Рет қаралды 172,325
Perfomed by Majjesty
Written by: Baron Leon Mkweza
Ehkaa
Tambaoga haana pressure
Sta
Sahwira mukurusa
Majjesty usadaro
Ka nhaii
Nasahwira topindirana
Ende tinowirirana
Nasahwira tosimbisana
Musi weguva chete watichapesa Wangu sahwira muho-ombe Sahwira mukurusa
Ndomuda zvikuru aagh
Uyu muho-ombe handidi kumu loser
Ndingatomera bundu shaa
Muho-ombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Ndingatomera bundu
Coz ukango texta ndosekerera
Kuswera usingafile bho ndinomerera
Sahwira usahondi womesera
Ukandi replacer haa-uripinde denga
Aaah Ndasangana nevanhu hobho mulife but munhu akaita sewe is rare to find
Ndongoda kugara newe paside
Uchindimiririra ndikabuda offside
Muhombe
Sahwira mukurusa
Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Wangu sahwira muho-ombe Sahwira mukurusa
Ndomuda zvikuru aagh
Uyu muho-ombe handidi kumu loser
Ndingatomera bundu shaa
Muho-ombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Ndingatomera bundu
Pamwe pacho husahwira hunokunda hushamwari
Husahwira kusanganiswa naMwari
Husahwira hwunoita hwega
Hapadi force ukaona makumanikidza siyai
Mwari makaita zvenyu inini handishamisire but pana sahwira makandi blesser
Kana muchida henyu mupei makore akawandisa panyika handidi kutamba ndega
Sahwira mukurusa
Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Imagine ndazomera bundu shaa
Muhombe sahwira mukurusa
Matemai mucheki mukurusa
Uyu muhombe handidi kumu loser
Pamwe ndiMhofu Mhofela
Muhombe sahwira mukurusa
Ava ndihumba ivava uyu muhombe handidi kumu loser
Ava ndishumba ivava muhombe sahwira mukurusa
Sahwira mukanya
Musamukanya uyu muhombe handidi kumu loser
Sahwira wangu Chihera
Chihera muhombe sahwira mukurusa
Hwesa masango
Urimuhombe handidi kuku loser
Moyo chirandu uri muhombe sahwira mukurusa