MHONDORO- NEUSO------ VAKAFUMA PACHIVANZI PAINE COFFIN

  Рет қаралды 36,843

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

VABEREKI VOTSAMWISWA NEVANA NEKUDA KWENDUFU DZISINA KUTI TWASA

Пікірлер: 318
@kudakwasherembo3067
@kudakwasherembo3067 Жыл бұрын
Aaah zvonetsa izvi muroyi haabvume ndochokwadi. Asi Gogo vaye vakati vakadzi vanobuda (kuroya) ndonumber hombe. Hapana anofanhira kunongedza mumwe munhu huroyi asi vanhu ngavafambe vatsvage muroyi. Mother mune hama dzenyu masoja asi zvekuuya vachi jogger bodo havauye😅 . Vabereki musasiye vana vaine matambudziko batsirai vana venyu.
@gloriamarasiro9243
@gloriamarasiro9243 Жыл бұрын
Gogo is speaking the truth and mapositori ndoayisa that thing so that mwana uyu atende zvinhu zvisipo
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
Mapositori aparadzanisa mhuri dzakawandisa, lets hope veDrewmas will help this lady zvakaoma, varoora imhosva here kubara vanakomana kuti mozotinanga huroyi, hupenyu uhu
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 Жыл бұрын
Kana mwana asangana nedambudziko vabereki ngati batsirane nevana padambudziko ravo kwete kungo tarisa mwana .
@rastonchikafa6801
@rastonchikafa6801 Жыл бұрын
Sure apo vabereki vasiya vana vawo nezukuru vachitamba rurerure nezvovakabata asi ukaona zvadai zvawe pedyo kugadzirika batsurai vana amai kuchema hakupedze nyaya
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Ndateera nyaya dzakawanda kwazvo and pakadai apa unozoshamisika mangwana vabereki vaine chekuita nekufa kwemwana. Amai avo mmmmm kwandiri i suspect. Vanoda kunwisa muteyo na gogo vekwa Shopo vaya. Sei vasingadi vaporofiti kana n'anga? Mkoma Andrew huroyi hunopedzwa nechivanhu tsvagai vanoita zvebute tionerere
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Жыл бұрын
Mapostori asi Mwari wamunonamata ndimwari rudzii anokutumai kupatsanura mhuri
@SusanChimhashu-mv1eu
@SusanChimhashu-mv1eu Жыл бұрын
Mubereki haanangwe uroyi kana mazogara
@gingerwingerful
@gingerwingerful Жыл бұрын
Kana achiroya saka tonyarara kuhwanda nestatement iroro vachiroya vanhu nonsense
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
​@@gingerwingerful amai wako wanorova wani iwe
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
Pamwe pacho anogona kutoroya asingazvizive.
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Hakuna anoroya asingazive kana vanoshandiswa chaivo vanotoziva
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
​@@gingerwingerful even achiroya you dont confront your parents
@zimmeidai6754
@zimmeidai6754 Жыл бұрын
😢😢😢 zvakaoma but kana mazogara ini ndakakurira Mhondoro Ngezi kune vanhu vanoroya mbuya vanhu vainyatsoti Kuna sekuru vangu ukuramba kufa sei pavana 7 kwasara 2 vasara vanovaudza kuti munoroya vave kufamba vachitaura voga mazuvano so mungazviwisire henyu pasi but kana gogo makachena simudzai mufambe nemhuri yenyu
@makarobbie7870
@makarobbie7870 Жыл бұрын
Haa zvakaoma Drewmas ndokumusha kwangu ndoChipatara chedu Neuso ndiri paNyatsanga pamaShops asi zvakaoma vanhu vaoma moyo .Tokutendai Drewmas Media motipa nyaya uye dzidziso 💖💖
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 Жыл бұрын
Nyaya iyi yakaoma dai vakafamba first pasat paita kunongedzana now zvapatsura hukama pakat pemwanakomana nevabereki.Ngavaende kwasekuru Tasvu vanopedza nyaya.
