you are so right. even kuti mwana amitiswa ngaadzingwe. I losy a daughter suddenly from a rare condition. she was only 27 years old. I wish she left behind a child to cherish. cherish and protect our children please. they are not perfect as with us, we are not perfect. I am so sorry Mama.
@maressaaron54804 күн бұрын
True
@NonhlanhlaVundhla10 күн бұрын
Veduwee people go through a lot in this life be comforted mummy at this difficult time😢😢😢😢
@Nyarriee9 күн бұрын
My heart is bleeding 😢....💔what a tragic incident. May she and the baby find peace in the bosom of the Lord
@phill020910 күн бұрын
Zvinorwadza ,very sorry Mwari vakunyaradzei.girl child lets normalize to walk away from abuse before things escalate.never go back to an abuser they will never change
@tee60019 күн бұрын
This is so sad. Nyaradzwai Mai Mishy. Domestic violence should really be taken seriously. Chero mbama one chaiyo
@Pearlmayengo6 күн бұрын
We are forced to stay in toxic relationships because of fear of what the community has to say about single mothers.Tinotya kusekwa and being called failures so we stay.It always never ends well.May you be comforted mummy😢
@PortiaMagatse3 күн бұрын
Aa parents please mwana wese ngaapiwe second chance, how can a parent say mwana wangu ngaaende kuchikoro, nemurume amumitisa,chimwe chi hard hachishande, Mitch paakati ndiri kirohwa everyday,that was enough red flag
@easterdhlomo-fg6il5 күн бұрын
May the Lord comfort you mum
@lisakaswada27725 күн бұрын
So sorry Mai Michelle
@nomattermhishi84906 күн бұрын
Nyaradzwai naJehova mai Mitchie zvamakaitirwa zvakaoma sevanhu hatigone kukunyaradzai asi ivo Jehova ndivo vega vanokwanisa
@VincentGota-l7b6 күн бұрын
This is very sad. I’m speechless. People are evil out there. Parents please protect your daughters even if they make mistakes such as pregnancy. Don’t push them over!
I'm so broken nenyaya iyi .Mitchie's story yakafanana neyangu asi fortunately l refused to go back paakandinyengerera cz ndanga ndakutwa nebanga pandakazodzokera kumba and nyaya yainetsa yaiva yekuti aisada kuti ndidzokere kuxul yet l felt pregnant when l was in my first year at university after giving birth l told him l want to go back to school cz my family is willing to pay my fees akaramba he became physically and emotionally abusive kurohwa nenyaya yekuti Ndaida kudzokera kuxul.lm greatfull to God because ndakakutwa nerufu padiki diki but handina kubvuma kudzokera paakandinyengerera cz l knew very well that it was a trap.Dai Mwari vekudenga vakunyaradzai Mai Mitchell.
@carolinechirima5 күн бұрын
Maigozivei dont blame yoursel amai.may u find peace
@knowlielumbie67259 күн бұрын
😢 how sad is this. Be comforted in the Lord mama Mitchy.🫂
@nyashanenzou61007 күн бұрын
Very sorry mhamha ndarwadziwa mufunge
@lucynapwaro572510 күн бұрын
😢mommy so sorry , once you walk away walk way never compromise your life and status of married , never ignore red flags , u can not change a person ,Mwari akunyaradzei .
@angelinejeriwa98869 күн бұрын
Very true at times we ignore red flags nokuda kudiwa
@ShortCircuit054458 күн бұрын
@lucynapwaro5725 taura hako 💯 mashoko makukutu awareva,you would rather walk away with your life unowana mumwe anenge asiri toxic and abusive may their souls rest in peace and may God continue to comfort all their loved ones after such an unfortunate and tragic incident😔😔😔😢😢😢💔💔💔💔.
