MADZIBABA MASANGO DISCUSSES MADZIBABA ISHMAEL ARREST, ZIM PROPHECY, APOSTLE CHIWENGA & CENTRAL LOCK

  Рет қаралды 77,686

Point 5 Creative Studios

Point 5 Creative Studios

4 ай бұрын

MADZIBABA MASANGO DISCUSSES MADZIBABA ISHMAEL ARREST, ZIM PROPHECY, APOSTLE CHIWENGA & CENTRAL LOCK
ROAD TO 50K subscribers ❤️❤️
Please don't skip ads.
SUPPORT THE CHANNEL
Donate from $5
www.paypal.com/paypalme/point...
✅ POINT5 MEMBERSHIP / @point5creati. .
Don't forget to subscribe and follow us on all our social media
Please follow us on all our social media platforms:
/ point5creat. .
/ point5creatives
Join this channel to get access to perks:
/ @point5creativestudios

Пікірлер: 185
@MagrettHwari
@MagrettHwari 3 ай бұрын
Ndovanhu vangavachatotirena masoja avo like Gokaharamu ende maizotoona hondoyataka ndozvaaitoronga hamuoni kutiaitopamba vanhu munhu uyu imi mugere muma office atozoti President vakafa kkkkkk ndinindavakutonga pakaipaapo
@josephined8931
@josephined8931 3 ай бұрын
Ichokwadi chawataura Margaret, uyu munhu anga atomutsa Bhokorama chaiyo uye yakatopenga hondo ya vanhu ivava, vakamurega vatouraya nyika because even kidnapping ari kuita munhu uyu
@JoyfulMarozhe
@JoyfulMarozhe 3 ай бұрын
Masango wenyu uyo murikupedzera vanhu nguva haasi mupostori musatinyepera mese ipapo mabhadharwa kuti ayise advert yeuroyi
@ryanj6093
@ryanj6093 3 ай бұрын
Chiwenga was attacking your doctrine madzibaba masango, defend your doctrine.. Scripture madzibaba!
@elnmng1174
@elnmng1174 3 ай бұрын
Mapositori mwawandisa ngekuda hukuru and vazhinji vacho vanozvita Maporofita in'anga vanoshandisa mishonga
@user-uq2ou1nb5j
@user-uq2ou1nb5j 3 ай бұрын
Siyano yaApostle Chiwenga nemamwe maporofita ndeye kut Chiwenga anovhura magwaro uye vanotaura chokwadi nemudzi wacho havabhabhadziri munhu zvamajaira zvekubhabhadzirwa muchinyeperwa nemaporofita vachiba mari dzevanhu
@user-ny7pl2zg9m
@user-ny7pl2zg9m 3 ай бұрын
hakuna chinonzi GO BACJ TO SENDER kumunhu anonamata ASI MUROYI chete ndiye anodzorera chakaipa to chakaipa ,Masango mupwurwa chaiwo ,ku locker munhu hwuroyi Masango in'anga,i respect FT
@softaz2447
@softaz2447 3 ай бұрын
Musanyepere church yekwamarange iwe masango
@ralphchimbaira1755
@ralphchimbaira1755 3 ай бұрын
Uyu Masango wenyu muroyi uyo
@MosesjoeLungu-tb1ht
@MosesjoeLungu-tb1ht 3 ай бұрын
Imhata
@vulasingene638
@vulasingene638 3 ай бұрын
Mind your language,we need solution to a problem...​@@MosesjoeLungu-tb1ht
@user-bf1hd6uk1d
@user-bf1hd6uk1d 3 ай бұрын
Mapositori avakutotyisa veduwee ndimo matozara masatanists nguwo chena idzi dzaiyera kare ikozvino dzakushandiswa ne zvikwamba chiii nhai mapositori dzikerai pachinamato chenyu chekare kwete mahumbwe akuitwa ikozvino makutamba na Mwari.
