Kana ndichiona Macheso ndoona Mark Ngwazi farai baba Shero zvibereko zvako izvi. Vanhu ngatisada kukonzera beef ngatifare musambo kuti urikukura😂😂😂 N
@simbamoyo94008 ай бұрын
Boss Donald Gogo RUBBER STOPPER!
@proudchinyama13438 ай бұрын
Haaa Mark Ngwazi isimbi hombe chaiyo
@BOSSMUREVAZVIVIL28 ай бұрын
Moita muchizvi tarisira ma speaker anopera ose nembavha security yenyu inowanza hope imi kkkkk asi speaker 🔇 yenyu yakawanikwa mupiwe. Iriko ku central police.
@SamuelMushambiri-wt8oz8 ай бұрын
Anopedza mwana waamai Cecilia
@Prankmaster-r3d8 ай бұрын
Uuuh mwana anogona uyu
@BOSSMUREVAZVIVIL28 ай бұрын
Ko speaker yako yawaka birwa pa Macshap wakazoi dzorerwa hre nhai Mukoma Mark.
@Malcolm53008 ай бұрын
Gogo arova uyoo kungoti chete mafans akaomerah😂
@enockmutasa62758 ай бұрын
zvichiri kunetsa apa ummm
@AmeliaJoaoLapson-o1y8 ай бұрын
a herdeira
@timothypiroro10738 ай бұрын
Live hachisi chipo chenyu mukoma
@chrisvijumo96628 ай бұрын
Unodigonera
@tendaimichaelsakarombe61008 ай бұрын
Kagitare ako ka ti ti ti ako kakanakisa cbose dambudziko richiripo kuda kuita babashero ipapo manjeee
@lutherkingmusic68428 ай бұрын
Makazvinzwepi beat bhoo futi
@Tasangana8 ай бұрын
Different keys
@tarironcube38488 ай бұрын
Mati Mukuru akaba beat reMfana here coz song yemfana ndiyo yakatanga
@mziwakhemncube44336 ай бұрын
Pure jealous & hatred
@forgivenyamakosi67648 ай бұрын
Donie
@admiremiraclesduri83255 ай бұрын
🤣🤣🤣 bwa bwa bwa pidigu dhiii zvangu. Mfana uyu haasati avakugona live stage. Better kunzwa hangu Simon Mutambi kana Sugar Sugar or Rody Chemudhara