Mmmm aka kambo kanondipinza munyashaaa well done my husband
@Marian-xt5ks27 күн бұрын
Ndinzweiwo baba munamato vangu Ameeen
@user-un5oy4cl2fАй бұрын
Ndipeiwo mfaro muupenyu inzwai munamato wanguBaba💥🔥💥huyai Mambo ndatambura😔😭
@user-fr5pq6se8vАй бұрын
Pamunamato wangu ndopamwongo we nyaya yacho kuti dai Mwari maita kuti nguva yanguwo yakwana this is and will always be my number on this album And this one (munamato wangu and ndimi wani dzine kumwe kureva kuri deep deep) Mwari ngava ropafadze kubatwa kwebsa iri nekuti ndivo vanoziva