwane tsotso music itori bho yakadaro makuruwani hamungambofi mafadza vavengi hazvibudi saka regai vawawate
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Simple!!!
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
He has nothing to prove to anyone, he is now just showcasing brilliance and art... He has earned the right to go beyond limits.
@SleepyCoastline-ls7tc
@SleepyCoastline-ls7tc 4 ай бұрын
I think this is the best track so far......all round mwaaaa Ayayaaaaaaah
@NoahNhau
@NoahNhau 4 ай бұрын
Isu hedu mafans ababa Shero kana 1 chatiri kumboona chakashata pamasongs aya, moto wega wega hameno imi moda kuita compare nepwere dzenyu isu bhoo Macheso's music will never die imi tererai henyu pwere dzenyu nenyambo dzenyu ikoko
@lincolnkudzai6269
@lincolnkudzai6269 4 ай бұрын
Wataura zvakanaka apa. Ini ndofarira sungura. Handina kuti muimbi wangu nhingi. Apa pakuziva kwangu Macheso, izvi zvakaneta. Dai akatanga achiimba zvakadai tisingamuzive asina kana ma fans. Apa ane ma fans saka vanongofara kuti aburitsa. Zvinziyo izvi zvingaite makore zvichiridzwa nyika yese sana Chikwambo. Hazvina kure kwazvinoenda. Arikudherera kuti hapana waanokwikwidzana naye
@trynoschirume5820
@trynoschirume5820 4 ай бұрын
Hahaha
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
​@@lincolnkudzai6269it's called evolution, that is why he has 13 high level albums and has a legacy that has endured, it's called variation, that is his greatness ... If you know you know if you don't you don't ... If you don't see the art and mastery in these songs then hausi we music zvachose ... Uri wekushora ne godo ... Don't look for shedia , don't look for any of the songs you have heard before ... Learn and appreciate art. Simple!
@lincolnkudzai6269
@lincolnkudzai6269 4 ай бұрын
@@shiningstartomoro6772 akaimba zvakanaka zvinogara makore zvichirira. Izvi nxt year chaiyo tinenge takurova ana Tafadzwa hazvina zvazvirikureva izvo. WE HOPE 4 DZACHO DZAKANAKAWO. Tirikutodawo kunakirwa iye ndiye arikutijairira kubura zvirikurira izvo. Makambozvionepi Macheso achibura madhaga akadaro rimwe gore
@Stallie-zb7bn
@Stallie-zb7bn 4 ай бұрын
​@@lincolnkudzai6269haa ende unorwadziwa handidi kunyepa kungoti haisi mhosva yako kumusha kwawaka kurira uchinzwa ngoma dze jiti ndiko kuriku konzera kuti unzwe kunaka kwema gitare 😂😂😂une nzeve dze dofo ne brain dze benzi. Thanks ne comment yako.
@victorticharwa7357
@victorticharwa7357 4 ай бұрын
Wonzwa rimwe richiti Macheso apera. Imika !!
@MomentsToWatch89
@MomentsToWatch89 4 ай бұрын
Rinoda kuvhara gwati 😂😂😂
@juniorsucroe
@juniorsucroe 4 ай бұрын
Cheso n winky never disappoint whose with me
@TinotendaChingwa-n8j
@TinotendaChingwa-n8j 4 ай бұрын
Gaffa musarifananidzeeee
@TinotendaChingwa-n8j
@TinotendaChingwa-n8j 4 ай бұрын
But macheso i gafffer
@Royaltechmaintenance
@Royaltechmaintenance 4 ай бұрын
Musanyepere Cheso chibaba kana mazogara
@Dandyman100
@Dandyman100 4 ай бұрын
❤❤❤❤ best song 4 my crush. Yeukai mujuru ndakakuwerengera shaaa haa
@simbarashemutsengerere9933
@simbarashemutsengerere9933 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂 shorts fired
@fredychiramba298
@fredychiramba298 4 ай бұрын
😂😂😂 I hope she is a Sungura fanatic, agosangana necomment iyi pano
@AliMukanyaBayaiPhiri
@AliMukanyaBayaiPhiri 4 ай бұрын
Kkkkkkkkk
@PeterManatsa
@PeterManatsa 4 ай бұрын
Mutakunanzva woyeeeeee
@Tatenda-Zulu
@Tatenda-Zulu 4 ай бұрын
Where is this Agenda of Macheso apera coming from nhay guys ,,this is a hit kani imi aaaah well crafted
@Mulilo24
@Mulilo24 4 ай бұрын
They will find something to criticize 😂
@TrymoreGwidibira-bv2qn
@TrymoreGwidibira-bv2qn 4 ай бұрын
It's coming from matuzvikwende fans
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Pane chakanaka hapashayi Satan. Vagara havasi vedu avo, regai vakadero.
