Mukadzi Wangu Ano Chinja Kuita Nyoka Huyai Munzwe Confession Yangu

  Рет қаралды 4,500

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Mukadzi Wangu Ano Chinja Kuita Nyoka Huyai Munzwe Confession Yangu
Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 41
@NaomiMadzimai
@NaomiMadzimai 7 күн бұрын
Zvino mkoma mongofira kuti mukadzi akanaka ,mopedzisa dzinza renyu yhooooo chakanaka moyo kwete chiso,muchafira mafufu segonzo
@fortunemajuru7637
@fortunemajuru7637 7 күн бұрын
Gud baba mukadzi anorambirwa chihure chete Zvehuroyi zvinopera ngaashandirwe zvakasimba
@sindy308
@sindy308 7 күн бұрын
Ayiwaka mainini enjoy yourself handiti ndimi makamupa mishonga here. And if he dies you will safer for the rest of your life. Garai naye makabvisa mumwe kuti imi mudye zvamusina kushandira.
@ColletaNcube
@ColletaNcube 7 күн бұрын
1st mukoma muridununu remurume imi hadzimo
@LalisaMaposa
@LalisaMaposa 7 күн бұрын
First confession ndiyo inonzi till death do us part...Mwari anonzwa pray pray
@TamareMakwavarara
@TamareMakwavarara 7 күн бұрын
Mushonga wengozi kuripa. Jesu anopinda papi apa
@alethamhende3884
@alethamhende3884 7 күн бұрын
Morning mukoma Nash and family
@sammyjele8390
@sammyjele8390 7 күн бұрын
Yes my brother you love your wife...
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 7 күн бұрын
Unochengerwa cz rudo rwako nderwemishonga.ndizvo zvawakada.enjoy
@pedzisaipairamanzi3485
@pedzisaipairamanzi3485 7 күн бұрын
Mushonga uno expire wangu one day acha dzokerana nemukadzi wake
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn 7 күн бұрын
Mmm mukoma munezvivindi yoo its not true love munhu kuchinja kuita nyoka 😢😢
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 3 күн бұрын
Mukoma imi kaa akanyanyoanaka zvinengeiko nhaimi dai mukakoborwa mhani
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 7 күн бұрын
Maswerawo sei mkoma Nash
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 7 күн бұрын
😂😂😂 In the name of beaut tione Hu beauty hwacho mukoma RIP in advance
@felistasmtomba8148
@felistasmtomba8148 4 күн бұрын
Kkkk usadaro
@CarolineMapurisa-hk9gy
@CarolineMapurisa-hk9gy 4 күн бұрын
#1 bro munezvamakaitwa streit...hazvisi zvega izvi?😢
@CarolineMapurisa-hk9gy
@CarolineMapurisa-hk9gy 4 күн бұрын
#2 shaa enjoy your marriage wakanyarara ndo zvawakatsvaga hanty
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 7 күн бұрын
Last.... Church is just a name Mwari mumwe chete.... Mukadzi ndiye anoenda ku church ye murume kana aroorwa
@ColletaNcube
@ColletaNcube 7 күн бұрын
Dai mukarowa mukafa imi vekubvisa umwe mkadzi pamurume wake
@SibongileMaphosa-f3s
@SibongileMaphosa-f3s 4 күн бұрын
Akatsamwa kare ongoti rudo haaa shm
@jestinahgamuchiraitavaziah
@jestinahgamuchiraitavaziah 6 күн бұрын
Kuna mukoma ava vane mukadzi wavo anochinja kuita Nyoka. Note this:Beauty alone is not enough.
@ruvimbomukondwa1149
@ruvimbomukondwa1149 5 күн бұрын
Umm nhaim mukadzi anoichinja kuita nyoka zvakaoma
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 2 күн бұрын
Aiwa akuna true love yakadaro ,remember this girl was desperate for marriage paakaenda kwa gogo ava vakamuisira nyora dzekushanduka kuita nyoka ,saka haaa enjoy your beautiful wife because vakaputirwa and apana chaunokwanisa kuita or kubuda mazviri because vakapedzerwa zvako not even funny kuona mukadzi achinjinja kuita nyoka everyday iwe .
