Mbeu ft Shinsoman, Ti Gonzi, Guspy Warrior - Handichada (Official Visualizer)

  Рет қаралды 450,979

Mbeu zw

Mbeu zw

5 ай бұрын

Produced By: Ghost Magician
Mbeu Bookings : +263 77 444 5771
Email: mbeu.mhodzitribe@gmail.com
Connect with Mbeu & The Mhodzi Tribe:
/ mbeuzw
/ mbeuzw
/ mbeuzw
/ @mbeuzw

Пікірлер: 703
@Straight_outta_xnation
@Straight_outta_xnation 5 ай бұрын
Those who believe kuti this song is a classic hit gather here
@tapiwanyembe5634
@tapiwanyembe5634 5 ай бұрын
Mati tigarire nechekumberi here
@jumamsusa746
@jumamsusa746 5 ай бұрын
Chakaipa been on repeat kubva zvachabuda 🫡
@miltonhove8035
@miltonhove8035 5 ай бұрын
😅88p⁹89ĺĺĺ​@@tapiwanyembe5634
@ObeyChakauya-qk1ey
@ObeyChakauya-qk1ey 5 ай бұрын
Madhodhi aya…this 2024…the age of AI…song iyi yaka tageta mashona chete…which is bullshit…ko ku Nigeria varikuda kutonzwawo kkk😊
@samanthamutepfa9040
@samanthamutepfa9040 4 ай бұрын
​@@ObeyChakauya-qk1eyurisaskam iwe Saka maNigerians arikuita English chete sichupeti😢😢
@lastlast22
@lastlast22 5 ай бұрын
T gonzi ndivo baba veZim hip hop ...Anogona uyu.Nice song🔥
@rodgerszengeni6207
@rodgerszengeni6207 5 ай бұрын
Mbeu is underrated, he is the best!
@allengovha8191
@allengovha8191 5 ай бұрын
Unoziva iwewe 💯 percent
@majobho2034
@majobho2034 5 ай бұрын
This guy anogona kani.
@godknowsmugogo3419
@godknowsmugogo3419 5 ай бұрын
I like him but i think iye wacho ane something chinoita kuti asadiwe nevanhu
@user-my3yc2iq6z
@user-my3yc2iq6z 5 ай бұрын
Ha shuwa, mbeu muhombe
@Nhamo3
@Nhamo3 5 ай бұрын
Mbeu anogona mhani.
@nigelmutore391
@nigelmutore391 5 ай бұрын
General overview: Mbeu is just calm on the beat, shinso's voice is unmatched, t gonz's lyrics proves talent on another level, guspy is one of the finest vocalist. LEGENDS ON THE SAME TRACK🔥🔥
@andytaderera5991
@andytaderera5991 5 ай бұрын
burning
@ShinaPhiri-mc6vd
@ShinaPhiri-mc6vd 3 ай бұрын
I wish I could like the comment un countable straight to the point
@user-ke5hg7pf9k
@user-ke5hg7pf9k 5 ай бұрын
t gonzi 👑🤞🤞ndabvuma hank
@snowfoxartsfilms
@snowfoxartsfilms 5 ай бұрын
Ti Gonzi NdiTateguru ku Zimhiphop, 10 vanongopiwa overhype
@Ruralroutesuncovered
@Ruralroutesuncovered 4 ай бұрын
haa muskompeya holyten nematuzvi
@Jesus_Saves_Believers
@Jesus_Saves_Believers Ай бұрын
Unoziva here kuti Mwari anokuda? Jesu Kristu Mwanakomana waMwari uye ndiMwari. Jesu akafira zvitadzo zvedu uye akamuka zvakare. Ani naani anotenda muna Jesu Kristu achava noupenyu husingaperi. Tenda muna Ishe Jesu Kristu kuti uwane hupenyu husingaperi kudenga. Johani 3:15💌
@KuzivakwasheZvinoira-lr6fo
@KuzivakwasheZvinoira-lr6fo 5 ай бұрын