@priscillandawi
@priscillandawi Жыл бұрын
Mmm kuchemedza mubereki kudai misodzi yavo haiwire pasi mahara vachazviona havo so painful
@chiherachashe4332
@chiherachashe4332 Жыл бұрын
Chero vakange vari muroyi zveshuwa kuchemedza mubereki zvakangoomawo
@monicamapako3196
@monicamapako3196 Жыл бұрын
Nyangwe Mai vako vachiroya havanangwi azviparira mwana uyu
@mamadee2657
@mamadee2657 Жыл бұрын
Azviparira matambudziko makuru chaiwo. Chero vakaroya mai ndimai, postori yanhasi inondishamisa maitiro ayo. Mhuri nemhuri dzaparadzaniswa
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Жыл бұрын
Chinonetsa vanhu vanopera kufa makagara sei panofa vanhu hana ngairove vanhu vofamba vese vachenese musha ,,,kwete kungoti tiri kupera vakagara ndipo munozotondekana
@pheobiehakutangwi9203
@pheobiehakutangwi9203 Жыл бұрын
Haaaa gogo ava vane zvavanoziva let's hope hatizovanyarira zvedu I'm trying to listening her statement hameno let's not judge only God knows asi hapana chinorwadza sekudyirwa vana nemunhu aripedyo
@faithmotsi9493
@faithmotsi9493 Жыл бұрын
Ndanzwa tsitsi...let's hope tsitsi dzangu hadzizondinyadzise kumagumo
@ennietakawadii
@ennietakawadii Жыл бұрын
😂😂😂😂
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Asi pameso pamai ava uuuuu Mmmm ndepemunhu anoroya zvesure
@nyamasokanyambio3106
@nyamasokanyambio3106 Жыл бұрын
🤔
@yvonnejefrey445
@yvonnejefrey445 Жыл бұрын
Kushata chete this was planned nemapotsori
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
@@yvonnejefrey445 Gogo vanoroya chete ndapedza newe
@Natty-ou3gs
@Natty-ou3gs Жыл бұрын
Ummmm musadaro muchachemberawo gogo vakubatikana zvesure
@Natty-ou3gs
@Natty-ou3gs Жыл бұрын
​@@yvonnejefrey445 taura hako iwe zvonzwisa tsitsi
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 Жыл бұрын
Taking you to another level
@chikamburerobson9872
@chikamburerobson9872 Жыл бұрын
Maporofita enhema aputsa dzimba dzevanhu
@priscillakampiyawo
@priscillakampiyawo Жыл бұрын
taurai henyu dai coffin riri rakavigwa mwana naro zvakadai izvi ndezve vakomana vaye vetuma pipi plus dai mune mwana taiti ndizvo ndizvo
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Murikumusha kwangu mhondoro Ku ngezi kwavhera
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 Жыл бұрын
Kuchembera chitema here nhai vana imi. Mubereki wese Ave muroyi. Ariko zvavo vanoroya asi zvanyanya kupomera vabereki
@florencesibanda6045
@florencesibanda6045 Жыл бұрын
Zvakaoma tisadaro vabereki vedu mai varwadziswa ava
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 Жыл бұрын
Vanoroya mai ava izvozvo ichokwadi
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Mmm hamubatewo here munhu adonha anhu woye
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
MaDrama akadai akawanda kuvaroyi. For my own experience Amai ava pane zvavanoziva. Chokwadi zneShamba Itayi vaende kwaGogo Nzou or Tasvi
@tifatigere7058
@tifatigere7058 Жыл бұрын
Taura hako
@memorygoche2574
@memorygoche2574 Жыл бұрын
Ndobvumirana newe
@princessmamthe
@princessmamthe Жыл бұрын
I believe gogo, this was planted by someone
@cornilioustigere
@cornilioustigere Жыл бұрын
Zvakaoma
@mellisaphiri5502
@mellisaphiri5502 Жыл бұрын
Varoyi can act ngatinzvere nemweya wamwari
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Жыл бұрын
Varoyi havafe vabvume and anoramba zvachose
@marthakagumbate5538
@marthakagumbate5538 Жыл бұрын
Ichocho ichokwadi
@patiencemubayiwa1290
@patiencemubayiwa1290 Жыл бұрын
Ichokwadi
@ennietakawadii
@ennietakawadii Жыл бұрын
Ipapa pamwe kuumburuka pasi vachichema havo zvinhu zvavanoziva kuda chikidzira vanhu vacho ivava vakangwara Kani 😂zvakaoma but pafair chaipo chero ukanzwa kuti munhu anoroya usamurambire mangwana unomuka ukanyara
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Жыл бұрын
Very true
@sithembilemalanga8206
@sithembilemalanga8206 Жыл бұрын
Maporofita, kunyepa kuoaradza mhuri mxxxx
@mukanya5836
@mukanya5836 Жыл бұрын
Moms iyo inonyepera ........muroyi haabvume anotomboramba ramba chete fambai chokwadi chibude ........sekuru Tasvu pliz come in.
