Muporofita kudakwashe jose Akamutsa Mwana anga afa ku churu farm

  Рет қаралды 57,499

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

Күн бұрын

Пікірлер: 259
@victorbvirakare9018
@victorbvirakare9018 Жыл бұрын
Most humble prophet in Africa. May God continue to use you Prophet Jose.
@linomsadube
@linomsadube Жыл бұрын
Ndafarira pamati makadana Zita raJesu katatu dai Ari umwe ati ndini ndakamutsa
@lindiwemajindwi2653
@lindiwemajindwi2653 Жыл бұрын
I love this man of God he's so humble 🙏 n true
@shingaimafera3878
@shingaimafera3878 Жыл бұрын
God uses humble man, may God bless you Prophet
@sundramoyo566
@sundramoyo566 Жыл бұрын
Ndokumbirawo number dzaprophet
@davidgondo3341
@davidgondo3341 Жыл бұрын
Uyu murume arikushandiswa namwari zvesure,kwete zvanaMadungwe
@givemorematenjekwa203
@givemorematenjekwa203 Жыл бұрын
Kkkkk yaaah chokwadi asi daidzai madungwe ataurewo kuti kooo
@NicholasMwenyeo-ir5pe
@NicholasMwenyeo-ir5pe 6 ай бұрын
Umm mastories
@cuthrenematava2633
@cuthrenematava2633 Жыл бұрын
Ichokwadi,prophet Jose Simba iri vanaro,regai zvenyu kushora munozvitorera mhaka
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 Жыл бұрын
Ichokwadi
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 Жыл бұрын
Faith moves mountains
@rufaronyahwedegwe8795
@rufaronyahwedegwe8795 Жыл бұрын
Jesu achirikuita minana,shoko rinoti kumazuva ekupedzisira ndichadurura mweya wangu munyama yose,vanakoma vachaporofita ,vachaona zviratidzo,harawa dzicharota,
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 Жыл бұрын
Vanhu masashoora pastor Jose vakaponesa mwana wekurohwa mambama nekutemwa nematombo.Nyaya iyoyo yaiva kwaTilder neDrewmas. Player webhora akange ave bofu akanamatirwa akapora
@mudiwatasada2914
@mudiwatasada2914 Жыл бұрын
ummm baba mukushota shamhuuu svinuuuuuu
@tendaimanwa2331
@tendaimanwa2331 Жыл бұрын
Kutsvaka mbiri dai muri vamwe musina kana kuuya pa you tube hamuna mugove namwari
@abidulndavazimbi4058
@abidulndavazimbi4058 Жыл бұрын
Hoo muri kuadvertiser zviri humble hant. Kudakwashe isu shoko rinoponesa mweya. Hatidi prophet anorapa nekumutsa vanhu chero n'anga inozviita izvozvo. Muchatisemesa
@porschafigo5069
@porschafigo5069 Жыл бұрын
Taura hako
@edwardsaiditembo4011
@edwardsaiditembo4011 Жыл бұрын
Thanks lord Jesus Christ,,,be humble and walk in the Lord ..Never ever never be a business man or extension of a political party..Stand firm in the Lord and reflect his Kingdom...Stay blessed Prophet of God 🙏🔥📶 not of Man ,the cultist...
@irenekasere6665
@irenekasere6665 Жыл бұрын
Hallelujah nothing is impossible with God
@givemoremachokoto8762
@givemoremachokoto8762 Жыл бұрын
I witness this ini I remember 2007 ndakaunzirwa munhu aichemewa nevanhu but nekuda kwesimba raMwari akadzokera achifamba ega zvekuti kana nazvino ndinozvibvunza kuti asi chii chakaitika
@bleemoyo5976
@bleemoyo5976 Жыл бұрын
Zvatotanga 🙌
@porschafigo5069
@porschafigo5069 Жыл бұрын
Kkkkkk taura hako
@esteryjackson1746
@esteryjackson1746 Жыл бұрын
Munoda kuona Jesus achifamba ega kuzoporesa hr why can't you believe vatumwa vake
@MarvinKuzanga
@MarvinKuzanga 3 ай бұрын
Kwana iwee kumusha kwavo hakuna marinda here
@auxiliachiranda8305
@auxiliachiranda8305 Жыл бұрын
Nyaya dzenyu dzekuti kumutsa afaka uuuum tambai nezvimwe,, tibvisirei Zanu pachigaro nyika isununguke kwete kungonyangadza apa
@tinashemakosa
@tinashemakosa Жыл бұрын
Amen
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Kufa brain kwako kunei nezanu? Wadii kovhota uibvise? Zanu.pf chiedza. Opposition irima. Rima harizokunde chiedza ndosaka 21 yrs down the line ichingori opposition. Dzikama zvako.