Ti gonzi is not pregnant but he never fails to deliver
@amandamundangwa514
@amandamundangwa514 4 ай бұрын
@tinashenyowani3940
@tinashenyowani3940 3 ай бұрын
Mabars
@vigilanceviggie2193
@vigilanceviggie2193 5 ай бұрын
Is it me nenzeve dzangu, instrument rakasotwa with a mixture of reggae,dancehall,jazz n hiphop fills.❤
@tayyygee6938
@tayyygee6938 5 ай бұрын
anonzi Ghost iyeye
@Mari_Elisha
@Mari_Elisha 4 ай бұрын
Producer ma1 uyu
@daratiwaida6233
@daratiwaida6233 4 ай бұрын
anonzi ghost magician akaipaaaa
@innomundopa8763
@innomundopa8763 22 күн бұрын
Hazvinzwikwe nevakawanda izvi but pakabatwa basa apa
@wallacecufaz4041
@wallacecufaz4041 5 ай бұрын
The versatility of Mbeu's voice is out of this world and apa pasangana theee guys vanoziva how to enter the music world using their different voices,makapenga mese #munogona zvisingaite
@tatendadarangwa1019
@tatendadarangwa1019 5 ай бұрын
True wasangana wano gona, pango shota Hkd Freeman
@akpalmer_jnr3266
@akpalmer_jnr3266 5 ай бұрын
To all those who has been waiting’ for this masterpiece lets gather Great works Mbeu Ti Gonz i see you
@tinokudzaishedupwah6083
@tinokudzaishedupwah6083 5 ай бұрын
Ahhhhh imiiiii, Ngoma rakagadzirwa iri.....pasina dzungu dzungu.Excellent
@Jesus_Saves_Believers
@Jesus_Saves_Believers Ай бұрын
Unoziva here kuti Mwari anokuda? Jesu Kristu Mwanakomana waMwari uye ndiMwari. Jesu akafira zvitadzo zvedu uye akamuka zvakare. Ani naani anotenda muna Jesu Kristu achava noupenyu husingaperi. Tenda muna Ishe Jesu Kristu kuti uwane hupenyu husingaperi kudenga. Johani 3:15💌
@El-Sanccho
@El-Sanccho 5 ай бұрын
Shinso's back as if he never left. 'sound di big ting deh' 🔥 🔥
@Nhamo3
@Nhamo3 5 ай бұрын
Sound di big ting deh
@El-Sanccho
@El-Sanccho 5 ай бұрын
@@Nhamo3 'hear mi nou'
@shepherdmaseko8151
@shepherdmaseko8151 5 ай бұрын
ndiribig fan reMhodzi tribe yese zvayo seband.The guys are superb and knowing Feli Nandi used to be part of this family makes me loving them more..
@bashmouthsound7290
@bashmouthsound7290 4 ай бұрын
Sadly such good music is not being promoted the right way. WHAT A BEAUTIFUL SONG🔥🔥🔥
@NigelMbgwadzawo
@NigelMbgwadzawo 5 ай бұрын
ngoma iyi ihombe 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@percykemal
@percykemal 4 ай бұрын
If believe that T-gonzi ndibaba hit a like
@mbeuzw
@mbeuzw 5 ай бұрын
Thank you Family please subscribe to my KZbin Channel!
@kelvintakundajera529
@kelvintakundajera529 5 ай бұрын
Haa mdara this song is the best
@mr_hugfan15
@mr_hugfan15 5 ай бұрын
❤❤❤❤Collaborating Mbeu will be my dream come true his voice is so magical
@Nhamo3
@Nhamo3 5 ай бұрын
He is on another level.