@user-hc4ft4qm2d
@user-hc4ft4qm2d 3 ай бұрын
Wandigonera DJ Holly
@RuvaraShe77
@RuvaraShe77 3 ай бұрын
Dr Ian Ndlovu's prophecy coming to pass
@user-wq4cq4pj6b
@user-wq4cq4pj6b 3 ай бұрын
Sure vakazvitaura
@marthamtetah1518
@marthamtetah1518 3 ай бұрын
😅​@@user-wq4cq4pj6b
@sammysammy2887
@sammysammy2887 3 ай бұрын
​@user-wq4cq4pj6b mu Zim yangove prophit nhingi, prophit nhingi so many people are suffering from anxiety looking for a quick fix to what's going on around them. Mental health issues are real, mental healthy issues doesn't mean kupenga.
@memorygoche2574
@memorygoche2574 3 ай бұрын
Vakazvitaura riinhi
@tamariemusangeya-magaisa8281
@tamariemusangeya-magaisa8281 3 ай бұрын
The biggest mistake is believing in a prophet first and God second. You believe in God first and have a relationship with God so that you develop a spirit of discernment to know an evil prophet from a good one.
@user-ms5lv1en8u
@user-ms5lv1en8u 3 ай бұрын
Amen chokwadi chaicho
@joycemagariro3613
@joycemagariro3613 3 ай бұрын
Holy Holy Holy okay
@user-mp5lq1jp8j
@user-mp5lq1jp8j 3 ай бұрын
Postori dzazonyanya kuwandisao same applies nema Pentecostal munhu akafunga business akutanga church 🤦‍♀️Mwari pindirai
@lloydnechipani2376
@lloydnechipani2376 3 ай бұрын
Madzibaba Masango is very civilised. That's why he is successful. Even his businesses are really cool
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 3 ай бұрын
What business does he do?
@lloydnechipani2376
@lloydnechipani2376 3 ай бұрын
@l.a.t.dm.d.w5582 he run a very Successful transport business both kombis and trucks.
@user-rf9ch2px5c
@user-rf9ch2px5c 3 ай бұрын
Howzit dj holy ini ndino pinda kwama range hakuna mukadzi anopihwa munhu musikana anoto nyegwa oto ramba woto zama umwe wonyenga kuswika wadiwa vanonyepa madzi baba vako ava ngava taure zvekuma sowe kwavo kwete ku nyepera mamwe ma sangano
@ntombiyekhayarejoicesiband3625
@ntombiyekhayarejoicesiband3625 3 ай бұрын
In which book and verse in the Bible does God talk about central locking. Hapana zvaMwari zvakadaro chave chin'anga icho. Mweya wetsvina.
@AleckTaruguta
@AleckTaruguta 3 ай бұрын
Ngaangotaura kt in'anga hapana zvaMwari apa
@juliamhurirotapera1322
@juliamhurirotapera1322 3 ай бұрын
hakuzikuroya here uku
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 3 ай бұрын
Hongu huroyi
@justicewhite-yf8pe
@justicewhite-yf8pe 3 ай бұрын
Pure Witchcraft
@tafadzwakasere402
@tafadzwakasere402 3 ай бұрын
Masango ndewe mumwe futi
@user-sm1pj5jc7o
@user-sm1pj5jc7o 3 ай бұрын
Madzibaba masango vanonyepa ndimi mukutevera ipapa
@artplumberschris9531
@artplumberschris9531 3 ай бұрын
Nemweya wanna waunawo iwewe ndewengoma ndosaka uchifinga kuti unofanira kupa church mutemo kana iri Church ya Jeso Christo zvakare Church chaiyo yaMwari haiudziwe zvekuita ne nyika kureva kana hurumende kana uchitumwa naMwari hauzowanikwazve iwe uchitumwa nehurumende nekuti nyika haitonge Church asi Church inotonga nyika Type dzenyu mungori nyoka dzingori ne handover dzakasiyana kuti iyo inyamafingo, iyo ndimaserwe, imwewo imhungu asi mungori nyoka zita rimwe chete Church chaiyo ya Jeso hapana pane church dzenyu munofanira kutovhara mabanya enyu iwayo mutendeuke hama nguva iripo True deliverance hakusi kutenga imba kana bhai, True deliverance kuziviswa chokwadi The truth shall set you free Mirai zvekuonererwa nemweya yetsvina iyo irikukushandisa muchibira vanhu handizvo zvega!!!
