Idiot Son

  Рет қаралды 35,283

magtom media

magtom media

Күн бұрын

The confused idiot son
Written and directed by Thompson Muzondiwa

Пікірлер: 440
@user-ku1bo7uf9zn
@user-ku1bo7uf9zn 3 ай бұрын
Slimie kuseri kanhi Arikuty slimie chibaba Isa like apa
@BrashiwenziKafaindo
@BrashiwenziKafaindo 3 ай бұрын
Slim chibaba ichooo
@TrevisManatsa
@TrevisManatsa 3 ай бұрын
Anyone anoti slime is a legend let's gather here❤
@luckysaviyeri3210
@luckysaviyeri3210 3 ай бұрын
Kana pane vanakirwawo seni vanoda kuti ma minutes asvikewo pa 30 minutes panext episode simudzai maoko mudenga 🙌
@masie1047
@masie1047 3 ай бұрын
But vanhu tisadaro 1636 views but420 likes , let's support them veduwe varikugona wani
@gracemusizvingoza4549
@gracemusizvingoza4549 3 ай бұрын
Hameno kt chii chinorwadza kungodzvanya like wozoona video❤
@WagwaanBway
@WagwaanBway 3 ай бұрын
Ini mutemo I press like first. Even ndisina time yekuoona nguva iyoyo I just press like ndozoona pandinenge ndave free but ka-like kangu kavepo kudhara. Big up Magtom
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets 2 ай бұрын
😅😅😅😅Slimie akuda kutotora munhu wakewo uyo
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets 2 ай бұрын
Mudhara uyo Anopedza manje 😅😅😅😅
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂Ahhh ko Baba vaBamnini😅😅😅😅😅😅😅😅
@funnwellmadondo6240
@funnwellmadondo6240 3 ай бұрын
It won't rain. Kkkkkkkk slimmie, slimmie hatina zera naye guys. Magtom huchi
@giftnyanhowo537
@giftnyanhowo537 3 ай бұрын
Slimy there is no need yekutsvaga basa because utori basa chairo pauri mudhara atova bamunini munogonesa guys
@tholakelesaule9517
@tholakelesaule9517 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂Imagine
@taongamakoni2003
@taongamakoni2003 3 ай бұрын
Slim chibaba ndatenda hangu
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 3 ай бұрын
Hakuna mwana akadai 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 saka ini ndinenge ndaa bamkuru imi bamnini 🤣🤣🤣🤣 zvichibvigwa baba manje 🤣🤣🤣🤣🤣
@takudzwamasapa2328
@takudzwamasapa2328 3 ай бұрын
Ha Slimie akanyanya zvake 😂😂😂. Your creativity ma1. Well done.
@fungaisamuwi598
@fungaisamuwi598 3 ай бұрын
Kikikikikikiki Slimie uri ryt ryt here iwewe 😂😂😂😂
@admirechekenya8674
@admirechekenya8674 3 ай бұрын
Apa wandigonera Pgs yako yavarova 😂😂😂😂😂 ndanga ndasuwa pgs sure ❤ bamukuru nabamunini kkkkkkk😂😂
@chimexymanchimexyman3752
@chimexymanchimexyman3752 3 ай бұрын
Ukuona chii wewe slim zvaunoita zvawakaita nezvauchaita zvese zvondinakidza 😂😂😂😂
@SuccessMabvira-tq8fk
@SuccessMabvira-tq8fk 3 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂 Slimie uri idoit son sure kkkkkkkkkkk bamunini Kuna baba here Slimie uri nhubu hatina zera newe sure kkkkk
@tafarapaul
@tafarapaul 3 ай бұрын
Never seen anything as funny as this😂😂😂 bamnini batai 2 iyi, imi moisa 10😂😂😂😅😅😅
@patrickmauvhanga4677
@patrickmauvhanga4677 3 ай бұрын
Kkkkk Magtom shamhu yeStress.kkk❤❤
@evamchikovore2612
@evamchikovore2612 3 ай бұрын
Ndapera power
@WesleyAlexuser-sp9vs8oz7b
@WesleyAlexuser-sp9vs8oz7b 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@leechen1995
@leechen1995 3 ай бұрын
10:18 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@RanganaiMakozho-vj4bm
@RanganaiMakozho-vj4bm 3 ай бұрын
Slimie hadzina kukwana akutoita bamukuru vababa manje 😂😂😂😂😂
@toddygafa6014
@toddygafa6014 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@nhlanhlamoyo4521
@nhlanhlamoyo4521 3 ай бұрын
Slimmy siyabonga jaha
@pjc5637
@pjc5637 3 ай бұрын
I like before watching coz mahuchi magtom
@samanthacharandura9756
@samanthacharandura9756 3 ай бұрын
😊
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂Slimmy baba vava babamunini mjolo so ka 🙌🙌Magtom never disappoints 🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤
@ngonidzashemunhuwaani4137
@ngonidzashemunhuwaani4137 3 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkm😂😂😂😂😂😂😂😂 you can 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉
@TauraiTomu
@TauraiTomu 3 ай бұрын
Kkkkk kwa
@anesusivangani6786
@anesusivangani6786 3 ай бұрын
This needs episode 2
@abigailmuneka442
@abigailmuneka442 3 ай бұрын
Magtom media ❤❤❤😂😂😂😂udzanai udzanai ikoko kt kune magtom media.