@roymatsikira.kingsonly
@roymatsikira.kingsonly 5 ай бұрын
let's all gather here to appreciate this banger from Mbeu,T gonzi and Dancehall Father sound mixing dem🔥
@AnesuMahachi-vg1np
@AnesuMahachi-vg1np 5 ай бұрын
Unbelievable
@user-bi3pt5mv2z
@user-bi3pt5mv2z 5 ай бұрын
Boiz T gonzi imwe mbeu ❤❤
@dolsmashaugustine9620
@dolsmashaugustine9620 5 ай бұрын
Those who are here for Shinsoman voice come again
@user-ee6lp8zo4l
@user-ee6lp8zo4l 4 ай бұрын
Hearminow
@user-hb5vb4iv5r
@user-hb5vb4iv5r 4 ай бұрын
Hearminow❤❤
@marilynmapara810
@marilynmapara810 4 ай бұрын
Hearminow
@rosechinounye4589
@rosechinounye4589 4 ай бұрын
Baba devant❤
@DavidNdahwi-ud3th
@DavidNdahwi-ud3th 5 ай бұрын
To those who played the tune for times n above ahoiii 🔥🔥📌 great music
@marg86
@marg86 5 ай бұрын
Love the combination, and Mbeu"s versatility. Well done! Shinsoman vatoramba kupera havo, Guspy deserves more recognition in this lifetime.
@Emkay1314
@Emkay1314 5 ай бұрын
Sichaz yakaita tense nekuda nezvepast😂😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯approved line
@nyathianele
@nyathianele 5 ай бұрын
🎉🎉🎉aayyayayayyyy if music was a country 🔥 🔥 🔥 💯💥🤌chopiiiiiiisa, thank you mbeu, baba vadevante nemkomana anokiller mafeature
@Jesus_Saves_Believers
@Jesus_Saves_Believers Ай бұрын
Unoziva here kuti Mwari anokuda? Jesu Kristu Mwanakomana waMwari uye ndiMwari. Jesu akafira zvitadzo zvedu uye akamuka zvakare. Ani naani anotenda muna Jesu Kristu achava noupenyu husingaperi. Tenda muna Ishe Jesu Kristu kuti uwane hupenyu husingaperi kudenga. Johani 3:15💌
@tymarafish2360
@tymarafish2360 5 ай бұрын
"It's my turn (10) so takuenda pa11" imwe mbeu
@tatendadarangwa1019
@tatendadarangwa1019 Ай бұрын
Haaaaa Zimbabweans Hati gone kunyatso tsigira wekwedu. Nema bikirwo aka itwa nziyo iyi , haaaa team ngati svitsei mumillion chete zvamo.
@kudamtizwa9174
@kudamtizwa9174 5 ай бұрын
and yess👏🏾Mbeu is the best👏🏾🔥and then imwe mbeu maahhhnnn👏🏾🔥 this is good music👏🏾
@KundaiMugore
@KundaiMugore 4 ай бұрын
ichi chri kupisa 🥰🥰😘😍
@blessingkavhu5789
@blessingkavhu5789 5 ай бұрын
Great project! Can’t get enough of Mbeu and the backing vocalists - munogona guys. The seamless fusion of the four exceptional voices in this classical piece is truly remarkable - it’s encouraging to witness Zim artists supporting each other to produce great music. Much respect for the producer 🫡. Clean music to the world !!!❤
@Nhamo3
@Nhamo3 5 ай бұрын
Mbeu muhombe.
@washysumahachi8852
@washysumahachi8852 5 ай бұрын
the visual of this animation is on fire💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯
@Palmkay22
@Palmkay22 5 ай бұрын
Who believes This song inopinda mu top 10 I The next three days 🎉
@charletdube3957
@charletdube3957 5 ай бұрын
ndirikuramba inini
@ByGraceThroughFaith4991
@ByGraceThroughFaith4991 5 ай бұрын
​@@charletdube3957it's now in top 10😊
@celo9497
@celo9497 5 ай бұрын
​​@@charletdube3957 yapinda makuruwani
@mbeuzw
@mbeuzw 5 ай бұрын
​Watumwa here iwe bharanzi😂 Enda unofa mhani​@@charletdube3957
@mbeuzw
@mbeuzw 5 ай бұрын
❤❤❤
@Emkay1314
@Emkay1314 5 ай бұрын
Haa truly speaking. Ti gonz killed this guyz🔥🔥🔥🔥💯💯💯💯💯💯💯
@marcykatiyo4025
@marcykatiyo4025 5 ай бұрын
Chikunaka ichiiiii
@judithngureta3941
@judithngureta3941 5 ай бұрын
It's the dancing moves for me Mbeu anotamba 😂😂😂
@BasterZim856official
@BasterZim856official 5 ай бұрын
Mbeu &Shinsoman always do me good and they had nailed this one for me ,bless up de Ghost magician da producer iam Baster Zim from Masvingo iam also an artist
@takudzwacjonga2980
@takudzwacjonga2980 5 ай бұрын
Shinso the best collaborating Artist in 🇿🇼
@lescottmondaemchenar1998
@lescottmondaemchenar1998 5 ай бұрын
Ti Gonzi imwe mbeu 🔥 🔥 🔥
@ephraimchifamba6093
@ephraimchifamba6093 5 ай бұрын
Mbeu is underrated but he is one of the musicians with a double fine voice. Kudos Mbeu.
