Lawrence Ngwaru & ZCC Shining Stars - Mambo Rairai Shoko(Official video dir by Arshavin)

  Рет қаралды 140,439

Lawrence Ngwaru And The ZCC Shining Stars

Lawrence Ngwaru And The ZCC Shining Stars

Күн бұрын

Пікірлер: 219
@vituhchiever1836
@vituhchiever1836 Жыл бұрын
I don't understand that language ,but this is an excellent job well done I'm from Malawi
@allenshanga9376
@allenshanga9376 Жыл бұрын
Thanks vituh
@talentmapuwei
@talentmapuwei Жыл бұрын
Well done mukoma Lawrence
@kevymazz
@kevymazz Жыл бұрын
come to my inbox i will teach
@TafadzwaMhlanga-n9b
@TafadzwaMhlanga-n9b Жыл бұрын
It’s Shona language from Zimbabwe
@kevymazz
@kevymazz Жыл бұрын
Shona language dm me I will teach you
@margretzvamashakwe-bq5yn
@margretzvamashakwe-bq5yn Ай бұрын
Makapedza basa apa kungoziva kt muri Chitova ndanga ndichida kuisa 1000malikes good message, wakatumwa wakatumwa Nehemiah , nyorai pasi
@vinynskandaradzi
@vinynskandaradzi Жыл бұрын
Gore rinooo 🙌🙌🎧on repeat 🔃 Bhora mberi mukoma Ngwaru , vanhu vachamuziva chete mambo
@jaisonshanga533
@jaisonshanga533 Жыл бұрын
👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏 ndatenda hngu chitova Law master wngu paridzai shoko vanhu vese vazive
@thelmadumba1913
@thelmadumba1913 Жыл бұрын
Ngazviende mberi team Shining Stars 🌟🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 The message is so on point ...ngatiteererei kuraira kweshoko reMuporofita kuti zvigotisunungura isu. Ndapinda mumweya ini nekungoteerera zvinotapira zvakadai. Welldone Law Ngwaru and team💫🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@evanschinyowa181
@evanschinyowa181 Жыл бұрын
Heyyyyyy heyyyyyyyu heyyyyyyyu vakomana vakomana huyai muone zvoita ngwaru haaaaaaaa uyu Moto mhni🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@siphiwekhulamboni4229
@siphiwekhulamboni4229 Жыл бұрын
Maihwiiiiiiiiiiii maflames 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 shinning stars murihuchi maihwiiiiiiii kani ngazviende mberi shinning stars 2023 kutongopinda tichibvira bvira
@jaisonshanga533
@jaisonshanga533 Жыл бұрын
👏👏👏👏👏👏msarasa vnhu vaunavo ava izvi zvave zvinhu makwidza zion pamusoro pezvikomo
@josephchirefutheglittering2793
@josephchirefutheglittering2793 Жыл бұрын
Chitova Law Ngwaru & Shining Stars makabate basa team yangu thank you so much. Rambai makadaro team team tinosvika. 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@rugieiry8767
@rugieiry8767 Жыл бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥🔥 what a great actually I don't understand the language here in Egypt ☺️ but all I can say is aiwa izvi zvakanaka good quality
@visionmashowaire-zl7sf
@visionmashowaire-zl7sf 3 ай бұрын
😅
@marthamasinire8809
@marthamasinire8809 Жыл бұрын
Zunde yakauya ikawodza Mambo rairai shoko yauya kuzorodza asi Nyakutumbura ichauya kuzopodzaaa thank you very much
@jaisonshanga4783
@jaisonshanga4783 Жыл бұрын
Sekuziva kwangu shining stars inogona tamirira nziyo iyi ibude vedio yacho timboona humwe hunyanzvi
@jaisonshanga533
@jaisonshanga533 Жыл бұрын
Well done mkoma Lawrence Mwari akuitirei zvinoda moyo yenyu mafadza nyika yese
@jaisonshanga533
@jaisonshanga533 Жыл бұрын
Chitova gore rino Mwari vanofana kkusumudzai kusvika palevel yepamsoro mandigonera henyu
@jaisonshanga4783
@jaisonshanga4783 Жыл бұрын
Well done good work
@churchofallnationSA
@churchofallnationSA 5 ай бұрын
I’m coming to Zion…. This is so touching,I’m falling in love with this church,this one is the real Zion 🙏🏻
