Complicated affairs episode 56

  Рет қаралды 91,549

magtom media

magtom media

Күн бұрын

Slimie owigwa nemuyedzo mukuru
Written and directed by Thompson Muzondiwa

Пікірлер: 711
@annanyemba7552
@annanyemba7552 2 жыл бұрын
Heavy and Kelly. Hanzi can't leave Nancy coz they want to use her resourses.so will pretend to love her. So ladies out there let's be careful in relationships that we sponsor into a so called (joint venture) iye munhu achikushandisa
@lynnetmutero4760
@lynnetmutero4760 2 жыл бұрын
Amen lost a fortune wish Magtom was available that time men can really kill you and u have to be strong torise up again . But women please let's detaste taking ur friend's man
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 2 жыл бұрын
Charmaine zvanzi naThandie kasi hamuna mari yekutenga mwana 🤣🤣🤣🤣🤣🤣, mutenge kari kamuskana kkkkk
@checksmoremakwara6919
@checksmoremakwara6919 2 жыл бұрын
Kelly's advice kuna sisi was mwaaaa thank you Kelly nyangwe zvako uri ndururani
@leaygobertz5892
@leaygobertz5892 2 жыл бұрын
Heavy urimudhara ndokufarira big time vese vanoonawo kugona kwa heavy huyai nepano Magtom we appreciate your hard work
@maxmutero7769
@maxmutero7769 2 жыл бұрын
Keep the fire burning Slimie. Wakanyanya zvako 🔥🔥🔥🔥🔥
@tendaivembo1186
@tendaivembo1186 2 жыл бұрын
It's wakapata from sekuru Mahuchi😂🤣... great work guys mukugona❤️😍
@pchimuriwo
@pchimuriwo 2 жыл бұрын
Thompson is a legend 🤌🏿
@annanyemba7552
@annanyemba7552 2 жыл бұрын
Mbuya vabata wrong person. Dai vatora Essy zvingayi zvatoita. Zvino Slime is now reformed no to cheating on his wife. Thanks to Slimie
@sallychinho6129
@sallychinho6129 2 жыл бұрын
Yeah.Easy dai chatobvondoka haiwa kkkkkk
@Gnhambida
@Gnhambida Жыл бұрын
Kkkkk😂😂😂😂 yaEazy one time 😂
@chitomaz40
@chitomaz40 7 ай бұрын
Taura slimie🎉
@sitokodzilechewura5567
@sitokodzilechewura5567 2 жыл бұрын
What an amazing storyline...vanhu imi zvenyu ka, mune yese. Makazvarwa mune zvipo zvenyu. Thank you for the mitakunanzva...
@definatelymagwisanye
@definatelymagwisanye 2 жыл бұрын
Thanks thanks murikugonera
@blessedmanhondo3338
@blessedmanhondo3338 2 жыл бұрын
It's the wakapata for me 🔥🔥🔥🔥 it's never a dull moment with you Magtom media 🔥🔥🔥.
@susannomusandlovu3758
@susannomusandlovu3758 2 жыл бұрын
Kupatisa
@lifiasmapudzi1227
@lifiasmapudzi1227 2 жыл бұрын
Haaa mbuya vanoita slim 😘😄
@takudzwamusademba817
@takudzwamusademba817 2 жыл бұрын
My best proveb too
@taah454
@taah454 2 жыл бұрын
When mbuya says let me call Smilie. Then l waited for his ringtone... Lion of Judah😅🤣
@anesusibangani1603
@anesusibangani1603 2 жыл бұрын
Slimie wongoramba achirova maoko while Mahuchi talking 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@tafadzwanyamuzinga8439
@tafadzwanyamuzinga8439 2 жыл бұрын
Ma shirts e PGS anotengeswa here pane wandirikuda kuitira skiri re pgs but zvoda ndakaroverera ka tshirt kacho hahahah
@ruruchakaz2604
@ruruchakaz2604 2 жыл бұрын
Im liking kakuwirirana kari kuita mhamito nevaroora vavo zvirambe zvakadaro mukugona mama. muedzo waambuya ngauende kuna ezzy haafunge ka2 vaedza munhu asiriye
@donjohnson-real
@donjohnson-real 2 жыл бұрын
I knew Thandie was going to throw chimbambaira kuna Charmaine 😂
@rodrickmacheke2339
@rodrickmacheke2339 2 жыл бұрын
And she acted like kamwana chaiko hanzi tengai Mwana kkkkkk
@julietgwatidzo2697
@julietgwatidzo2697 2 жыл бұрын
Kkkk
@Ivanamama2
@Ivanamama2 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣
@kupakwashemuza4392
@kupakwashemuza4392 2 жыл бұрын
Whats chimbambaira
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 7 ай бұрын
​@@kupakwashemuza4392something like a BULLET
@bothwellnyambira4752
@bothwellnyambira4752 2 жыл бұрын
Was totally disappointed in you guys because the dark night haina kubuda Thursday then CA yayanonoka so I thought haisi kubuda futi, but finally yabuda, thank you.
