MOTA YANGU

  Рет қаралды 3,319

Wessy issa

Wessy issa

Күн бұрын

Пікірлер: 33
@HastaPV
@HastaPV 7 күн бұрын
Kitso naWesy combination yenyu yakapenga😂🔥 . Kitso mufaro wavo uri realistic
@Sambiri97
@Sambiri97 7 сағат бұрын
Boys kaaa..ko kumuti apinde mutaure nyaya muchienda kwete yese iyo kkkkkkk
@KudakwasheclintonMakunik-cl1yh
@KudakwasheclintonMakunik-cl1yh 6 күн бұрын
Uite uchiisawo vamwe mumota mako iwewe😂😂😂😂😂
@nyashamusonza8888
@nyashamusonza8888 5 күн бұрын
Haaa chamhamha munozofara ndati kkkkk apa makanotsvetwa nawechidhaka matongoramba muchitrodder kaapa ndafunga muchajambiriswa nachamhomhula monyatsovasimbisa makamedzawo window.😂😂
@YvonneNyamayaro-vz3uy
@YvonneNyamayaro-vz3uy 6 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂iye munhu wacho anodawo zvinhu ko kusiya munhu aende nemota yake
@TafadzwaChimanikire-mn8tb
@TafadzwaChimanikire-mn8tb 7 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂wessy wakaoma
@tanakahuni392
@tanakahuni392 7 күн бұрын
Saka mota iri kufamba serious 😂
@takue_muza
@takue_muza 7 күн бұрын
Haaazvamufundisi zvikufamba wena 😂😂🙌🙌
@Wessy_issa_
@Wessy_issa_ 7 күн бұрын
😅😅
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 7 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 Wessy usazodaro kwidzaka sahwira wako
@JoeMagavhe
@JoeMagavhe 7 күн бұрын
Inn ukandiita seizvii ndokurova wesy
@mazvie
@mazvie 7 күн бұрын
Wessy ibasa chairo😂😂😂😂
@MemoryNcube-t1z
@MemoryNcube-t1z 7 күн бұрын
Huku dzepa mharadzano kkk
@trusttami2005
@trusttami2005 7 күн бұрын
Kwidxa mumwe wako nhai Wessy 😅😅😅😅😅
@Wessy_issa_
@Wessy_issa_ 7 күн бұрын
Handisi kuita izvozvo nhais😅😅
@LeeroyChivandire
@LeeroyChivandire 7 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ahhh ukutofambisa munhu
@Wessy_issa_
@Wessy_issa_ 7 күн бұрын
😅😅😅😅
@RethaRSA-x8i
@RethaRSA-x8i 7 күн бұрын
"usarambe uchidaro ka nhai shamwari"😂
@tanakabare3129
@tanakabare3129 6 күн бұрын
Ko kuzoramba achifambisa mota😂
@LibertyTichayena
@LibertyTichayena 7 күн бұрын
asika kkkk
@MemoryNcube-t1z
@MemoryNcube-t1z 7 күн бұрын
Kwinza mumwe 😂😂😂
@Wessy_issa_
@Wessy_issa_ 7 күн бұрын
Haa no😅😅
@NatashaHweru
@NatashaHweru 7 күн бұрын
Asì chiii wesyyy😂😂😂😂😂😂
@charitymatemera9194
@charitymatemera9194 7 күн бұрын
Wessy unodarirei Peter jkkkkkkkkk
@Wessy_issa_
@Wessy_issa_ 7 күн бұрын
😅😅
@maxwellkalasawo28
@maxwellkalasawo28 7 күн бұрын
Kkkk
@josephmoyo9317
@josephmoyo9317 7 күн бұрын
Kkkkkk sero fish😂
@Wessy_issa_
@Wessy_issa_ 7 күн бұрын
@@josephmoyo9317 😅😅😅
@hoto-vg8we
@hoto-vg8we 6 күн бұрын
Motor yatosvika uchifamba netsoka wotadza kukwidza mumotor yacho paZim inotambika ndakambomboudzwa kuti munhu asina motor angataurei munhu aidero dzapamatombo ini ndopandakabura kubva muplastic vanhu vanowanza
@driveproperdrivingschooldr2059
@driveproperdrivingschooldr2059 7 күн бұрын
Takurawo mumwe zveeee😢
@Wessy_issa_
@Wessy_issa_ 7 күн бұрын
Haa no😅😅
@florencengulube580
@florencengulube580 7 күн бұрын
Ko kungomuti pinda nhaiwe
@Wessy_issa_
@Wessy_issa_ 7 күн бұрын
@@florencengulube580 aaaah mumota mangu manje😅😅
MUDHARA MARAMBA ​⁠@Nyariee @DanGregoOfficial
6:22
Wessy issa
Рет қаралды 10 М.
Haisi nyama yangu
3:42
Tunga AKA Officer Bande
Рет қаралды 6 М.
За кого болели?😂
00:18
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,4 МЛН
Twin Telepathy Challenge!
00:23
Stokes Twins
Рет қаралды 57 МЛН
ТВОИ РОДИТЕЛИ И ЧЕЛОВЕК ПАУК 😂#shorts
00:59
BATEK_OFFICIAL
Рет қаралды 4,5 МЛН
FOREVER BUNNY
00:14
Natan por Aí
Рет қаралды 12 МЛН
Mari yangu ndoida. Sekuru Kafera Speaks out on Eddy
16:58
JCTV Africa
Рет қаралды 25 М.
Mukoma Mwenje
6:28
Frets Donzvo
Рет қаралды 23 М.
Notorious Pastor #latest Zimbabwean Movie #creationsvsuals
20:27
CreationsVsuals
Рет қаралды 5 М.
IBVA PANO
3:46
Wessy issa
Рет қаралды 6 М.
VOUYA HERE VAKOMANA
6:03
Comic Pastor
Рет қаралды 26 М.
GEN. M7 AYIYE AMAJJE MUKALULU EKISORO,  H.E BOBI WINE ABALAZEEKO
10:21
BAMUNINI
5:53
Wessy issa
Рет қаралды 6 М.
За кого болели?😂
00:18
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,4 МЛН