Mhuri Yekuromba kwaSithole Yoti Dare raMambo Saunyama Rakatengwa. Vonzi Vatsanangure Nekupa Umbowo.

  Рет қаралды 8,938

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Күн бұрын

Пікірлер: 64
@chingombedaries
@chingombedaries Күн бұрын
Mambo àvo longtym vachidyana Sithole
@chingombedaries
@chingombedaries Күн бұрын
Kumamisha vanhu vashungurudzwa nemadzimambo achidya with fake n'anga
@JAMES1234575
@JAMES1234575 Күн бұрын
Taura zvako apa wakapihwa masimba nehurumende
@LizzyChimhete-om2bx
@LizzyChimhete-om2bx 22 сағат бұрын
Regererai vana .tarisai varikutambudzika mambo inzwai tsitsi .inyaya yezvinhu zvisina kumira mushe.
@JessicaMukora
@JessicaMukora 23 сағат бұрын
Mambo uyu anodya na Sithole why kumanikidza kut munhu abvume zvisizvo
@proematekwe9334
@proematekwe9334 Күн бұрын
Ko why are they dismsing kuti clerk of court akati pa500 yacho 200 ndeyedu? Vakuvharirei nyaya iyoyo
@brightkapende2516
@brightkapende2516 Күн бұрын
Instead of helping vakuita udyire these people vari pa problem vakuvadyira mari futi😢
@scnyanyiwa
@scnyanyiwa Күн бұрын
it was better kuti Mambo Mutasa vapote vachitambira ma issues anenge agarirwa nemamwe madzimbambo asingazive kutonga mhosva
@tanakahamandishe501
@tanakahamandishe501 Күн бұрын
kokungoenda kwa Mutasa nhai pane kutongwa nemadzimambo asingazive zvaakuita aya
@tafarapaul
@tafarapaul Күн бұрын
Rakatengwa dare iro vanoda kuba mombe - vakatora vasungisei ne stock theft
@tendayimukarati2693
@tendayimukarati2693 11 сағат бұрын
Mambo Mutasa vaneka chikoro uye vanovaka
@baamazingamazing1171
@baamazingamazing1171 Күн бұрын
500 + 200,ummmm ,apa kurwarirwa.vanhu hawana tsitsi zveshuwa,nyika kwairi kuenda ka,who will protect the weak.
@claptondostera470
@claptondostera470 22 сағат бұрын
Mambo yave mbavha kana zvadai, makungotsvaga tumhosva tusina basa.
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 23 сағат бұрын
vanhu ndovaripadambudziko apa mukuvajuruja futi haa zvakaoma
@DorcasJambwa-z8w
@DorcasJambwa-z8w Күн бұрын
Chivaregererai vana vakakanganisa plus mari inobvepi nenyika yakaomakuda plus varikurwarirwa
@lynet5565
@lynet5565 10 сағат бұрын
Ko vanhu havachabvumirwi kutaura pfungwa dzawo here. Madzishe edunhu rekwangu ane udyire
@PaulineChipok
@PaulineChipok Күн бұрын
APA Mambo ndianiko apa
@DavidKandiyero
@DavidKandiyero Күн бұрын
Mazi vana aya vakapusa. Kutengesa mombe kuteedza zvisina musoro. Tsvee kushanda vaite zvinhu zvawo. Munopera Mari nematare aya. There are there to make money.
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika Күн бұрын
Ende dare iri soo zvakaoma
@lynnmadon-lt1xu
@lynnmadon-lt1xu Күн бұрын
Ichi chitsotsi ichi
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 23 сағат бұрын
ndopanobva kutengwa kaipapo kwekuomesera aripadambudziko 😊
@normantawandanyahamana6786
@normantawandanyahamana6786 20 сағат бұрын
Mambo Mutasa havatonge vachidai mhani. Even Ishe Chigodora was a better leader than most of these people we are seeing. Povo needs to be protected please. That family is being tortured online and no one is helping
@victorruzvidzo5287
@victorruzvidzo5287 Сағат бұрын
Ana Mambo vedu kudisisa mari kudaro.kushaya moyo wetsitsi vana avo varipadambudziko bt ivo kutovasveta mari shuwa.
@Olcool
@Olcool Күн бұрын
Headman anobvumirwa here kuripisa vanhu mombe? Or maximum its mbudzi?
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Ava ndiChief havasi headman.
@MasizibaB
@MasizibaB 9 сағат бұрын
😳😳😳😳😳😳😳😳what fakari is this? Ava vanoda kurohweswa nezvinhu dhemet
@BrightonMutototi-cz3qt
@BrightonMutototi-cz3qt Күн бұрын
Ndakaona sekuti dare iri rakatya vaSithole zvakaoma
@baamazingamazing1171
@baamazingamazing1171 Күн бұрын
Mari yacho yekumatare zvayakutodarika,irikudiwa nen,anga yacho,why didn't they go and pay straight kwaSithole kwacho,pane kupedza hupfumi,muchitenderera,mai kana chiri chivanhu vachasvika pakufa,save her first,mozoita nhongwa mumashure
@MabhenaMabhena
@MabhenaMabhena Күн бұрын
Amai vakurwara nemukondombera wakauraya baba . Baba munini vakarambidzwa kuzvitaura
@geec5386
@geec5386 21 сағат бұрын
President to intervene in these court crooks. What goes around comes around. Harassment and bullying from Chief
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm Күн бұрын
