No video

Michael Magz speaks "zvamukuita Holy Ten handisi kunakirwa nazvo"

  Рет қаралды 8,744

Everything Zim 🇿🇼

Everything Zim 🇿🇼

Күн бұрын

Michael Magz speaks "zvamukuita Holy Ten handisi kunakirwa nazvo"

Пікірлер: 113
@HillaryMhike
@HillaryMhike 3 ай бұрын
HAA HOLY TEN RWADZIWAI NAYE ZVENYU MURAMBIDZEI PA STAGE KU NUSS IKOKO BUT HONESTLY HE IS THE TALENTED GOAT. WEATHER YOU LIKE IT OR NOT ACHANGORAMBA ACHIPISA.. KURAMBIDzwa pa Nuss akumushaise ma bars pamangoma ake. Thanks Thanks Mkoma Maggz for the support.
@EllishatmmarTinorwa
@EllishatmmarTinorwa 3 ай бұрын
Mkoma magz u ar correct 100% ......but musatarise patadzirwa munhu cht nepaano tadza ngatitaurey ......holy munhu anotsvaga vanhu ....akazopindurwa akucatcher fut.
@user-cb2sk4he5n
@user-cb2sk4he5n 3 ай бұрын
Aaa guys we know kuti beef nderekutsvaga bag but you can't go interview kongonoti ukuda kupedza munhu wawakawana achishandirawo mhuri yake
@sibongincube8914
@sibongincube8914 3 ай бұрын
Magz ❤maturity looks good on you #words
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
🔥💯
@PatrickNewa-gl9re
@PatrickNewa-gl9re 3 ай бұрын
I wish they could be bhundu Boyz again
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
One day and pachanakidza ....
@lmk_various
@lmk_various 3 ай бұрын
Unokowa zvaunorima saka Holy ten akukohwa kutuka vanhu akatuka mutarisi now its back to him
@user-pn4go5hs6f
@user-pn4go5hs6f 3 ай бұрын
next time haaende pa podcast achiti akuda kupedza GAFFA
@panashemunetsi3829
@panashemunetsi3829 3 ай бұрын
Putseq iwe musoro une mvura ita zveLife yako
@user-nj4po6cr3h
@user-nj4po6cr3h 3 ай бұрын
Iwewe gaffa ndibaba vako ere
@The_Phoenixzw
@The_Phoenixzw 3 ай бұрын
@@user-nj4po6cr3hko iwe vauku defender ndivana baba vako here
@gaffa7549
@gaffa7549 3 ай бұрын
​@@panashemunetsi3829beche rako
@TadiiwaKadengga
@TadiiwaKadengga 3 ай бұрын
That's the real word man
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
Hoyoo
@user-le2mf5xz1c
@user-le2mf5xz1c 3 ай бұрын
Gud point magz haarwadziwe nevanhu
@MikeNGONIDZASHEMarembo-bv1ge
@MikeNGONIDZASHEMarembo-bv1ge 2 ай бұрын
Mkoma Maggie that's whyyy chimiraaa Nemi HOYOOOO hash ♯ free Holy Ten ndini Ndadaroo
@styles_0733
@styles_0733 3 ай бұрын
Great bro .. thnx for the advice
@notoriousfamily8872
@notoriousfamily8872 3 ай бұрын
Hoooyyo Magz
@tatendataderera8505
@tatendataderera8505 3 ай бұрын
That's true Mr maggz . 100%correct.....But ngaasiye zvekutsvaka vanhu...he must know kuti mafans ake mafans evanhu vaanodhisa futi...So how do you expect them to react...mafans haasi ake ega...
@eliasmadziro9400
@eliasmadziro9400 3 ай бұрын
Haaaa thanks Michael magz these guys don't give the support that this guy deserves
@SashCrandal
@SashCrandal 3 ай бұрын
Dzokeranai..
@atidandhlovu
@atidandhlovu 3 ай бұрын
Kune vasingadi holy siyanai naye kwete kumurova
@macteetaks
@macteetaks 3 ай бұрын
He's making sense 🎉
@tapiwabilliard4212
@tapiwabilliard4212 3 ай бұрын
Holy ten caused all this up on himself ngaasiye kutuka vamwe vanhu ngaite zvemusic dzake . U have a point hako but holy ten ngaite respect otherwise ngoma ndiye ndiyo
@fredrickchipuriro8909