@priscillakampiyawo
@priscillakampiyawo Жыл бұрын
handione ini vaprofit ndovakaitira amai ava izvi nekuti coffin remwana racho raakavigirwa dai tiripo plus kacoffin kacho kkkkkk😂😂😂😂
@CandiceKeke-uc1ue
@CandiceKeke-uc1ue Жыл бұрын
Handisati ndapedza nyaya iyi asi gogo avo vanobata bata
@tabethmapfumo-fp6sq
@tabethmapfumo-fp6sq Жыл бұрын
Maposotori manyanya kuona zvauroi chete apa hapana chamunogadzirisa kutaura zvisina basa😊
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Aaaaaaaa usina kudzidza makadii kuendesa vana kuchikoro mai ava Mr Neshamba ndivo vakadya Muzkuru Chero mukanzwa matauriro
@lovenesschinamhora2777
@lovenesschinamhora2777 Жыл бұрын
Mubereki chero akaroya haarambwi pamwe huroyi ihoho ndihwo wakayita kuti urarame Saka mhosva inemukomana Tenga mombe unokumbira ruregero please pamwe mukomana ndiye anoroya usingaziwe
@samanthayadahchawasarira5232
@samanthayadahchawasarira5232 Жыл бұрын
Chokwadi
@kundaimurambiwa9843
@kundaimurambiwa9843 Жыл бұрын
Can't wait kupera kwayo mkoma Andrew
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 Жыл бұрын
Haa ma1 chaiwo yoo
@anoldknox8664
@anoldknox8664 Жыл бұрын
I believe gogo ini
@essyshereni9263
@essyshereni9263 Жыл бұрын
Taking you to another level ❤❤
@LinnetMakumbe-dk2pw
@LinnetMakumbe-dk2pw Жыл бұрын
Ndini ndega here ndaona chinhu chachichimhanya pamusoro peka coffin kunge svosve
@conniejam5575
@conniejam5575 Жыл бұрын
Mapostori vaparadza mhuri dzakawanda munyika
@memorytaderera2834
@memorytaderera2834 Жыл бұрын
Zvisingaiti vaparadzi kani
@gingerwingerful
@gingerwingerful Жыл бұрын
Munhu haarsmbirwe imi musadaro
@princessmamthe
@princessmamthe Жыл бұрын
Well said 👏
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Жыл бұрын
Mai awo ndowa ziwira kwa nyamweda kuri kumhondoro kwakare koo wane mbiri kwazvo kubva Kare vachingo roya
@qbeebare8015
@qbeebare8015 Жыл бұрын
Hezvo
@faraijonathan4973
@faraijonathan4973 Жыл бұрын
Ko vanzi ndeveKwaNeuso wani??
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Жыл бұрын
@@faraijonathan4973 vakatama asi yose imhondoro
@ellykaziee8944
@ellykaziee8944 Жыл бұрын
Gogo ava drama Queen vanoziva zvavanoita nemurume wavo vanototysia. Varoora ngavadzokere kumisha yavo😂vachadyiwa vaiswa pachijana vakangwarisa. Ngavatize
@nellymoyo
@nellymoyo Жыл бұрын
😂😂😂😂
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkk kuvhundusira neshamba neDrama kkkkkkkk
@FrancaShambamuto-cg1vh
@FrancaShambamuto-cg1vh Жыл бұрын
Shumba munombosangana nezvakasiyana siyana mumamana umu
@mrschineka9167
@mrschineka9167 Жыл бұрын
Last confession iyo 😢... That's why ndisingatruste munhu even kubikirwa tea chaiko ndoibika ndega. Sisi imi matofanana nemaIndia mese munehutsinye Mwari anotonga munhu nemabasa aakabata ege haungatadzi not watadzirwa nanhingi chaunodyara ndochaunokohwa hama yangu dai wakasuduruka hako manekuroya kudaro masikati machena. Varoyi handi vehusiku bedzi hauna chawasiyana nemasatanist Mwari ngavakuwanire nyasha.