@TensonRimayi
@TensonRimayi 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 Slimie anopedza basa haaaaaa uyu anogona mhani udzanai kuti kune Magtom media shamhu ye stress
@LegOfGal001
@LegOfGal001 3 ай бұрын
kkkkkkkkkkkkkkkk haaa PGS yashandiswa apo. Slimmy anorema kana tazogara. Keep it up Magtom Team.
@Winnetnyashachinyadza
@Winnetnyashachinyadza 3 ай бұрын
Kkkk slimmie uuuuum mwari wawe newe aaaaa Mai wavharwa PGS.
@NyaradzoChihumwi
@NyaradzoChihumwi 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 bamunini kuna baba haa surrender 🤣🤣🤣🙌🙌
@tawandajimu8041
@tawandajimu8041 3 ай бұрын
Tatovapo kare more likes🎉
@LuckieChiziya
@LuckieChiziya 3 ай бұрын
Baba jujue oooh atina zera nemi kumutambo uku😂😂
@keighjahrich779
@keighjahrich779 3 ай бұрын
Bamnin kuna baba manje kkkkk ayaas
@carolinezuze5275
@carolinezuze5275 3 ай бұрын
Kikikikikiki
@jonaschinzodzi240
@jonaschinzodzi240 3 ай бұрын
Slimmie usadherere mudhara iwe 😂😂😂 Hanzi bamunini Kuna mudhara wake Statement yeku mjolo 😂😂
@SheilaMurove
@SheilaMurove 3 ай бұрын
Asi slimme kaaa 😂😂😂
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 3 ай бұрын
Ava baba ava ndavakonewa hangu 🤣🤣🤣🤣🤣 kuvhara mhayi uyo akuita busy calling baba “babamunini” 🤣🤣🤣🤣 kutojoina baba kumjolo kkkkkkkkkk
@HaryJunior-lw6io
@HaryJunior-lw6io 2 ай бұрын
Va muzondiwa🤝
@it3788
@it3788 3 ай бұрын
Baba vachakwatugwa newekutumbura😂😂😂⁰
@MadlaminiZaneleMadlaminiZanele
@MadlaminiZaneleMadlaminiZanele 3 ай бұрын
Kkkkkkk ❤❤❤❤🔥🔥
@Isaackalomba
@Isaackalomba 7 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 bamunini here kna kubas ndicharega hngu ndongoswera neve magtom media🎉🎉
@RosemaryMutanga-v2m
@RosemaryMutanga-v2m 3 ай бұрын
Makwakukiro aswaita Slimmy achirova baba vake AKA BABAMUNINI
@IsaacKandiwa
@IsaacKandiwa 3 ай бұрын
Kkkk mai indayikumba mwana awanemukana
@ThokoMayavo
@ThokoMayavo 3 ай бұрын
😂😂😂haa baba juju makanyanya
@TatendaRwasarira
@TatendaRwasarira 20 күн бұрын
Bro slmé muñondiyitira 😊😊😊
@mariandapasowa2450
@mariandapasowa2450 3 ай бұрын
Kkkk slime atina zera newe bamudiki nabamkuru
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Mwana atove bamukuru baba vatove bamunini.Asi kumba muri baba Slimie wandipedza hakuna mwana akadaro
@tracyhopetracyhole3610
@tracyhopetracyhole3610 3 ай бұрын
Asi slimmie kaa utinyare sure nemiwo mudhara muchifira Iwo mujolo hre 😂😂😂😂😂😂
@leechen1995
@leechen1995 3 ай бұрын
Slimmie sooka 😂😂😂😂😂😂😂😂
@RufaroZiki
@RufaroZiki 3 ай бұрын
Dady Jonah kkkkkkk kuita kuzvimba kudaro kkkkkkk haaa Slimy hatina zera newe 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@kundaichikeya2042
@kundaichikeya2042 Ай бұрын
Husikana hwavhunika mabhonzo huri muchipatara!😂😂😂😂😂
@Mckupakwashe
@Mckupakwashe 3 ай бұрын
Kkkkkk baba juju hamu pinde denga
@edwinmoyo5740
@edwinmoyo5740 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂❤😂😂😂❤❤❤🎉🎉🎉😂😂😂😂
@MufaroMachongwe
@MufaroMachongwe 3 ай бұрын
😂😂ASI bamunini musadaro weldone guys
@JusticeNyadimbo
@JusticeNyadimbo 3 ай бұрын
Kasong kandifungisa neighbor 😂😂😂
@NancyMufuka
@NancyMufuka 3 ай бұрын
Nhayimi daddy jona zvovourawa😅😅😅😅
@AdmireTadzungaira
@AdmireTadzungaira 3 ай бұрын