@fredrickchipuriro8909 3 ай бұрын
Hausi growth asi ukutaura point
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂😂🔥 bars mudhara
@user-le2mf5xz1c
@user-le2mf5xz1c 3 ай бұрын
Haaa Holy zvamomuvengera ndotoshayawo inn , coz kuDisser Wink kwaanotoita ritori deal riya rekutsvaka bag then imm vanhu makupinda nemoyo mazviri as if ndezvenyuu iiih guys chingoitay zveMusic mosiya zvema beaf evanhu vanozivana Vega
@TonterayieMcDonald
@TonterayieMcDonald 3 ай бұрын
Oky kana riri deal bhol but isusu hatizvinzwisse kusvika iye Winky ataura kuty vakawirirana deal rekuty Holy amutuke pasina izvozvo ticharamba tichimutsoma
@alwaysatruesayer1548
@alwaysatruesayer1548 3 ай бұрын
No lies detected!
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂😂😂😂 uno support team ipi tikupe chain consistency yenyu 🔥🔥 hit me up 0783 742 386
@alwaysatruesayer1548
@alwaysatruesayer1548 3 ай бұрын
Ndo supporter Holy 24/7
@user-xs7ob1gn6k
@user-xs7ob1gn6k 3 ай бұрын
Holly 10 akakutadzirai chii
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
Pakaipa mdara
@Alexiomuringani804
@Alexiomuringani804 3 ай бұрын
On point magz
@TawedzeraSimba-cv9du
@TawedzeraSimba-cv9du 3 ай бұрын
Izvo ndezvako wanku ko iye paanobhaiza hautaure wani now it's back firing him zvakukurwadza he should humble himself
@sleekieytee1818
@sleekieytee1818 3 ай бұрын
Maggz Maggz ka unofira mahara stay in your lane lil rat ra Holy matama ...dzungu richapera ende atisati tatanga !!!!Winky D amuna zera naye
@anitasinoia754
@anitasinoia754 3 ай бұрын
Why do Zimbabweans idolize Winky D why
@user-lb6st7pr5q
@user-lb6st7pr5q 3 ай бұрын
Kana usingazive nyaya nyarara
@Zimcautions_a2
@Zimcautions_a2 3 ай бұрын
Ungaudza MaZimbabweans izvozvo
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 ha zimbo rinenge rakajamuka
@producer44
@producer44 3 ай бұрын
😂😂😂Ko saintfloew adii fty
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂😂😂😂 angobatanidzirwa
@producer44
@producer44 3 ай бұрын
@@everythingzimofficial kkkk haàa ma1 ska,ndaitoda kuitawo mbiri nekuimba asi iiii hanchada😹😹😹😹
@producer44
@producer44 3 ай бұрын
Hokay kk
@Scizah_soulful
@Scizah_soulful 3 ай бұрын
Its only artists who understand kuti Entertainment, Showbiz wat wat but the real fans out there are just people vasina chavanoziva they take it personal u can't blame them it will cause divisions and real hate thus what you fuel in them.
@user-zq4mi7ms7b
@user-zq4mi7ms7b 3 ай бұрын
I'm with you Magz haa moyo wangu unodzimbwa inin 💔😢
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
Zvinorwadza baba
@user-dw3cd3jy7j
@user-dw3cd3jy7j 3 ай бұрын
He is affecting himself
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@ShumbaNyamuzihwa-zz9ex
@ShumbaNyamuzihwa-zz9ex 3 ай бұрын
Iye ngaaite yake show timumamise fut magz wacho
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@olamungwari5281
@olamungwari5281 3 ай бұрын
❤❤❤❤ Watura wangu dai madzokerana boyz
@producer44
@producer44 3 ай бұрын
Haaaa vanhu vakubhaiza pafair
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
Hmm zvakunyanya remember mental health yemunhu
@producer44
@producer44 3 ай бұрын
Apa anogona shame......zvisinei ndomuda akadaro🔥🔥💯