@user-cw7xo9ni4h
@user-cw7xo9ni4h 3 ай бұрын
Siyana na chiwenga .go and lock him up or hanti une power here iwewe.
@user-dp4ys4bn6x
@user-dp4ys4bn6x 3 ай бұрын
Usatsigira zvekunyepa iwe tarisai now chokwadi chakubuda now iye masango ndiye umwe futi tsotsi
@user-ms5lv1en8u
@user-ms5lv1en8u 3 ай бұрын
Zvinhu zvekunamata Mwari hazvide ba kubatirira pavanhu minana iyi ndoiyikuteverwa but remember kuchava necaporofita venhema vanoti ibva apa rigoenda so ngatishumirei Mwari mupenyu huye tidzidze kuzvipfugamira pachedu vaporofita ava vazhinji ticharaswa nawo
@innocentchaleka271
@innocentchaleka271 3 ай бұрын
Masango i n'anga iyo
@user-nw9rd4cz1e
@user-nw9rd4cz1e 3 ай бұрын
Masango munoshandisirei mbiya nematombo imi muchizviti muripostori matombo ,nembiya nezvechishanu imi itai zvechipostori zvoenderana nehosho dzenyu,komodirei kusanganisa zvinhu fanika n,'ganga ityai denga imi
@user-sg7jn5mq8w
@user-sg7jn5mq8w 3 ай бұрын
Vanhu vakaona Kuti zveun,anga huchabhadha so regai tiite zvemasowe idzo dziri n,anga dzinouraya vanhu
@HanaPhiri
@HanaPhiri 3 ай бұрын
Mapositori vanotota masimba Kuna sekuru kafera vanoporofita nezvikwambo
@freemanshereen5277
@freemanshereen5277 3 ай бұрын
Masango ininyo yemunhu, akandibira mari yangu paBulawayo apo 2019. Urimkosho wanzwa, kaninyo kamai wako kakapera nenda
@HanaPhiri
@HanaPhiri 3 ай бұрын
Kkkkkkkk
@ernestmutero6155
@ernestmutero6155 3 ай бұрын
Uyo masango iyeye arikutaura arikubuda apo pachi shedhi apo haasi mpastory ,ndine nyaya dzandoziva paBikita apoo pamusoro pake ngaararare panoraura mapostory
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 3 ай бұрын
Haa paku lock azvisizvamwari ndezve n'anga mwari akuti vanhu wandai imi makutovhara ma door
@innocentchaleka271
@innocentchaleka271 3 ай бұрын
Masango in'anga iyo , hapana chaMwari chozivikanwa , one day mishonga yenyu ichafumuka
@FurmucationMaster
@FurmucationMaster 3 ай бұрын
Siyanai naApostle Chiwenga imi hamuna kana verse zvayo chenyy kubira vanhu mari
@joycematsikidze8509
@joycematsikidze8509 3 ай бұрын
Zvakaoma ini Mari yangu yakangoinda mahara kwamasango uko dambudziko hatina kupera
@user-zi1ms4to7z
@user-zi1ms4to7z 3 ай бұрын
Vana madzibaba masango avo vanongoda Mari zvechipostori hazvipo mavari
@hlatinisimbarashe6714
@hlatinisimbarashe6714 3 ай бұрын
Masango hameno waurukuda kyfadzawi zvako . Hapana zvaunoziva zvekunata uzvi.garai pasu makawana madyiro emari dzevanhu ..kunata kana kuti uri mutumwa iiii itya nazvo uwe hazviko utoriwo katsotsiwo zvako and izvi ndozvaunozo a. The only advise i may want to telyyou is usazombofarisa kuzvi juxtaposer nemarange church. Musiyano wenyu bambo hatingamboufananidze kana padiki zvapo.haaa urisvoswe panzviri izvi
