Amai Jarzin ziso renyu kuna mfundisi harina hutsvene....hapana chamunonzwa kana mukagara madaro.....pagadzirisei kuti muone denga🤣🤣🤣🤣🤣
@memoryd523310 ай бұрын
I’m just so happy to see vaJarzin now on same page na mai 😂😂😂 vaimboita sekuti mai Jarzin vanotaurisa 😂😂😂😂😂 love this couple!
@bernatrixmakenah577010 ай бұрын
Kkkk me too
@jahmunetsi299710 ай бұрын
Jarzin was respecting Mufundisi too much...
@GladieShirie9010 ай бұрын
I share the same sentiments too 😂😂😂
@elizabethmadede43089 ай бұрын
It's the way the Jarzin couple keep on tolerating you😅😅😅😅
@LectureBhebhe10 ай бұрын
“Saka minamato yangu haisisina basa”😂🥹I felt that Haaaa mufundisi varikurwiswa😂
@hoto3110 ай бұрын
deno muona uyu uriwo muono unoita MAZIMBABWEANS kunana papa nyika isiri pairi apa unoudzwa kunzi vhotera zanu nekuti ndaporofita
@dudutaziweya334910 ай бұрын
Mufundisi one day is one day namai Jazeni😂😂
@ropafadzotanaka809710 ай бұрын
Academic spiritual prayers🤣🤣🤣🤣🤣🙌
@user-bf8og7kl3w10 ай бұрын
MuRevhi akurwiswa nevana veSangano haaa Pastor vanopedxa
@thandazaniwayne519410 ай бұрын
Advertising🙌🙌🙌munogona henyu
@rudodhliwayo59610 ай бұрын
.......kundirwisa makunyanya😂😂😂😂😂😂
@JahBlissZw10 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅ndozvinonetsera vanhu vasina kutenda
@user-tb9xb9ll4s9 ай бұрын
Hanzii "Kundirwisa kwacho makunyanya"🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@desmondmoyo518510 ай бұрын
Kingovaendesa ku Bradford minamato yangu haichashande . Kundirwisa makunyanya
@user-ek4vy3gz5n10 ай бұрын
Kkkkkkkkk VaJarzen this time wakachimaster chigame chaMfundisi, wawekutambira pedyo nechokwadi. Daniel fast yakaitika ere iyi kkkkkkkkkk VaJarzen ndokurwisa Muzondiva urevhi)
@user-ug4mf6sw5g10 ай бұрын
Saka murikuti mimi hudofo uyu ,ranga risiri demon here😂saka mukuti munamato hwangu hauna basa here😂😂😂
@aubreymugari282410 ай бұрын
Daniel fast hahahha academic spiritual fasting baba 😂
@julianachinanga289410 ай бұрын
Did not see the last part coming😂😂😂😂.....Vana Mai Jarzin kundirwisa mukunyanya kkkkkkk
@vaidashito230110 ай бұрын
munodarirei muzodziwa wamwari mai nababa mai jazeni kkkkkkkk
@mellisagororo403010 ай бұрын
Makurwisa mufundisi😂😂😂
@ChristLoveTv-AGL9 ай бұрын
Baba namai Jarzin kundirwisa kwacho makunyanya😂😂😂😂
@fortunatemuchekadzese193910 ай бұрын
😂😂MaiJarzin my lovely person this time hamusikuda kupikisana nababa kkkkkk muri low low zvenyu
@dgakanje10 ай бұрын
Minamato yangu haisisina basa 😂😂😂😂
@tanyakinsae539010 ай бұрын
Munamato yangu haisisina basa😂😂😂
@robsonhenry710 ай бұрын
😂😂😂 Makurwisa muzodziwa
@douglasrangwani4999 ай бұрын
mai jarzen nhasi vanga vakadzikama.pakunzi haa siyai bible kkkkkkkk
@andrewjena634910 ай бұрын
Mukureva kuti kungowana nzvimbo, minamato yangu haisisina basa, Baba naMai Jazini kundirwisa makunyanya, handidi hangu kutaura mashoko akawandisa. kkkkkkkkkkk
Mufundisi vane nharo kkkk kana MAI JARZIN Vatorasika😂😂
@tafadzwanyaungwa114310 ай бұрын
Ko musoro madii Mfundisi bvama dye kudaro😂😂😂
@nellisamukomberanwa557810 ай бұрын
😂😂😂😂 Apa thanksgiving irikuuya muchirwisa mufundisi😂😂😂😂
@panashemugah446210 ай бұрын
Makunyanya kurwisa mufundisi😂
@bd-iw9ud10 ай бұрын
aisawa satan? raisawa demon? haaaa nijo ishasha boys
@tinashe.nopeya776910 ай бұрын
Mufundisi hanzi hamuna chii😂😂😂😂
@ashelykambanje795510 ай бұрын
Takuchengetedza mashoko edu kuti tichengetedze hutsvene
@jezuschrist712010 ай бұрын
Be careful..Thy shall keep the Sabbath Day Holy(Friday sunset to Saturday sunset).....Sunday is the day the pope and roman catholic church chose as their day of worship during the roman empire
@fortunatemuchekadzese193910 ай бұрын
😂😂😂😂Mabasa anobatwa namufundisi not naMwari kkkkkk
@blessingmutsambiwa838410 ай бұрын
Cross roads iripi nhai mkoma Nijo 😢😢
@ultimatebroadcastingnetwor503510 ай бұрын
Kkkk vakunyanya here
@evem.dzirutwe138810 ай бұрын
Academic chii kkkkk
@MellfordZhanke-yp8vv10 ай бұрын
😂😂😂😂hayaaa
@bhurumango2310 ай бұрын
🤣 Haa Amai Jarzin havafare havo
@bountywellazy956710 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Nijo ibasa chairo kugona zvake
@favmazira733710 ай бұрын
Pastor pamaive ku uk mainueya mai jazini nabajaz
@maishona-nz334610 ай бұрын
Heya minamato yangu haisisina basa?? Hmmm munhu waMwari ashungurudzwa 😢😢😢
@doctorprimash619710 ай бұрын
😂😂😂😂😂munorwisirei mufundisi
@bito767110 ай бұрын
Haunyebi kuRoma service 45 mins munenge matopedza zvese😂
@HardySimba10 ай бұрын
We will talk about mai jarzin later ko ndiani aisa MUFUNDIZI HAIR DYE😢😢
@iamLegend0410 ай бұрын
Vakunyanya kurwisa muzodziwa 😅
@wellingtonmakadzange257810 ай бұрын
Ichooo chibba hachipererwi kkkkkk
@pinkie747510 ай бұрын
❤
@memoryd523310 ай бұрын
Heya 😂😂😂😂😂
@anesuruzive113510 ай бұрын
Heyaaaa😂😂😂😂
@winnetchikuwa245710 ай бұрын
Mundisi Daniel fast here
@hoto3110 ай бұрын
zvabva zvaenda nepamwe mai jarzin namufundisi imvura ne oil