Mafactory settings haarestoreke pakadai ukuda kuita bamukuru wababa😂😂😂
@AnoldMasunga-l7g
@AnoldMasunga-l7g 3 ай бұрын
Slimie Uri Tsotsi chairo chii chakadaro❤❤❤❤❤ but I love you guys
@AdmireTadzungaira
@AdmireTadzungaira 3 ай бұрын
Asi in real life mwana mukomana anombundira Mai here achidzivirira kuda kuzivawo
@saymoregonzo
@saymoregonzo 3 ай бұрын
Ehe
@magtommedia
@magtommedia 3 ай бұрын
Kkkkkk ha yah zvakanakisa saka ukawona na Mai vako after makore you can't hug her?
@VinettWafawanaka
@VinettWafawanaka 3 ай бұрын
Chakanyanya ichi kkkkkkk slimy urimberi
@VinettWafawanaka
@VinettWafawanaka 3 ай бұрын
Hope tine nxt episode apa ndaseka hangu
@radiaruvengo9961
@radiaruvengo9961 3 ай бұрын
Thanks for this whilst we wait for The Family Season 3
@itaichisero1037
@itaichisero1037 3 ай бұрын
Slimie usazodaro xàa nhasi ndaseka zvangu 😂😂😂😂
@terecemunengiwa
@terecemunengiwa 3 ай бұрын
Bmnn bba kkkkkk bba juju musadaro
@SharonMuyengwa
@SharonMuyengwa 3 ай бұрын
Kkkk slimie❤❤
@gracematsika7304
@gracematsika7304 3 ай бұрын
Hokoyo like Father like son slimy ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉
@ernestmutero6155
@ernestmutero6155 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaaa vakomaana yaa bamnini hukama hwekuno 😅😅😅😅😅😅😅
@jemitiasmandinyenya5754
@jemitiasmandinyenya5754 2 сағат бұрын
Kkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkk kk haaa unofa nekuseka
@ThulaniNkosilati-il5br
@ThulaniNkosilati-il5br 3 ай бұрын
Kkkk hona vhirizvaroita baba wababamunini kkk magtog rega inzi shamu yestress inopedza
@royalentertainments2
@royalentertainments2 3 ай бұрын
Move raitwa pakurova bamunini manje zvemusikanzwa 😅😅
@FelixZhuwawo-tg7wv
@FelixZhuwawo-tg7wv 3 ай бұрын
Kkkkkkk baba juju magetsi
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 ай бұрын
😂😂😂😂hahahahahaha bamunini heyo pondo isai 10.😅😅😅😅Bamunini kuda kana kusada oooooh .hanzi bamunini vari fast ko bvigwa baba manje
@wellingtonwelly567
@wellingtonwelly567 3 ай бұрын
Kkk hundunya hweka eazy
@brighterchikazingeni6352
@brighterchikazingeni6352 3 ай бұрын
This is a Master piece 😂😂😂😂ndaseka zvangu keep it up guys
@PilaniMpofu
@PilaniMpofu 3 ай бұрын
Haaa Slimmie never disappointed as long aripo ndotoziva ndinoseka chete bhora mberi baba juju you made my day chamhamha
@RufadzoMapfaka
@RufadzoMapfaka 3 ай бұрын
Baba juju muri Legend 50
@NigelJelo
@NigelJelo 2 ай бұрын
Haaa this son 🤷‍♂️
@nyariegannet1
@nyariegannet1 3 ай бұрын
Idhiyoti sani zvokwadi 😂😂😂😂zviripano.huye bodo
@fariraigotosa3081
@fariraigotosa3081 3 ай бұрын
Pure talent , this is unmatched BaJuju
@patiencemtetwa1288
@patiencemtetwa1288 3 ай бұрын
Ichoooo mochimhanya team rangu ❤
@tafadzwamrinye2170
@tafadzwamrinye2170 3 ай бұрын
Handit mazvihwakaa bamnini kobvigwe bba 🤣🤣🤣 Slimie ita mushee
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets 2 ай бұрын
Let's go Magtom Media 😂😂😂😂😂😂😂😂
@safeguardsecurity7836
@safeguardsecurity7836 3 ай бұрын
Slime slimie slimie kkkkk how many times did I call you😂
@tripplesoundsolution1878
@tripplesoundsolution1878 3 ай бұрын
Haaaa Slimie sooka
@bosssimblo2413
@bosssimblo2413 3 ай бұрын
