Pese pandonzwa beat iro, ndobva ndadya mari ye stand
@ceejambsvlogs5245 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣Haa saka paita dambudziko kkk
@brytmaposa99412 жыл бұрын
nice video bro jus the music is a lil too bhawa no offence try something melo
@ceejambsvlogs52452 жыл бұрын
Ok king
@user-ch2pq7qj3y2 жыл бұрын
Rakizhari nop...dzakangoreba chete , mugwagwa hainakugadzirwa motandinogaro gesesa mazuvaese zhinji hadzinakana mapuru etc. Mukati hatimbotaura. Hamuna rakizhari munyika, kunzekana tichishayiwisisa...munhu wekunedzakanaka akazotsvaga pa indaneti vara iri anotoseka.
@ceejambsvlogs52452 жыл бұрын
KKKK Makatsamwa Tsano!
@user-ch2pq7qj3y2 жыл бұрын
@@ceejambsvlogs5245 Kutsamweyi zvangu handifari muchizviisa pamusiri...vanohora marii vanhu 1000usd-23000usd pagore saka dzimba dzinofanirawo kuita 10Kusd - 230Kusd hadzifanire kudarika ipapo. Rakizhari ??, inengeyavakwa nenyanzvi papinda mari yakawandisa usd800K+ ndedzema dhipuromati ekunze etc rokari bel air.
@brytmaposa99412 жыл бұрын
well put...i fear pointing these things out..a big house is not luxury zvekudaro...penthouses are small but to tier. roads hatitaure i wld never build a house in tht area even if i picked the money
@ceejambsvlogs52452 жыл бұрын
@@brytmaposa9941 Feel free to comment what you want bro . We cannot run away from the truth kkk. Glen Lorne has good houses but the security is very tight I couldn't take videos
@brytmaposa99412 жыл бұрын
@@ceejambsvlogs5245 you doing a great job bro no hate it jus pains to see kakusaromgeka like soon toita sedzimba.dzepama nigerian movie..macompound hahaa