No video

MINE YOPESANISA VAGARI VEMUBIKITA

  Рет қаралды 10,187

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

VECHIDIKI VANOTI MAMBO ANEHUWORI VECHIKURU VACHITI AKARONGEKA...........
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 127
@tongaidodo2757
@tongaidodo2757 6 ай бұрын
Dzingai ma china ayo ndimi varidzi venzvimbo, rovai vanhu
@sharonmoyo4581
@sharonmoyo4581 7 ай бұрын
Ndokumusha kwandakaroorwa vazhinji vakuchema kt Ku mine kunopindwa nechizivano uye unotoburitsa mari pasina izvozvo no basa and maChina awuraya nzvimbo kunosvika kwana chiwara shenjere pangocherwa mazirori avo anoloader every day
@memomoyyo9515
@memomoyyo9515 7 ай бұрын
Can't wait kumusha kwedu chaiko
@OmegaZvakatiramba
@OmegaZvakatiramba 6 ай бұрын
Kkkk hanzi zvikiti nemagarikuni zvkupinzwa basa kkkk munhu mutema never disappoint ndaseka hncu
@user-jo9mb7mw7c
@user-jo9mb7mw7c 6 ай бұрын
I come from chinhamo Anthony is bamkuru,Steven ndakadzidza naye,Rodgers my kule kudyaa hama dzangu dzakazara
@silyviamahachi3816
@silyviamahachi3816 6 ай бұрын
Masvikawo kwedu thank you Dremas media
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 7 ай бұрын
Thank you Mr Neshamba ndiko kwangu chaiko thank you HOME IS BEST
@Florenceshava-ji4lk
@Florenceshava-ji4lk 6 ай бұрын
Mamai avo ngaasareva nhema saka vanogara kwana chimbidzikai village vanonyepa hre basa remumine rine huori iro tamboenda tichiforera basa venyu ndovarimo vazhinji vagere ngaasanyepa mambuya ayo ndozvavanoita pese pavasvika
@user-jo9mb7mw7c
@user-jo9mb7mw7c 6 ай бұрын
Kumba kwedu
@FK-bq1hi
@FK-bq1hi 6 ай бұрын
Hanzi vakadzi vese ngavachiita zve Vim. Iye ah bho
@KundaiChitiga
@KundaiChitiga 6 ай бұрын
Vanakoma vapiko vavarikutaura ayiwa
@user-jo9mb7mw7c
@user-jo9mb7mw7c 6 ай бұрын
Chief Marozva that's my broo handigoni navo
@user-mc2bx9sk4v
@user-mc2bx9sk4v 6 ай бұрын
Drewas makanyanya.Home sweet home
@vimbaibhokoro5439
@vimbaibhokoro5439 6 ай бұрын
Ndafara kuona kumusha kwandinobva thanks Drewmas Media ❤❤❤❤
@PaloSant
@PaloSant 7 ай бұрын
Ko siyai zve dota racho kana risingaite.
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 7 ай бұрын
KuBikita uko vanhu votemanausatange hondo 🎵
@princegabriel7771
@princegabriel7771 6 ай бұрын
ka feeling kevanhu ve Bikita ndiko kane ma SA citizens patopindawo mabasa kuno all the way from Gokwe kupinda basa first pa 04
@tmatz6467
@tmatz6467 6 ай бұрын
ED T-shirt, muchakuvara nemadota vamwe vachiguta ku state house. Nothing to help the community, houses cracking due to mine blasting. All proceeds to a few and China 🇨🇳.