@benkasinganyare2962
@benkasinganyare2962 Жыл бұрын
Ndatenda Zion...🙏
@fionamakuvireMusic
@fionamakuvireMusic Жыл бұрын
Everything was on point Musamunyofura Nehemiah 😀😀😀😀😀🤩🤩🤩🤩
@phillipmatashu
@phillipmatashu Жыл бұрын
Haaaaa this video chr ndiri ku hope ndongonzwa richi player munzeve dzangu shining stars to the fullest
@KudakwasheBrendonMusoni
@KudakwasheBrendonMusoni 10 ай бұрын
Taking Zion to the world and the world to Zion😊
@preciousmutete9864
@preciousmutete9864 Жыл бұрын
Zvitova zvangu ndozvirikurira mazuvano😍😘😘😍😍😍
@merymutero8400
@merymutero8400 Жыл бұрын
Yooooooooo ndashaya mashoko ekutaura ini nokunakirwa
@PortiaMarumahara-zh1bu
@PortiaMarumahara-zh1bu 9 ай бұрын
Good job my homeboy Na bestie wangu Lilian Zanga Aiwa bestie your voice is on top notch
@gideonmutombe3492
@gideonmutombe3492 Жыл бұрын
Mukoma Lawrence this video is amazing ❤❤❤❤❤❤❤❤keep doing good job
@tafadzwanzuwa6496
@tafadzwanzuwa6496 Жыл бұрын
Maiweeeeeeee haaaaa nice one Shining stars 🌟 bhora mberi muri sugar mhani imi infect muri.huchi chaihwo nyanyest 💥💥💥💥💥
@tatendachazireni5370
@tatendachazireni5370 11 ай бұрын
Amen dankei Zion shoko ramwari wamoyo ngaripinde muhana dzedu pasina kunyofora
@esaumhuru6766
@esaumhuru6766 Жыл бұрын
Yaa pakabatwe basa apa keep shining Ngwaru
@jaisonshanga533
@jaisonshanga533 Жыл бұрын
👏👏👏👏👏 zvakarongeka izvi chitova ndicharamba ndinemi
@trustmurove8896
@trustmurove8896 Жыл бұрын
Well done Shinning stars, ngazviende mberi, musaneta kuita zvakanaka
@SleepyFjord-cj5qk
@SleepyFjord-cj5qk Ай бұрын
Huya uone zvoita vazukuru vako samere weldone braa
@bonkieman
@bonkieman Жыл бұрын
Everything on point Mr Ngwaru and The Shinning Stars. Ko kuchena ahhhh zvakarongeka izvi.🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@elderdelismagigwani508
@elderdelismagigwani508 Жыл бұрын
Haaa makatova vakomana iih munodadisa
@shankohpnashiewellieking
@shankohpnashiewellieking Жыл бұрын
Ndatenda hangu basa guru 0:33
@simbasimba2047
@simbasimba2047 Жыл бұрын
Ndaiti ndini ndoga ndazviona have ndakuuyawo kuzcc ini aaaa
@denzelchinebanga9219
@denzelchinebanga9219 Жыл бұрын
Dankiee dankiee on behalf of all Engineers we have approved this masterpiece 🔥✔️
@arrabelmusinawakematekenya1562
@arrabelmusinawakematekenya1562 3 ай бұрын
Well done guys . Mambo rairai shoko
@jaisonshanga4783
@jaisonshanga4783 Жыл бұрын
Tinoramba tichiti mambo rairai shoko
@nyikamakorose6457
@nyikamakorose6457 Жыл бұрын
Well done Mr Lawrence Ngwaru and Shining Stars ngazviende mberi manake boi
@kelvinkampinya8924
@kelvinkampinya8924 Жыл бұрын
Cheñjera mutongo unorema well done shinning Star🌟
@beaularmadhimba8788
@beaularmadhimba8788 Жыл бұрын
Amen kukoma vangu song iyi makairova seri nese
@mao5mulatie
@mao5mulatie Жыл бұрын
Weldone weldone Ngwaru makarongedza manzwi apa
@stevenvhimba372
@stevenvhimba372 Жыл бұрын
Well done master batai ngoma chirikubvira I chiii 🔥🔥🔥🔥
@nyashamoyo2543
@nyashamoyo2543 Жыл бұрын
well done 👏 low ngwaru mwari ngava wedzere masimba
@perfectjeke3024
@perfectjeke3024 Жыл бұрын
This is wonderful. Keep up the good work shining stars
@estherchiturumani9386
@estherchiturumani9386 Жыл бұрын
Well done guys makabika imi chiregai tidye
@noahngwenya5414
@noahngwenya5414 Жыл бұрын
Yah makabata basa apo rambai makatsika ipapo well done shining star
@gracemandiya8631
@gracemandiya8631 Жыл бұрын
Icho 🔥🔥well done shinning stars.
