If mapurisa ati tichakudaidza then nyaya yosvika pakuenda ku court wonzi hauna nyaya hapana humbowo,it means you were cleard imwe mitemo yoda vanoiziva ,vakawanda vanosvikonzi dismissed pasina kupihwa any judgement it happens a lot munhu atoenda
@Dbm-xw3pz5 күн бұрын
Ndo judgement yacho iyoyo inenge yakatonyorwa kunzi case dismissed.
@pakhanimhazo3472 күн бұрын
Case dismissed ndiyo judgement yacho zve. How can you say kune ma cases anonzi case dismissed pasina judgement? He must bring the written judgement yacho yakanzi case dismissed
@firstlady26716 күн бұрын
Kuti munhu afirwa onzi abhadhare is a joke. Zimbabwe tirimadununu ekupedzisira.
@RudoMukombe6 күн бұрын
Kwedu hazviko kwamurewa ndatozvionawo pano vanhu varikuchema Moda fty mari
@gratianopaulkariwo-pt6ku6 күн бұрын
Kwedu kwaRusape Kuma resettlements kune masabhuku ekuisira zviriko yaimbove pondo ukafirwa now ya$5