Why say "grabbing power"? like where were you when the power was being transfered from St Abel to St Noah? But any who, Great video of a Great High Priest.
@SarahHauya7 ай бұрын
St Noah The Highest Priest of Africa, munditungamilire Tenzi wangu. Ndinoda Simba ndi mweya mutsvene. Be with me always my God 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@vladimirputin-t1l3 күн бұрын
chechi yepostori hayishandisi chi MAI MAIwanzwa here,,,,, waide kuti tinongedze mhombo kuti mupirisita here,,,,, where we're you in 1987 & where we're you in 1992,,,,, the priest hood is transferred openly,,,,,,
Ndakaiposter tarisa unoiwana wangubthats was notbpower transformation munhu haagadziwi ne hug zvachose munhu anogadzwa netsika yechipurisita. Chete st john raised vana vake netsika yechipurisita. Noah was just a respect elder Mrp lieb Umah in the church hakuna ma bhuku anoti hug ndokugadziwa if so toti judas Iscariot alapiwa hujesu nekiss here. Vaive vana vemhuri imwe vaye .. I posted the video zvakaitila paMucheke apo st Abel vachiimba "Mwari imhepo"
@@1912. HOO KOTSAMBA YAKANYORWA NA ST ABEL KUTI MRP NOAH MUPIRISTA PAMWE NENI WAKAINZWA HERE. YAKAWERENGWA KUBOCHA . ST JOHN WAKAKWIRA PANHENGWE WAKAPFEKEDZA ABEL CHIREMBA MADZIBABA EDU ARIPO. ST ABEL VAKANYORA TSAMBA. ST NOAH VAKAITAWO ZVAWO ZVATAKAONA. KWEDU KUBOCHA WE DO NOT KNOW ABOUT KIREMENDI APA NDOKUDZINDE.
@1912.9 ай бұрын
@@tickysonmukanjari2984 tsamba yaka yorwa riini ikaverengwa nani iripi tsamba yacho... chenjerai kubikirwa nhema ikozvino makufamba muchitorera vanhu fuma ndiyo church here dai mwari atibatsira
@tickysonmukanjari29849 ай бұрын
@@1912. Saka iwewe urikuti kusavaka jerusarema ndokunamata. isu tirikuvaka jerusalem redu. chitsauko 8 muumbowo hutsva panyika pakaakiwa musasa mukuru une mipanda mitatu iye waizobude mumudiki wacho isu tiri mumuhombe kureva kuwanda kwevanhu. komusasa uyu waiakwa namwari here or nevanhu isu. saka hatisikutorerwa pfuma. kokiremendi wakagadzwa rini nani wacho. kana tsamba yakakujambawo wotobvunza ruoko who was the secretary general
@ElishaNemuramba-v1v5 ай бұрын
The word you use grabinng not correct
@darlingtondutuma98057 ай бұрын
Before hr or after because paarikuinmba apo panoimbwa nemupirisita
@1912.7 ай бұрын
Kkkkk wangu why uchit panoimwa nemupurisita vana masasire the lste tinawo ma video avo vschiimba same song were they priests. Come back to your senses
@darlingtondutuma98057 ай бұрын
Ndat song iyo inoimbwa nevapirisita hr or ndat panzvimbo yaakaimba iyo panopatidza muparidzi wekupedzisira then mupirirsita anosimuka oimba pekupedzisira chero muparidzi asat apedza then mupirirsita achipedza takupfugama kunamata
@OlearningAI6 ай бұрын
@@1912. back then , anyone could sing in church, it was banned around 1999 if not mistaken