@marvellousmeki608
@marvellousmeki608 2 жыл бұрын
I have been waiting as well🤨🤨🤨
@Qualitymotortrimming
@Qualitymotortrimming 2 жыл бұрын
Opah's make up is always on point
@samuelmudavanhu6175
@samuelmudavanhu6175 2 жыл бұрын
👏👏👏you are great gzys thus wonderful may u keep the fire burning as i said before you gzys u deserve an award.
@virginiachiro9090
@virginiachiro9090 2 жыл бұрын
Never a dull moment with magtom and team❤️ Ndanga ndanzwa nekutarisa notification from you guys
@leechen1995
@leechen1995 2 жыл бұрын
Same here
@victorjamesmadziyauswa9020
@victorjamesmadziyauswa9020 2 жыл бұрын
Yeah rinogona team iri .Fanika sekuru mahuchi vanondiomesa mbabvu .Hanz Ndakutoda kuripwa nenhanzvi
@mitchealfortytserayi3102
@mitchealfortytserayi3102 2 жыл бұрын
First
@emilytmombeyarara8932
@emilytmombeyarara8932 2 жыл бұрын
Ndange ndakutoita mhoni pa mboni ye ziso neku shorera kuti pakandwa here Thank you Slimie thank u Magtom team
@leechen1995
@leechen1995 2 жыл бұрын
Wakanyanya
@talematongo3318
@talematongo3318 2 жыл бұрын
The prayer has killed me wooo Mwari ndiregerereiwo Slimmy anoita haibo gogo musazodaro
@lindsaymataruka9225
@lindsaymataruka9225 2 жыл бұрын
Enjoyed watching this episode,well done Magtom media team
@bettytapuwanyandoro5324
@bettytapuwanyandoro5324 2 жыл бұрын
Magtom media mushonga westress. Never a dull episode always the best. Keep up the good work 👏 guys
@ralphchinowe8038
@ralphchinowe8038 2 жыл бұрын
Me first 14seconds I enjoy magtom now
@bigzulu9683
@bigzulu9683 2 жыл бұрын
Thandie never disappoints
@leechen1995
@leechen1995 2 жыл бұрын
She is so good
@bigzulu9683
@bigzulu9683 2 жыл бұрын
@@leechen1995 yessir
@leechen1995
@leechen1995 2 жыл бұрын
@@bigzulu9683 im a she
@donjohnson-real
@donjohnson-real 2 жыл бұрын
Mahuchi tells Slimie “Wakapata” 😂
@rodrickmacheke2339
@rodrickmacheke2339 2 жыл бұрын
Kkkkkkkk the way yataura nayo so ndaseka . These guys vanogona thumbs up
@fionakwashirai9187
@fionakwashirai9187 2 жыл бұрын
Sekuru well done ✅ nehanzvadzi no1 kuzoti Silimi mhanya nechimuti chako
@moyowity
@moyowity 2 жыл бұрын
But paya vatoseka for real kkkkk
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 2 жыл бұрын
Nhasi ndanonoka wena Thank you Magtom nekuzadzikisa chirevo 🔥🔥🔥🔥🔥
@leechen1995
@leechen1995 2 жыл бұрын
Kkkkk
@agnes6568
@agnes6568 2 жыл бұрын
Magtom, you are the best, makarongeka
@mercymakanyire5635
@mercymakanyire5635 2 жыл бұрын
Real Talent
@tanakazinoro664
@tanakazinoro664 2 жыл бұрын
Wow I like the idea that slimy's child will be named after Thandi and when she grows, Thandi can play the character too and someone can replace the older version of Thandi. That's a great idea sir. Overall, thank you for the show. It's like the parabolic version of Life. God bless you all; in the name of our Lord Jesus Christ. Amen.