@Bhongerz
@Bhongerz 5 ай бұрын
Mbeu the voice 🔥shinso respect
@franklouistouch4183
@franklouistouch4183 5 ай бұрын
This is my first time to hear a song by Mbeu and I instantly subscribed hearing this Great Talent. ❤❤❤❤❤
@nigelmusonza2663
@nigelmusonza2663 5 ай бұрын
The chorus is fire 🔥
@kudamtizwa9174
@kudamtizwa9174 5 ай бұрын
1:13🔥👏🏾Shinso mmm🙌🏽🔥🔥
@tinashemikejoeshayanewako9510
@tinashemikejoeshayanewako9510 5 ай бұрын
thought ndini ndega ndapafeeler...vatsinhira Baba Devante
@tinashemarutsi8589
@tinashemarutsi8589 5 ай бұрын
Its a hit again... Voices are blending muri zvibaba mese..
@telecomsworlds.a1496
@telecomsworlds.a1496 4 ай бұрын
Mbeu is the best I love his music mbeu to the world
@tinashedavidmaguta8396
@tinashedavidmaguta8396 5 ай бұрын
mbeu neimwe mbeu🔥
@gibsonmphisa8209
@gibsonmphisa8209 5 ай бұрын
anonzi Mbeu uyo anotopenga hake nekugona
@Blessing000
@Blessing000 5 ай бұрын
Mbeu's vocal uniqueness is out of this world
@user-xy1dt4sh7p
@user-xy1dt4sh7p 5 ай бұрын
t gonzi air conditioners gather here
@icesbravo22
@icesbravo22 4 ай бұрын
imwe mbeuuuuuu inonzi Mbeu iyoo haisi ryt......vocalizing prowess thumbs up
@mayatlove6792
@mayatlove6792 5 ай бұрын
pasangana nyanzvi apo ndoti mese maita ma number one more love my Kings
@beeshapmedialinkspro5876
@beeshapmedialinkspro5876 5 ай бұрын
Finally mbeu dzakazosangana
@StarlehzKeyngdiWarMachine
@StarlehzKeyngdiWarMachine 5 ай бұрын
Mbeu is classic
@washysumahachi8852
@washysumahachi8852 5 ай бұрын
yhaaaa by far this master song is the best, all characters and voice are on treck,mbeu z underrated mhani that music
@mktygerz263
@mktygerz263 5 ай бұрын
Ti Gonzi kaaa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@TerrenceGonyora
@TerrenceGonyora 5 ай бұрын
Mbeu has never disappointed from day 1🔥🔥🔥🔥 this is a masterpiece gents!
