Mukushora kwenyu ikoko zvirikumupa Mari muchindohukura hukura mhuri yake irikurarama . Ko zvenyu zviripi imi munogona
@ediemutombe18686 ай бұрын
Nyaya haisi pakuti achawana mari here kana kuti kwete, nyaya iri pakuti magitare ari pa off key iwe dofo iwe,,,haasi kugona ma live sho Chivoko wako uyu
@VictorTakundaMapanzure6 ай бұрын
Hatina kuti haawane mari achaiwana or achatafza kuwana yaifana kuwana yakati wandeyi nekuda kweizvozvi zvatiri kuona izvi......... Hazvisi kunakidza