Zvandaka itwa na Sabhuku😳Kudyasa kwazvo

  Рет қаралды 77,657

Mama Vee

Mama Vee

Күн бұрын

Пікірлер: 184
@86Bh701
@86Bh701 6 ай бұрын
Mhamha Veee namaikuru munoshota shamhu chete. Keep the fire burning, munotivaraidza mhani guys
@brendangwerume7614
@brendangwerume7614 6 ай бұрын
Kkkkk hanzi wakashinga manhuwiro asabhuku mukanwa aya 😅😅😅😅
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 5 ай бұрын
😂😂😂
@beatricenesu2228
@beatricenesu2228 6 ай бұрын
Mai vhai namaikuru venyu mutivaraidza keep the fire burning 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@MaAmanaTa
@MaAmanaTa 6 ай бұрын
Love this combination 😅😅😅
@LifeChoses
@LifeChoses 6 ай бұрын
Lmao it’s the lunch box dropping kubva murokwe asika 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@MunyaradziMlambo-sv1bt
@MunyaradziMlambo-sv1bt 6 ай бұрын
Perfect way to kick off my morning
@SusanMushoperi
@SusanMushoperi 6 ай бұрын
😂😂veduwe ka...nyadzi dzinokunda rufu
@memorymadyegasva1725
@memorymadyegasva1725 6 ай бұрын
Mama Vee na Mai guru ka, tichafa kuti fiii nekuseka😂😂😂
@tatendataderera8505
@tatendataderera8505 6 ай бұрын
Kunyara kwacho 😂😂😂😂😂ndatoita sokunge ndini ndasvikirwa...you are the best @mama vee naMai Kuru
@sheilakanda4001
@sheilakanda4001 6 ай бұрын
Kkk zvandatokunyariraiwo nhaimi vakadzi vakuru 😂😂
@LeanmoreMurindashaka
@LeanmoreMurindashaka 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂kudyisidzira mwana
@FaithMhene-ol9jy
@FaithMhene-ol9jy 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂u killed me ko manga makuenda kupi futi ,nyadzi dzinokunda rufu mai vhai😂😂😂😂
@juliahlohla9916
@juliahlohla9916 6 ай бұрын
Nhasi manyarirepi 😂😂😂😂
@EmidaMutenure
@EmidaMutenure 6 ай бұрын
Asikaah mama Vee namai Chihwa modarirei maikuru na mainini kudya lunch yemwana kwavekumupa ma Lemon wesuweeh ka. 😂😂😂😂😂
@Chihoro1999
@Chihoro1999 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂my people what a beautiful morning. Well done
@beatricenesu2228
@beatricenesu2228 6 ай бұрын
😂😂😂 kuzopa mwana ndimu . Kkkkk hanzi mazoe akutonwiwa nevakaromba😂😂
@CYNTHIATOGA
@CYNTHIATOGA 6 ай бұрын
Asi mama vee and Mai Chihwa soooo....my pain killers.😂
@PeggyMudzimu
@PeggyMudzimu 6 ай бұрын
Hilarious 😂😂😂😂😂 🎉❤
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 3 ай бұрын
Keep the fire 🔥🔥 burning 🎉
@eunicemajonga9296
@eunicemajonga9296 6 ай бұрын
Nyadzi dzinokunda rufu 😂😂😂
@Sthandwa-dk3xh
@Sthandwa-dk3xh 6 ай бұрын
Kkkkkk
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 6 ай бұрын
Hokoyo Mai vee naChihwa mabhinya vasikana kaaa zvakaoma chegotsi Ande futi kaaa
@PricillaChidhanguro
@PricillaChidhanguro 6 ай бұрын
Palazzo pants yamadam
@Eva3rt
@Eva3rt 6 ай бұрын
Matangawo imi 😂
@VioletMagutakurima-sw4xc
@VioletMagutakurima-sw4xc 5 ай бұрын
Imiwee kkk
@TendaiSakabuya
@TendaiSakabuya 6 ай бұрын
