MuGaratia - BELLiNGHAM [Expressions]

  Рет қаралды 29,356

MuGaratia

MuGaratia

Күн бұрын

Пікірлер: 258
@MuGaratia
@MuGaratia 8 ай бұрын
Galatians Share & Subscribe. Love Y’all 🙏🏾💕 PemuraiDzoseSZN Lyrics: ndoda kukupa love yeghetto yut kana ndikakupa ndikakupa hauzofe wada kundishaya futi i’m like ghuka ndiri ghuka ndoda kukupa love yeghetto yut bae ukandifunga ukandifunga tenga airtime umbofona futi i will be waiting kuti ndinzwe voice rako zvese ndinobeliever zvikabuda mumuuromo wako magoals erudo Bellingham weipapo usafunge ndichakuitisa dakutoona mhamha vako vajaire gangster rodakubvuta mwana wavo zvese ndichakuitira haufe wafunga kumboenda kumba imbondibikira kugona poto dzimwe kosimbisa musha wozonditambira low key babe uchizunza mazakwatira unondizvimbira secoca cola ne1 loaf rechingwa ndoda tiite relationship iri close kunge charger nemubhedha wangu vanhu vese havazvizive kuti uringirozi yakapoya neparazor wire mira neni zvinhu zviridown down ndibatsire kujega tower usandisiye zvinhu zviridhaza ndinotoda kusimudzwa ndawa wakanaka without makeup you look fresh and clean when you wake up ndinokufunga kwese kwandinoenda ndiriRomeo im your Romeo kiss me on the lip wavakuenda zvandinofarira unozviziva wega zvikanzi tawana mukana zvedu tega ndotanga nekukukisa pahuma kukuruma muhuro i will treat you like Princess Sofia pauri ndakaisa angu ma interests ndakawira love yandinokupa iri different waziva pemurai dzose anongoda kukuisa panodziya vanhu vozvimba zvese ndichakuitira haufe wafunga kumboenda kumba imbondibikira kugona poto dzimwe kosimbisa musha wozonditambira low key babe uchizunza mazakwatira unondizvimbira secoca cola ne1 loaf rechingwa ndoda tiite relationship iri close kunge charger nemubhedha wangu vanhu vese havazvizive kuti uringirozi yakapoya neparazor wire mira neni zvinhu zviridown down ndibatsire kujega tower usandisiye zvinhu zviridhaza ndinotoda kusimudzwa ndawa
@confamu
@confamu 8 ай бұрын
wawing ✅
@TinotendaMuzamindo
@TinotendaMuzamindo 8 ай бұрын
🔥🔥🔥🔥
@allan__macdonald
@allan__macdonald 8 ай бұрын
Major!!!!
@munashemutasu4648
@munashemutasu4648 8 ай бұрын
your pen game is dangerous munonyora baba🔥🔥
@hiltonnyamvura7354
@hiltonnyamvura7354 8 ай бұрын
Relationship iri close se charger nemu bhedha wangu 😂😂 ndokuti love yemu ghetto yut🔥🔥🔥
@bonzoh2903
@bonzoh2903 8 ай бұрын
Those who are now waiting for that feature, featuring kayflow show some
@ndinibeatzofficial5581
@ndinibeatzofficial5581 8 ай бұрын
Gaya if this guy teams up with Kayflow on a whole project, haa tokwara nemangoma🔥🔥🔥
@traebills987
@traebills987 7 ай бұрын
Everytime someone likes this comment I will come and play this song ❤
@traebills987
@traebills987 5 ай бұрын
13 likes plus the other 20 times i hav listened this song b4 equals to 33 plays from ...lets keep going🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@LloydKambamura
