Maybe he introduced him to the industry late...but who knows Keep pushing bro mwana wenyoka inyoka
@tanakasiwawa61503 жыл бұрын
Kuvapa mukana wekukura voita machoices... Kuvapa magitare vari vadiki brain dzaibva dzatongotadza kugaya chero zvimwe.... They cn play guitars as well so with a bit of coaching vanotoita bhooo
Jus give him time guys hapana munhu akangotanga nekugona macomments enyu ari bhoo chaizvo zvichaita kuti agadzirise and become perfect
@flociewavaswera50125 жыл бұрын
Uhmmmm ndashaiwa kana remuromo baba venyu zvavanoimba wani imi makutokanganisa music yavo ahhhhh ndagumbuka chaizvo
@nyowana6 жыл бұрын
arikutambiswa number isiriyake chete, maybe he is good paGitare or Mbira. kkkk Remember nowero show yaipera usina kana kuona zino rake.
@mercymabhande46896 жыл бұрын
kkkkk uuuhm pamwe ukabvisa hat zvogona kuita
@letwinmushore18286 жыл бұрын
Aaaa ngaaite zvimwe zvekuimba ndezvababa vake Uuuum song iyi yabva yaipa
@stanmanduna22493 жыл бұрын
Ngavamboita marehearsal naye asati auya pastage
@maktech70303 жыл бұрын
Anga akadhakwa uyo kkkk
@marcjayden72616 жыл бұрын
Waumoyoooooooooo iiiii imika kkkkkkkk
@trustrudhumbugurajena4113 жыл бұрын
hana energy hakusi kwake
@anthonykaonga81064 жыл бұрын
Machesos son seems to be shy if this is only how good he can sing then he is not talented and he cant attract fans as his father does. He need to pull his socks up otherwise he will not be able to keep his fathers legacy. As for Tongai junior am speechles this young man has alot to offer his father would be very happy to see this may his soul rest in peace Dewa
@WokeAfrica5 жыл бұрын
Very entertaining. Ndafa nekuseka senge pa 05:57 woyooooo ohhh🤣🤣🤣
@letwinmaduveko57275 жыл бұрын
Jay Maq maihweeeee kunge akadzipwa nhaimi kkkkkk haaaaaaa dead
@blackjewbreedlove10085 жыл бұрын
this guy to b honest zvemimhanzi hazvisi muropa .mayb he is in to other genres like RnB not Sungura kkk
@colacanechitsike45314 жыл бұрын
Sure bt kanobata gitare zvakaipa hako
@spiwenyamz16996 жыл бұрын
Big no dude ita zvimwe chegitare hachisi chako ndecha baba
Yoweee yoweeee ndozviiiko zvinongoda Sulu akaita luck akasimudzirwa naDr Tuku nekuimba kunoita Macheso ukuu mwana wake haugoni zvachose that's rubbish
@tafaliciuosmazy92606 жыл бұрын
ngaatengese aguma kkkk
@dianamamoyo436 жыл бұрын
Shaaaa zvemagitare sandizvako find something else to do. But who knows practice makes makes perfect Peter Moyo was like this at the beginning but now he is much better
@pierro4ever5296 жыл бұрын
ihwayi iyo hapana chozivikanwa apoo
@lovemorebanda47196 жыл бұрын
pierro 4ever hahaha haaa akomana haikonai kudaro
@seberstanemudakuvaka7136 жыл бұрын
Kkkkkkkk hadzikwanise idzi
@mollinemadhananga94786 жыл бұрын
wazama mupfana shingirira unosvika chete pana ba sharo
@fionarunda81036 жыл бұрын
like father like son
@bethwellmthethwa37886 жыл бұрын
Maiweee cheso power power
@simeonmasocha51956 жыл бұрын
Ukuti havagone vese ka
@fionarunda81036 жыл бұрын
simeon masoja ahh verenga Vakanaka mhani wewe
@simeonmasocha51956 жыл бұрын
fafa mgiga ndoverengesa,haungandiudzi zvekuverenga zve iwe
Dai baba Shero vararama nekusingapere. Apa hapana zviripo. At least Dewa akatisiita Peter. Of course he is not Dewa but unotomboteerera. I’m not a fan of his but Zvirinani
@navisonphiri94936 жыл бұрын
Kkkkkkkk I think dzinodriver truck dzanga dzambopaka dzichirefresher not kuimba chaiko umm
@jiksmpanduki31206 жыл бұрын
Struggle is real ...
@sashanomvulamandere2506 жыл бұрын
Simudza kuti zvifanani nababa Sharlo#prove
@Milton6406 жыл бұрын
Shingirira zvinoitachete
@peterpeter72565 жыл бұрын
Hazvimo mavari vakomana ava kkkkk
@alvinmushayi90306 жыл бұрын
Duzvi rake
@carolinesibonginkosimunjer52826 жыл бұрын
Ukatonoita hako law unotofa ne bag pane izvi haa maya