@user-kj6zl6ke3k
@user-kj6zl6ke3k 3 ай бұрын
Magz is right but he should tell his brother the truth . Holy iti sorry kuna Winky vanhu vanongokusiya
@suspectdread
@suspectdread 3 ай бұрын
Iye akuda kutopedza vamwe wani...I don't understand
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
Pkp king
@TauraiMachiha
@TauraiMachiha 3 ай бұрын
Holy ndevekumama haako uyo
@takundagilbert5201
@takundagilbert5201 3 ай бұрын
Iwewe uriwechii kushata machende arimukanwa iwewe uridako
@moreofSouth
@moreofSouth 3 ай бұрын
True bruh
@knowledgejekese2491
@knowledgejekese2491 3 ай бұрын
Ngaatange akumbira ruregerero kuna big man idaqo mfana uyo
@brianchatadza9551
@brianchatadza9551 3 ай бұрын
Ibvapo iwe😅😅😅
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@Nokutenda1234
@Nokutenda1234 3 ай бұрын
Haa fair ataura chokwadi 💔
@wilsonmangaira2471
@wilsonmangaira2471 3 ай бұрын
Ha iwe masiti pusise munhu ngarohwe anombotukireyi wanhu
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣 mukutoda
@LovemoreVocal-fx1pu
@LovemoreVocal-fx1pu 3 ай бұрын
Chero vakada vakawana Mari ​@@everythingzimofficial
@LovemoreVocal-fx1pu
@LovemoreVocal-fx1pu 3 ай бұрын
Anotuka ..vanhu vekumama sewe so
@tadiwaabsolomjnrgotosa5548
@tadiwaabsolomjnrgotosa5548 3 ай бұрын
Magz ma1 🔥🔥🔥🔥🔥better tell them bro
@AsherMukwendi
@AsherMukwendi 3 ай бұрын
Naiye ngaazive malimits haangati anoda kupedza gafa ndokutopera kwaavakutoita iye
@user-gu2ul6xx6b
@user-gu2ul6xx6b 3 ай бұрын
Fact
@faithmakuvire4233
@faithmakuvire4233 3 ай бұрын
Blood kana ariiye akuwachisa vamwe
@AshleySedze-dq4se
@AshleySedze-dq4se 3 ай бұрын
Saka mangamafunga kudiiiii
@lmk_various
@lmk_various 3 ай бұрын
Then be fucking responsible stop zvsmukuita zvekutuka vanhu
@user-yb3rg4kx5b
@user-yb3rg4kx5b 3 ай бұрын
Ndewe kumama ngaakumbore sorry Kuna winky
@user-sf8nm7sc8z
@user-sf8nm7sc8z 3 ай бұрын
kusvika ati sorry gaffa
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂😂😂😂 pakashata
@knoxmoyo9771
@knoxmoyo9771 3 ай бұрын
pakuvenga munhu kusvika pakuzorova munhu kutadza kufungawo uko
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
Yaaa panoda ma limits
@TonterayieMcDonald
@TonterayieMcDonald 3 ай бұрын
Wangu it was better dai akatuka umwe munhu kweteVaWinky D ippo tomumamisa baba Gombwe rinoera kana wazogara.Ndaitonakirwawo memusic yake Holy wenyu but paakaty akuda kuopedza Gaffa ummmm ndakabva ndaita hasha ngaarohwe haana hunhu
@EddieMugwagwa
@EddieMugwagwa 3 ай бұрын
Buh mokanganwa chazuro nehope haa ...holy akuda kupedza munhu ane mhuri fty why usiri kupafunga ipapo bro ....ko akazotadxa kuchengeta muri toitasei
@user-we4oj9wc8o
@user-we4oj9wc8o 3 ай бұрын
Nah megi he shld also hav limits paiti akuda kupedza munhu afunga kuti mhuri yemunhu iyeye inorarama sei n kuti iye ayve sei mentally whn ditched him pasong yavakaimba vese tht was not knwnin limits ,holy is jus gettin wat he wanted all along karma haidhibhe adress
@arnoldamato4199
@arnoldamato4199 3 ай бұрын
Now you complain sy wakamusiya achizvitao wink ukwaneiwe
@Zimcautions_a2
@Zimcautions_a2 3 ай бұрын
Koo vakudanana futi 🤔
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂😂🤣 nyaraaaa