@user-el3qs9dl9k
@user-el3qs9dl9k 3 ай бұрын
Pakaipa
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 3 ай бұрын
Zvakango financial ne hutongi hqe zimbabwe
@mcdonaldk738
@mcdonaldk738 3 ай бұрын
Ngirozi inotaura mamuri ndiyo mutumwa munhu ari panyikawo zvake anongori madzibaba .unless makamboenda kudenga mukadzoka
@user-uq2ou1nb5j
@user-uq2ou1nb5j 3 ай бұрын
Siyana naApostle TF Chiwenga iwewe hauna kana verse one zvayo yaunoziva Apostle Chiwenga vanovhura magwaro vanotaura zviri mumagwaro
@user-lm1mf1gz9c
@user-lm1mf1gz9c 3 ай бұрын
Newewo kuvhura mavesi ndokunamata here, chinodiwa kuita zvakanaka chete kuvhura mavesi kunobatsirei kana ichituka
@user-kz4xp7en5n
@user-kz4xp7en5n 3 ай бұрын
Wagona kuvhura mavhesi is not a sign of being holy or a sign of loving God and keeping his commands. Vazhinji vanoziva maverse so as t hide uyipi hwavo.
@roberttenisi3955
@roberttenisi3955 3 ай бұрын
Mbavha yemunhu,,wakadya mari yangu kusvika mufana wangu yakafa uchinyepa kt anopora.karombe.kutaura kaachirungu kunge wakafunda nxaaa
@MosesjoeLungu-tb1ht
@MosesjoeLungu-tb1ht 3 ай бұрын
Masango wenyu haana zvaari urigaro masango
@justicewhite-yf8pe
@justicewhite-yf8pe 3 ай бұрын
Chiwenga dai mamusiya kana muchiita maInterview nevaroyi venyu Boss. Uyo muroyi uyo haana chaMwari chaanotaura uyo,
@naturalmedicine1990
@naturalmedicine1990 3 ай бұрын
lock-center...go back to sender... madzibaba masango in'anga iyo ikuhwanda nezita ramwari
@user-pd9el5db9k
@user-pd9el5db9k 3 ай бұрын
Ko kubhadharisa ndekwei nhai madzibaba . Apa mati muri mutumwa vatumwa vangani .
@WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh
@WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh 3 ай бұрын
Kwamarange vanopavanamadhara vachichinjana nemasaga echibage ndovamwe vanodajeri ndinogara murainirimwe nevamwe akapamdhara mwanawe 13 years akapiwa chibage ..
@icrackerlabs6933
@icrackerlabs6933 3 ай бұрын
Chibaba chacho Deejay Holy
@tendaimuzvuwe7987
@tendaimuzvuwe7987 3 ай бұрын
Masango uyo in'anga munhu vaMwari haabhadharisisi, ndakamboita problem hombe ndikamufonera akanditi tanga vasenda mari ndokuti ndikubatsire
@StephenMapfumo
@StephenMapfumo 3 ай бұрын
Sorie hako mukoma watsvaga munhu asina chaanoziva pamusoro peJowane Masowe yechishanu uyu munhu akabuda muchishanu
@joyleenbesa2853
@joyleenbesa2853 3 ай бұрын
Masango sit down hapana chaunoziva iwe
@stanfordmurigwa9800
@stanfordmurigwa9800 3 ай бұрын
Maporofita ekumadzibaba in'anga almost vese,havana chaJesu chozivikanwa saka vachikudza vatumwa vana Gabriel, Michael,naana Jacob,mozis etc vasingatauri zvaJesu akavafira padanda .
