Hats off to Evans Muyendesi 🥂🙌 like if you know him ❤
@AnnieMutimbanyoka2 ай бұрын
Aaaaah dai ndirini Dan ndaiyenda kuna baba Simba straight kunobvunzira nyaya dzavo naNyarie
@ThandiweMacheka-c8h2 ай бұрын
Zviri kuitika izvi mudzimba baba vachida mwana mai vasingadi kurwadziwa nemimba Maita henyu team redu muri kugona shuwa ❤❤❤❤❤
@EmmanuelTavesu2 ай бұрын
Ndakambosangana nazvo zvakadai unonzwa seunotsva
@ChennyC-tr8di2 ай бұрын
Nyc 1 levelling up🎉
@nyarieanita67032 ай бұрын
Nice one ❤❤❤🎉
@DanGregoOfficial2 ай бұрын
Thanks 🔥
@cultureloveofficial58032 ай бұрын
Series iri mukarigumira munzira tonetsana ❤😂
@DanGregoOfficial2 ай бұрын
Imboriimba ka king ndiwe wema songs kkkkk
@spencerwasara36582 ай бұрын
Tomamisana heavy
@stmusona2 ай бұрын
Culturelove, imborichemaka series iri chibaba kkkkkkkkkkkkkkkk
@NicoleAkue2 ай бұрын
Bamunini vanogona😅
@MavisTagarira-u5e2 ай бұрын
Nice keep it up ka respect kababa Kimberly kwayi ndiwe assistance wangu
@OwenChinyamakobvu-ff5vx2 ай бұрын
Kooo kuzoti dai mari yemombe dzerora taka tanga butchery 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@anglebertbrandon35462 ай бұрын
Nice one guys.Keep up the good work.Cant wait for more Episodes to come🔥🔥🔥
@DugmoreKapfurutsa-i1w2 ай бұрын
This good koo bamunini vanonzani ....nyari na dan u nailed it lm enjoying this 😅😅😅😅😅
@CynthiaMaster-fg2zs2 ай бұрын
Ndoda riot nemilitary police in bamunini's voice kkkk
@shelterpamire52152 ай бұрын
Nyarie wabatwa😂😂😂 but mhosva haufe vakabvuma zvako 😂
@lincolnejosh23902 ай бұрын
Tunga got something to do kumba kwa Dan the way he jst defended Nyari
@josphiwemudede41402 ай бұрын
😂😂😂😂haa baba mudiki waramba kuwacha
@judithmhondoromhondoro97122 ай бұрын
Nyari Akaoma !
@ChristianMukwasi2 ай бұрын
Mabvrrrrrrrii🔥🔥🔥🔥
@TindoMadzama2 ай бұрын
Nyarie ummmm unechipo chekunyepa wangu
@TMJ4442 ай бұрын
Chine ma1 ichi. Good work team
@WalterKiwa2 ай бұрын
Dan lm enjoy this koo nyari ngabate Boe bamunini tikuda vatipewo nyati
@nyarieanita67032 ай бұрын
Keep it up guys ❤❤❤
@zimrangerfilms2 ай бұрын
Future legends❤ this thing is great, approved
@TauraiMagodo2 ай бұрын
Nelly this time hapana zvekuva romantic wacha ma boxer 😅😅😅😅😅😅😅
@PanasheMutanhawu2 ай бұрын
Military police ikauya bamunini munoti mukoma bvisai ari fresh ndiwache 😂😂😂😂😂😂 when is the episode 2 truly speaking this is dope
@TrymoreKunzekutema2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 caption mombe dai dzakahvura butchery 😅😅😅😅 this made my day
@MellisaTafadzwa2 ай бұрын
Problem munhu akarora anokanganwa hama dzese but with the kind of chick ina bamunini Dan will be saved navo short film rine mean hombe l subscribed makapenga guys😂😂😂😂😂😂
@CharityMoyo-v5c2 ай бұрын
Uuuuumh mukurumidze kutipawo part 2 guys heeei takanonokerwa nenhapi tapi iyi🎉🎉🎉🎉🎉
@mimie35002 ай бұрын
This is so nice neighbor 😊. Keep up the good work
@DanGregoOfficial2 ай бұрын
Kkkkkkk hoooo oky
@bettysamhutsa16622 ай бұрын
Good work well done guys
@MellisaTafadzwa2 ай бұрын
Dai mombe dzakahvura butchery 😅😅😅😅😅😅 but sometimes zviriko varume vanonetsa ava unotoona kuti kuti ukaita😄 mwana unoitwa chikorobho ahhhhh
@ElisaLenciaMtenje2 ай бұрын
Bamnini vakudedza Riot ne Millitary porisi 😅😅😅
@tanyaradzwamuchegwa65782 ай бұрын
Kkkkkkk ehe
@lydiamazengwa7032 ай бұрын
Kkkkk ne effort yese yandrikuisa yese hr Nyari😂😂😂 in Dan' voice
@mazvie2 ай бұрын
Haaa munondiita great guys😂😂😂❤❤❤
@brendamangena80672 ай бұрын
Kkkk enjoyed this. Episode 2 please
@Leezee-y2 ай бұрын
Danny, the person wauri kuudza ndiye arikudya mkadzi wako