😂😂😂😂. Haaa this combinationis something else Senzeni na Mukoma lee. I wish to see Mama Vee and her crew, Comic Elder, Comic Pastor and his crew Vasembwe and the bullets pa1 comedy
@waynetichivangana3460 Жыл бұрын
Mama vee Maya anosyaya heavy
@etheljambaya8148 Жыл бұрын
😂😂😂hanz akapeka kunge munhu akuda kubvira
@billykafaupongwa1601 Жыл бұрын
mama vee anonz her here?
@PinielDondo7 ай бұрын
@@billykafaupongwa1601 😂😂😂😂😂 'her' ndashayawo kuti iri kupinda papi apa
@tanyaradzwanicole2795 Жыл бұрын
Hanzi mwana akuita kunge akuda kubvira😂😂😂😂 lee anondiitira shem
@BlessingZvikomborero10 күн бұрын
Kkkkk hnzi unongoti ndirikuenda kkkkk😅😅😅 lee muhombe ndaty
maiwe kkkk bad combination lee naBee yoweeee hubharanzi wacho😂
@kellylincolnkwaramba137411 ай бұрын
Unozorora l like the way nyari acting she's not selfish kuhama dzake kungopererwa idzo hama dzake dzasangana hakuna mucheto weumwe kkkkk bhudhi ndi bhudhi sure kunyangwe rikava rombe l like nyari the way she behave
Danie is cool even ku magtom he qualifies . He is real does not look like acting.
@muvangi8 ай бұрын
Kkkkk number dza nyari dzairamba ndakadzingwa basa nezuro kkkkkk
@RufaroMunsaka Жыл бұрын
Mudumbu mangu makutotema , ndauya nebhazi😂😂😂
@paidamoyodhaure7543 Жыл бұрын
Mkoma Dannie zvadhakwa 😂😂😂😂😂😂 Lee atora mari
@afronews7034 Жыл бұрын
Reminding ma1 room chiroja zvese imomo life was easy
@Pessiamystic05 Жыл бұрын
@afronews7034 but pasvika mukoma Dan bhora musango and mainini Senzeni vachingodzoka dzoka mumba apa yebhazi yarohwa mudenga mudenga and you had to leave usina kudya mwana nhamo yekuroja one room ainge ari ma1 shuwa especially when it came to nyaya yebhesi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
@pamelabunhu4129 Жыл бұрын
😂😂😂😂Kupfekedza mwana kunge munhu arikuda kubvira
@mkomatee6350 Жыл бұрын
Kkkkkkk Chero dai ndiriini ndaitobuda ndichiendawo
@solomonuyai4846 Жыл бұрын
Pano ndiripo in mukoma Lee's voice
@collengatsi27 Жыл бұрын
Kupfeka kunge munhu ada kubvira😂😂😂😂 wig kuita kunge waya😂😂😂
@tafloamusementspvtltd530 Жыл бұрын
😂😂😂 haaa mnhu anonzi Lee ane chipo kwete shungu
@moreblessingmadzonga1880 Жыл бұрын
Kkkkkkkk haaa bt lee ndokuda une skiri😂😂😂😂
@peterchando1773 Жыл бұрын
Gd combination of Lee n Senzeni
@tinashe3753 Жыл бұрын
Mukoma Lee ''tarisa uone zvaukupekedza mwana apa iwe wakapfeka ma jean vakomana vanenge vachikuona iye akapfeka kunge munhu ada kubvira so.'' 🤣😂