Imba zvinhu zvepasi pano ngaachengete mhuri yake ndoozvaakapiwa namwari for the sake of vana how do you feel you carry nine months and you just give away like that.vanhu musafurire munhu.
Mukana uyo ngatange aona kt vanhu vacho havaite zvemushonga hr kana pasina ngaite nyikq yakaoma iyi
@BlessingMasango-lj4po3 ай бұрын
Hazvina kana nemusoro wese chengeta imba yako
@deeking53282 ай бұрын
Ini ndiri singuru ndinoda zvangu kuita surrogate mother. Lawyer onyora contract yacho will be a big yes .Half down money be4 vaisa mbewu dzavo mudimbu mangu. Changu kutakura mimba sperm nd mbewu yemukdza ndeye varungu . So mwana anenge ari murungu so anenge asiri vangu. Ndonotenga imba ku ma suburbs . Ndazvifarira zvangu😂
Kuita surrogacy hazvina basa , kubetsera warungu , ngaaite mwana agare mushe. Murume unoda advice and counselling. Apa mwana unonga asiri wake unonga ari murungu.
@@NyaraiSvova munodya rudo here imi? Uuum regai tinyarare, unenge uchikweshera nenhamo uchiudzwa rudo. Hatina zera nayo love iyi. Lets be practical, surrogacy is a business arrangement. Anototsvagawo lawyer vosainirana pasi. Ozvara orova pasi, mwana handi wake. She is just a carrier. Take it from the angle yekuti wabatsira vamwe vanhu kubata chipo chemwana. In a way its a good thing...
@Dadirai-xg3no2 ай бұрын
Asada Mari achidaro ngaasiyane nazvo. Izvo unozvara mwana mahara kkkk
Kungosiya mwana nyange akaita murungu dia akabuda mudumbù mako its not easy
@lorrainchanda68033 ай бұрын
Zero zvarira varungu iwe
@WilsonKasoso-rv6jeАй бұрын
saka mwana wacho anomuita nani
@Wasutv515Ай бұрын
Anoiswa sperm remurume nemishini havarare vose
@GeorginahMurenje2 ай бұрын
Mari ine Basa Rei ,ngaa Siya ne nazvo,hazvina maturo nhamo inozongopera Wani ,ko ukazouraiwa wapedza kuwapa Mwana uasat watopiwa Mari funga murungu murungu ,haasimutema wanonyepera Kuda wachida Kiki shandisa uuuu
@GraciousGarai2 ай бұрын
Iye arikuda zvipi totangira ipapo kumubatsira zano pangwa uinerako
@MoreKaines-br9cd3 ай бұрын
Irombe mkadzi uyo .ngaagare nemurume wake ngasiye murungu
@agneszulu30592 ай бұрын
Ngaauye hake kwandiri ndisenge ndipiwe mari yemba but ndoda imba first ndisati ndasenga
@TalentChabvuta-d8y2 ай бұрын
Ngaite zvemurume wake asiyane nemurungu uyo
@KimVera-n2h2 ай бұрын
Mapudzi anowira kusina hari
@portiamapisaunga70133 ай бұрын
Ngaachengetedze marriage yake
@mesiMutepfaАй бұрын
Ngaudze murume kuti ndirikwenda out nevarungu for a year otoita mimba yake
@Wasutv515Ай бұрын
But still deep down your heart u will never ever have peace in your entire life
@AkybabesАй бұрын
Maonere angu ngaabatsire murungu uyo. Iye chake kungochengeta mwana mudumbu make hakuzi kuti varara vese nemurungu uyu. Vakadzi vangani vanorasa vana. Uyu atori nani nekut mwana anenge ana baba vake achitopihwa good living. Ini ndirini hangu i will do it
@Wasutv515Ай бұрын
Haa kungozvara mwana wekupa munhu its not easy
@evelynmubatsiri707017 күн бұрын
Yaaaa true murume Wacho anogona asingatozivewo kuti zvinofambiswa sei
@evelynmubatsiri707017 күн бұрын
Ngaabatsire murungu iye abatsirikewo it's not like arikunorara nemunhu she must just take it as aita mwana akafa
@getrudesam2 ай бұрын
Izvo Zvinoda Vanhu vasina moyo vamwe vazoti akuda mwana wake moyo Warwadza Kamwe kamudiro kemari so
@rutendomushana30533 ай бұрын
Okay mari ikabviswa aside iye moyo wake urikuda kubatsira to what extent (2) sarrogace yacho it not a day thing unemaprocess aunoita zvoonekwa kuti unecapacity here yekuzviita uye kana zvese zvaita mozoita written agreement to finalise coz unozove nemutemo if vasingade kuti mwana azoziva what happened
@jerinaChikwiri-m2b3 ай бұрын
Akaita zve surrogacy zvisina kana mapepa anozviruza zvese uyu
@BabraDabwa3 ай бұрын
I'm ready IPA murungu number yangu ndimuiite zvangu I'm single ndibv a ndainda borrodale kkkk
@TheresaChikara2 ай бұрын
Chengetedze imba yako
@Mikejj-rb4dc3 ай бұрын
Kana achida anongoita owana pekutangira , but kana zvaramba ngaabvunze murungu Kuti haasikuda mumwe munhu ere ndiripo hangu kutaura Kuno Dai ndatonenhumbu kare
@mikemataka63093 ай бұрын
Kkkkk
@tsitsidzumbunu79682 ай бұрын
Ngasiye bsa asade mari nenzira iyoyo .
