Maskiri handina kumbobvira ndaku doubter but apaa wazonyanya kugonesaaa wangu wakuimba nemadimikira zvaiita 2Pac wagona wenaaa keep it up kuita ngano isinganzwisisiki kuti is it past or present or future so nice keep it Up wangu very artistic, pakuzoti Samicha apoo nepekuti Nyashaa haaa kuuraya art chaiko one has to read from right to left nyc................
@stephenzona66063 жыл бұрын
NB: This is Tronnix though he sings like Maskiri
@aaronnyanhongo8316 жыл бұрын
intellegently composed piece of art, is maskiri taking a political dimension. this piece of art shows the maturity and gift of maskiri as age unfoldes.big up maskiri
@ngonimint69854 жыл бұрын
Kkkkkkkk samicha makanyanya ummmmmmm you are very creative
zvagara unoti anopabva ere..angabvisira mambo agotonga for just 6months chete..ringazvitenda garwe racho kuita hand ova kune vakatadza kubvisa mambo pachezvavo kare..2008 vakamutadza mambo kumubvisa but vakanga vahwina wani..GARWEEEE HAPANA ZVAMUNORIITA IRO..RICHADZOKERA MUMVURA ROGA RAVE KUDA