@LloydKambamura 8 ай бұрын
to us who like before even listening to the banger bcz we know mugaratia doesn't miss!😭🔥
@owenkeins
@owenkeins 8 ай бұрын
I'm an artist lm also doing good in the music circles but l respect Mugaratiya 💯 # powerful soul👌
@progressmudzongo2338
@progressmudzongo2338 8 ай бұрын
Unonzani tikufollowe
@tadiwanashenyamugumura9103
@tadiwanashenyamugumura9103 8 ай бұрын
Inini ndikunakirwa nengoma hanguuuuuuuuu
@skypeoplepresents1850
@skypeoplepresents1850 5 ай бұрын
This man is underrated this is music
@onemanblasterkayz
@onemanblasterkayz 8 ай бұрын
Let me see those who stands for MuGaratia before the DROP! ❤
@confamu
@confamu 8 ай бұрын
Magoals erudo Bellingham weipapo 🌊🌊🌊💕
@tinotendarusere9799
@tinotendarusere9799 8 ай бұрын
Haunyepe ndatiiii 🔥
@princessdavid5398
@princessdavid5398 8 ай бұрын
Relationship iri close kunge charger nemubhedha wangu
@its_keed
@its_keed 8 ай бұрын
isai like kana uchiisa Bellingham pa repeat
@creativeminds.0
@creativeminds.0 8 ай бұрын
Great talent Mugaratia lets push this boy Zimbabweans🔥🔥
@songssongore7078
@songssongore7078 8 ай бұрын
MaGalatians isai like❤
@IamhOnest187
@IamhOnest187 8 ай бұрын
Ichi chiri maaaad❤
@FaithMusiyani
@FaithMusiyani 8 ай бұрын
pemurai dzose ma1🔥
@rue8182
@rue8182 8 ай бұрын
❤❤❤
@rue8182
@rue8182 8 ай бұрын
mugaratia never disappoints 🙌🏾
@Njitman-f1h
@Njitman-f1h 8 ай бұрын
Galatian🎉
@Mastermind-hf8xe
@Mastermind-hf8xe 8 ай бұрын
Kugona mwana❤❤❤
@amandamatashu6920
@amandamatashu6920 8 ай бұрын
Best valentine's gift 🔥🔥💯. Anogona MuGaratia❤
@Kudzai_KC
@Kudzai_KC 8 ай бұрын
Galatian boys lets gather 🔥🔥🔥
@HenryAChabata-yl2bz
@HenryAChabata-yl2bz 8 ай бұрын
Muagaratia and tantoe wavie musasiyaye , keep it up
@T.Chibhanguza
@T.Chibhanguza 8 ай бұрын
hit song!! keep on pushing coz pauri ndaisa angu ese ma interests unogonesesa mhani🔥
@MichaelSpearsJr
@MichaelSpearsJr 8 ай бұрын
The lyrical content, you nailed it, man. This deserves 100,000 views in a day🎉🎉💥💥💯💯✨️
@TshoCa
@TshoCa 8 ай бұрын
Maiwe zvangu. This is magic. The quality of mix, the visual, the writing. Everything is fly
@Kudzai_KC
@Kudzai_KC 8 ай бұрын
#Mugaratia anopisa 🔥🔥🔥🔥🤞💯
@guratete
@guratete 8 ай бұрын
Another Banger , we will keep sharing kuti vese vazoti ichi chinobata ngoma
@Sekemutema263
@Sekemutema263 8 ай бұрын
Wanikwe Aktiv. One mugaratia 🔥🔥🔥🔥✅✅✅
@mareandile5030
@mareandile5030 8 ай бұрын
Masvingo tokuverengaa wakaipaa
@zigo
@zigo 8 ай бұрын
this boy l cant wait for him to blowwwwwwwwwwwwww ........... l will stream this everyday
@e3migu3l
@e3migu3l 8 ай бұрын
Huyai tiungane pano takamirira captain 🐐
@faithkatemanzanga6905
@faithkatemanzanga6905 8 ай бұрын
Uyu never disappoint
@RonaldMagweta
@RonaldMagweta 8 ай бұрын
Uyu mfana anopedza!!!