@munyaradzimabika9001
@munyaradzimabika9001 2 жыл бұрын
Slimmy n mahuchi the best .....Thandi wakanyanya lyk father lyk daughter
@ruthhozheri9377
@ruthhozheri9377 2 жыл бұрын
Gogo vapindwa neruchiva kuda muzukuru Slimie.zvino ukanyarara mbuya vachakurevera kuna sekuru kuti wakavafimba.great content.Thumbs up Magtom
@Thatguywoya747
@Thatguywoya747 2 жыл бұрын
The dynamics in the characters in this film is superb you do a great job guys . You can all switch from one character to another with ease. Keep it up
@anesusibangani1603
@anesusibangani1603 2 жыл бұрын
Momuiteiko slimie weduuu uyuuu 🤣🤣🤣 Anongokupedzerai ne Bible
@ketsiyamundoga6491
@ketsiyamundoga6491 2 жыл бұрын
I like how mhamhito always says “ Ndodzifambira”
@leechen1995
@leechen1995 2 жыл бұрын
Dai Slimmy atovaudza yaambuya mukadzi waPotifar dzatofambirwa nyaya dzacho
@clyton
@clyton 2 жыл бұрын
Kkk wanenge wachitoda kugarira munhu 🤣🤣🤣
@bridgettsvuura291
@bridgettsvuura291 2 жыл бұрын
Mazuvano vane nyowani yekuspin havachagarire munhu
@rudochadiwa4959
@rudochadiwa4959 2 жыл бұрын
keep it Good works guys we Love 🔥🔥🔥🔥🔥
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 2 жыл бұрын
In uncle Mahuchi I can see the characters of Muvengwa of studio 263.... Hanzi mukutanda mapfeni ndomukuwana hohwa
@nestamunyoro7766
@nestamunyoro7766 2 жыл бұрын
Slimmy wapinda pakaoma. To tell the wife - pachaita hondo To tell sekuru - ihondo zvakare To tell mum - zvakaoma zvakare To tell Izz - achakuseka kuti dzanga dzawira mutsvanda ukatambisa mukana. The rescue here is maybe the young brother Gasela. He has complete faith in you and someone whom you have left a trustworth indelible mark. His character analysis of you is genuine and straight to the point. I see bond between Slimmy and Gasela as proper electrovalent bond yatakadzidziswa kuma Chemistry lessons.
@lookout1234
@lookout1234 2 жыл бұрын
(Aaah ndakabhaiza) heavy
@anesusibangani1603
@anesusibangani1603 2 жыл бұрын
Slimie your ringtone since Episode 1 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@chrishlungus8876
@chrishlungus8876 2 жыл бұрын
Guys lets just share our link guys kuma relatives edu va subscribe tisvike 100k ka1 bc ma comments akuwanda kupfuura mari kkkk guys am serious magtom media tabvq kure handei ku 100k ka1 6 vanhu vaka share link tatove ma warrior
@rodrickmacheke2339
@rodrickmacheke2339 2 жыл бұрын
Nt episode 1 chete, kutobvira from Kunyarara uchiziva chokwadi paainzi Baba Junior
@magtommedia
@magtommedia 2 жыл бұрын
Yah handichinje ringing tone chandochinja iphone chete
@tinotendakays312
@tinotendakays312 2 жыл бұрын
@@magtommedia kkkkkkk
@curvelakeconstructionandho7716
@curvelakeconstructionandho7716 2 жыл бұрын
Continuing to be complicated each and every stage Magtom team thumps up
@blessingphlatywayo9934
@blessingphlatywayo9934 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkk hayaaa hanzi amuna mari yekutenga mwana hr
@patiencemasendeke6279
@patiencemasendeke6279 2 жыл бұрын
Finally here, long awaited .. Thank you Magtom team
@tinashedoma6521
@tinashedoma6521 2 жыл бұрын
Haa guys makanyanya please rambai makadaro sure eish ko makazoti rasisa zve Thursday last week ne the dark night
