No video

Ngaabve pano ft

  Рет қаралды 61,447

Mbuya VaPiyasoni

Mbuya VaPiyasoni

Күн бұрын

Пікірлер: 191
@isabelmoyo5572
@isabelmoyo5572 Жыл бұрын
The statement ‘ndotambura asi handinei nazvo’ takes me out everytime 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@TaropafadzwaMakichi
@TaropafadzwaMakichi 6 ай бұрын
😂😂😂😂its tese tine rudo for mee😂😂😂
@tracyzvitambo1557
@tracyzvitambo1557 Жыл бұрын
Mbuya vapiyasoni mondikutura Kani zvenyu surrend🤣🤣🤣
@user-cb1lk1iv5r
@user-cb1lk1iv5r Жыл бұрын
Yaaaa vamwene vanenge mbuya vapiyasoni vanorwadza kugara navo
@patiencemutandwa8146
@patiencemutandwa8146 Жыл бұрын
Delilah waiva bhishu for me 😂😂
@ruerue6826
@ruerue6826 Жыл бұрын
Totambura asi hatineyi nazvo😂😂😂😂😂😂😂😂
@abigailvibe
@abigailvibe Жыл бұрын
Yaaaa variko vanhu vakadaro vasingade vanouya pamba pemwana wake
@FadzaiMisheck-hu1oz
@FadzaiMisheck-hu1oz Жыл бұрын
Iye Delila hapana munhu akambonyataotaura nezvake except for mbuya iyoyi
@rutendomushana3053
@rutendomushana3053 Жыл бұрын
Mbuyap vapiya the way yamoverenga bhaibheri uuum dherira aive chii😂😂😂😂😂😂😂
@RumbidzaiRukuni-np6vc
@RumbidzaiRukuni-np6vc 2 ай бұрын
Delilah aiva bishu😂😂😂 mbuya kah
@mildredkasaira8386
@mildredkasaira8386 Жыл бұрын
Kkkkkkk hanzi ndiri nani panewe pakadaro haudzoki futi
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 Жыл бұрын
Mbuya Va Piyasoni makaoma shuwa. Hanzi inga mune rudo madzoka futi. Apa mari yanga iripo ichokwadi here mbuya Va Piyasoni kkkkk.
@AliMazhonga-nl6os
@AliMazhonga-nl6os Жыл бұрын
Mari tashaikwa pasvika muenz here vedu wee
@user-en6dg2xg4c
@user-en6dg2xg4c 9 күн бұрын
Kkkkkkkkkk mbuya iyi
@albertshereni5845
@albertshereni5845 Жыл бұрын
Totambura asi hatinei nazvo😂😂😂😂😂
@joylinekwatiwani
@joylinekwatiwani Жыл бұрын
Mbuya aPiyasoni ka ko mhere ndeyei
@Ms_Lauren
@Ms_Lauren Жыл бұрын
Tose tine rudo 😂😂😂
@isheakanakaful
@isheakanakaful Жыл бұрын
Drama Queen mbuya vapipi😅😂😂😂
@darlenetadiwa5986
@darlenetadiwa5986 Жыл бұрын
Totambura asi hatinei nazvo😂 ...haa tine rudo
@anitachiponda3663
@anitachiponda3663 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂ndiri Nani panewe
@idamupamhanga1386
@idamupamhanga1386 Жыл бұрын
Haaaaa mofanha kungowana 50 k subscribers zva July basi
@daddyteddy85
@daddyteddy85 Жыл бұрын
Delilah raiva bishu 😂😂😂😂
@brightchimoyo
@brightchimoyo Жыл бұрын
Opening statement 😂😂
@shamisomatora1248
@shamisomatora1248 Жыл бұрын
Kkkkkk
@lovenessmushindula8006
@lovenessmushindula8006 Жыл бұрын
U can say that ndakutuka zvañgu nekuseka
@cuteness5182
@cuteness5182 Жыл бұрын
Dherira waiva Bhishu😅
@elizabethmarimo3320
@elizabethmarimo3320 Жыл бұрын
Kkkkkkk you can say that again
@shirleynduna6331
@shirleynduna6331 Жыл бұрын
Totambura but atinei nazvo😂😂😂ndiri nani panewe
@shirodicazho4823
@shirodicazho4823 Жыл бұрын
Kkkkk mbuya vanoda shamhu
@memorymadyegasva1725
@memorymadyegasva1725 Жыл бұрын
Matanga matanga,apa nezuro makabatwa wuroyi....Apa mabva kuverenga bible maku nyepa kkkkkk...amudzidzi 😂😂