@babafriday
@babafriday 3 ай бұрын
Vatumwa ivavo ndiko vanotoita basa raMwari kunyanya Gabriel ndiye aipa Moses Simba kurwisa pharaoh
@PrayerNinja
@PrayerNinja 3 ай бұрын
Wasiya dhaikoro na Ginatsiyo na dhamureta na piyo na andiriya na kirebhi na maidhona 😂😂😂
@anginusmagumise8389
@anginusmagumise8389 3 ай бұрын
Hatigone kutaura nyaya ya Jeso tichisiya Gabriel ,nekuti pakubarwa kwa Yeso naiye Gabrieli akange aripo naizvozvo pakusiikwa kwayo nyika ,naiye Gabriel akange ariko ,saka Gabriel ndiye mavambo ndiye magumo
@crismagwede
@crismagwede 3 ай бұрын
Jesu anobva kurwudzi rupi.
@Hungwe
@Hungwe 3 ай бұрын
Mkosho WA Mai vako dj holy Mai vane tsete. Don't put Apostle Chiwenga picture on your show to attract people like me. Musatanyoko
@Peter-jj9bs
@Peter-jj9bs 3 ай бұрын
Saka munhu ngaatende kuna Mwari kwete muporofita
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 3 ай бұрын
Yes true 🙏
@restkams9821
@restkams9821 3 ай бұрын
You're asking a wrong person who doesn't know masowe
@EdithMatimise-lz3lz
@EdithMatimise-lz3lz 3 ай бұрын
Muchazvambaradzwa naChiwenga nezvamurikutaura izvozvo
@vhuranjero
@vhuranjero 3 ай бұрын
Dai hurumende yaparadza church dzese dzinotungamirwa nevanhu vanozviti vatumwa idzo dzirin,anga mutumwa wamwari ndi jese nababa johane kwete anamadzibaba masango ava kuloka vanhu chin,anga chazara baba johane vaisabvumira zvese zvakadai vakati ndirichirapa nemunwe n,anga isakarapa negwenzi remushonga matuzvi ese aya havawone kana chinhuba ava
@needmorepatricknechikwira9314
@needmorepatricknechikwira9314 3 ай бұрын
Ndiye n'anga hombe iyeye .hakuna chinonzi baba johana.thus rubish
@user-eh7xd9us4r
@user-eh7xd9us4r 3 ай бұрын
Hapana chinozivikanwa apo masango nyarara
@MosesjoeLungu-tb1ht
@MosesjoeLungu-tb1ht 3 ай бұрын
Agree with u chakadhaka ichii
@TheChekas
@TheChekas 3 ай бұрын
But pakurasika kwaChiwenga ataura idi
@user-kz4xp7en5n
@user-kz4xp7en5n 3 ай бұрын
Havazivi zvanoita vanhu ava becoz their faith is not the basis of th word of God. Rudhende rwese rwemapostori are not educated vakagumira kuprimary.. no wonder why vasingaverengi shoko raMwari n dont understand it coz chikoro chishoma. The few who ar half educated take advantage yekuverengera mhomho yemapofu aya votsanangura in their own way t benefit ivo...coz they kno kuti vanadukununu vese ava usiku.
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c 3 ай бұрын
Chisingaperi chinoshura Vakambozviita "mambo" zvino nhasi dzachenaka Ko kutoponda professor nokutomuviga ari mupenyu
@user-lt9yv9td6u
@user-lt9yv9td6u 3 ай бұрын
Ko tionevo imba ya Ishumael Kuti yakadii
@user-vv6zx9pv2j
@user-vv6zx9pv2j 3 ай бұрын
Saka iwe masango unoda mbiri hanty
@artplumberschris9531
@artplumberschris9531 3 ай бұрын
Mukoma Masango Munhu one haanzi madzibaba
@givemorenyamunzororo2958
@givemorenyamunzororo2958 3 ай бұрын
Iro rinonzi masango harina charinoziva in'anga idzo..Apostole Chiwenga siyanai navo even Iwewe Holy rega kutaura zvausingazive pamusoro paChiwenga.Zita rakochairo rekuti Holy rinototiratidza kuti uri gava futi.Dai waregedza kita any comment nenyaya yevhangeri .N'anga iyo
@khumbulanimangena3524
@khumbulanimangena3524 3 ай бұрын
Akula okwaziwayo okuka Nkulunkulu lapho.