@nyashancube442
@nyashancube442 2 жыл бұрын
Wow wow slimei and team makanyanya henyu yoooooooh 🤝👏👏👏👏👏Potifas wife and Joseph yandiitira u r a perfect hubby to mhamha SJ wow
@cathrinechilevani4148
@cathrinechilevani4148 2 жыл бұрын
iiiiiiìi mandigonera dzadzichitoramba kubata hope💃💃💃💃💃💃💃💃💃
@peniadchauraya3601
@peniadchauraya3601 2 жыл бұрын
Mhhhhh zvichiri safe here izvi kuisa pamidnight mutambo mapopcorn atonhora
@АоалалОсосал
@АоалалОсосал 2 жыл бұрын
Haaa asi mbuya vanoita havo, dai ndiri ini Slimmie ndatodzifambira nyaya dzacho
@tsephomasia2244
@tsephomasia2244 2 жыл бұрын
Kkk kkkk kkk hokoyo mbuya
@tawandachivaro4286
@tawandachivaro4286 2 жыл бұрын
Slimie acts so natural. good acting
@lovemoremuchesa5798
@lovemoremuchesa5798 2 жыл бұрын
Another bomb for Slimy, mbuya vapindwa ne mweya wadhiyabhorosi, ko Slimy achaudza Shamain here, zvigozodii fty, uuuum.pakaipa wedzerai maminutes team team.
@garnetvibesmusic2510
@garnetvibesmusic2510 2 жыл бұрын
Been waiting for this, thanks guys
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 2 жыл бұрын
Hanzi naMahuchi “wakapata” kkkkkkkk Shabhani yakanda mwando 🤣🤣🤣🤣🤣 Team iri kuseri 🔥🔥🔥🔥🔥
@sarahmuyambo9202
@sarahmuyambo9202 2 жыл бұрын
Ndazobatwa nehope ndobva ndarara CA isati yabuda but ndaona kuti hangamiriri mangwana kaaa ndatomuka kuti ndione👏thank you guys I love you magtom guys🔥🔥🔥🔥
@hazeljapi6924
@hazeljapi6924 2 жыл бұрын
I like Muskana waGaz her laugh inondipedza zvinenge zvichiitwa maziso manje anopagona. Generally mese munogona Ndaitofunga kuti dai maigona kutoisa in English would go international.
@anesusibangani1603
@anesusibangani1603 2 жыл бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥LONG awaited 🤣🤣🤣🤣🤣 thanks guys
@anesusibangani1603
@anesusibangani1603 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Kwai sorry yangu inouya ku Doro 🤣🤣🤣🤣wakapata
@mbatatisimbatatisi8335
@mbatatisimbatatisi8335 2 жыл бұрын
mapudzi anowira vasina hari veduwe. dai ndirini Slimmie ndairi dzatura ini. sekuru kana vasipo havapozve
@anesusibangani1603
@anesusibangani1603 2 жыл бұрын
Mhamhitoooo vanogona kufeka Combat votevera mari 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@williendlovu5679
@williendlovu5679 2 жыл бұрын
Kkkkkkk hanzi wakapata slimmie tenga nanzwi
@chestermusiya6627
@chestermusiya6627 2 жыл бұрын
Magtom Media ndine chichemo tine hama dzisina data repa KZbin saka Ndaikumbira kuti mubatanidze ma vd enyu kana epsode yasvika kumaguno mongoisa session 1 yese uye session 2 yesevo payo Moisawo ku vd mate tikwanise ku downloda kuma episode enyu ese Thanks kana manzwawo chikumbiro changu im your top fan Pa SA Mpumalanga Burgersfort apo
@jeffreyhapazari9896
@jeffreyhapazari9896 2 жыл бұрын
Raimbondiremera data but ndakutoisawo Telcom
@chestermusiya6627
@chestermusiya6627 2 жыл бұрын
@@GladieShirie90 i know hama asi my point is epsode yese ibatanidzwe pamwe i can't do it by my self the whn i download ndongotor yese same time ndoisa mufone or mu laptop ndichizopota ndichivona ndisina data or those who don't have data ndivapevo view Bluetooth
@lylemukwekwe4923
@lylemukwekwe4923 2 жыл бұрын
Ambuya avo vakaita muzukuru kwaye!!!