@tkay7960
@tkay7960 8 ай бұрын
Mukuru kunge founder
@miltonmatimbe
@miltonmatimbe 8 ай бұрын
magalatian muriko here uko🔥🔥
@NormanChamu
@NormanChamu 8 ай бұрын
Suuuuuuii!!!!!!🔥🔥🔥🚁
@tkat0079
@tkat0079 8 ай бұрын
Aya ma1…..the consistency is top tier (vocals and beat) mabata basa varume 🤌🏾🤞🏾
@panashemutezo8308
@panashemutezo8308 8 ай бұрын
Vhurayi Hwindoo nema Curtains munotsva nhemhanzii yaCaptain wanikweee valentine's day to all galatians🌊🗝
@zimhiphopmovement2358
@zimhiphopmovement2358 8 ай бұрын
mugaratia’s music can heal spiritually
@NormanChamu
@NormanChamu 8 ай бұрын
Bellingham pama gobhora erudoo😮
@StixHwata
@StixHwata 8 ай бұрын
Dis is talent my guy... Dnt let anything drag y down 🎉🎉
@jay_garrick_zwe
@jay_garrick_zwe 8 ай бұрын
Pemurai dzose😩🔥😭🙆🏾
@princessdavid5398
@princessdavid5398 8 ай бұрын
Haa wanikwe sound🔥🔥
@zigo
@zigo 8 ай бұрын
day 2 streaming
@ksamzw
@ksamzw 8 ай бұрын
Visual iro 🔥🔥
@AdmireTapfuma-uc1dw
@AdmireTapfuma-uc1dw 8 ай бұрын
Bellingham kuita zvinhu 💯🤛
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
Tia🔥🔥🔥
@thandiethandi8272
@thandiethandi8272 8 ай бұрын
❤ lyrics are 🔥
@the_native_og
@the_native_og 8 ай бұрын
Mugaratia uri big 👏 Wanetsa na Faunda 👏👏👏👏👏 munogonesesa
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
Wanikwe Mugaratia 🔥🔥🔥
@wondermlambo2576
@wondermlambo2576 8 ай бұрын
zvaunotogona.....I feel your social media management is letting you down. Vibes.
@Lil-muncho
@Lil-muncho 8 ай бұрын
Pemurai dzose ❤☑️
@NormanChamu
@NormanChamu 8 ай бұрын
Tinotsva ne mhanziii yaceputeni🌊🔥🔥🔥🔥
@faestarera
@faestarera 8 ай бұрын
almost liked the song twice, only to realize i had liked already.
@tanaka0724chris
@tanaka0724chris 8 ай бұрын
pemurai dzoseeee🦜never disappoints🙏🏿🌏🚨🤞🏿
@chidoooooo
@chidoooooo 8 ай бұрын
unogonesesa im a big fan slowmo is my favorite 😭❤️
@liltrueski
@liltrueski 8 ай бұрын
Real art....... Chi town yakatakura 😅
@alistasavage
@alistasavage 8 ай бұрын
Wanikwe bellingham 🐐🐐🐐
@Raecion8fs
@Raecion8fs 8 ай бұрын
Yessir
@munashemurozvi2275
@munashemurozvi2275 8 ай бұрын
Dzangoma idzi
@n.tsquadofficial34
@n.tsquadofficial34 8 ай бұрын
I will be waiting kuti ndinzwe voice rako❤❤❤🎉
@munashenyamukonda9490
@munashenyamukonda9490 8 ай бұрын
Today was a good day for music tt gangster love ting is 🔥
@rue8182
@rue8182 8 ай бұрын
this is lit well done mugaratia!!👍🏾
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
Ma goals erudo 🔥🔥🔥
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
Murudo murudo 🔥💯🌹
@RealSwerve
@RealSwerve 8 ай бұрын
Ichooo🥀🔥🔥🔥
@confamu
@confamu 4 күн бұрын
Wawing kusvika Jesu vadzika 🌋
@ChikkozWegang
@ChikkozWegang 8 ай бұрын
Bellingham weipapo!
@deyvinmac6163
@deyvinmac6163 8 ай бұрын
Huh bro makaipa big up to you
@DjTonyPantasonmovement
@DjTonyPantasonmovement 8 ай бұрын
Hooyooo🎉🎉🎉 Dai ndiri single Aish ndaridzira musikana wangu😂
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
Yessir 🔥🔥🔥
@infinitybars_zw
@infinitybars_zw 8 ай бұрын
chikupisa🎉
@Mambowesalad
@Mambowesalad 8 ай бұрын
Ummm uyu muhombe uyu
@tanakacraig2430
@tanakacraig2430 8 ай бұрын
Heavy number!
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
Bellingham 🔥🔥🔥
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
Pikicha Yedu 🔥
@ndinibeatzofficial5581
@ndinibeatzofficial5581 8 ай бұрын
Bruh🔥
@Sundeckzw
@Sundeckzw 8 ай бұрын
My Fighter!!!!