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 7 ай бұрын
Ndokwedu vaneshamba munotosvika kwedu Vo 💃💃💃
@ChristopherDhanda-tl7uq
@ChristopherDhanda-tl7uq 6 ай бұрын
Ndaona stara
@user-hb2xr8ur4s
@user-hb2xr8ur4s 7 ай бұрын
Tops...😊😊😊😊😊😊😊😊
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 7 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level from Masvingo province
@user-yf7md2id4c
@user-yf7md2id4c 6 ай бұрын
Svikaiwo kwedu Nyajena kunedzinopwititika
@user-bb5xx7md4l
@user-bb5xx7md4l 7 ай бұрын
Horo yenyu imi mai vekwachakurira munofarira zve fertilizer siye zve vim zviri kutaura
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 7 ай бұрын
Mai vanonyepa avo vanakomana hobho vakazara pa Vim apo
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 6 ай бұрын
Nhai taura hako wavo anenge arikubasa
@user-bk6gf3pw3h
@user-bk6gf3pw3h 7 ай бұрын
Kumusha kwangu paMarozva primary ❤
@EsnathMakovere-tk3uz
@EsnathMakovere-tk3uz 6 ай бұрын
Pangu paNodhi
@blessbless904
@blessbless904 7 ай бұрын
Munhu wese ngaawane zvicherwa zvenyika
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 6 ай бұрын
Zvapakazara ma04 zve pano nhaimi,magona veDrewmas.masvika kumusha kwangu,
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 7 ай бұрын
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 7 ай бұрын
Vakadzi vakadzi vakadzi dzikamai imi
@madhukukomborero
@madhukukomborero 7 ай бұрын
Bikita ndokumusha 04
@Sikhule04
@Sikhule04 7 ай бұрын
Kumusha kwedu chaiko 😊😊
@mollybabe
@mollybabe 6 ай бұрын
Mambuya abva azvirmba😅
@dasilva8081
@dasilva8081 7 ай бұрын
Urayai ngozi err .
@mariachipota4936
@mariachipota4936 6 ай бұрын
Pangs chaipo pqchinhamo apo❤️
@munyaradzidera7490
@munyaradzidera7490 6 ай бұрын
Mambo avo vanoitira vanhu vavo zvakanaka
@PaloSant
@PaloSant 7 ай бұрын
I knew you were on your way kwaana Rowai. Thank you very much.
@user-np6ev7lf5i
@user-np6ev7lf5i 7 ай бұрын
Fertilizer pa vim yapinda papi aaa
@tedzaidhliwayo9843
@tedzaidhliwayo9843 7 ай бұрын
Kkkk zvakaoma 2030 tozvimirira munopenga zvave zvemusangano hre
@bla-den612
@bla-den612 7 ай бұрын
Busy kurumbidza mambo tsvee nyaya yemabasa irikutaurwa.
@user-by5vo3mj3j
@user-by5vo3mj3j 7 ай бұрын
Yah chokwadi ndichi chazo taurwa Nana Gogo apo, team iro rinoto ratidza kuti zvidhakwa zvema sure, plazy usimbe hunodzingisa basa futi , mambo Marozva munoratidza kuti maka rongeka rambai makadaro. Headman
@KundaiChitiga
@KundaiChitiga 7 ай бұрын
Ndiko kunoti kumushq kwedu uku ❤
@user-hb2xr8ur4s
@user-hb2xr8ur4s 6 ай бұрын
Tops
@victoriatanda3230
@victoriatanda3230 6 ай бұрын
Sabhuku mungachema nevim
@user-ps5fy4rj6w
@user-ps5fy4rj6w 6 ай бұрын
Kwedu chaiko via Nyika
@PaloSant
@PaloSant 7 ай бұрын
Yuwiii pano pazere vanhu veBikita
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 6 ай бұрын
Mai iyo irikuti takapiwa mbeu,nemushonga muzanu pf chaiwo
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 6 ай бұрын
And is it wrong being a zanu pf member or supporter?
@steadychadya225
@steadychadya225 6 ай бұрын
Home sweet home straight outa Bikita #04 baba
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 7 ай бұрын
Thank you Drewmas media ko Masvingo ndokumushazvee🎉
@Carol263Zim
@Carol263Zim 6 ай бұрын
Government yaka visa ma China everyone will get a job. But Government iri busy kupwanyira vanhu imba yavarikuwana pekuisa musoro nemhuri.