@leechen1995
@leechen1995 2 жыл бұрын
Mvura yange iri yei in Slimmies voice
@leechen1995
@leechen1995 2 жыл бұрын
He he dzibaba dzaNicole kuita kunge Taimondi
@runakomudyiwa4023
@runakomudyiwa4023 2 жыл бұрын
Well done Slimmie wagona kukunda chakaipa mberi kwako
@g.karodza
@g.karodza 2 жыл бұрын
shamu ye stress's great job guyz, haaa mkadzi vakule mahuchi ma1 ayo🔥 🤣😂
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 2 жыл бұрын
Mbuya Mahuchi vaku seducer mzukuru, amai kani kkkkkkk Slimie apinda busy; mbuya vari kuda kuprover kuti Slimie akagadzirwa zvemashuwa here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@lamentmatimba4276
@lamentmatimba4276 2 жыл бұрын
Hanzi nambuya slimmy anoita Mwari ndiropafadzei ndiregererei 😂
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 2 жыл бұрын
@@lamentmatimba4276 vanopenga mai Mahuchi kkkkkkkkk ngavasiye Mwari 🤣🤣🤣🤣
@lamentmatimba4276
@lamentmatimba4276 2 жыл бұрын
@@rosemaseva4464 kkkkk ndandisingazive vanodziya musoro kudaro ...nyaya dzevana idzi vanhu vakasaita serious vanopindana nedzakawanda
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 2 жыл бұрын
@@lamentmatimba4276 kana neni kutoshama nehunhu hwavo wena kkkkk Dai vakadana Eazy ainzwa chichemo chavo fast fast 🤣🤣🤣
@lamentmatimba4276
@lamentmatimba4276 2 жыл бұрын
@@rosemaseva4464 kkkkkk yaah izzy vaiswera vatove nemimba chero vana 2 Izzy anofambira nyaya dzacho 😂😂
@florencemuwungani2882
@florencemuwungani2882 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkkk hanzi naTandi asi charmaine hauna mari hekutenga mwana hre
@QueKitchensPvtLtd
@QueKitchensPvtLtd 2 жыл бұрын
Chihelele you were onpoint. Keep it up
@tafadzwashayawabaya2729
@tafadzwashayawabaya2729 2 жыл бұрын
Kwangu kupata here kkk Khule vano bwereketa zvamandiri
@kelvinnyakurikambura8695
@kelvinnyakurikambura8695 2 жыл бұрын
Ambuya wa slim wakuita hudhen'e manje kkkķk Hawachada Mahuchi
@herbertziyamba4092
@herbertziyamba4092 2 жыл бұрын
Hanzi slimie wakapata nakhule kkkk bhoo here🤩
@rumbizulu5409
@rumbizulu5409 2 жыл бұрын
Ma stress ose disappear guys big up magtom
@hopetirivavi3406
@hopetirivavi3406 2 жыл бұрын
Mafriends aya zvakaoma heavy atoenda sekutamba 🤣🤣🤣🤣.