@lawrencemtava6926
@lawrencemtava6926 Жыл бұрын
Verry sweet Ndonzwa kuda kuchinja mutupo ne surname zita ndiri safe kkkkkk🔥🔥🔥🔥
@lukeratuvhunya1116
@lukeratuvhunya1116 Жыл бұрын
Well done Mr Ngwangu good message 🙏🙏🙏💯
@monicachinamatira1215
@monicachinamatira1215 Жыл бұрын
Well done shining star munodadisa
@lodwindube9655
@lodwindube9655 Жыл бұрын
Wooowooo Zion Zion munitigoneraa
@juniorchikandemufudzi4618
@juniorchikandemufudzi4618 Жыл бұрын
Keep on it, Dhankie Zion commented from Mozambique
@chrispendziripi9473
@chrispendziripi9473 Жыл бұрын
Excellent shining stars keep the fire burning 🔥🔥🔥🔥
@rosemarynemananga3340
@rosemarynemananga3340 Жыл бұрын
hokoyooo💯💯pakabatwa apaa
@coniliouschinhara3773
@coniliouschinhara3773 Жыл бұрын
Mambo Rairai Shoko 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@PatrickChigwende
@PatrickChigwende 7 ай бұрын
Haàa team zcc munogona henyu keep doing good work guys
@preciousjerera2899
@preciousjerera2899 Жыл бұрын
Number1 shinning stars Mambo rairai shoko
@jeffreymurega-uj6bd
@jeffreymurega-uj6bd Жыл бұрын
Excellent, Ngoma renyu riri cool n vedio rakabuda
@kudziemanmalanga5389
@kudziemanmalanga5389 Жыл бұрын
Mwari ngavashandirwe bhora mberi
@ruvimborukodzi5705
@ruvimborukodzi5705 Жыл бұрын
Well done Master and Team Cpt 💙
@superchitova3779
@superchitova3779 Жыл бұрын
Welldone makabata basa nomazvo
@oishiillovo5426
@oishiillovo5426 Жыл бұрын
It's on repeat 🔁🔁🔁🔁
@ishmaelishmaelmuneri7782
@ishmaelishmaelmuneri7782 Жыл бұрын
Good teaching through your songs keep it up ZCC Shining Stars
@tatendamapuranga4716
@tatendamapuranga4716 Жыл бұрын
Well done shining stars That's a masterpiece
@nyikamakorose6457
@nyikamakorose6457 Жыл бұрын
Zion Ikhaya Lami yafara nebasa ramakabata 🤞🔥👌
@beaulartembo108
@beaulartembo108 Жыл бұрын
Keep it up guys🔥🔥🔥🔥🔥
@sharonmpofu2394
@sharonmpofu2394 Жыл бұрын
Great job done shinning stars, the messege is explendid. Keep up the good work 🔥🔥🔥🔥
@vimbayimangena1754
@vimbayimangena1754 Жыл бұрын
Amen shoko rinoramisa
@christkadziya
@christkadziya Жыл бұрын
Fambai Chitova ⚡🔥🔥⚡
@collencolletkefasichimbidz6411
@collencolletkefasichimbidz6411 Жыл бұрын
Amen. So touching. Good creation mukoma Law and Shining 🌟
@ArnoldMakwenjere-zu8wu
@ArnoldMakwenjere-zu8wu 4 ай бұрын
Nyaya haasi yaNehmia kana yaSamere ndeya Kristu,ndosaka Jeso akati pana Matthew 8v20 dzinemwena asi mwanakomana haana paanga tsamidza musoro. Shiri dzekudenga madhimoni, mhungubwe vashumiri vadhiabhurosi ,kutsamidza musoro ,vane vanhu vanotenda nhema dzavanoparidza asi Jeso achishaiwa vanhu nemhaka yeyi?
@emildamakore1123
@emildamakore1123 Жыл бұрын
Well done de Shinning stars 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@paidamoyo7432
@paidamoyo7432 Жыл бұрын
Wow wow well done team zvodadisa izvi😇😇👏👏
@shankohpnashiewellieking
@shankohpnashiewellieking Жыл бұрын
Pakabatwe basa ,this is so perfect
@nomatterchimwai8953
@nomatterchimwai8953 Жыл бұрын
Well done my lovely brother.This is awesome
@mitchellkonde1234
@mitchellkonde1234 Жыл бұрын
Well done shining star keep it up
@rumbidzainemangwe8394
@rumbidzainemangwe8394 Жыл бұрын
Mambo vanoraira Well done shingstars
@portiamarumahara3039
@portiamarumahara3039 Жыл бұрын
Good job home boy wangu
@ashtonziyambi4627
@ashtonziyambi4627 Жыл бұрын
Umm well done ngazvipinde munzeve
@phillissiwela7606
@phillissiwela7606 Жыл бұрын
That's any amazing Job keep it up
@bequickmutero908
@bequickmutero908 Жыл бұрын
Zvinotendwa keep going guys
@gracemandiya8631
@gracemandiya8631 Жыл бұрын
Icho... 🔥🔥🔥well done shinning stars
@andydendere9291
@andydendere9291 Жыл бұрын
On behalf of all MaZion we approve 👌 the master piece is awesome
@sharlynsambani4466
@sharlynsambani4466 Жыл бұрын
Job well done shining
@vitalismoyo2292
@vitalismoyo2292 Жыл бұрын
Uniform yakanaka zvayo kana yakapfekwa zvakanaka kwete zvekungoturika zvatoona kuno,othrwse gud mesge...