@perinaziki4895
@perinaziki4895 Жыл бұрын
Mai vangu chero vakaroya ndongovada zvakadaro
@patpateey2414
@patpateey2414 Жыл бұрын
unovada nguvai coz vanotokuuraya
@faraimudoni9226
@faraimudoni9226 Жыл бұрын
Problem ma mbuya Aya hazviiti kuvaudza chokwadi asi kuroya vanoroya pliz haa kana usati waitirwa you don't feel the pain but ma duties avo ndoanovatuma kuurayawo wavo
@catherinechakamanga7428
@catherinechakamanga7428 Жыл бұрын
Mhanje iwe mwana watoparira sis vako kunanga mai huroi hameno mhosva uchaigona here mubereki kuchema mai havatengwe maprofita enyu aya amunotevedza bva huye
@StembeBrendaMehlo-zv6xd
@StembeBrendaMehlo-zv6xd Жыл бұрын
Imi varoora Imi musanetse dzokerai kumamisha enyu murimboko dzevanhu masowe akakupinda unodzamara wopenga
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 Жыл бұрын
Zvakaoma. Kuvigirwa nhavatava. Chaiyo. Mapostori aya. Ndovaroyi vanownda nemagemenzi
@qbeebare8015
@qbeebare8015 Жыл бұрын
Eish,varovera pa corner before a big landfall. Pakaipa,
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 Жыл бұрын
Musha hauna haranga here uyu
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz Жыл бұрын
Kkk gogo vane madrama veduwee
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Жыл бұрын
Mai ava vane-drama kuchema nhema uko Mukai tibvunze we want answers here ?
@annachivandire6725
@annachivandire6725 Жыл бұрын
Drama queen gogo😂 fambai nevana mugadzirise zvinetswa
@essyshereni9263
@essyshereni9263 Жыл бұрын
I think Andrew must have 1 lady you work with to comfort other women in hard time s like this
@GladysChafanza
@GladysChafanza 3 ай бұрын
Mapositori anoda kurohwa shuwa mai vemwana vaifanirwa kumhanya kuchipatara nemwana mwana akafa ne kuzarirwa
@kudzanaichiguri
@kudzanaichiguri Жыл бұрын
Mukoma mwana uyo asatamba namai achidaro hongu huroi huriko bt mai havatambwe navo zvekudaro ingozi mangwana zvichamunetsa haasati atanga
@happychirinda1735
@happychirinda1735 Жыл бұрын
Gogo ava naSekuru vanoroya watch kusvika kimagumo
@rebeccatsungai6120
@rebeccatsungai6120 Жыл бұрын
Seiko vana kana takura tichirwadzisa vabereki vedu ... Gogo we love you❤
@Samantha20115
@Samantha20115 Жыл бұрын
ndokwatobva ikoko mapostori eikoko apesanisa vanhu zvorwadza veduwe ngatisadaro vaberek vesu
@ennietakawadii
@ennietakawadii Жыл бұрын
Vabereki ASI kana muchiroya vana vamakabereka munenge muchiti munozochengetwa nani mumwe mwanakomana aichema kwaTasvu uko zuro mwana wake arikunanzvwa neshato yamai vake zvakaoma tichazkuchenesai gogo kana mafamba kune vanoona
@farisyshumbamhini4716
@farisyshumbamhini4716 Жыл бұрын
Zvakaoma shuwa hiii zvinorwadza
@plaxedesmhlanga3516
@plaxedesmhlanga3516 Жыл бұрын
Kuoma chaiko iwee
@judahsanhanga8042
@judahsanhanga8042 Жыл бұрын
Zvotyisa izvoo
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 Жыл бұрын
Umm Mai vanoita heart attack ava tikazonzwa zvimwe vakaremerwa chokwadi. Dai Mwari wavapa Moyo wekanganwiro
@anopancube1181
@anopancube1181 Жыл бұрын
Ngavavhure tione zviri mukati vanhu ngaarege kudai vabereki achavafunga ngozi ichavatevera.
