The way comic elder explains 😂😂😂haaaa anondivhura 😂
@PeggyMudzimu2 ай бұрын
The Shangani bag is your tool of trade Elder, haurisiye pama skits ako 😂😂😂😂❤🎉
@anesumharapara7535Ай бұрын
Varume, touraigwa munho nhasi😅
@HastaPV2 ай бұрын
😂🔥
@TatendaNgazaАй бұрын
Haa combination iyi umwe anoitwa vhayorensi inosemesa chete😂
@2BG5702 ай бұрын
NHAI comic elder ko Vakomana makazoita sei yainakidza Wani ndaida kuzoziva Kuti Mwana wa Mukonde chaiye ndiyani kkkkkk
@vandier83882 ай бұрын
Taura hako
@MutenhaFam32 ай бұрын
Ndozvavari ava ,vanotanga zvavasingapedze , that's Nijo remain the GOAT in this game Vakatomboita bogus police ikaperera panzira , house keeper , vakomana , now ichochi choperera panzira nxaaaa
@nyarie19972 ай бұрын
@@MutenhaFam3muri kuvasponsor here
@rosebertmutsunge38312 ай бұрын
Shuwa
@margaretchinowaita28522 ай бұрын
@@vandier8388
@AlettaChiyangwa-xd1ex2 ай бұрын
Kkkkk zvinongoda kushinga haaa leeee 😂😂😂😂
@Stepler552 ай бұрын
Lee vaneTalent hombe rekugona kunyepedzera kudzungaira 😂 Cant wait to see a skit richaincluda maactore ese Nyarie Danie comic pastor et elder mama vee nijo gamue patricia bhutisi kedha Chamisa
@baba_thanos2 ай бұрын
Mbanje dzinoputwa na Lee ndodzidawo 😂😂
@lavicknguwo27812 ай бұрын
Zvirisei sei yaLee😅😂
@tsitsi19742 ай бұрын
Lee ka 🤣🤣. I come to this channel for stress relief
@NyashaNhinga2 ай бұрын
😂😂Mari muzibag Lee😅
@gombanyasha48682 ай бұрын
Usaite sewakamedza benzi😅😅😅😅Mai kilifodhi
@tapiwap2 ай бұрын
Haaaa idzowo nyaya dzekutestwa dzinotyisawo but boe 😂😂😂😂
Comic elder ndomufarira but dambudziko haapedze ma series ake,bogas police yakasiwa panzira,landlord futi ikasiwa,vakomana yakanyararwa,house keepers ngoma ndiyo ndiyo
@fylasmandaza19282 ай бұрын
😂😂 ko Lee zvaunoita unozviwanepi kkkk
@timothysithole48172 ай бұрын
😂😂😂😂😂 hatina zera newe lee
@RovaiNyamhunga-q6c2 ай бұрын
Hoyooo mukoma Lee
@gombanyasha48682 ай бұрын
Munhu akamedza dofo akaita sei😂😂😂Mai Kili😅😂
@Proudrichman2 ай бұрын
Keep it up ❤
@takudzwaruchiyo27092 ай бұрын
Haaaa elder 😂😂🙌 ndabvuma
@shawndylan49662 ай бұрын
At least abuditsa mari yakwana😅😅😅
@CourageRushambwa-lo2df2 ай бұрын
Ichooo Tanga tachisuwa 😂😂
@clemencefombe75422 ай бұрын
😂😂😂hanzi mari dzacho dzedxir tricky
@SeanTadiwanashe-ug6dk2 ай бұрын
Lee waurikuti zviri sei sei ndiani nhai😂😂😂😂
@MichelleMukandi2 ай бұрын
Mudava for mudavanhu😂😂😂😂
@MutenhaFam32 ай бұрын
Problem munotanga zvamusingapedze , that's why Nijo remain the GOAT in this game Vakatomboita bogus police ikaperera panzira , house keeper , vakomana , now ichochi choperera panzira nxaaaa
@tinashehilton85042 ай бұрын
taura hako zvakubhowa
@teepee90Ай бұрын
Ko here kubva mubag inokandwa patable here veduwee kana zvakanzi kune chadonha
@teepee90Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Comic ayi sarenda advice kuvakomana ma1 apa iye akuda kutotangawo
It's not cheap but zim market forces you to under charge and the price inoenderana ne result you'll be a licensed driver asi usingagone kudriver kwacho 😂😂😂 that's why vese vakaenda kunze can't even drive nanhasi