@TinasheChinyundo
@TinasheChinyundo 3 ай бұрын
Taura hko magz
@HolyChaps-jw5mr
@HolyChaps-jw5mr 3 ай бұрын
Maggz making sense
@EddieMugwagwa
@EddieMugwagwa 3 ай бұрын
Saka uchaita sei
@darliechax9598
@darliechax9598 3 ай бұрын
Holy aitweiko nhai Magz? Isnt he ripping?
@libertymarara533
@libertymarara533 3 ай бұрын
Zidzoro
@evansmakombe
@evansmakombe 3 ай бұрын
Ngaazive zvaanotaura nxt tym
@FelixChimambo-zj4jd
@FelixChimambo-zj4jd 3 ай бұрын
Vanhu havasi vekumba kwenyu. Hauna kana hit song who cares what you think. Holy akaita mistake yekutuka Gafa nekufunga kuti akapebga stereki. Vanhu havakanganwe
@gaffa7549
@gaffa7549 3 ай бұрын
Pamhata pako Magz muri mhata mese na 10
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂iiiii
@MedinnnaKadirire
@MedinnnaKadirire 3 ай бұрын
Newewomagz uriwekumama ukongotsva releven e ndakutoku unfollower zimhazha thts why tichiterera bagga na winky d json trixx na Santa
@user-rd8ke6dv5g
@user-rd8ke6dv5g 3 ай бұрын
Gafa aritukwe manhi iwe newe futi machete ako mfanha
@LovemoreVocal-fx1pu
@LovemoreVocal-fx1pu 3 ай бұрын
Muridofo mukuru .. chiii chinonzi machete
@wilsonmangaira2471
@wilsonmangaira2471 3 ай бұрын
Mhaa
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
😂🤣😂🤣🤣
@bryanmakowa5447
@bryanmakowa5447 3 ай бұрын
Anofanira kutofa munhu iyeye munhu ahungatsvagi mbiri nekunyangadza umwe munhu
@BrendonNyanzou
@BrendonNyanzou 3 ай бұрын
Dai kurwira gafa kri kurwira mhuri dzenyu Dai mrikumwe
@PrideMapfumoh
@PrideMapfumoh 3 ай бұрын
Akagonekwa ngaasiye Winky
@wishjongwegaffer5538
@wishjongwegaffer5538 3 ай бұрын
Anotukirei munhu mukuru
@everythingzimofficial
@everythingzimofficial 3 ай бұрын
Hanzi kusvika ati sorry
@ellensekaichingwara33
@ellensekaichingwara33 3 ай бұрын
get away Maggie so u agree with his actions towards our father Gaffa 😂😂 get away
@panashekhumbula3447
@panashekhumbula3447 3 ай бұрын
Hooo winky D ndibaba vako here your really father will be disappointed
@faniedube
@faniedube 3 ай бұрын
Zidofo ndozvopa uti baba kumunhu wawakainzana nayee
@atidandhlovu
@atidandhlovu 3 ай бұрын
Sure l know it's Santa's fan
Holy Ten Breaks💔Up With Yahya Live On Instagram & He Says It Was Peer Pressure
13:09
Bravesounds Entertainment Zw
Рет қаралды 65 М.
PEDRO PEDRO INSIDEOUT
00:10
MOOMOO STUDIO [무무 스튜디오]
Рет қаралды 24 МЛН
This Dumbbell Is Impossible To Lift!
01:00
Stokes Twins
Рет қаралды 42 МЛН
大家都拉出了什么#小丑 #shorts
00:35
好人小丑
Рет қаралды 77 МЛН
The FASTEST way to PASS SNACKS! #shorts #mingweirocks
00:36
mingweirocks
Рет қаралды 12 МЛН
Bling4 _ft_ Runna rulez - ZVIRIKWESE - [ Video song ]
2:52
Camerayepa Zim
Рет қаралды 1,7 М.
Tamia & Holy Ten Latest
3:38
Everything Zim 🇿🇼
Рет қаралды 10 М.
Holy Ten adzingwa pa stage ku Miss NUST BULAWAYO
3:20
Everything Zim 🇿🇼
Рет қаралды 8 М.
WINKY D EXPLAINS NJEMA ALBUM | BUSTOP TV
14:14
BUSTOP TV
Рет қаралды 284 М.
Saintfloew ft Voltz Jt-Freestyle time (Who wins)
3:07
Trending Music 🇿🇼
Рет қаралды 24 М.
Holy Ten disseD Voltz JT got booed on stage fans shouted VOLTZJT JT
3:53
Everything Zim 🇿🇼
Рет қаралды 4,1 М.
PEDRO PEDRO INSIDEOUT
00:10
MOOMOO STUDIO [무무 스튜디오]
Рет қаралды 24 МЛН