@FrankNzira-ms7zt
@FrankNzira-ms7zt Жыл бұрын
Saka muchaita sei mukabatwa huroyi gogo
@ShepherdMachingambi
@ShepherdMachingambi Жыл бұрын
Mubvunzo wangu unoti koo vakarambirei chiprofita ivo pakutanga vakambobvuma kuti ngavauye vaite basa kubva pakutanga chimudhara icho chaitenderera chichibvunzwa kuti vana madzibaba vouya hre kuzoita basa varoyi avo vanhu vaviri
@munyaradzimutizi4634
@munyaradzimutizi4634 Жыл бұрын
Shumba mbuya iyi ine dramer inobatwa chete pahuroyi apo.
@nesterchishanu7642
@nesterchishanu7642 Жыл бұрын
Zvakaoma Mai havatambwi navo mwana uyu upenyu hwake asazoti ndaroiwa zvamuomera mangwana mai magetsi 😢
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
exactly ingozi iyi
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 Жыл бұрын
Apana munonyeperwa nevanhu mai ava inini ndinotowona huroyi pavari,mai ava muroyi chete ndozvinoita varoyi izvi
@kudzai1684
@kudzai1684 Жыл бұрын
Wataura chokwadi hama mai ava vajairirwa nemurora mufunge manje kuchema kwavo magetsi
@jimmysithole1067
@jimmysithole1067 Жыл бұрын
Zvakaoma
@LegOfGal001
@LegOfGal001 Жыл бұрын
@@balistenbmbolam7809 Kana vakaita muroyi haunongedze itori ngozi chete EVEN vari chamakuvanguuuuuuuuuuuuuuuuuu
@petraruskie9535
@petraruskie9535 Жыл бұрын
Idrama iri kacoffin from no where. Hazvina kana mweya mukati , sm1 placed it there. Inga mwana anga achinzi aneflue haaz kufema mushe for days. Ishaisano idzi
@lyhdiamutami7891
@lyhdiamutami7891 Жыл бұрын
Amai kana baba havasi vanhu zvekuti ungaite zvakadaro biberi rinoti kudza baba namai kuti mazuva ako okuberekwa awedzerwe hazvina kunzi kudza mapositori nnemkdzi wako hokoyo nehurombe iwe mkomana
@sholnegarande6370
@sholnegarande6370 Жыл бұрын
Zvine basa rei zvekuti hanzvanzi dziri kumusoro hure ,mbavha ,muroi pane pavanga bvume here Kuti ndoroya
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
Ngwarirai maporofita ne n’anga dzenhema, vanhu va pesana mumhuri nekuda kwekunangana huroi
@sadymoremafendo
@sadymoremafendo Жыл бұрын
Ngatingwarirei varoyi zvekare
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 Жыл бұрын
Pakurara apa ndopakabata shavi varikuhope Kuja mwana
@preciousmurambasvina4188
@preciousmurambasvina4188 Жыл бұрын
Vana gogo vanoroya havambobvume kuti vanoroya ko vanorambidzireyi varoora kuti vayende kumasowe kana vachiziva kuti vakachena
@paulinenjaikira8860
@paulinenjaikira8860 Жыл бұрын
Mubereki kana achiroya kutongomuendesa kun'anga anobviswa huroyi ihwohwo zvipere.zvimwe kuda muroyi pachokwadi ko chokwadi hapana anoziva
@felistasmudehwe9669
@felistasmudehwe9669 11 ай бұрын
Mai vanoshuta mafirimu ava havana kutokwana size yavo inotaura zvinyadzi tseq siyai huroyi hwenyu hufumuke ndimi makadya muzukuru imi
@eddiechikoto1011
@eddiechikoto1011 Жыл бұрын
Kuchema uko handiko kunoratidza kuti munhu haana mhosva, tererai zvakanakisa kana munhu achitaura vakawanda vanoviga hunhu hwavo nemashoko anotapira anobuda pamuromo pavo I wish drewmas vatsvage vanhu vanobatsira vauye vachenese nyaya iyi my point of view mbuya iyo inezvakawanda and itsotsi hombe pamafiro emwana