Maikuru namai Vhayi good combination munotivaraidza😅
@KarynChabvongaMandebvu
@KarynChabvongaMandebvu Ай бұрын
Mama Vee namaikuru. mofanirwa kumboita drama naSabhuku Vharazipi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 tingafa nekuseka
@RosemaryRashai-rd7yf
@RosemaryRashai-rd7yf 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 haayaa yu finish my strong mama veee namaikuru kkkkkkkkk
@josphiwemudede4140
@josphiwemudede4140 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂anhuwee musadaroba diko kuhira mwana mbuwa yake yese
@ProgiaDzinzi
@ProgiaDzinzi 6 ай бұрын
Kkkkk Mai chihwa lunch radonha Pai 😂😂😂😂😂kuzopa mwana lemon
@kingsleytimiyo1719
@kingsleytimiyo1719 5 ай бұрын
Mama vee and your partner u are the best
@magretajofrei
@magretajofrei 5 ай бұрын
Haaaaaaaah zvadiiko nhai? Kushata kwezvimwe ndookunaka kwezvimwe kkkkk Mama wabva vasvika apa mwana ne lemon mumaoko wanwe nechingwe! Heeey congratulations😂😂😂😂❤❤
@bybit.emkoka
@bybit.emkoka 5 ай бұрын
Mama vee kusvoda ndokuziva hazvina mhosva mwari ndiye unoziva
@JohannaMutavire
@JohannaMutavire 6 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkk mama Vee vawanikidzwa, kudya lunch yemwana
@MakahManiki
@MakahManiki 6 ай бұрын
😂😂😂 Mai chihwa manje kkkk ndaona mbabvu nhasi
@RinaKalambira
@RinaKalambira 6 ай бұрын
😂😂😂😂 you know it's a positive feeling to laugh when one is sick ...
@BrianMooketsi
@BrianMooketsi 4 ай бұрын
Kkkk makanyanya mai vhai
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂haaa ini mai vhayi vachandiuraya chete
@lillianlyla4096
@lillianlyla4096 5 ай бұрын
Mai Chihwa🏃🏃
@tabeth-dh5sh
@tabeth-dh5sh 5 ай бұрын
Kkkkkkkk ndaseka zvangu mhamha vee na maikuru maichihwa imika😂😂
@rejoicetariromanase7710
@rejoicetariromanase7710 6 ай бұрын
You guys munondipasa manyemwe hangu
@cheridafungayi6202
@cheridafungayi6202 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂kwaaaaaaaa Well done guys ❤❤
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂Hiiiii mwana akutodyirwa chingwa hanzi hautaure kune mabhinya
@trishSibanda-dm9wm
@trishSibanda-dm9wm 3 ай бұрын
😂😂😂😂i love you guys....you always make my day
@Joiceblack5Joiceblack5
@Joiceblack5Joiceblack5 6 ай бұрын
Mhosva maoko anongochinja why 😮last tim takaone anaka apa yoooh
@MercyMataka-ze1uc
@MercyMataka-ze1uc 6 ай бұрын
Kkkkkk wandipedza simba mai vhayi
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 6 ай бұрын
😂😂😂😂makaoma kudyira mwana chingwa chake
@PerinaRukara
@PerinaRukara 5 ай бұрын
Maikuru namainini ndakusarendai ini aaaaa 😅😅😅
@KoreMan-ji4pp
@KoreMan-ji4pp 6 ай бұрын
Creativity yakawandisa pamuri mai Vhai😅❤
@takudzwamunozogara7154
@takudzwamunozogara7154 6 ай бұрын
Musadaro weduwee
@AshleyMadzinga
@AshleyMadzinga 6 ай бұрын
Kupererwa ndokuziva ini😂😂😂
@mimmssamuriwo5958
@mimmssamuriwo5958 6 ай бұрын