@tichaonamombe4547
@tichaonamombe4547 7 күн бұрын
Kana mukadzi aroorwa ndiye aenda Kudzidza remurume Saka anoita zveko zvose zve kumba kwavo anosiya
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 7 күн бұрын
Asi mukoma muchaiswa pachijana chete
@JamiaSamu
@JamiaSamu 6 күн бұрын
Tagara tese tichafa jana or not
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 6 күн бұрын
Ah
@LoiceMtisi
@LoiceMtisi 2 күн бұрын
Sak bhazi rako 🤣🤣 raswera sei ndasek hnzi i lov my wife bus renyika 😢😢 ini muroi handidi nekumuon zvangu ndotiza hncu
@FortuMutandwa
@FortuMutandwa 4 күн бұрын
Ucharumwa zvako nyepera kuzungaira uchafa
@CarolineMapurisa-hk9gy
@CarolineMapurisa-hk9gy 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 3 күн бұрын
Kuzungaira for me
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 3 күн бұрын
😂😂
@sindy308
@sindy308 7 күн бұрын
Mainini ndimi munobuda yenyu church moenda kwemurume
@PriscillaLees-je5hb
@PriscillaLees-je5hb 7 күн бұрын
Makadzi ndiwe unoenda kuchurch yemurume kose kuna Mwari, Mwari watinonamata mumwechete
@melodychitunhu4223
@melodychitunhu4223 7 күн бұрын
Mukadzi ndiye anochinja church or you both find a new chucj
@Susan-x2i
@Susan-x2i 7 күн бұрын
Mukadzi ndiwe unosiya church yako
@ChildofGod619
@ChildofGod619 5 күн бұрын
Bro it seems your wife is a seed from the fallen angels, the nephilims it includes njuzu, mazidya vanhu mugo, makarwe etc. Vanhu ava they are half human and half njuzu or serpentine or whatever nephlim they are. Kune ma fallen angels arikutorara nevakadzi nanhasi but they disguise themselves as normal human beings. Thats why tichikurudzirwa kumboita ma background checks usati waroora or kuroorwa. Some of them they apper human but when provoked they will develop scales or kuto ita ma fangs mukanwa. It just happen for few seconds.
@nancysimango5328
@nancysimango5328 7 күн бұрын
Go to Prophet miracle Paul zvinopera.akapihwa huroyi paakatemerwa nyora .ngaanamate zvinopera
@sindy308
@sindy308 7 күн бұрын
#1 garai nemuroyi wenyu pachapedza dzinza renyu ndipo pamuchachangamuka . Runako rwake ndirwo rwamuchafira hapana true love but munoda runako rwake chete
Ndakauraya Friend Yangu Huyai Munzwai Zvakazoitika Pandakazoona Chipoko Chake Pamuchato Wangu Secret
17:46
Taka Uray@ Maid Wedu Tika Bika Mazamhu Ake Ne Sikarudzi Yangu
17:54
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,7 М.
ДЕНЬ УЧИТЕЛЯ В ШКОЛЕ
01:00
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 3,7 МЛН
Good teacher wows kids with practical examples #shorts
00:32
I migliori trucchetti di Fabiosa
Рет қаралды 11 МЛН
Ndakauraya Small House Yemurume Wangu Ndakabatsirwa Nevenguwo Tsvuku Kumuuraya Nhoroondo Dze Hupenyu
17:57
Ndak@ba Mwana Kwa Mutoko Ndikamuuraya Ndika TengeseraImwe N’anga Yeku Mozambique Ma Parts Ake
17:26
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,2 М.
Prof in Zimbabwe
7:50
Prof Ba Napsa
Рет қаралды 4,1 М.
Girlfriend Yangu Yakaponda Mukadzi Wangu Huyai Munzwe Nyaya Yangu
18:28
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 6 М.
Mukadzi Wangu Arikurara Nehanzvadzi Yake
44:02
SlyMediaTv
Рет қаралды 20 М.
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 34 М.
Murume wangu aive akaromba Ku Mozambique | Ndakaona Mashura !
16:54
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 91 М.
Huyai Munzwe Zvandakaona Mu Phone Ye Mbinga Yangu
17:39
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,8 М.
ДЕНЬ УЧИТЕЛЯ В ШКОЛЕ
01:00
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 3,7 МЛН