Matare emunoti ndechivanhu zviri papi manje mari dzamunoda kuvanhu dzakawanda kudaro bhadharwai nehuku kana mapfunde even mahara manje chivanhu chava chemuromo chete
@HamiltonBalakasi
@HamiltonBalakasi 10 сағат бұрын
Mambo rerutsirai vanhu ava kwanga kusiri kuziva ...Plus mari irikunetsa dai mangovapa last warning...
@Bigdhara1
@Bigdhara1 Күн бұрын
Saka madzimambo aya haana moyo wekuregerera,,, ko kumba caution / warning??? $200 my black butt…
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 сағат бұрын
Matare epasi pemu Banana akaoma, akangofanana ne uye anoitwa Chief Mapungwana anotongera pasi pemu Ndimu. Nhimbe imboindayi Chipinge pasi pemu lemon muone
@CarolinaMachipanda-f9p
@CarolinaMachipanda-f9p Күн бұрын
Ava baba ava ngavasashungurudze vanhu, vanhu varwadzirwa. Vakatengwa saka varwadziwa nei ipapo
@naturezw3655
@naturezw3655 21 сағат бұрын
Matsotsi awanda kudarika vanhu... they can appeal this judgement at magistrate courts
@TheWatcher11119
@TheWatcher11119 Күн бұрын
Sithole akudya ne this silly court, vanhu vakushungurudzwa kuma misha uko, pure extortion
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 23 сағат бұрын
zvekumama izvo utsotsi hwaakuvanda pamatare echivanhu ini ndorega kuendako ndopedza zvangu ndega haa
@joycesapabwe5785
@joycesapabwe5785 8 сағат бұрын
Dare iri rinotonga nehasha vanoda kuitwa vana mwari
@gilberttigere5116
@gilberttigere5116 18 сағат бұрын
Masabhuku mazhinji nemamwe machief vanotongera favour i wont claim corruption asi we know kuti iriko.
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 Күн бұрын
Muuum zvakaoma shuwa, mombe shuwa dai mati mbudzi
@JAMES1234575
@JAMES1234575 Күн бұрын
Ndosaka mvura ichisinga naye mahumbwe arikuitwa Munyika aya
@josiahnyanda5326
@josiahnyanda5326 Күн бұрын
Vanhu varikudyirwa mari mumaruzevha umu vakomana.
@TheChekas
@TheChekas Күн бұрын
Saunyama ibenzi, anodya nembavha. Anopiwa marist nasitore obva atorera vanhu mari Tuvanhu twacho twakapusa futi regai turohwe mari
@prosperchiringa2229
@prosperchiringa2229 Күн бұрын
Imbavha idzi vachibira vanhu mari na Sithole ngaiende kwaMambo
@JAMES1234575
@JAMES1234575 Күн бұрын
Vanamambo vemazuvano vanoshungurudza vanhu
@lynnmadon-lt1xu
@lynnmadon-lt1xu Күн бұрын
Imbavha vese newe varimudare umu mamambo
@Ronny-v3h
@Ronny-v3h Күн бұрын
Chikwesere na mushonga vaitowa nani
@Shanankapesa
@Shanankapesa Күн бұрын
matare echivanhu acho anodhura,echirungu acho akstochipa
@Shanankapesa
@Shanankapesa Күн бұрын
Dare remakuruku,manje hamunyari
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa 17 сағат бұрын
I think it’s necessary kuripisa vanhu vanodherera matare because they think that matare haazive zvaari kuita vachitemba kuti vanomhanyira kwa magistrate manje modzoswa back pasi pemubhanana
@OphirZw
@OphirZw 12 сағат бұрын
Anobhadhara akapusa
@normantawandanyahamana6786
@normantawandanyahamana6786 Күн бұрын
Ko sei dare racho riri rekuvhundutsira vanhu? These people are coming for help but they are now being abused. This is not fair at all.
@stannlymtambikwa7144
@stannlymtambikwa7144 Күн бұрын
Nhai zvako iwe...semudhara uyo anenge achingovhundutsira vanhu zviriko here izvozvo....takutongana pahuranda chete...vanhu vakadai ngavabviswe mudare vaende kure
@normantawandanyahamana6786
@normantawandanyahamana6786 Күн бұрын
@ hazvina kana decorum kwayo kwayo.
@proematekwe9334
@proematekwe9334 Күн бұрын
Zvatova zvekuvhundutsira izvi
@TheChekas
@TheChekas Күн бұрын
Rega vadyiwe mari, ivo ndivo masuscum anoendesa anoshandiswa nasithole
@geec5386
@geec5386 21 сағат бұрын
Bullying and greedy courts
@juliusshambare
@juliusshambare 20 сағат бұрын
Haaa this is bad
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 16 сағат бұрын
Dare rematsotsi iri
Новости дня | 13 декабря - вечерний выпуск
11:50
Euronews по-русски
Рет қаралды 5 М.
If people acted like cats 🙀😹 LeoNata family #shorts
00:22
LeoNata Family
Рет қаралды 43 МЛН
Creative Justice at the Checkout: Bananas and Eggs Showdown #shorts
00:18
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 35 МЛН
Izindaba zesiZulu @13H00 l 13 December 2024
24:35
SABC Izindaba
Рет қаралды 10 М.
Chikomba chabatwa
51:47
Manass-Chibanda
Рет қаралды 8 М.
L'EX DE MA VIE - Episode 16 ( Série Africaine )
28:50
ORIMO TV
Рет қаралды 5 М.