#Ellymhungu #lonafilms Zion Apostolic Faith Mission Church Music Please don`t forget to subscribe after u finish viewing, thank you
Пікірлер: 218
@PetronellaMudhombodzi-nu6ru Жыл бұрын
Chero uchirwadziwa usina Simba rekupfugama kunamata rinouya ukanzwa song iyi rambai makadaro, ndinoramba ndichinamata. Inondisimudzira nziyo iyi.
@hailumanamo95183 жыл бұрын
Varipo here vanenge ini pano.....ndinokombererwa nenziyo dzese dzechi postori kunyange ndisiri mupositori...i get closer to God just by listening to any song from Vapostori whether Masowe or any
@emmanueldhemba19323 жыл бұрын
Very true
@mervismalambo19763 жыл бұрын
Amen
@dorcasdhume95392 жыл бұрын
Ndinofarira song iyi chaizvo inondikomborera
@chionisomushambi39592 жыл бұрын
I literally cried when I listened to this song today, ndanzwa kuswedera pedyo naMwari zvikurusa🙏🙏🙏
amen mberi najesu ndiye muponisi wedu .savakomana vatatu mugomba remoto ndicaramba ndicinamata mwari akasati rwirwa kaNA KUTI RWIRA TICIRAMBA TICINAMATA .TORA KRISTU AVE MAMBO NAMUPONISI WAKO MWANA WEZIMBABWE TARIRA KWAARI IYE ANOKUBATSIRA NOKUTI NDIMWARI.HAMA DZIRAMBE SHAMWARI DZITIZE RAMBA UCINAMATA WEDZERA KUNAMATA.USAGARA KURE NENUNAMATO NGUVA DZAKO DZOSE RANGARIRA ISHE JESU NOKUMURUMBIDZA JESU NDIYE ISHE.PANE ZVIRWERE ZVINOTINETSA JESU NDIYE MAMBO NDIMWARI ANORAPA VANORWARA VOSE KANA AKAMBOZVIITA TICARAMBA TICINAMATA KRISTU NDIYE MUPONISI WEDU.VAMWE VAKAMBORWADZISWA KANA KRWADZISA VADKANWA VAVO TSVAKAI RUREGRERO NGUVAI DZOSE MUTARIRE KUNA JEHOVHA NDIYE MUBATSIRI.NDINOTENDA NOKUTI NDIMWARI ANOGONA UYE ANE REUDO NESU JUST CONNECT WITH HIM HE IS WAITING FOR YOU
@leotleoz453922 күн бұрын
The voice is naturally amazing! Been playing this song non-stop for 3 days since stumbling upon it on KZbin, glad to have purchased own copy via ITunes! Brings some comfort to me as I’m currently going through the darkest moment of my life having lost my mother 6 weeks ago, she was my best friend ever and I miss her so much
@leotleoz453924 күн бұрын
My mum’s favourite song! Rest in peace Gotami, my fearless prayer warrior! 💔💔💔
@memorymazhindu69613 жыл бұрын
nyika ino inorema chokwadi asi tikanamata tinokunda
great song, yes zvinopera nekunamata, KEEP PRAYING, KEEP BELIEVING IN GOD
@ticharwagwenhamo27853 жыл бұрын
this song inondifungisa kudenga kuna ,Mwari , For God so love the world that he gave his only Begotten Son whoever believes in Him should not perish but have everlasting live JOHN 3 VERSE 16 . I FEEL GODS PRESENCE WHEN I LISTERN TO THESE TYPE OF SONG BE BLESSED AMEN.
@rumbidzaikafurama71282 жыл бұрын
And the way it was laid ummm unoswededza petyo naMwari
@jameszekenya39532 жыл бұрын
Tonotenda nekushumira kunesimba
@roberttgwena9047 Жыл бұрын
Amen 🙏 inotendewutsa munhu song iyi
@TawananyashaParadza26 күн бұрын
Nnnnnnnnnnnnnnmmnnnmmnnnnnmmnnj
@tawanaphiri492711 күн бұрын
😊
@kudakwashemutero54603 жыл бұрын
🙏🙏🙏Kuimba kunosvitsa pedyo naMwari... God Bless You
Prayer is the key that unlock every locked door ❤💯
@manwellmpofu33183 жыл бұрын
My spine is crinjing Hallelujah hallelujah ndadzikisapfungwa
@memorymazhindu69613 жыл бұрын
amen nyika ino inorema chokwadi asi ndicharamba ndichinamata. munogona kuimba.
@nzwirashepurazi9339 ай бұрын
Iyi inondikomborera ❤❤
@dorcmarshal82053 жыл бұрын
Thank you. Chasara kunamata shuwa
@progresstasangana91583 жыл бұрын
Nechurch iyi ndofunga hangu parefu tichirowa gaza
@takutate Жыл бұрын
I miss my gogo 😭😭 may your soul rest in peace. she used to pray for me.
@georgechifamba6135 Жыл бұрын
I mc my mom n dad ,,that Tym i WS young n grew up with the narrows of support 😭🙏
@idahtaruvinga7500 Жыл бұрын
Fire 🔥🔥🔥🔥🔥
@collenhovesteerscollen Жыл бұрын
I will pray forever amen and amen ❤❤❤❤
@brianngorima115910 ай бұрын
This song takes me into another speritual world after listening 🎧, this song makes me strong as the believers i would like to thank my heavenly father for using his people for encouraging me as a servant of God i ❤ this song vocals like nobody's business
@pepetualmatsika44223 жыл бұрын
Ummmmm Mai vanoimba zvavo avo
@chibandamedia3 жыл бұрын
I like the melody
@cephas96283 жыл бұрын
Ndakomborerwa
@ambassadorfreeman69454 жыл бұрын
Nice video
@brendachabuka11583 жыл бұрын
I love this song ...mai Mbengo you are so talented mhamha love you so much
@mavismtemachani13203 жыл бұрын
Ndatenda hangu vanhu vari pazvinhu zvavo ava Amen
@thompsonmareverwa253 жыл бұрын
NICE MUSIC THANK YOU SO MUCH KANOSIMUDZIRA
@rutendomufuka51313 жыл бұрын
Ndinonzwa kuzadzwa nemweya mutsvene pose pandinoterera this song..... Be blessed amen
@tarironyabasa2464 Жыл бұрын
Very powerful...Nyika ino inorema inoda minamato..well done mummy
@clivemupfurutsa96632 жыл бұрын
Owesome blessed beyond measure!!!!!!
@kANSOification3 жыл бұрын
Zvinopera nekunamata , Amen
@veronicamanyika63023 жыл бұрын
Amen power full Amen
@clydemutemachani38344 жыл бұрын
i can feel him present Emanuel the son of God,well explained through singing let us hit the ground with our knees one day we concur this world.God bless