@celianchitembo4924
@celianchitembo4924 3 ай бұрын
Ndine mubvunzo hangu kwamuri vaHoly ,imi munoti Chiwenga ana Mwari wake ega nekuti arikutaura kana kushora nhema dzinoparidzwa nevanhu ,munomuziva here Mwari??Mwari mumwe chete kana mazogara,nzira yekusvika ko ndiMweya Mutsvene,saka if you offended nekutsiurwa kwembavha dzaroya vanhu panyika mobatikana,muchigere zvenyu kuziva chokwadi,Chiwenga akatumwa kuzosvinudza mapofu arikushandiswa nevanozviti vanoziva mweya,iri yetsvina,Iriko mweya yetsvina inoita minana if you dont know,so unogona kutoudzwa chaizvo nen'anga neivava ana Masango zvikatofamba,pasina hapo chaMwari,Mwari vakazvitendera izvozvo kuti zviwanikwe pakati pedu,Asi vari vake vanozviona kuti idzi in'anga dzaPharaoh
@FurmucationMaster
@FurmucationMaster 3 ай бұрын
Ichoo rovaaa, toputsa aritari dzaBaal
@FurmucationMaster
@FurmucationMaster 3 ай бұрын
​@@celianchitembo4924nhy havadi chokwadi ndoproblem
@FurmucationMaster
@FurmucationMaster 3 ай бұрын
​@@celianchitembo4924nhy havadi chokwadi ndoproblem
@tafadzwabingwa3378
@tafadzwabingwa3378 3 ай бұрын
Mapurisa sungai imwe n'anga iyo irikuhwanda ne chipostori😂😂😂😂😂
@postmanm8033
@postmanm8033 3 ай бұрын
Ah vakafanana awa
@colleenkambezo8776
@colleenkambezo8776 3 ай бұрын
Kkkkkk Anzi you know that chirungu chekumasowee kwaMasango
@PaulineChiadzwa
@PaulineChiadzwa 3 ай бұрын
Kkkkkkķkk ndazvinzawo
@user-pv7dj4sx2u
@user-pv7dj4sx2u 3 ай бұрын
Ichokwadi kereke nekere ine doctrine yavo yes but panemitemo yenyika yehurumende inofanirwa kuteedzwa,Ishmael ngaasungwe is abusing mweya yevana haasimwari.Stop him now anotikanganisira nyika
@user-ei6iq2gx4u
@user-ei6iq2gx4u 3 ай бұрын
Uyu anonzi masango hapana chinoziwikanwa nechinamato urikure namwari ndatokuonawo
@innocentchaleka271
@innocentchaleka271 3 ай бұрын
This masango is just the same as this Ishmael both having evil spirit behind their operations, the problem people does not know kuti the greatest work of satan is not that of causing people to sin , yet it is worship, satan does church things. He is the spirit behind masango too
@joycematsikidze8509
@joycematsikidze8509 3 ай бұрын
Mmm vakangwara havana nhamo
@user-fn3cp9hu5v
@user-fn3cp9hu5v 3 ай бұрын
Aya ava maposotori fake maposotori gemenzi maposotori n'anga maposotori shandirwi kunzwa inzwi ravanonzwa kupi varoi avo kuita basa rekutora Mari dzevarombo anofanira kusungwa 40yrs in prison
@user-he6iq3gx9x
@user-he6iq3gx9x 3 ай бұрын
Kuromba makakufambira ku Mozambique maPostori moda maguvungano maningi
@edsonmutare2969
@edsonmutare2969 3 ай бұрын
Masango hapana zvaunoziva urimbavha iwe
@MosesjoeLungu-tb1ht
@MosesjoeLungu-tb1ht 3 ай бұрын
Wakadii kumuita go back to sender chiwenga wacho kanaunesimba
@lovemoremuverengwi1268
@lovemoremuverengwi1268 3 ай бұрын
Baba Ishmael muporofita asi vanofanira kuve nedare rinovatungamirira panyama
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 3 ай бұрын
I think masowe dai apiwa ban bcz mmmm we are now confused
@garikaichuru160
@garikaichuru160 3 ай бұрын
Kune Mapositori echokwadi, koitawo vari fake. The same applies kuma Pentacostal, kwakazara futi mafake prophets, so banning ain't the solution. The solution is vatendi dzidzai kuverenga Bible moziva mega zvinodiwa naMwari nezvisingadiwe, that way u can easily identify those fake imposters vasiri pana Mwari.