@beautyblack9761
@beautyblack9761 Жыл бұрын
I read comments for living 😂😂😂😂😃😂
@graciouskwechete3569
@graciouskwechete3569 Жыл бұрын
Haaa Wazondibaya Bee
@tafadzwatafy1810
@tafadzwatafy1810 Жыл бұрын
Sam here comment section is my favorite 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@faithmukarakate6934
@faithmukarakate6934 Жыл бұрын
Mee tooooo
@Hannah-ge3yv
@Hannah-ge3yv 11 ай бұрын
Keep on reading
@parlingtonhurukuru6850
@parlingtonhurukuru6850 Жыл бұрын
Munhu waMwari pamoto makashandiswa naMwari paye ,vava kugara zvakanaka vamwe vedu.
@lovedbyGod3365
@lovedbyGod3365 Жыл бұрын
Ndimutsireiwo mai vangu veduwee
@EmelyCaptain-kw8vm
@EmelyCaptain-kw8vm 10 ай бұрын
I love this man of god ibeg u prophet jose
@josephgapirakb
@josephgapirakb Жыл бұрын
Chekutaura handina asi ndongoti Jesu wakuuya tamumazuwa ekupedzesera
@ratidzomurara6261
@ratidzomurara6261 Жыл бұрын
Nyasha idzi ndodzidawo munhu wamwari tizere nenhamo nematambudziko 😭
@libratefondoka432
@libratefondoka432 Жыл бұрын
Chokwadi zveee
@josephatengezimana2465
@josephatengezimana2465 Жыл бұрын
if is so true may God continue to give you power
@carolbanda2466
@carolbanda2466 Жыл бұрын
Amen dai Nyasha dzandonawo dzinza rangu rine urombwa
@Bosskidhe
@Bosskidhe Жыл бұрын
Believe it or not asi Moto akadzimura akamutsa munhu kamwana futi ndaivapo ndakazviona nemesis angu
@nellychimbareNelly
@nellychimbareNelly 11 ай бұрын
My name Neria Chimbare can you prayer for me please Prophet please for my life and for my son Ottis Chikafa
@sandrashoko5238
@sandrashoko5238 Жыл бұрын
Mazuva ekupedzisira zvakanzi tichaona zvakawanda
@patienceneva9056
@patienceneva9056 Жыл бұрын
Same that again
@irenetawira7479
@irenetawira7479 Жыл бұрын
You are a true man of God
@phineas5491
@phineas5491 Жыл бұрын
I love you papa Jose n mama may u stay long
@mcgalaxyzim1515
@mcgalaxyzim1515 Жыл бұрын
A real man of God anopa mbiri kunashe
@gracemsanje9490
@gracemsanje9490 Жыл бұрын
Ini prophet ndineshungu dzekusangana navo vandinamatirewo
@nomatterkaswaurere7712
@nomatterkaswaurere7712 Жыл бұрын
Jesu ega ndiye aizvigona kwete izvi nhema aive asat afa
@linomsadube
@linomsadube Жыл бұрын
Saka murikuti Jesu hakusisina here
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
😂 😂 😂 Hanty zinzwa wakanzwa rakare mavambo azvo
@victorbvirakare9018
@victorbvirakare9018 Жыл бұрын
You have such Little faith. God is able to do the impossible..
@esteryjackson1746
@esteryjackson1746 Жыл бұрын
Vekutenda kuduku still exist
@rmsoccervideos6386
@rmsoccervideos6386 Жыл бұрын
Aaaaa dai mwari vakuitira nyasha
@mumumercymanyozo3314
@mumumercymanyozo3314 Жыл бұрын
adii kungomutsa vese vari kumortuary
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Жыл бұрын
Nhai hako
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Mazuva ajeso chaiwo hapana kuita makuva here? Hakuna vairwara iye achinzi aiporesa? Vaizorwara sei zvese nekufa?