@letwinmasaire
@letwinmasaire 7 ай бұрын
Pachinhamo apo vaNeshamba matitsika
@kivarichuma9375
@kivarichuma9375 7 ай бұрын
Drewmas media hoyooooooo
@user-wk1vo8ss5d
@user-wk1vo8ss5d 6 ай бұрын
asi lithium yacho inodhaka hapana kana mukaranga ari sober apa. Musadaro vezhira
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 6 ай бұрын
Enjoy ur zanu pf Bikita
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 6 ай бұрын
Zanu pf moto babaa!!!🎉🎉🎉🎉
@user-by5vo3mj3j
@user-by5vo3mj3j 7 ай бұрын
Muchitombo iwana henyu maimbo rarama sei imi endai muno cherawo k4 dayi zvisiko maidii garai pasi.
@Florenceshava-ji4lk
@Florenceshava-ji4lk 6 ай бұрын
Mai solomon ka
@user-hf3fn5ke8h
@user-hf3fn5ke8h 7 ай бұрын
Drewmass makumberi
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 7 ай бұрын
Pengai Vana vekukusha vanojairira
@tinomzeni420
@tinomzeni420 7 ай бұрын
Thanks neshamba ne song iyo 🙏🙏🙏
@britechiranda4132
@britechiranda4132 7 ай бұрын
Nowadays tombonzwawo dzekumba
@tustythulanitshuma4370
@tustythulanitshuma4370 7 ай бұрын
Kkkkk Gokwe yakanyaya vanhu kubva gokwe kopinda basa varidzi vemo varipo
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 7 ай бұрын
Maita basa drewmas media ndapedza chishuwo nekumusha kwangu ndapa bikita minerals ndendapadhuze neroad yekuenda kwedu kwaNyahunda
@user-ur9ru3yb6n
@user-ur9ru3yb6n 7 ай бұрын
Sure tanzwa nekuforera mabasa hatimawani kungotenderedzwa chokwadi tinganoforera mabasa kwamambo hre bikita mineral mine musatidaro zvese nevakuru venzvimbo 😭😭😭😭😭
@Florenceshava-ji4lk
@Florenceshava-ji4lk 6 ай бұрын
Apo pane vanhu paChinhamo
@edmoretamanikwa1554
@edmoretamanikwa1554 7 ай бұрын
Uuummmmm vanhu kuita nhuta kudaro.Vanhu ava vacharwara ne dust iro
@patriciamakoni2203
@patriciamakoni2203 7 ай бұрын
Kne vamwe vanhu zvekti uti akakwana or havana haunzwisisa instead of vanhu kti muende kbasa or woda kngopihwa
@user-dz7hy8jb2x
@user-dz7hy8jb2x 6 ай бұрын
Itai part 2 toda kunzwa side ra mambo uye re mine because zvataurwa nana amai vari kutaura shuwa kudhakwa 😂😂😂😂 chero ipapa vamwe vakamwira
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 7 ай бұрын
Chavakapfeka idzo ndicho chichaita kuti zvaurikutaura zviite kunge zvisina maturo
@silyviamahachi3816
@silyviamahachi3816 6 ай бұрын
Kwedu ukoo
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 7 ай бұрын
Corruption ndiyo chete inouraya nyika, but huruva yakanyanya mari yorudzi urwu haidyiwi zvokudaro. *Chembere kureverera mambo kkkkkkkkkkkkkkkk.
@sabhukumberikwazvo1672
@sabhukumberikwazvo1672 7 ай бұрын
Ma songs manyama please Sir Neshamba tipeivo ese zvahwo.itai something.