@artplumberschris9531
@artplumberschris9531 3 ай бұрын
Murikupeta pfungwa dzevanhu nemishonga kudzimaidza vanhu vaMwari havazi venyu vamurikuchinja kuvaita vana ve gehena katatu kudarika imi musarombe nyasha dzinouya dzega Hapana basa raurikushanda iwe urikuroya.
@nyashamatiyenga4342
@nyashamatiyenga4342 3 ай бұрын
Unoziva sei
@JoyfulMarozhe
@JoyfulMarozhe 3 ай бұрын
Mungaisa masango pa radio kuti mupostori hr vanhu musapenge imi
@togaraseimuchemwa4253
@togaraseimuchemwa4253 3 ай бұрын
Tendeuka
@clivemuchemwa5607
@clivemuchemwa5607 3 ай бұрын
kutendeuka uchiendepi or uchitendeukira ani
@garikaichuru160
@garikaichuru160 3 ай бұрын
Kana wakutaura zvekulocker vanhu watobva pana Mwari, watove N'anga. Chawashandisa kulocker munhu chii, hanti chikwambo. Ndapedza hangu.
@VioletBhanda
@VioletBhanda 3 ай бұрын
Zvakaoma izvi mwari ndovanoziva kt Ari pidi ndoupi
@tnevermbasera2223
@tnevermbasera2223 3 ай бұрын
Ku Masowe echishanu hakuna nhau yekuroodza vana varivadiki neku Masowe emugovera hazviko izvi
@robsonwachenuka3104
@robsonwachenuka3104 3 ай бұрын
munonyepa hakuna anoti ndarota
@Smusumhi
@Smusumhi 3 ай бұрын
Murume uyu kuromba chete anonyepera kuporofita mwari ngavatonge sekuda kwavo vanhu vose vasunungurwe
@hlatinisimbarashe6714
@hlatinisimbarashe6714 3 ай бұрын
Church dzenyu idzi dzamuningotanga zvekuita kutsvaka mari..dai uriumwe wasiyana nekuwanzira shamwari yako Ishmael...otherwise newewo utori kuita mari nechiporofita ichi chamwari... Dai mwari vakubatsirai muzonamata musiye zveun'anga izvi muchizviita muchidana zita rinonzi jeso zvamurikuita izvi ...haaa hazviko izvi shame
@eviahgwasira788
@eviahgwasira788 3 ай бұрын
Greedy and evil people lead people astray. Jesus warned the believers to be aware of these false Prophets. Mazvekuda mavanga enyora aya kunyeperwa nekuti vakapusa.