😂😂😂hanzi wakashinga manhuwirona sabhuku mukanwa😂😂😂
@fungainemarare5252
@fungainemarare5252 5 ай бұрын
Akatauri kanotyekurumwa 😂😂😂😂😂😂Admire ndinopisa hembe dzema bosss mhani iweeeeee 😂😂😂😂😂😂
@yvonneyvonne-vr2uo
@yvonneyvonne-vr2uo 6 ай бұрын
Mama vee kaa
@Siphaty91Siphaty
@Siphaty91Siphaty 6 ай бұрын
😂 mashaya pekupinda ka kkk kuzopa mwana remoni ere askana
@marjorynota9811
@marjorynota9811 6 ай бұрын
Kunhuwa mukanwa for me😅
@MelodyGonye
@MelodyGonye 6 ай бұрын
Kkkk Mai vhai kaa😂😂
@amandafish3022
@amandafish3022 6 ай бұрын
😂Anhu woyee
@elizabethchitsiva5607
@elizabethchitsiva5607 6 ай бұрын
Imi asksna imi ka in medems voice😂😂😂
@alberttangire3645
@alberttangire3645 6 ай бұрын
APA pakasangana mapenzi chaiwo kkkkkkkk😂😂😂😂😂😂
@MelissamasangomaiMasangomai
@MelissamasangomaiMasangomai 5 ай бұрын
Hanzi ndopawakabatwa here kkkkk
@buhlebenkosinomathamsanqan5717
@buhlebenkosinomathamsanqan5717 Ай бұрын
Maiswa lunch yacho namaikiru😂❤
@otilliamasikume-px5nd
@otilliamasikume-px5nd 6 ай бұрын
😂😂😂ummmmm yaaa mhuri yese kukwana chingwa chemwana anhuwee musadaro
@FlorenceTaruwona
@FlorenceTaruwona 6 ай бұрын
Mainn namaikuru mazokasikisawo kani kuhla chikafu chacho 😂😂😂
@RumbidzaiShoko
@RumbidzaiShoko 6 ай бұрын
Chero madiwa nasabhuku zvenyu mai vhai
@ShalomChidziya
@ShalomChidziya Ай бұрын
Mama Vee kuzonyarawo kani😂😂😂
@Donkikie2
@Donkikie2 6 ай бұрын
Kkkkkk Vamwe vanhu shamhu ikuita shoma
@vimbaishumba1142
@vimbaishumba1142 6 ай бұрын
kkkkkkkk it's marobani step for me ya chihwA
@natashahweru9479
@natashahweru9479 6 ай бұрын
Serious yamam veee
@FlorenceTaruwona
@FlorenceTaruwona 6 ай бұрын
Combination manyama
@PricillaChidhanguro
@PricillaChidhanguro 6 ай бұрын
😂😂😂😂 Ava Vari vaviri ndoseka ndisati ndatarisa ini
@TafadzwaMunyika-dh5je
@TafadzwaMunyika-dh5je Ай бұрын
Mai chihwa vanakirwa hehehedee😂😂😂
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 6 ай бұрын
Maikuru kuomberera chingwa mai sarah kutyora muzura
@ruthcatsante3200
@ruthcatsante3200 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂bhati wayi nemwi asikana airi imwi😂😂😂😂😂😂😂
@angelamashingaidze7697
@angelamashingaidze7697 6 ай бұрын
Handimuyedzo hr😂😂in maikuru's voice
@tadiwanashehelganyoni7214
@tadiwanashehelganyoni7214 6 ай бұрын
But madam Mazvi vakapfekei
@paidabrenda
@paidabrenda 6 ай бұрын
Hanzi haudi lemon apa madya chikafu chose 😂😂
@PreciousChikwede
@PreciousChikwede 6 ай бұрын
Makabatwa pai nhai Mama Vee? 😂😂
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 6 ай бұрын
Catching them young 😅😅😅
@ZandileMoyo-y6s
@ZandileMoyo-y6s 6 ай бұрын
Morning pill
@MissTari-e4k
@MissTari-e4k 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂wakambonyara😂😂😂 Maivhayi yoooooweeeee
@NyaraiChinyama
@NyaraiChinyama 6 ай бұрын
Kkkk wopiwa lemon nekuti unorwara kkkkk 😂😂😂
@chikomboreromutunzi9193