@lynnmanyawi142
@lynnmanyawi142 5 ай бұрын
Song iyi ikunaka mhanii❤❤❤🎉🎉🎉
@beavenmutukwa2541
@beavenmutukwa2541 5 ай бұрын
Mbeu's music will last long like Tuku's music 🔥🔥🔥💯
@dedza464
@dedza464 5 ай бұрын
The vocal collab ya Mbeu na Shinso pa chorus💥
@TUKAZ_
@TUKAZ_ 5 ай бұрын
I'm feeling it 🇿🇼🔥🔥🔥🔥
@Mupezeni
@Mupezeni Ай бұрын
Sichaz ykaita tens nenyaya ye past
@tambarashupa4483
@tambarashupa4483 5 ай бұрын
T gonzi anogona zvekut bheee
@michaelronalfigobome9792
@michaelronalfigobome9792 5 ай бұрын
This is a masterpiece weldone guys #jugglinguncle capetown
@nepstee
@nepstee 5 ай бұрын
Mhodzi iMhodzi zveSure… you are the best my man
@RasArchy
@RasArchy 3 ай бұрын
Unogona kungonanzva speaker ngoma ratapira
@ClarityMahachi
@ClarityMahachi 3 ай бұрын
sure wangu
@INNOCENTDREADLOCKSZONE
@INNOCENTDREADLOCKSZONE 5 ай бұрын
Apa pakanyatso torwa time big tube iri💥💥💥💥
@shamebanda3838
@shamebanda3838 5 ай бұрын
Guys Mbeu anogona. Another good song there
@adroboy
@adroboy 5 ай бұрын
Shinsoman ,Gaspy ,Ti Gonzi and Mbeu _GOATS
@caignmanyukwa6377
@caignmanyukwa6377 5 ай бұрын
Mbeu atori nemaseeds hobho asati adyarwa, it's on repeat since payabuda
@user-dv8kg9tl6p
@user-dv8kg9tl6p 5 ай бұрын
Hayi ava vanogona
@tawanachiranda9473
@tawanachiranda9473 5 ай бұрын
Wen legengs meet they dont disappoint its a baaang salute my guys🔥👊
@kudxainyakarombo-us8bv
@kudxainyakarombo-us8bv 5 ай бұрын
Handichade ❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@emmanuelchikwava8684
@emmanuelchikwava8684 5 ай бұрын
Handichadaaaa handichadaaaa🔥🔥🔥🔥 Fambaaaaa murumeeee
@CHArDy002
@CHArDy002 5 ай бұрын
haa uyu moto... 🔥🔥. varikuwirirana neni, kuchidzirai
@TatendaMukume
@TatendaMukume 5 ай бұрын
Ngoma iro blue train 🚊 ma one ayo 🔥🔥🔥
@simbarashechingaira833
@simbarashechingaira833 2 ай бұрын
Straight on what is happening in my relationship now kunge yaimbirwa inin nxaa haa pullo mhann😅😅😅 what a great tallent showing up handichada
@rylieemkae78
@rylieemkae78 5 ай бұрын
Kasong kanotapira aka🎉🎉🎉🎉
@mukunatadi
@mukunatadi 5 ай бұрын
shinso muhombe, mbeu ne imwe mbeu..
@majobho2034
@majobho2034 5 ай бұрын
Please Mbeu can you do a collab with Winky D. This track was done so well, Well done everyone.
@user-ow5ht8uh6e
@user-ow5ht8uh6e 5 ай бұрын
Shinsoman voice richvoker nerambeu huchi
@profGTM
@profGTM 5 ай бұрын
Haha Chorus yakabatwa naKing😸😸😻 MBEU👊
@n_jayMagz
@n_jayMagz 5 ай бұрын
T gonzi kaaa hmmmm
@isaacmanyenga7290
@isaacmanyenga7290 5 ай бұрын
Mbeu🎉
@user-ld8dt2xy5f
@user-ld8dt2xy5f 5 ай бұрын
This song ma1 hayo ti.gonzi # manyenyureke
@traceybomba6903
@traceybomba6903 4 ай бұрын
Pakarohwa mhanzi apo❣️🥺
@samanthachimboza
@samanthachimboza 5 ай бұрын
When ever mbeu is featured just noe its a masterpiece ❤ 🔥 welldone boys
@TakudzwaMachinga
@TakudzwaMachinga 5 ай бұрын
Haaaaa ndachema 😂😂😂zvangu mbeu kani aaaahhhh
@user-bv1ie4sh8c
@user-bv1ie4sh8c 5 ай бұрын
This song is a #hit, when i read the artists i thought "Mbeu ft Imwe Mbeu" mmmm let me hear it. Thats TiGonzi's Bars Busfare Bar is out of this world. Shinsoman is truly the Dancehall father, changing voice tones in one verse is the maddest skill. Guspy warrior ah di baddest feature right deh, mi luv it when you squeeze in the breathless tune in deh. Finally big up Mbeu my Homeboy, im glad the product of Pakare paye is now blooming into a big one.