My sister was also murdered by her husband similarly, they had both graduated from nust
@pamelakaseke70384 күн бұрын
It's painful, sory mama
@peetee78066 күн бұрын
Iii this is very very painful. May Jehovah protect our children
@lynetgladysmarozva93486 күн бұрын
Dai Mwari vakunyaradzai Mai Mitchie. Zvakarwadza chose. #wesaynotodometsicviolence
@Pee1908-e3u10 күн бұрын
Ummm yeah so painful.....may their dear souls continue to rest in peace.... Mweya mutsvene akunyaradzei nekukusimbisai panguva inorwadza kudai mama hazvitambirike zvachose 😢
@belindatafadzwa41568 күн бұрын
As parents let’s never allow vana vedu to go back vega kuvarume vari abusive pasina a form of fine, pachishona ngaauye akumbire sorry kuvabareki vemunhu oripiswa zvinoripwa kwete kut murume anditi sorry pa WhatsApp ndakutodzokera after all you are not even married to the person mungori nemwana chete haana kana chaakabvisa kuratidza kukuda, let’s not allow abuse and let’s not allow it to go unpunished
@AliceMugabeКүн бұрын
Justice for mitchy
@lucymasedza47033 күн бұрын
Im sorry mum kudzinza remurume wqmishy kune ngozi ngavanatse kuzviongorora aaaaaah
@marshallmushawatu74302 күн бұрын
Nyaya inorwadza. Vabereki ngatizivei kuti life is more important than marriage😂
Mai Mitchel this is horrible may God look after you
@bothwellchirimuta210110 күн бұрын
Very sorry Amai . Tinochema nemi padambudziko iri.
@veerang94779 күн бұрын
Ndarwadziwa kani,may you find comfort kn in the Lord..Mitch n mwana continue to rest in peace😢😢
@DeliweRukuni9 күн бұрын
So painful 😢😢😢 nyaradzwai naShe mommy
@patricianyandoro56063 күн бұрын
What do you do as parents if the daughter keeps going back to the abusive husband???😢
@emilymushonga10174 күн бұрын
Aaaaaa Remand kubva pamazuva aakauraya ere aye thought vakatomutonga ini ko vachiri kuita ma investigations ere 😢😢😢😢
@gloriamandaza23473 күн бұрын
Mai michy nyaradzwai asi iiii zvinorwadza veduweee
@JanePhiri-c2u6 күн бұрын
Mai Mitchie nyaradzwayi na Jehovha..
@loganAFC9 күн бұрын
Ndabatikanwa shame. This is painful.
@patiencelavu-chiswe8996 күн бұрын
Nyaradzwayi NaMwari mhamha may her soul rest in peace
@rachaelviki90205 күн бұрын
So sorry Mama
@rachelmagutsa21529 күн бұрын
May the lord almighty comfort you
@fungayiruzive66559 күн бұрын
Ummm this is so painful, sorry mai mishy
@TariroEmelda-yv5jq10 күн бұрын
I know the feeling, Mama nyaradzwai naMwari ndorwadziwa hangu
@OctaviaMagudza5 күн бұрын
Very sorry mai Mitchy
@JanePhiri-c2u6 күн бұрын
Mai Mitchie nyarad wayi na Jehovha.
@mollenruziwa84858 күн бұрын
So sad, may she rest in peace
@TintB65028 күн бұрын
Asi mwana akadzoka kumba anotaurwa nevanhu kuti mvana, return soldier, hee akatadza kushingirira, hee single mother. You are stigmatised even kuchechi. Ivava varikuti hee dai akadzoka ndivo vanenge vari pamberi kumunyeya. So vamwe vanogara kutya stigma, kuti vanhu vachati chii It's really sad
@Miss-Mlilo._Күн бұрын
Chizviregai,isu pamafamily gathering vanotanga kutaura nyaya idzodzi wotonyara apa vachiudza vapfana kuti imba haisiiwe.unofeeler sekunge u made the wrong decision but matsviro awaiita mumarriage munhu ndiwe unenge uchimaziva wega.hapana asingade kugara pamunhu wake 1 but yoooo at tyms unosurrendee
@tkn14010 күн бұрын
I just dont get it how you can kill someone's child.