Daddy Jona fans let's gather hre for selfie 🤳
@ElizabethMarusimba
@ElizabethMarusimba 3 ай бұрын
Ini ndagara ndazviona panzi na son.baba vamawanepi.manyama akadai 😂😂😂😂 ndatoziva kut zvaendwa slimie muhombe guys haaa ndatenda zvangu
@RyanTanaka-zr9zy
@RyanTanaka-zr9zy 3 ай бұрын
Kuona magtom guys kunondiitira relief,slime kumberi
@leechen1995
@leechen1995 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 4:19 😂😂😂😂😂
@nelsonmurindagomo330
@nelsonmurindagomo330 3 ай бұрын
Slimy surrender oghhhhh aghhhhhhhhh kkkkkkkkkkk
@princechidhimira8534
@princechidhimira8534 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Slimie ndine US100 yako pandiri kuuya ku Zimbabwe
@Davie_316
@Davie_316 3 ай бұрын
Bamnini plus $12,PGS 😂😂😂😂
@fanuelmamasani4822
@fanuelmamasani4822 3 ай бұрын
Aiwa slim PGS aifoire
@andrewmudzvova8243
@andrewmudzvova8243 3 ай бұрын
,😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@StylinNyirenda
@StylinNyirenda 3 ай бұрын
Icho pakuda skiri ye potmore gaza ❤❤❤❤❤
@gracematsika7304
@gracematsika7304 3 ай бұрын
Apamavhura Hombe chokwadi good for Friday hoza friday❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉
@princechidhimira8534
@princechidhimira8534 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 une hunduna wangu
@shumiraipersistancemuchina5364
@shumiraipersistancemuchina5364 3 ай бұрын
Thank you magtom media ❤️❤️♥️
@RuvarasheMlambo
@RuvarasheMlambo 3 ай бұрын
Kkkkkkk slimie uribenzi hauna kutokwana baba vako ndovava bamunini chihure chacho chakaoma
@Holanditatendapinson2299
@Holanditatendapinson2299 3 ай бұрын
Ko nhai Slimmie mari ye Amariula yazofamba sei😂
@RebeccaChakapwa
@RebeccaChakapwa 3 ай бұрын
Collaborate ye chihure nababa hatina kwatinoenda 😂😂
@edinakundidzora4900
@edinakundidzora4900 3 ай бұрын
Cheers to as how like and comment before i watch
@petervirimai8780
@petervirimai8780 3 ай бұрын
Slimmie hausi Chibaba,asi uri BABA. Ndafa ini 😅😅😅😅😅
@NigelpanasheNyamura
@NigelpanasheNyamura 3 ай бұрын
Panopona munhu here apa Answer is ayehwa,panotsikika munhu
Complicated Affairs season 2 episode 76
27:53
magtom media
Рет қаралды 10 М.
Heartless Father (full movie)
46:35
magtom media
Рет қаралды 103 М.
From Small To Giant Pop Corn #katebrush #funny #shorts
00:17
Kate Brush
Рет қаралды 71 МЛН
GIANT Gummy Worm Pt.6 #shorts
00:46
Mr DegrEE
Рет қаралды 102 МЛН
when you have plan B 😂
00:11
Andrey Grechka
Рет қаралды 67 МЛН
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 31 МЛН
How to handle ma visitors ane makuhwa
11:07
magtom media
Рет қаралды 33 М.
[EP31] BOAKYE D£STROYS ATAKORA 😂 😂 😂
25:10
ABREWA MAFIA OFFICIAL TV
Рет қаралды 20 М.
Ngengo yechikomba ihombe kudarika Yemurume vangu Chirikupisa icho
24:10
77 Years Later Family Demands DNA Tests
52:34
SlyMediaTv
Рет қаралды 110 М.
VaMandebvu Mari Iripi
6:02
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 81 М.
Zvikomana zvema zuvano manyemwe
8:44
magtom media
Рет қаралды 57 М.
Gogo finds love at 60: Dickson Speaks out to us finally
33:17
JCTV Africa
Рет қаралды 94 М.
From Small To Giant Pop Corn #katebrush #funny #shorts
00:17
Kate Brush
Рет қаралды 71 МЛН