Mai Mtukudzi Wopa Divi Rawo Panyaya YaSelmor

  Рет қаралды 15,847

  Plus263 Stories

Plus263 Stories

Күн бұрын

Пікірлер: 48
@AliceBangaba
@AliceBangaba 17 күн бұрын
Bhishu rinonetsa ragarika rakuda kutsvinyira mwana we murume, zvichapera izvo
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 17 күн бұрын
Utsinye chete ukadirei munhu ane vana vake
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 16 күн бұрын
Apana zvino mbochinja kuti selmor first born ya Tuku,put that muzidehenya rako rizere mhepo
@TianaGarwe
@TianaGarwe 5 күн бұрын
Daisy ipoison chaiyo
@PatienceChapotera
@PatienceChapotera 17 күн бұрын
Nokuti haasi wako. Ende ndiwe wakabvisa mai vake. Ndati ndiwe wakabvisa mai vake ndiwe wakabvisa mai vake. Ndiwe wakabvisa mai vake
@NomatterGod
@NomatterGod 12 күн бұрын
😂😂
@PatienceChapotera
@PatienceChapotera 12 күн бұрын
@@NomatterGod ndewechihule hule Daisy
@wellingtonzhawari1004
@wellingtonzhawari1004 16 күн бұрын
Ndosaka wakaba murume wemunhu.wskadii kutsvaga wako.varume Vange vakawanda chaizvo
@MiriamMudondo-w8s
@MiriamMudondo-w8s 17 күн бұрын
Mai vanegodo nemwana wemurume ava ngavatinyare.
@AngelikaMichels
@AngelikaMichels Күн бұрын
Daisy ane utsvinye zvese nevana vake Sama na Faith, Sama akapusa and very stingy Faith same dhofo nekuba rubbish dzevanhu
@andytawandachada4752
@andytawandachada4752 17 күн бұрын
lets boycot show yacho then asare aridze ega iye Daisy
@Lovemore-ww2we
@Lovemore-ww2we 16 күн бұрын
Daisy anotoya uya ndosaka akawanikwa asiri mhandara anga apedza madhara mukwekwe
@FaustinaMoyo
@FaustinaMoyo 3 күн бұрын
Une murume here iwe unoti Selmor ane shanje dzamai vake kana kuti ndimi murikufamba muchiputsa dzimba dzevanhu
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 17 күн бұрын
Ngaangorega kuinda chete zvonetsa izvi
@CathrineChivurugwi
@CathrineChivurugwi 17 күн бұрын
Hapanq munenge magara amai musingadi mwana wemurume muchimuvengera iwo magitqre ababa vake tibvirei
@MaedithKatsangadzi
@MaedithKatsangadzi 17 күн бұрын
Usadya anything Selma kamboi ako katizivi kukosha kwako kanokuendesa at any time please usamwa chero mvura yep don't trust anyone better unodya kumbare wodzoka kumba
@patrickmapwashike-kb1kp
@patrickmapwashike-kb1kp 17 күн бұрын
Amai muchachema , Mwari haadhakwi
@VimbaiChimene
@VimbaiChimene 15 күн бұрын
Ummm Daisy why tinonyara wo se.vamwe vakadzi usataridza kukonana kwenyu kunyika yose.what do you gain zvakaitika zvakatoitika iva nekuregerera Mwari.vanokuregerawo mawakatadza
@godfreymufudzi6799
@godfreymufudzi6799 5 күн бұрын
Ma stepmother's havasi vese vanoda vana vemurume zvakaoma wedu wee
@TakundwaManuwere
@TakundwaManuwere 17 күн бұрын
Bishu iro ngaritibvire pliz nyara Deizy
@CathrineChivurugwi
@CathrineChivurugwi 17 күн бұрын
Tibvirei kusanyara kuita ruvengo nemwana nxaaa
@keithsimelane6139
@keithsimelane6139 22 сағат бұрын
AMAI DAISY anema MISTAKES AKE kozoti vana SEL iBVO futi VANE MAMISTAKES SAKA musatsrisire NYAYA iyi 1 SIDED.
@siziwentini4595
@siziwentini4595 16 күн бұрын
Ma witchdoctor avo eku Kwekwe, ma stepmother's akawanda vanoda kutora murume nevana wacho!! Selmer showed her that she will always stand with her mom, ndozviri kumurwadza mukadzi uyo 😢😢😢😢😢
@SekaiMutambu
@SekaiMutambu Сағат бұрын
Iwe mbwaa iwe kwana ashawo nxaaa
@margrethmahachi1811
@margrethmahachi1811 3 күн бұрын
Ndotadza kunzwisisa. Selmor handiti mwana here pane pavangatorerana murume here? Zvakaoma
@abigailmasendeke1653
@abigailmasendeke1653 17 күн бұрын
Mastep mother agara anonetsa anorwadziwa nevana vevarume ,seiachirwadziwa nemwana wawakawana aripo
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 17 күн бұрын
Taurai zvenyu ane utsinye Daisy
@MarrianMudzvova
@MarrianMudzvova 16 күн бұрын
Step mom marwadzo. Mhinduro vanoiwana vari mupenyu