@CarolineManyowa9 күн бұрын
Mwari vakutumirei mwanakomana munyaradzi
@kerrynyeve69169 күн бұрын
Oh dear Lord!!!
@antonattachihombori95619 күн бұрын
Sorry mama. May the Holy spirit heal you. This is painful indeed.
@FortuneNyashaNyamavuvu9 күн бұрын
So Sry Mai Michy....It is well my dear
@stenciakachaka16438 күн бұрын
Ahh this is sad ndarwadziwa lets normalise kusiya zvichiri padhuze
@priscilladawa95053 күн бұрын
Zvakaoma, nyarwadzwai amai,
@MoreblessingTadokera-dj5to10 күн бұрын
Nyaradzwai semhuri
@edinamatamba91459 күн бұрын
Nyaradzwai nedenga Marwadzo akaoma kudai
@tkn14010 күн бұрын
Ndiri kuchema nemi chero ndisingakuzivei
@thembindlovu96286 күн бұрын
Yooooooo that's so sad
@madzimambo44196 күн бұрын
This mom needs our prayers but even this husband needs them also- He is in a spiritual prison worse than the physical one he is in
@josephinesheehama7529 күн бұрын
Ashi the language is a barrier is a Zimbabwean language/Zambia?
@Amarie0779 күн бұрын
Zimbabwean language shona.
@IreneDomingos-c6r9 күн бұрын
Sorry Mai Mitchy anotovane demon chairo 😢
@tkn14010 күн бұрын
Sorry, henyu mhamha.
@charlzvinei35229 күн бұрын
Pandinonzwa vanhu vachiseka masingle mothers, l pity them.l had a client who was married to an unemployed guy..they had a baby girl and the man was so abusive, he eventually stabbed her to death over a $1 issue, why she had left a dollar instead of more money. If she had walked away,maybe she would be here ,she was only 22.
Mweya wekuuraya wanyanya,zvirikukonzerwa ne economy vanhu are so stressed kusashanda munhu rume haangamuchire kuchengetwa they feel inferior and become jealousy kugadzikana kwenyika will easy gender based violence its out of hand now why
@lydiat763610 күн бұрын
Zvakaoma saka mari yaakaendeswa chikoro ndiyo yakaponderwa nemurume
@nomattermhishi84906 күн бұрын
Mufunge apa murume wacho ndiye anga amumitisa achitozviendeserwa kuchikoro nevabereki
@nesu-s3k9 күн бұрын
Dai Mwari vakunyaradzai amai inguva yakaoma
@calicinamapanzula10 күн бұрын
Sad development
@tkn1409 күн бұрын
Evil days
@tkn14010 күн бұрын
Munhu munogona kumutora vodzokerana
@Nyarriee9 күн бұрын
Ndozvinonetsa ummmm love is dangerous
@miriammuchemwa41059 күн бұрын
That's the problem😢
@PitressSolomba9 күн бұрын
This is so painful, misodzi yangu yaerera
@SharonMademutsa6 күн бұрын
Zvakaoma
@heatherchitukutu3 күн бұрын
Ummmm jehova
@lucynapwaro572510 күн бұрын
😢mommy so sorry , once you walk away walk way never compromise your life and status of married , never ignore red flags , u can not change a person ,Mwari akunyaradzei .
@belindatafadzwa41568 күн бұрын
As parents let’s never allow vana vedu to go back vega kuvarume vari abusive pasina a form of fine, pachishona ngaauye akumbire sorry kuvabareki vemunhu oripiswa zvinoripwa kwete kut murume anditi sorry pa WhatsApp ndakutodzokera after all you are not even married to the person mungori nemwana chete haana kana chaakabvisa kuratidza kukuda, let’s not allow abuse and let’s not allow it to go unpunished