@washysumahachi8852
@washysumahachi8852 5 ай бұрын
mbeu woooooye my favorite vocal 💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯
@Ruralroutesuncovered
@Ruralroutesuncovered 4 ай бұрын
haa ghost magician ndokumbiro kuti upiwe ma blessings🙌🔥
@TawanaNyamhute
@TawanaNyamhute 5 ай бұрын
Eyoo wat a banger🎉
@isheanotidamakosa9837
@isheanotidamakosa9837 5 ай бұрын
Mbeu ✅️
@abelk-gw1lt
@abelk-gw1lt 5 ай бұрын
zvisina dzungu mkati,mbeu...dhansofatha..tii gonz..
@kaizen_ceo
@kaizen_ceo 5 ай бұрын
words can explain the points that the song touches...mmmmh mabata basa vakomana...
@lovemorechiweshe626
@lovemorechiweshe626 5 ай бұрын
Tigonzi is a big artist🔥🔥🔥
@bothiejay9888
@bothiejay9888 5 ай бұрын
Shinso never disappoints 😊
@always_taste_2638
@always_taste_2638 5 ай бұрын
Mbesa muhombe uyo🎉🎉🎉🎉
@wmakks
@wmakks 5 ай бұрын
Verse ra Tigonzi kuseri manje👏🏾🥶🔥
@dumisorestani6743
@dumisorestani6743 5 ай бұрын
Mbeu❤❤❤❤
@munyaradzichinatsa7273
@munyaradzichinatsa7273 5 ай бұрын
Mbeu Mbeu , huya utore tea
@faraimandabva7069
@faraimandabva7069 5 ай бұрын
T Gonzi akabvarura ngoma iyo.Big up T Gonzi.Classic song.
@edytambara
@edytambara 5 ай бұрын
Ka number bhoo aka!
Mbeu - Mhondi ye nguva (Official Video 2019)
4:35
Mbeu zw
Рет қаралды 459 М.
WORLD'S SHORTEST WOMAN
00:58
Stokes Twins
Рет қаралды 50 МЛН
Clowns abuse children#Short #Officer Rabbit #angel
00:51
兔子警官
Рет қаралды 78 МЛН
Chillmaster - Ndiudze Zvese Remix (official audio) ft. All Stars
7:19
Chillmaster Music
Рет қаралды 664 М.
Garry Mapanzure ft Shinsoman - Aida (Audio)
3:20
Garry Mapanzure
Рет қаралды 354 М.
Shinsoman - Wakawandisa Ft Queen Kadjah [Official Music Video]
2:59
Mavanga
3:49
Mbeu zw
Рет қаралды 87 М.
Mbeu - Manera
3:50
Mbeu zw
Рет қаралды 277 М.
Holy Ten - Madhafela (Official Video) ft. Jake Miles, MrCandy
3:35
Mbeu - Kana Uchida (Official Video)
3:52
Mbeu zw
Рет қаралды 163 М.
Jaloliddin Ahmadaliyev - Kuydurgi (Official Music Video)
4:49
NevoMusic
Рет қаралды 10 МЛН
Duman - мен болмасам кім? (Mood Video)
2:35
Duman Marat
Рет қаралды 122 М.
Әбдіжаппар Әлқожа - Ұмыт деме
3:58
Әбдіжаппар Әлқожа
Рет қаралды 1 МЛН
Munisa Rizayeva - Aka makasi (Official Music Video)
6:18
Munisa Rizayeva
Рет қаралды 12 МЛН
Dj Jack SpaRRow - Akbar Ghalta Bahiati ( Slap Remix Arabic ) #TIKTOK
2:21
Dj Jack SpaRRow
Рет қаралды 1,2 МЛН
LISA - ROCKSTAR (Official Music Video)
2:48
LLOUD Official
Рет қаралды 134 МЛН