@ShepherdMachingambi
@ShepherdMachingambi Жыл бұрын
Zimuroyi iro zvese neharahwa yacho vane zvavanoziva pakufa kwemwana
@bravochanaka8623
@bravochanaka8623 Жыл бұрын
Apa pavakuda Gogo MaNhambara kuti vanhu vachenurane tione kuti ndiani anozvimba Dumbu nekuita Tsvina (Magoo)
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Жыл бұрын
Kna ndine huroyi ndonopinda mumba mani ndiri nherera ,ndipo pandanzwa ,,,vabereki kna paita dambudziko zvoda tifambe tese kna muine zvamoziva zvakanaka kutaura zvogadziriswa kwete kuita izvi ,chero mai vakaroya vane nzira yavanobatsirwa nayo ,,
@NyaradzaiMudavanhu-wu5xp
@NyaradzaiMudavanhu-wu5xp Жыл бұрын
First
@desmondglobal129
@desmondglobal129 Жыл бұрын
Akakuudzai kuty munhu haakwanise kuita zvakanaka nokuty haana kudzidza ndivo wakakunyeberai gogo, ufumi hunobva kuna Mwari gogaz,
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Pachokwadi amai mwana wemwana makadya vaifa vamwe maifamba here muchiunzwa Kut Chii
@conniejam5575
@conniejam5575 Жыл бұрын
Vana uuum kudaro mai nokuda kwemkadzi uuum vana avo ka muchachema pamberi apo
@gingerwingerful
@gingerwingerful Жыл бұрын
Kana vachiroya vanoroya period vanhu Ava havaite
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 Жыл бұрын
Apana chinonetsa ngavafambe nevana vazvichenese coz kuramba kwavo mdokunozopa kutaura mekufungirwa ,
@mancuencube5409
@mancuencube5409 Жыл бұрын
BP hamusikuiziva imi,maybe vakabata asi Mai avo vanoita bp
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Жыл бұрын
Zimbuya repaCorner zimuroyi
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Mbuya imimi fambaiwo nemuroora wenyu kugate remuzukuru wenyu mukuramba magara ipapo nekuti haasi mwana wenyu afa kufirwa kunorwadza you must cooparate pakutsvaga chii chakauraya muzukuru plus Imi mairara muzukuru achitandadza sei
@emiamushambi1050
@emiamushambi1050 Жыл бұрын
Mai awa wanotoonekwa kuti wanoroya imi
@Bee-wh6dw
@Bee-wh6dw Жыл бұрын
Kushata hazvirevi kuroya veduwee
@NaisonMtindizo
@NaisonMtindizo Жыл бұрын
Asi ukaroiwa nemubereki unofanira kunyarara here varikunzwisa tsitsi nhema koivo vanorambirei kufamba nemwana kana vasina zvavakaita taneta navo vanhu ava vane chisodzi mate gogo ava
@mancuencube5409
@mancuencube5409 Жыл бұрын
Vano jogger vakauya pano vakomana 'soldiers '
@ShepherdMachingambi
@ShepherdMachingambi Жыл бұрын
Kana mazogara kamudhara ako nemukadzi wacho uyo vakashereketa zvakaoma kana toburitsa shona tinoti varoyi vekurevesa chaiko
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Munoroya mechitemba masoja ndivo vanodakuroiwawo here ? Urimuroi usatinyaudza Murume achiramba kuti mapositori vadvike pakafira mwana,
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Bhokisi rakurwadzai kudarika Muzkuru wenyu akafa
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Жыл бұрын
Kunzi muroyi kwakawoma hama dzangu ummmm
@memorynyakarombo14
@memorynyakarombo14 Жыл бұрын
Mapositori ndiwo wakaunza ka coffin aka kungotsvaga kubata huroyi neamwe pasina ish×*t dzevanhu vamwe varikushuwira dayi vaine vabereki mumwe ovaita mahumbwe so tisadaro