@SvosveMbire
@SvosveMbire Жыл бұрын
This is awesome. Ngaridhumhe Zion.
@maromongundu7036
@maromongundu7036 Жыл бұрын
Famba Zion mazion munondokomborera ndobva ndafunga tabero mahusvu tirimasvowani
@luckymumbijo5166
@luckymumbijo5166 Жыл бұрын
Ndadzoka pane mfaro panooooooooo
@giftmoyana8879
@giftmoyana8879 Жыл бұрын
Keep it up Shining star 🌟
@luckymumbijo5166
@luckymumbijo5166 Жыл бұрын
Shoko kuvanhuuuuuuu
@MarryJoni
@MarryJoni 5 ай бұрын
Hoyooooo mwana wako
@tazvityasamunawo3856
@tazvityasamunawo3856 Жыл бұрын
Well done guys keep it up
@christinanomsamashaba1981
@christinanomsamashaba1981 Жыл бұрын
Zion ngarifamba⭐
@raphaelmuneri6420
@raphaelmuneri6420 Жыл бұрын
well-done Chitova and team handei naro Zion
@lindamucha6154
@lindamucha6154 Жыл бұрын
Unozodeyi 🔥🔥🔥🔥🔥
@MthethwaMunga
@MthethwaMunga 4 күн бұрын
Zion to the world
@brizzmoredoc9607
@brizzmoredoc9607 Жыл бұрын
Famba Zion. This is excellent 👍👌
@talentziwacha646
@talentziwacha646 Жыл бұрын
Excellent shining stars
@shepherdmapfumo3002
@shepherdmapfumo3002 Жыл бұрын
Mafamba hamaweee good job
@natalieshava7758
@natalieshava7758 Жыл бұрын
Hoyooooo 🔥🔥 well-done guys
@pepukaichinhara612
@pepukaichinhara612 Жыл бұрын
Amen fambai Mari shoko
@jaisonshanga533
@jaisonshanga533 Жыл бұрын
👏👏👏👏mainda nenyika master
@rumbidzainemangwe8394
@rumbidzainemangwe8394 Жыл бұрын
I'm here waiting
@mitchellmudzingwa812
@mitchellmudzingwa812 Жыл бұрын
Well done shinning stars 🌟
Prince Chigwida - Ndireverere Ndipone (Official video)
7:03
Prince Chigwida
Рет қаралды 1,5 МЛН
Lawrence Ngwaru & ZCC Shining Stars - Nyakutumbura (Official 4k Video dir by Toisen)
5:59
Lawrence Ngwaru And The ZCC Shining Stars
Рет қаралды 55 М.
How I Turned a Lolipop Into A New One 🤯🍭
00:19
Wian
Рет қаралды 10 МЛН
Watermelon magic box! #shorts by Leisi Crazy
00:20
Leisi Crazy
Рет қаралды 104 МЛН
Lucky Chikuwa - Wademba Sei - Official Video
9:35
LUCKY CHIKUWA & THE Z.C.C MBUNGO STARS
Рет қаралды 75 М.
Nyika Makorose - Mwari Une Zuva Raachazviita(Official Video)
6:15
Nyika Makorose
Рет қаралды 168 М.
Ndire ndire  live in NorthHampton uk
4:48
Mike Makaya
Рет қаралды 544 М.
Hamuna Moyo
10:15
Obert Chari - Topic
Рет қаралды 11 М.
Lawrence Ngwaru & The ZCC Mbungo Shining Stars - Zunde Ramambo(Official Video)
7:18
Lawrence Ngwaru And The ZCC Shining Stars
Рет қаралды 189 М.
LUCKY CHIKUWA & THE Z.C.C MBUNGO STARS - Nyika Ino Ichatongwa #ZCCMBUNGO
10:49
LUCKY CHIKUWA & THE Z.C.C MBUNGO STARS
Рет қаралды 120 М.
Z.C.C Mandadzaka Hq Harare Town Cooperation
5:10
Zion Christian Church Mandadzaka HQ
Рет қаралды 125 М.
Chief Shumba Hwenje - Nditakure Ft Obert Chari (Official Video)
5:54
Chief Shumba Hwenje
Рет қаралды 2,5 МЛН
Lucky Chikuwa - Makamuziva Sei - Official Video
9:22
LUCKY CHIKUWA & THE Z.C.C MBUNGO STARS
Рет қаралды 45 М.
How I Turned a Lolipop Into A New One 🤯🍭
00:19
Wian
Рет қаралды 10 МЛН