@JoyfulMarozhe
@JoyfulMarozhe 3 ай бұрын
Kuisa kutaurisa munhu akatorombawo zvake uyo
@tendaimichaelsakarombe6100
@tendaimichaelsakarombe6100 3 ай бұрын
Chiwenga haataure zvekuda kufadza ana nhingi nana nhingi anobvura chokwadi blaz uya ndokusaka wanomuteeeerera wari washoma .izvi zvekut mutemo wedu wenyama unoti😮😮😮😮 kwete waMwari haaa ipapo manje
@BrianMadzanira-bl7jn
@BrianMadzanira-bl7jn 3 ай бұрын
Chiwenga idhara revhangeri yamwari not yemunhu
@farainyoni2407
@farainyoni2407 3 ай бұрын
Masango wainge wati unogona kumisa rufu iwewe
@user-eo6wm4ip3o
@user-eo6wm4ip3o 3 ай бұрын
apa hapana mweya apa hanamate uyo
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 3 ай бұрын
Ma profita aya havasi vakangoita repackage kubva kun'anga
@innocentchaleka271
@innocentchaleka271 3 ай бұрын
That is witchcraft masango
@user-sg7jn5mq8w
@user-sg7jn5mq8w 3 ай бұрын
Mapositori vanechitema rega wachinyura mvura vakasvika panoyera varoyi
@trymaxmarox8681
@trymaxmarox8681 3 ай бұрын
Ndezvemasowe asi hazvikwanisike kuitwa munyika yakadai inemitemo yayo chete
@naturalmedicine1990
@naturalmedicine1990 3 ай бұрын
pakuramba bible nekudzidza ndopakurasika nekutevera mweya yetsvina
@user-kz4xp7en5n
@user-kz4xp7en5n 3 ай бұрын
Iwe Masango wacho unotonzwika from yo reasoning capacity kut chikoro chishoma. Munogona kubvisa mhepo coz ndimi munogona kutumira mhepo dzacho...n u make money frm that.
@afronews7034
@afronews7034 3 ай бұрын
Vanadium maraper.vana😂
@praisemasvinge9032
@praisemasvinge9032 3 ай бұрын
Unowanza slang semwana mudiki
@user-rl8oy2ku9r
@user-rl8oy2ku9r 3 ай бұрын
Ko mweya wamwari newevanhu how do people clarifies on it
@tafaranhamo7346
@tafaranhamo7346 3 ай бұрын
1Cor 2:10-12 Mweya yavanhu inokuudza zvekurwara kwevanhu asi mweya waMwari unokuudzawo zvaMwari
@EvermoreMuchingami
@EvermoreMuchingami 3 ай бұрын
Hurombwa hwega hwega chibenzi chemunhu masango akuna chinamato chakadaro wakatumwa nasatan
@user-bf1hd6uk1d
@user-bf1hd6uk1d 3 ай бұрын
Mai va granty vaipinda positori,mbuya vekugara nechitunha mumba vaipinda positori,chii nemi vanhu venguwo chena kumurai hembe idzo muende ku ndari kwete kutamba nezita raMwari.
@nyariemangasawa3038
@nyariemangasawa3038 3 ай бұрын
😂😂😂😂kazeni
@rutendosopa6550
@rutendosopa6550 3 ай бұрын
Koita vaya vekunyudza vana mudziva vachiti varikuvabhbhatidza
@tanakadjmhlanga6509
@tanakadjmhlanga6509 3 ай бұрын
Chiwenga murwere muregererei uyo.
Africa Suffering Because We Elect The 'Worst' To Lead Us - Lumumba
38:30
Channels Television
Рет қаралды 3 МЛН
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 68 МЛН
🌊Насколько Глубокий Океан ? #shorts
00:42
Дибала против вратаря Легенды
00:33
Mr. Oleynik
Рет қаралды 5 МЛН
Zanu-PF Women’s League Vavhura Hombe Kutumira Mifananidzo Vakashama
6:29
Point 5 Creative Studios
Рет қаралды 18 М.
Baba Chipenheti Voseka Vatsigiri Ve Zanu PF Veku Epworth Vakupwanyirwa Dzimba
4:30
Point 5 Creative Studios
Рет қаралды 2,2 М.
Zvanyadzisa VaNick Mangwana Exposed By Fadzai Mahere, Murume Mukuru Kusara Akasvava
11:01
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 68 МЛН