Sure dont judge book by its cover ,aaaaaaa baba makadzidza imi 🎉 English yenyu yakatwasuka
@pertumuchemwa25902 күн бұрын
Drewmas Media taking us to another level 🎉❤
@PatiencePfumbataКүн бұрын
Ndokwangu chaiko chairman mafukidzi i see yu
@BrendaMangangaКүн бұрын
Haaaaa imi baba veBlue kwanai vana vangani vapiwa Satanism muzvikoro neMateacher dai mwana wenyu akabatwanayo muone kut zvirip vanhu vose avo havapengi uye vatizei head kana pasina zviripo munozivana imi idyai tsiru makanyarara munotsamwisa mhani musashanda pachikama munoura nyika nevana vazhinji
@PreseviaranceMarangwandaКүн бұрын
Hezvo uyu ane blue ndiye anga achi taurwa naChairman kuti i monya yaka tengwa naHead 😂😂
@shingiraikambarami1274Күн бұрын
Nyoka kana yapinda mumba hatitize tinouraya nyoka
@JeremiahChibandaКүн бұрын
Problem iri pakuti mukuru wechikoro ndevemumusha mavo so kuvengana kunowanda.Jesu akaurawa na va judha kushandira mumusha mavakaberekwa zvonetsa
@NohkiaMqhele2 күн бұрын
❤
@trevertshilamoyamaphumulo85322 күн бұрын
NDLOVUKAZI❤
@rejoycezinyama7963Күн бұрын
Ummmmm School Chairman is educated. The English language is up todate.Sando dzenyu.❤❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@OliphaMangenaMango23 сағат бұрын
True
@shingiraikambarami1274Күн бұрын
Hazvide church izvoooo
@JamesMandizvidza-yw8cmКүн бұрын
Tonderai dzoka nehari kani nhaiwe 😂😂
@rejoycezinyama7963Күн бұрын
Asekuru vangu va Neshamba. Makandikoshera.Mwari vakuchengetedzeyi.❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@rejoycezinyama7963Күн бұрын
Ummmmm School Chairman is educated. The English language is up todate.Sando dzenyu.❤❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉School Chairman English Vocabulary yenyu kuseri. 😮😮😮😮😂😂😂😂😂❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