@tarisaibizeck282
@tarisaibizeck282 2 жыл бұрын
Hezvo thought ndiri first ini
@mee4084
@mee4084 2 жыл бұрын
One of the first 😊
@pringoprince2238
@pringoprince2238 2 жыл бұрын
Hoyooooooo makaipa team magtom much love to you
@fungisairugara306
@fungisairugara306 2 жыл бұрын
😛😛😛 hanzi nambuya slimi ndokuti unomborova neimwe corner😁😁😁😁
@donjohnson-real
@donjohnson-real 2 жыл бұрын
Marve good character, pane basa he nails his role well
@sheltonmashupeka6116
@sheltonmashupeka6116 2 жыл бұрын
Ooh as for me the Joseph and Potifa's wife part. He did it with style
@takudzwakelly7230
@takudzwakelly7230 2 жыл бұрын
Ndikati vakomana mamatirasa here ..thanks Magtom
@brianmapingere
@brianmapingere 2 жыл бұрын
Chiherai endai monotora $20 kumunyai 😂🤣 dzifambirei
@YeukaiWaraidzoChikukwa
@YeukaiWaraidzoChikukwa 2 жыл бұрын
Wakapata made the day 😂😂😂
@takundamuriro6857
@takundamuriro6857 2 жыл бұрын
ndakungoona heavy riri zimhondi remu darknight kkk
@Gareth-h9b
@Gareth-h9b 2 жыл бұрын
Kkkkk.slimie musoro wako hautore mushe.hanzi anga akaisigwei machair
@rosemuzenda7552
@rosemuzenda7552 2 жыл бұрын
Vakuwasha makaresva hamugari pama chair mafanira kugara pasi makafunya chibondokoto
@godknowsdennis5519
@godknowsdennis5519 2 жыл бұрын
Its wakapata for me kkkkkk kule vaputikawo vega
@prettymupozvori5609
@prettymupozvori5609 2 жыл бұрын
Motigonera tinemi guys keep the fire 🔥 👌 burning
@Zoelyfe
@Zoelyfe 2 жыл бұрын
Zvichanyadzisa varongera vakuwasha vobva vanzwa kuti mwana wavo akatomitswa netsuro yemubhuku inemukadzi irikutokanga waya zvayo
@rumbikwiti4253
@rumbikwiti4253 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk mahuchi naSlimy I wish to see you in person 👊👊👊👊👊👊
@3kaymc
@3kaymc 2 жыл бұрын
Ava vanhu vanogonesa mhani. Keep keeping on!!!
@lmsau6718
@lmsau6718 2 жыл бұрын
Slimi udza mai ,sekuru nemukadzi wako otherwise uchatangirwa nambuya vaakuudza sekuru kuti ndiwe wakavinga mbuya ichiti abcd
@chinhoyi2highboysdancegrou459
@chinhoyi2highboysdancegrou459 2 жыл бұрын
I'm the first person to like and comment
@monalisancube3698
@monalisancube3698 2 жыл бұрын
You're the best guys tanga takangomirira
@anesusibangani1603
@anesusibangani1603 2 жыл бұрын
Thandie 🤣🤣🤣🤣kwai kasi moshaya mari yekutenga mwana
@loydpose3783
@loydpose3783 2 жыл бұрын
Well done guys,, magtom motooo
@leechen1995
@leechen1995 2 жыл бұрын
Heavy usadaro
@talematongo3318
@talematongo3318 2 жыл бұрын
At least Kelly wataura zvinemusoro kusister yako ❣️
@tendaisithole7868
@tendaisithole7868 2 жыл бұрын
Hezvo nhai mwari wangu mupenyu mbuya mahuchi vapindwa nei? Hezvo! Aiwa udzai double chihera vagarire munhu. Mmmmmm 😂😂😂 good episode guys
@tawandachivaro4286
@tawandachivaro4286 2 жыл бұрын
complicated affairs airing on 3K Tv channel 293 on DSTV. Keep up the good work magtom
@tawandachivaro4286
@tawandachivaro4286 2 жыл бұрын
Hanzi musandijairira. nditorei saJosefa
@rtvedo3178
@rtvedo3178 2 жыл бұрын
kk, Thandi the great, hanzi tengai mwana
Complicated affairs episode 57
27:32
magtom media
Рет қаралды 92 М.
USAUVER S10E10A - BOARDING MASTER
31:30
Piksy TV
Рет қаралды 4,4 М.
Tuna 🍣 ​⁠@patrickzeinali ​⁠@ChefRush
00:48
albert_cancook
Рет қаралды 148 МЛН
Mom Hack for Cooking Solo with a Little One! 🍳👶
00:15
5-Minute Crafts HOUSE
Рет қаралды 23 МЛН
Complicated affairs episode 59
31:35
magtom media
Рет қаралды 92 М.
GAZA MUNDAMUREFU BIKITA 2012..
19:16
Iam Mutema @Zion Sabbath
Рет қаралды 41 М.
Git Tutorial for Beginners: Learn Git in 1 Hour
1:09:13
Programming with Mosh
Рет қаралды 2,7 МЛН
2025 Used Car Prices In Ghana: What to Expect ! 🤔 🇬🇭 🚘
18:27
Breezy The Car Guy
Рет қаралды 1,5 М.
Complicated affairs episode 61
32:03
magtom media
Рет қаралды 94 М.
Winky D ft Frya-Akayenda (Official Video)
5:15
winkyonline
Рет қаралды 1,5 МЛН