@alimafarirepi2447
@alimafarirepi2447 Жыл бұрын
Ndiri nani panewe
@simonmazvirebwe7733
@simonmazvirebwe7733 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂 haaaa mbuya Derira waiva Bishu bhoo hr
@sanelemoyo2406
@sanelemoyo2406 Жыл бұрын
😂😂😂mbuya mune pamromo shuwa
@hoto31
@hoto31 Жыл бұрын
ndarwadziwa zvangu zvakaoma chokwadi ndinoenda zvangu kumba 😢
@tayyygee6938
@tayyygee6938 Жыл бұрын
Totambura asi hatinei nazvo 😂😂😂
@user-vb4xf6cu8h
@user-vb4xf6cu8h Жыл бұрын
Kkkkkk muchandikuvadza nekunakirwa imi stooop that ASAP
@PrimroseKurwiravamwe-xv2yr
@PrimroseKurwiravamwe-xv2yr Жыл бұрын
😂Dherira aive bhishu😂
@arshelymatongo2064
@arshelymatongo2064 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@mpofujosephine3429
@mpofujosephine3429 Жыл бұрын
Kungoshaya mari😂😂😂😂💔
@priscillamuchabaiwa315
@priscillamuchabaiwa315 Жыл бұрын
Waiva bishu chairo kkkkkkkkkwaaaaaa mbuya piyasoni hatinei nazvo
@user-xx5ot5qw4y
@user-xx5ot5qw4y 4 ай бұрын
Gogo munondiitira
@user-wn7lc2so9f
@user-wn7lc2so9f Жыл бұрын
Mbuya vapiason chimnofambai muri straight kkkkk mondinakidza❤❤
@romeinsryk9861
@romeinsryk9861 Жыл бұрын
Love mbuya vapiyasoni
@Violet-cd1te
@Violet-cd1te Жыл бұрын
Ndakashamisika ndochiwona kuti vadiki munogona mbuya vapiyasoni
@RaymondShonhe-ko9dw
@RaymondShonhe-ko9dw Жыл бұрын
Hanzi Dherira raiva bhishuuu chairoo hakkkkkkkkkkkkkkkk surrd
@user-tk1mz5hl7q
@user-tk1mz5hl7q Жыл бұрын
Saka vakutii manje 😅😅hanzi hatisati tamboshaya Mari pese apa
@MelissamasangomaiMasangomai
@MelissamasangomaiMasangomai 3 ай бұрын
Mbuya piyasoni
@brendachihuri626
@brendachihuri626 Жыл бұрын
Tinotambura asi hatinei nazvo, ndiri nani kupfuura iwe kkkkk amanaka 😂😂
@user-sl7hg4jr7h
@user-sl7hg4jr7h Жыл бұрын
Ndotambura ASI hndinei nazvo.. ndirinni panewe
@TakudzwaRuhode
@TakudzwaRuhode Жыл бұрын
Ndotambura asi handinei nazvo kkk asi ndirinane panewe😂😂
@mauandpiki
@mauandpiki Жыл бұрын
It's 'ndongatozarirwa' for me 😂😂😂😂
@tsitsichidzomba4444
@tsitsichidzomba4444 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣aiwa mbuya pipi hamuko zvedi kudai kkkkkkkkk
@SilenceAli-eb8gd
@SilenceAli-eb8gd Жыл бұрын
Handishanye kuzimba dzakayita sedzana mbuya piyasoni 🤣🤣😂 kanaku kwiramota yavo inonziyapra Petro
@nosternerwande
@nosternerwande Жыл бұрын
Hezvoo mbuya apiyasonika😂😂😂😂😂😂😂 mukwane imi
@feliciousgesifana2404
@feliciousgesifana2404 Жыл бұрын
Kkk😅 totambura asi atinei nazvo huye ndirinani penewe kkk
@racheldangarembwa8093
@racheldangarembwa8093 Жыл бұрын
Bishu kkkkkkk chairo ndozvandipedxa
@mkomatee6350
@mkomatee6350 Жыл бұрын
Mhindura yambuya piyasoni ukavamhoresa inorwadza kudzoka futi mangwana
@TinotendaMNyagato-bc8lz
@TinotendaMNyagato-bc8lz Жыл бұрын
Totambura asi hatinei nazvo😂😂😂😂😂 imi mbuya mukwane
@MarvisChikato-jl7fo
@MarvisChikato-jl7fo Жыл бұрын
Kkkkk ndoda iyoyo yangu 😂
@josphiwemudede4140
@josphiwemudede4140 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣ma one chaiwo totambura asi hatinei nazvo kkkkkkkk