@morellenkadzviti5128
@morellenkadzviti5128 17 күн бұрын
Dzikama Daisy, deno Sam ari mupenyu wamusiya? Tikwanire iwe!!!
@Mamoyo4
@Mamoyo4 17 күн бұрын
Tuku for melody
@AgnesMamhova
@AgnesMamhova 16 күн бұрын
Mwari hadhakwe selmar
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 17 күн бұрын
Mwana.mwana chete❤
@TakundwaManuwere
@TakundwaManuwere 17 күн бұрын
Step mother tokuzivai kty muri varoyi
@ShellaChipetu
@ShellaChipetu 14 күн бұрын
Mwana mwana chete mari munayu asi pane pamwe pasingadi mari
@TianaGarwe
@TianaGarwe 5 күн бұрын
Step mom ndoozvavari, Daisy Mwari ave newe, u reap what u sow😊
@AgnesMamhova
@AgnesMamhova 16 күн бұрын
Mwari hadhakwe selmar
@BrianKusena
@BrianKusena 16 күн бұрын
Munotqurisa toda kunzwa nyaya
@TerrenceTerrence-e3n
@TerrenceTerrence-e3n 13 күн бұрын
That's wrong kusiya mwana wacho
@WatshilidziMposi
@WatshilidziMposi 16 күн бұрын
Batanai veropa
@Mbambe24
@Mbambe24 17 күн бұрын
It’s Daisy kwete Dezz
@dorothygotora2399
@dorothygotora2399 17 күн бұрын
Mbuya inotaura nyobvo iyi. Zvakarongwa Wayida kuti audzwe nevatorwa?
@patriciadengenyera
@patriciadengenyera 14 күн бұрын
Vana avo vakura avo ritori godo mai avo
@TichaonaMutenaunga
@TichaonaMutenaunga 5 күн бұрын
Problem ndi stepmother avo very clear
@simbamarokwe2619
@simbamarokwe2619 4 күн бұрын
Mwana mwana.Mubereki haagwadamire mwana.Mwana ninipa all the time.
@beautyadaarewa638
@beautyadaarewa638 15 күн бұрын
Imi vanhu, Selmor anorwa shanje dzamai vake. This is were she gets it from. Ok she loved to grow up with her father, ndipo pane nyaya. How came Sandra is never affected? All said anything bad? It's because Selmor anorwa shanje dzamai vake. It's very true, tisinga rove takavinga tsvimbo
@BrightonMuyengeranwa
@BrightonMuyengeranwa 14 күн бұрын
Unopenga iwe
@bc9153
@bc9153 8 күн бұрын
Ichiwo ichi asi you're one of the evil stepmothers? Baba vacho vakashaika saka chii chiri kurwirwa na dezi? Mahure anonetsa stereki..dai Sam aivepo waiita sei if he wanted his sisters around?
@beautyadaarewa638
@beautyadaarewa638 8 күн бұрын
@@bc9153 if you get to the bottom of the issue, where it's coming from, judging from Selmor video s, indirect to her Step mother. Yes she is a step mother, she is a person too, with feelings. Why did Tuku himself left Selmor s mother? What was missing on her? Otherwise man wouldn't be divorcing there first wife as they marry them as virgin. Don't judge a person coz she is a step mother. Daisy worked together with Tuku and build their lives. This is why she doesn't like sharing with anyone s child. She has the right. In general speaking you don't force anyone to love or like you. It's better for Daisy telling the world open, I don't love you than ending up doing the unbelievable.
What's Up With The Manatsas: Selmor and Tendai  S1 E19
12:58
Selmor Mtukudzi Official
Рет қаралды 11 М.
Selmor Mtukudzi Performs “Shungu”
5:22
Expresso Show
Рет қаралды 170 М.
Стойкость Фёдора поразила всех!
00:58
МИНУС БАЛЛ
Рет қаралды 3,6 МЛН
Selmor Mtukudzi Documentary #SelmorAt40
7:49
Selmor Mtukudzi Official
Рет қаралды 30 М.
Daisy Mtukudzi interview
10:44
The Sunday Mail
Рет қаралды 25 М.
Selmor Mtukudzi breaks down on her return to Pakare Paye during #OMIFA24
3:26
ED Warns Chiwenga: Pachigaro Chemukuru hapamihwe mihwe unochohwa
11:02
Citizens Voice Network
Рет қаралды 107 М.
Selmor Mutukudzi walks out of Oliver Mtukudzi’s commemoration festival stage
2:11
Diversity Music Collective
Рет қаралды 1,4 М.
Love, Family & Building An Empire, with Daisy Mtukudzi
58:12
BizNews: Wayne Duvenage - Leading the charge against corruption in SA
24:01
OUTA - Organisation Undoing Tax Abuse
Рет қаралды 4,3 М.
Стойкость Фёдора поразила всех!
00:58
МИНУС БАЛЛ
Рет қаралды 3,6 МЛН