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 7 ай бұрын
Jenifer iweee zviriko here
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 7 ай бұрын
Zvakaoma shuwa ndiwo mashoko angu
@princemushayi8836
@princemushayi8836 6 ай бұрын
I think these women are talking sense
@victoriatanda3230
@victoriatanda3230 6 ай бұрын
Ko zvefetilizer zvopinda papi
@Mudare271
@Mudare271 7 ай бұрын
Vanhu vakapesana varima villagers zvirinani kwedu guruve takapesana family imwe chte now hatiririrane nekuda kwe gold rakabuda mumusha medu
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 7 ай бұрын
Sabhuku, mukupedzera vamwe mari imi, iye muChaina hangakuitisei mari hazviiti, itai kt munhu wese apinde basa imi
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 6 ай бұрын
Ndeipi company yakambopinza vanhu vese basa?
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 7 ай бұрын
Varidzi venyika kupihwa dust maChina votora mari zvakawoma maChina ndiwo anofanira kutora dust iyoyo hapana kwamuri kuenda apa
@stanelychishabwa8246
@stanelychishabwa8246 7 ай бұрын
Basa se basa team drewmas
@nedismapfumo2616
@nedismapfumo2616 7 ай бұрын
Ndokwangu chaiko uko
@user-bb5xx7md4l
@user-bb5xx7md4l 7 ай бұрын
Next time choose chamisa from your backyard
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 6 ай бұрын
Kut tingochinjigwa macolor? Zvine basa rei izvozvo?
@alihussen4250
@alihussen4250 6 ай бұрын
😂😂😂😂kumusha kwedu chaiko uko drewmas media makaipa
@patpateey2414
@patpateey2414 7 ай бұрын
Andrew Neshamba uri shasha wave kwedu uko
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 7 ай бұрын
Bikita woye
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 7 ай бұрын
Woye
@user-bb5xx7md4l
@user-bb5xx7md4l 7 ай бұрын
Chembere dzekwachinhamo munomakisa vana vari kunana South Africa uko muchipembedza zanu misuri yenyu
@user-ur9ru3yb6n
@user-ur9ru3yb6n 7 ай бұрын
Vanhu varikufa pachinhamo api vakuhura kut vawane kurarama Ivo ndopovotaura zvisina musoro boss talent arikuya nemahure apo kubva berchnof nekwanyika vanhu varikurwa apo nkuda kwekushaya nabasa vanhu votanga kutengera muviri yavo nxaaaa vakuru vedu matiegerera
@user-jl8vm1cm4n
@user-jl8vm1cm4n 7 ай бұрын
1
@mukombe15
@mukombe15 7 ай бұрын
Some people spoken to are already drunk.
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 7 ай бұрын
Senge Icho chenhumbi yemusangano 🍻
@user-ui4ck8zi4h
@user-ui4ck8zi4h 7 ай бұрын
Andrew kwakumberi kwekuseri
@ladyvee21
@ladyvee21 7 ай бұрын
Zve fertilizer zvapinda papi panyaya ye Vim nemabasa pa mine. Kana vachifadzwa nema inputs a chief ngavaite zvekurima vasaforera vim
@mariachipota4936
@mariachipota4936 6 ай бұрын
Zvako iwe nxa misoro yakazara zany avo ndevemuvilage mangu chaimo unosvoderawmunhu
@agnestafa9579
@agnestafa9579 7 ай бұрын
Svikayiwo buhera
@user-ff1jp3mz6g
@user-ff1jp3mz6g 7 ай бұрын
Apa hapapindiki basa zvekumhanya
@Rebhara
@Rebhara 7 ай бұрын
Ndokuti kumushazve, christmas paChinhamo, ha kwava kare.Saka zvemafertilizer zvirikupinda papi. Jennifer rakagara riri dofo kuBeardmore😂😂😂
@user-ur9ru3yb6n
@user-ur9ru3yb6n 7 ай бұрын
😂😂😂😂 taura zvako nganyarare uyo hpna zvari kutaura
@Janemacelyn
@Janemacelyn 6 ай бұрын
Sudhuna bus used to rank at Chinhamo for up to 3 hrs on way to Masvingo . Would board at 6 am at Nyika and arrive Masvingo 1pm. We would also spend 1 hre at a road block before Mutimurefu.