@chikomboreromutunzi9193 6 ай бұрын
😄😄😄 kusara muchinwa drink racho chii asi
@Shamiso-bw5zo
@Shamiso-bw5zo 6 ай бұрын
Unowanze mvura akomana weee 😂
@tasunungurwadewah7798
@tasunungurwadewah7798 6 ай бұрын
Kusvoda kwacho 🤣🤣
@NellyMuzanenhamo
@NellyMuzanenhamo 6 ай бұрын
Kkkkkk munondibvisa stress
@sabi88184
@sabi88184 6 ай бұрын
It's a lunch box for me kkk maikuru maiChihwa
@AnzakariaMavurere
@AnzakariaMavurere 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂kwaaaah
@harrietgracedhliwayo5606
@harrietgracedhliwayo5606 6 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣mabatwa
@ThendoTshada
@ThendoTshada 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 haa makanyanya
@brendangwerume7614
@brendangwerume7614 6 ай бұрын
Maikuru mai chinhwa lunch yadonha murokwe kkkkkkk ndakunyarirai nhasi
@ShyletTokwe
@ShyletTokwe 6 ай бұрын
Kkkkkkkk nice nice ❤❤❤❤
@BarbraMadya
@BarbraMadya 6 ай бұрын
Kkkkk kwakutosara momwa drink racho kkk
@rumbidzaikawome483
@rumbidzaikawome483 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂zvasangana apa
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂Mai Vhai kuramba muchitonwa drink hamunyari ere
@BelindaChitsuwa
@BelindaChitsuwa 6 ай бұрын
Kkkkkk pwatii
@bettysamhutsa1662
@bettysamhutsa1662 5 ай бұрын
MaiChihwa namaiVhai😂😂😂😂😂
@amosmarwisa
@amosmarwisa 6 ай бұрын
😂😂😂😂 mama vee kaa
@MarvisRusakaniko
@MarvisRusakaniko 6 ай бұрын
😂hamuite mukupisa. Guys
@PATIENCESYMON
@PATIENCESYMON 6 ай бұрын
Ndasvoda iiiii
@beautymafika9655
@beautymafika9655 5 ай бұрын
Hanzi Mazoe vakungo nwiwa ne vanhu vakaromba chete
@lindytv3075
@lindytv3075 6 ай бұрын
Ko iko kuvuchirira chingwa mai chihwa
@tashyleenicole5163
@tashyleenicole5163 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 nyadzi dzinokunda rufu
@shamishome
@shamishome 6 ай бұрын
Ndazwe kunyara fani😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂maiweeeeeee
Muroora ndiye muroyi😳😱
6:16
Mama Vee
Рет қаралды 95 М.
规则,在门里生存,出来~死亡
00:33
落魄的王子
Рет қаралды 31 МЛН
когда не обедаешь в школе // EVA mash
00:51
EVA mash
Рет қаралды 4,4 МЛН
«Кім тапқыр?» бағдарламасы
00:16
Balapan TV
Рет қаралды 284 М.
Akauraya mwana wangu . Dare raMambo Mutasa #Karanganda TV
18:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 20 М.
Todii na Frets🙌 @matsangacomedy-teampaghett736
10:36
Frets Donzvo
Рет қаралды 96 М.
Ndino Rombesa😳😂😂
4:17
Mama Vee
Рет қаралды 86 М.
ZIM SHORT MOVIES RICH POOR UNCLE @chihwacheguhunecomics9320
11:48
Pari Kutoda strategy apa 😂😂
5:26
Mama Vee
Рет қаралды 121 М.
Mukazonzwa kunzi ndafa batai @mamavee  murove 😭😭😭
2:56
Handsome Gudo Zim
Рет қаралды 39 М.
PASADZA Episode 2 FINAL
9:20
Youth Advocates Advocates
Рет қаралды 118 М.
Wrong Move |Kunyenga driver 😂😂😂
5:55
Mama Vee
Рет қаралды 306 М.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 12 М.