@veeee7248
@veeee7248 Жыл бұрын
Emajini une vana vanenge . Mbuya Piyasoni Mai Vee Mai tt Haaa aaaaa unobuda sugar
@georgekumanda6252
@georgekumanda6252 Жыл бұрын
😅😅😅Mbuya vapiyasoni, "Torambura asi hatineyi nazvo" 😅😅😅 chandikuvadza icho
@nancymufuka865
@nancymufuka865 Жыл бұрын
Mbuya vapiyasoni to the world 🌎
@tatendabenura2089
@tatendabenura2089 Жыл бұрын
Huye tirinane panewe😂
@pammund3495
@pammund3495 Жыл бұрын
Totambura asi handinei nazvo kkkkkk😂😂😂😂😂
@melissangandini6186
@melissangandini6186 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣Mbuya Piyasoni moda shamhu imi yoooh team munogonesa mese
@hildahmangwarira2393
@hildahmangwarira2393 Жыл бұрын
Nhaiiiii Mwari wanguuuuu ndongoshaya mari here in mbuya P voice
@sandrasenzere7856
@sandrasenzere7856 Жыл бұрын
😂 mukwane mbuyaPiyasoni
@nellisamukomberanwa5578
@nellisamukomberanwa5578 Жыл бұрын
Mbuya mune drama, zuro uno makazonobatwa imi huroyi kumasowe 😂😂😂😂
@lindachiunye4778
@lindachiunye4778 Жыл бұрын
😂😂😂😂 dherira raive bhishu chairo kkkkkk
@tafadzwabishau5581
@tafadzwabishau5581 Жыл бұрын
kunyepera kuzopusa ndookunondikuvadza😂😂😂😂😂
@blissngoshi8820
@blissngoshi8820 Жыл бұрын
Gamu dzidza kutaura na mai mushe😂😂
@user-eu5bf2pb3w
@user-eu5bf2pb3w Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 Mari here mbuya l love this❤❤
@kettinamuvandi3910
@kettinamuvandi3910 Жыл бұрын
Kkkkkk mbuya vaPiyasoni kungoshaya mari pano here
@EvidenceMufumi-ks4tw
@EvidenceMufumi-ks4tw Жыл бұрын
Mbuya ine pamuromo iyeye 😃😃😃😃😃😃
@MemoryMarinda
@MemoryMarinda Жыл бұрын
Kkkkkk mby mnondikuturaa , ndoda kuonawo baba Pipi
@melodymutepaire-mwanza1663
@melodymutepaire-mwanza1663 Жыл бұрын
Mmmmm l think BABA PP knows his mother so l think he acts "respect" and life goes on😂
@estinahmichael2250
@estinahmichael2250 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 Derira waive bishu chairo imi mbuya ka imi 😅😅😅😅😅
@albertnkavani2720
@albertnkavani2720 Жыл бұрын
Totambura hatinei nazvo ...unerudo chose
@sibongiletafa1507
@sibongiletafa1507 Жыл бұрын
Delilah aive bhishu
@AaronChari-rg6hm
@AaronChari-rg6hm Жыл бұрын
Mbuya you are Top Notch. Gamu 🥰
@ashleighkwari1079
@ashleighkwari1079 Жыл бұрын
Mum manyama 😂😂😂😂
@priscamanzanga5472
@priscamanzanga5472 Жыл бұрын
mhere so😂😂😂😂 ma nigerians munoakunda😂😂
@cathymadondo5150
@cathymadondo5150 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 totambura asi hatinei nazvoo
@collenmandangu1580
@collenmandangu1580 Жыл бұрын
Totambura asi hatineyinazvo
@FelistasTimveyani-gi6ub
@FelistasTimveyani-gi6ub Жыл бұрын
Huye ndirinani panewe 😂
@logickumwenda1379
@logickumwenda1379 Жыл бұрын
Haaa pano hatisimboshai mari
@dzikisaimupeyiwa633
@dzikisaimupeyiwa633 Жыл бұрын
Mbuya musazodaro🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 delira uya wotukirirwa hake
@alimafarirepi2447
@alimafarirepi2447 Жыл бұрын
Totambura asi hatinei nazvo
@lindiwemuchekayawa8846
@lindiwemuchekayawa8846 Жыл бұрын
Totambura isu hatineyi nazvo.