@Rebhara
@Rebhara 6 ай бұрын
@@Janemacelyn Ya kwava kare
@EsnathMakovere-tk3uz
@EsnathMakovere-tk3uz 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@Rebhara
@Rebhara 7 ай бұрын
Zvatinoda zvakasiyana, mumwe arikuchemera kuti vim yatirikupihwa haikwani😂😂😂😂. Nekurwadza kunoita kushanda vim?
@user-ji9vu2zx3v
@user-ji9vu2zx3v 7 ай бұрын
Kwedu chaiko
@musashoko1389
@musashoko1389 7 ай бұрын
Apa wakapfeka T shirt 👕 yako iyoyo.. change yaunoda ndeyeyi
@victoriatanda3230
@victoriatanda3230 6 ай бұрын
I think kutopfeka iyoyo kushaiwa chwkupfekaa
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 7 ай бұрын
Vanhu ve kumusha Soo 😂😂😂😂 kutaura vari 3 at a time
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 6 ай бұрын
Iwe uri wepi?
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 6 ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 I'm from Zim but now in UK
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 7 ай бұрын
Zanu pf must go 😢😢😢😢😢
@user-dz7hy8jb2x
@user-dz7hy8jb2x 6 ай бұрын
APA Zanu yadii
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 6 ай бұрын
Uri zanu here iwe
@user-dz7hy8jb2x
@user-dz7hy8jb2x 6 ай бұрын
APA hapasi kutaurwa politics vari kutaura matambudziko ekushaya basa Ku mine Saka Zanu yapinda papi
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 6 ай бұрын
@@user-dz7hy8jb2x iwe chakurwadza chii pane zvandanyora
@TanyaboyChigunde
@TanyaboyChigunde 7 ай бұрын
😢🎉🎉😂
@tellmoremurwira7574
@tellmoremurwira7574 7 ай бұрын
Please why can't say a Zimbabwean anobva kure, imagine Zimbabweans in South Africa are getting jobs in Zimbabwe if say South Africans say that u say South Africans are xenophobic , Thus why u are not employed keep HR don't allow them or near to work or to employed even there future kids until then learn kuti hapana munhu anonzi anobva kure pamabasa
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 7 ай бұрын
No mask kuitwa kafiramberi muri kukuvara kuvhotera dota irori shame
@ndaitawale2047
@ndaitawale2047 7 ай бұрын
Thank you very much for showing us zimbabwe people what is going on love you ❤️
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 7 ай бұрын
It's very sad people don't know that this is very dagarouse this powder is very bad for health as I am writing this iam crying for thise people
GURUVE........MWANA OURAYIRA BABA VAKE HUROYI
40:31
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
HARARE...(MABVUKU)........... VATENGESI VE DIESEL VOROYANA PABASA
23:19
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 2 Серия
31:45
Inter Production
Рет қаралды 676 М.
Bota rangu rokamburwa Zvisina Order!!!! Dare raChief Mutasa
55:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 61 М.
MT DARWIN......MHURI YOPERA KUFA NEMANGO
36:52
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
MUTOKO......CHIDHOMA CHAKAFANANA NA GOGO CHOBATWA
34:49
Drewmas Media
Рет қаралды 32 М.
Babamukuru Vakandibatabata Zamu Vachibva Vandiita Yeke
36:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 99 М.
HOME AWAY FROM HOME: Ndakabata Mwana WeShamwari Yangu Chibharo
23:02
Nyaya yemukomana uyu yakazosvika kwaSekuru Tasvu
1:06:12
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 132 М.
MUTOKO.....CHIKORO CHOMWAIWA ROPA REMBUDZI
18:16
Drewmas Media
Рет қаралды 6 М.
MT DARWIN.........AMBUYA VANOTI MURUME HAVACHADA NEKUDA KWENYOKA YAKE
51:50
Vana Baba maSatanist vane Zvikwambo zvirikurara nevaroora # Karanganda tv
36:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 73 М.