@Kateo_Art
@Kateo_Art 8 ай бұрын
Your music connects with us pemurai dzose 🔥🚀
@LovelyFish-el1yv
@LovelyFish-el1yv 8 ай бұрын
Keep going bro we are enjoying your music
@NerowasheManuel
@NerowasheManuel 8 ай бұрын
Pemurai dzose nengirozi yakapoya paRazer wire 🤩😘😘
@terrymutiba
@terrymutiba 8 ай бұрын
relationship iri close kunge mugaratia na tanto makaipa zvenyu boiz
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
🔥🔥🔥
@NormanChamu
@NormanChamu 8 ай бұрын
Mberikwazvooo ceputeni wechigame😮‍💨🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
Moto 🔥🔥🔥
@ethelsango9507
@ethelsango9507 8 ай бұрын
Swae the one
@daviswacho
@daviswacho 8 ай бұрын
🌊🌊🌊🌊
@T.Chibhanguza
@T.Chibhanguza 8 ай бұрын
international stuff!!!
@Kateo_Art
@Kateo_Art 8 ай бұрын
Pemurai dzose I will be waiting kuti ndinzwe voice rako 😔🔥🔥
@NormanChamu
@NormanChamu 8 ай бұрын
Itai vagomuziyaa🔥🤯
@phillipngonidzashenyika4864
@phillipngonidzashenyika4864 8 ай бұрын
❤❤❤❤ma1
@sauce_papi3948
@sauce_papi3948 8 ай бұрын
Best song l heard today on Valentines thanks ❤
@princessdavid5398
@princessdavid5398 8 ай бұрын
Haaa mugaratia mupei zvinhu zvake, muface anogona uyu mmm❤🙌🌶
@DenzelMahara
@DenzelMahara 8 ай бұрын
It's giving Zimbabwe 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
@kobbie47
@kobbie47 15 сағат бұрын
Mannn!😤😤 Galatian is on another level 🔥
@tendaivalentine9054
@tendaivalentine9054 8 ай бұрын
❤❤❤bro hits so hard!!!!
@yahyasamu7421
@yahyasamu7421 7 ай бұрын
Wakanaka usina make up MUGARATIA ANE MAGETSI🇿🇼🇿🇼🇿🇼
@englui
@englui 8 ай бұрын
Valentine special 🔥🔥
@AaronBenjamin-m5w
@AaronBenjamin-m5w 8 ай бұрын
Big fan
@abelbande3554
@abelbande3554 8 ай бұрын
Mugaratia ,👊🏾🔥🔥
@englui
@englui 8 ай бұрын
Chibeat 🔥🔥🔥
MuGaratia - Late Night In Chitown (Official Music Video)
3:31
10.MuGaratia - INGREDIENTS (Lyric Video)
2:56
MuGaratia
Рет қаралды 567
MAGIC TIME ​⁠@Whoispelagheya
00:28
MasomkaMagic
Рет қаралды 32 МЛН
ЛУЧШИЙ ФОКУС + секрет! #shorts
00:12
Роман Magic
Рет қаралды 16 МЛН
这是自救的好办法 #路飞#海贼王
00:43
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 82 МЛН
MY HEIGHT vs MrBEAST CREW 🙈📏
00:22
Celine Dept
Рет қаралды 98 МЛН
Tanto Wavie ft Takura - Vanhu vaye
3:09
Tanto Wavie
Рет қаралды 98 М.
Master H ft Kae Chaps - Pressure ( Official Video )
2:41
Zimcelebs Tv
Рет қаралды 657 М.
Young G.B.Y-Karma(Official video)
2:59
Young GBY official
Рет қаралды 18 М.
MuGaratia - TSURi (Official Music Video)
2:45
MuGaratia
Рет қаралды 44 М.
Tanto Wavie - Mudhipisi
3:19
Tanto Wavie
Рет қаралды 112 М.
Bellingham
2:51
Mugaratia - Topic
Рет қаралды 2,1 М.
ScripMula ft Holy Ten - Vakomana (Official Music Video)
3:10
ScripMulaZim
Рет қаралды 679 М.
MuGaratia - GURATETE [Official Visualizer]
2:36
MuGaratia
Рет қаралды 18 М.
MuGaratia - NDEYEKWAVO [Official Music Video]
4:20
MuGaratia
Рет қаралды 178 М.
MAGIC TIME ​⁠@Whoispelagheya
00:28
MasomkaMagic
Рет қаралды 32 МЛН