@speciozakaloli2 ай бұрын
Chengetedza imba yako siyana ne mari
@SiziweShiri2 ай бұрын
Ngaachengete imba yake. Kuzvara nokusiya it's a no no
@getrudesam2 ай бұрын
Ngaregedze kuita kuita
@Dadirai-xg3no2 ай бұрын
Iye Ari kudei
@MarianKavhuru-sv3dl3 ай бұрын
Ngaite zviri kuda moyo wk iye
@TsitsiNyanzira2 ай бұрын
Nyika yaipa mazuva ano mumwe akazvitwa akazongoona asisina chibereko chatorwa pakuzvara siyana nazvo ngaatsvage mukadzi mumwe azcarirwe mwana so easy
Ko mwana unozokwanisa here kungozvara wobva wafuratira moyo zvacho veduwe
@RejoiceSithole-s9o3 ай бұрын
Yah uuu vanhu vanoda zvinhu ngachengetedze zvaakabata kokana vachida kumuchekeresa vanogonakumu putsiraimba yake nekumuuraya zvese ngachito Siya nebasaracho mwari variko
@RosemaryMagaisa2 ай бұрын
Adii kuita mwana naboss
@Wasutv5152 ай бұрын
Ndoozvacho zviripo
@JoiceScotch3 ай бұрын
Ini handina murume mupe number dzangu😊
@miriammafiyamafiya2 ай бұрын
Ngaadiyane mebasa racho
@Wasutv5152 ай бұрын
Zvitorinane
@GeorginahMurenje2 ай бұрын
Ko ukita izvozvo wobva wadzingwa Se mbwa isina chawawana Sei kusafunga mangwana nekuda Mari seibkuda kuadzira mwari kudaro nhamo Haina Basa Rudo Mumba mako chiri chikuru wazhinji warikutodzitsvaga dzimba idzi,usanyengerwa ,ngawaroore mumwe mukadzi Waite Wana wawo iwe it's zvako zvisina hukopokopo unochegetwa Na mwari ,zvine makuwa Shamwari takaona zvakawanda ISU kuchena musoro kudai
@Wasutv5152 ай бұрын
Ndooozvaaityawo
@charitysibanda73062 ай бұрын
Ngauye ini ndimubatsire tosainira pasi nevarungu vake ini naye tosheya mari yacho ndotakura hangu dhumbu iro anovaudza kut ndiri sister yake ini naye totora mari
@BrendaChiyangwa2 ай бұрын
Ko ngatiisei rimwe side kna aine mwana nemurume uyu then mukukura mwana ozongowanawo anoti huya ndikuitise mazimari but to sacrifice mom vako tingamutonge kuti mwana akaipa hr pakuti waita 9months wopinda mu labour wozongosiya hauna moyo wekubereka nemwanavo anenge ashaya moyo wekuberekwa. Kutengesa ropa nekuda mari nyika yavekuenda kumagumo idi
Hakuna chinouya nyore chionozopera nyore ngaachengetedze marriage yake nhamo haiuraye iro deal iro richazomuita kut agare asina peace kwehupenyu hwese achifunga mwana vaakasiya kuvarungu avo
@Wasutv5152 ай бұрын
True
@ChipograceDuma2 ай бұрын
Siyana nekuda mari uchidaro koshesa imba yako pfuma inouya nenguwa yamwari iri yeziya futi
@Wasutv5152 ай бұрын
Amen
@MhamhaTanah3 ай бұрын
Kuzvara Mwana zvongorova chinhu chakangooma Imba you can build your own nyangwe 2room worarama in peace nemhuri yako Remember the love of money" 1 day you shall see
@agneszulu30592 ай бұрын
Zvoda kana asina murume izvi then kana dai asina murume mwana ahasi wake vhele ndeweava chake kusenga sperm yemurungu yandoinoiswa maari
@rosechigama65622 ай бұрын
Urikunyepa iweee
@Wasutv5152 ай бұрын
Ndigonyepa chiiko
@TatendaDumba2 ай бұрын
Zvekumama izvo
@rutendomutariswa92253 ай бұрын
Ngape murungu wake email yangu tiitema deals acho kana azvitadza