@PeterManatsa
@PeterManatsa 4 ай бұрын
naMacheso tinosvikaaaaa Ayayaaaaaaa
@MolisterLynnDube
@MolisterLynnDube 4 ай бұрын
Uyu hatingamu compare nevamwe vaye vaye ava ndibaba❤❤❤❤🎉🎉🎉
@didakeche5124
@didakeche5124 4 ай бұрын
Jonasi akataura wani...the incomparable
@Admire-dintaloJekeje-mw3fl
@Admire-dintaloJekeje-mw3fl 4 ай бұрын
Kana wakambo berengera kunyenga bby isa like
@DoctorJoshMachakaMachaka
@DoctorJoshMachakaMachaka 4 ай бұрын
Kana uchit baba Shero is King of sungura Isa like
@tineimurimbechi8632
@tineimurimbechi8632 4 ай бұрын
Thank you Mdhara Alick Macheso for this Wonderful Track.My 2024 has Started now
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Mine too ... Inspired!!!
@Buffalobull9
@Buffalobull9 4 ай бұрын
What a well polished job dropped for us...Musaverengere nekuti mukatipa maturika🔥🔥🔥
@simonchitima6089
@simonchitima6089 4 ай бұрын
Mudhara kubvira kudhara.Famba Alicky.
@bonganimfihlokhumalo354
@bonganimfihlokhumalo354 4 ай бұрын
UMacheso is a Doctor of music yes he has been studied I think now sokumele kufundwe ngaye from grade 0- PhD level
@MunorwaTafa
@MunorwaTafa 4 ай бұрын
Ndazwa Bongani Moto muzhinji uyu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@PhilMukuvare
@PhilMukuvare 4 ай бұрын
Yaa umdala Yi skhokho . Uyatshaya kubi .
@timothyhsibanda7869
@timothyhsibanda7869 4 ай бұрын
Abantwana bafunda ngaye kuVPA. Sokunjalo yinkosi lindoda
@LizwiDumani-oo4yv
@LizwiDumani-oo4yv 4 ай бұрын
Hayi umdala lowu uyakhalisa madoda
@andrewkanda6092
@andrewkanda6092 4 ай бұрын
Kumele kube neSubject endgame lake
@tinashecaleb3605
@tinashecaleb3605 4 ай бұрын
😢i'm here listening after ndaverengera chete iye haasiwangu ini handis wake
@ruvimboChitika
@ruvimboChitika 4 ай бұрын
Ndrikushaya kuti ndodikoo ini hngu macheso chibaba
@PeterManatsa
@PeterManatsa 4 ай бұрын
Macheso handimusiye chero zvodii
@mugovemasoso4949
@mugovemasoso4949 4 ай бұрын
Mudhara uyu so ka immm.Waya dzevakomana hadzina kumira mushe.Hanzi nabhururu wangu truck driver azongoona Volvo yava mu 97kmlhr apa achidzika gomo avarairwa nekunakirwa ne waya .Ayaya Ayayaaaa mungu
@PardonTrinityMapedze
@PardonTrinityMapedze 4 ай бұрын
Chesology to the fullest the living legend, king of Sungura ❤
@jerrymarondera2983
@jerrymarondera2983 4 ай бұрын
Uyu mudhara haapere zvekudaro ngoma dzirikupinda zvomene chaizvo
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Mhaaaa!!!
@navaragemuvhavhiki4278
@navaragemuvhavhiki4278 4 ай бұрын
sando dzenyu kuti taaa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@cavansibanda9386
@cavansibanda9386 4 ай бұрын
Uyu ngaatimurege aite zvaanoda nezvemimhanzi...❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@shiningstartomoro6772
@shiningstartomoro6772 4 ай бұрын
Hahahahahaha ... Mapedza!
@clarakingston2255
@clarakingston2255 4 ай бұрын
Yebo yes 🎉❤
KUDZWAI - Alick Macheso
15:15
Samuel Musarika
Рет қаралды 301 М.
Alick Macheso Madhuwe
15:43
ZIM MUSIC CLASSICS
Рет қаралды 194 М.
Каха и дочка
00:28
К-Media
Рет қаралды 3,4 МЛН
How Strong Is Tape?
00:24
Stokes Twins
Рет қаралды 96 МЛН
Zvichada Hama (Kupa Kunopa)
10:53
Alick Macheso - Topic
Рет қаралды 148 М.
Alick Macheso - Kutadzirana Official Video
8:43
Alick Macheso
Рет қаралды 1,9 МЛН
Chikopokopo
11:26
Alick Macheso - Topic
Рет қаралды 79 М.
Sir ALICK MACHESO  Tribute Medley (Cover) feat. Naphtali Chivandikwa & Takakunda Mukundu
9:14
Jose Sax Official (Joseph Chinouriri)
Рет қаралды 559 М.
Teererai
13:00
Alick Macheso - Topic
Рет қаралды 450 М.
Zvichada Hama
10:52
Alick Macheso - Topic
Рет қаралды 116 М.
Mutadzi Ngaaregererwe
15:41
Leonard Dembo - Topic
Рет қаралды 2,4 МЛН
1940 Live4 at Jongwe Corner | Alick Macheso 56th Birthday Celebration
12:15
alick macheso kunyarara zvavo
9:01
billmhlanga
Рет қаралды 737 М.
Dembo Tokumbira kurarama
15:42
Love Monitor sibanda (Shumba)
Рет қаралды 1,9 МЛН