@tafadzwashumba4631
@tafadzwashumba4631 Жыл бұрын
Mbuya Pipi to the world
@mangomakundai6296
@mangomakundai6296 Жыл бұрын
Totambira asi hatineyi nazo huye ndirinani kudarika imi😂😂
@sibonilendlovu5463
@sibonilendlovu5463 Жыл бұрын
Totambura asi hatineyi navo😂😂😂
@Military169
@Military169 Жыл бұрын
Hesi Gamu kani
@DarleenNyakuyedzwa-jo7hi
@DarleenNyakuyedzwa-jo7hi Жыл бұрын
Mbuya mbuya mbuya🤣🤣🤣
@nokutendashannon2640
@nokutendashannon2640 Жыл бұрын
Haaa mbuya makanyanya mogona vena
@edlightmuzbandamure1704
@edlightmuzbandamure1704 Жыл бұрын
Hanzi ndrinani panewe😂😂😂😂😂😂😂
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 Жыл бұрын
Hanzi handina kumbomupumha ini 😅😅😅😅
@yuvetshumyphiri4311
@yuvetshumyphiri4311 Жыл бұрын
😂😂😂😂mbuya Pipi🙌🙌🙌munondiitira shame
@roselynmatanga4331
@roselynmatanga4331 Жыл бұрын
Totambura asi hatinei nazvo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 Жыл бұрын
Kkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣 mari yangu kani
@MimieGold-le8gk
@MimieGold-le8gk Жыл бұрын
😂😂😂 pano hapashaikwe mari
@memoryrusere3031
@memoryrusere3031 Жыл бұрын
Dherira waiva chiii kkkkk
@Lydia-hi7mk
@Lydia-hi7mk Жыл бұрын
Mbuya chemberai mushe haibo kkk
@debramaseko1222
@debramaseko1222 Жыл бұрын
Tipei part 2 aaaaa😂
@user-mv5ol5rc4r
@user-mv5ol5rc4r Жыл бұрын
Mbuya piyasoni never disappoint 😂😂😂
Birthday rangu😭
6:23
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 32 М.
Zvidzorei Amai ( Part 2)
8:19
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 30 М.
Blue Food VS Red Food Emoji Mukbang
00:33
MOOMOO STUDIO [무무 스튜디오]
Рет қаралды 21 МЛН
هذه الحلوى قد تقتلني 😱🍬
00:22
Cool Tool SHORTS Arabic
Рет қаралды 57 МЛН
Cute kitty gadgets 💛
00:24
TheSoul Music Family
Рет қаралды 17 МЛН
WILL IT BURST?
00:31
Natan por Aí
Рет қаралды 30 МЛН
Nyaya yaEbenezer ft @gamuchiraiduve
4:31
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 7 М.
Umkhokha: The Curse 2024 Full Episode Today 29 August
24:21
Shreyansh373
Рет қаралды 1,3 М.
Mabviravira 😂 ft Mai Loki
5:13
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 26 М.
Imhosva here kufirwa
3:53
Twele Official
Рет қаралды 241
Dzoserai mabag mukwasha ft ​⁠@gamuchiraiduve
3:59
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 4,7 М.
Vamwene Vangu Episode 4
15:24
Gamuchirai Duve
Рет қаралды 54 М.
WEBSTER DNA DOCUMENTARY   #dnadocumentaries  #tinashemugabe
48:16
The Closure DNA Show
Рет қаралды 57 М.
Ndidhekwe 😅
5:16
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 46 М.
Blue Food VS Red Food Emoji Mukbang
00:33
MOOMOO STUDIO [무무 스튜디오]
Рет қаралды 21 МЛН