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 Жыл бұрын
Varoora itai moyo wokuziwa kti muri Mai uye kana amai vako vakadzwai unodzwa sei? Ini handizvi farire hangu
@BaetriceTaura
@BaetriceTaura Жыл бұрын
Mbuya vane drama ava ndati kusada kuvhunziwa😅😅
@mamoyopee8246
@mamoyopee8246 Жыл бұрын
Gogo inedrama iyo kkkkkkk kana vakachena vakarambidzirei mapostan'a to proof der innocent
@waltermakona8945
@waltermakona8945 Жыл бұрын
Ndovaziva sabhuku ava ndakadzidza nemwana wavo
@mamadee2657
@mamadee2657 Жыл бұрын
Postori yanhasi mmmmm I'm beginning to wonder kuti is it still the same postori yandakakurira kana kuti yave imwe
@juniachinosengwa
@juniachinosengwa Жыл бұрын
Gogoyi haaaaaa ndanonoka
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Gogo vanoroya ndo chokwadi ndo vakadya Muzkuru sakachiratidzo
@RangaChapi
@RangaChapi Жыл бұрын
Very Difficult and Sad. What they should have done is, upon seing the mock coffin for the first time, they should have called police to at least help take fingerprints before anybody touched the mock coffin. Those fingerprints were going to help later on. The person who did this and brought that coffin is from the same village most likely. The way forward would be for Drewmas media to meet mwana va Mai ava nemudzimai vacho and arrange to visit at least 3 vanhu vemweya vasiri mapostori avo mwanakomana nemudzimai, one of which could be n'anga inozivikana kuve genuine and enquire about the mock coffin and what caused the death of the child. That way Drewmas media can help this family. Coz kune Mapostori anonyepa vzekuti.
@kudzai1684
@kudzai1684 Жыл бұрын
🙏🙏🙏 thank you apa wataura chokwadi hama coz ⚰️ Fake coffin
@michealfisher4440
@michealfisher4440 Жыл бұрын
Drewmas media automatically taking us to another level
@Spo7017
@Spo7017 Жыл бұрын
Regai ndinyarare zvangu.
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
GURUVE..........BABA VOPINDIRA MWANA WAVO MUMBA ASINA KUPFEKA
22:07
Kluster Duo #настольныеигры #boardgames #игры #games #настолки #настольные_игры
00:47
Ozoda - Lada ( Official Music Video 2024 )
06:07
Ozoda
Рет қаралды 27 МЛН
VAMPIRE DESTROYED GIRL???? 😱
00:56
INO
Рет қаралды 5 МЛН
Я сделала самое маленькое в мире мороженое!
00:43
[EP32] ABREWA MAFIA ENJOYS KOO FORI'S TATATA. BOAKYE IS SO MAD ABT IT🔥
22:02
ABREWA MAFIA OFFICIAL TV
Рет қаралды 10 М.
GURUVE.........ANODA MA DNA KUMWANA WECHIKOMBA
20:19
Drewmas Media
Рет қаралды 3,6 М.
MVURWI........ZRP YOSUNGA VAROYI MUSHURE MEKUNGE VARIPISWA NAMAMBO
1:01:46
GURUVE.......MUDZIMAI NECHIKOMBA VOBVUMA KUTI VAIPANA BOTA
17:09
Drewmas Media
Рет қаралды 4,4 М.
RUSHINGA.....AURAWA NEMADUZU
44:17
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
MHONDORO NEUSO..........AFA ACHINZWA KUBAIWA BAIWA PADUNDUNDU
11:57
Drewmas Media
Рет қаралды 4,9 М.
MHONDORO CHIVERO HONDO PACHIGARO CHEHUSHE
22:37
Drewmas Media
Рет қаралды 1,5 М.
MVURWI.........GOGO VEKUBURITSA CHITUNHA MUGUVA VOTONGESWA MUDARE
1:46:22
Kluster Duo #настольныеигры #boardgames #игры #games #настолки #настольные_игры
00:47