@rodwellsam2291
@rodwellsam2291 Жыл бұрын
True its alie nguva yakanga yakwana
@lenardnjovo847
@lenardnjovo847 Жыл бұрын
Guys be serious with these issues ,n'anga dzenyu idzi dzemasuits ka .
@thomasmashawi5614
@thomasmashawi5614 Жыл бұрын
YOU CAN SAY THAT AGAIN
@tsitsikarombo1046
@tsitsikarombo1046 Жыл бұрын
Tru zvatotanga so
@porschafigo5069
@porschafigo5069 Жыл бұрын
Watopedza soo
@russellmusavengane3430
@russellmusavengane3430 Жыл бұрын
Jesus Christ is alive...
@leonmlachila8885
@leonmlachila8885 Жыл бұрын
@@russellmusavengane3430 hoo n'anga chete ndodzinesimba nhai Mwari haana musangovenga chete ndimi matoo n'anga apa
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 Жыл бұрын
Hameno Mwari...whom am I to judge.
@graciouskwechete3569
@graciouskwechete3569 Жыл бұрын
D. J sparks you doing a good job, church yaprophet inonzi chii. Uye iri kupi muharare?
@yolandatarumbidzwabondo8569
@yolandatarumbidzwabondo8569 Жыл бұрын
Victorious Family Church International...inopindirwa paRaylton sports club every Sunday from 8am
@takuramangwana4749
@takuramangwana4749 Жыл бұрын
Praise the Lord
@ernestvurayayi124
@ernestvurayayi124 Жыл бұрын
This is amazing man of God.
@shalomshain6267
@shalomshain6267 Жыл бұрын
Which man of God
@agnes9728
@agnes9728 Жыл бұрын
Yaa isimba ramwari vanhu avabvumi kut mwari ariko mwari hapana pamuchamuona achifamba achauya arimufananidzo wemunhu soo musashoora prophet avo humwari urimavari ndiwo urikuponesa vanhu
@sdshippers9332
@sdshippers9332 Жыл бұрын
Hanzi ndatumwawo na Jeso 😂😂😂😂
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 Жыл бұрын
🤷‍♀️🤷‍♀️🤷‍♀️
@epiphaniamuzenda3692
@epiphaniamuzenda3692 Жыл бұрын
Vakatumwa naJesu vawandisa munyika medu zvokuti ukasatsvaga chiso chaMwari unorasika bec pavanhu vese vakatumwa naJesu hapana ari kuita minana Kuti nyika inake kana Kuti dai vapinda mumahospital vaporesa varwere kune varikutambudzwa nehurwere husinganzwisisiki . Saka ngwarirai kurasika nemazuva ekupedzisira . Pane muimbi anoti mira panzvimbo usacheuke .
@prospermutero1013
@prospermutero1013 Жыл бұрын
iwe kwana iwe kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk, wakatumwa naaaani
@nicksongift4963
@nicksongift4963 Жыл бұрын
Kana vanenge vabatsirwa vachipora nekutenda hapana chakaipa
@HappyAstronaut-me5xn
@HappyAstronaut-me5xn 4 ай бұрын
xndovanzi vatumwa vamwari kwete vaye vandisingatauri nezita kkk ndikunzwa kuda kudhomuka boys dzngu
@tetejenie7919
@tetejenie7919 Жыл бұрын
Hallelluaaaaaaah naJesu tinovimba. Mbiri kugwayana ravo Jehovah Mwari 🙏🙏🙏
@lyriqalflame2965
@lyriqalflame2965 Жыл бұрын
Prophet ve moto'''''' ..... God is so Great
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 Жыл бұрын
Mwari ngavape murume uyu makore mazhinji
@concilliasibanda5380
@concilliasibanda5380 Жыл бұрын
God bless you munhu wamwari
@priscillamwembe7162
@priscillamwembe7162 Жыл бұрын
Ndokupupurwa kwekubata kwaMwari kwete zvana Madungwe
@tshumasithembiso3850
@tshumasithembiso3850 Жыл бұрын
@@priscillamwembe7162 kkkkk madungwe a nopenga uya but God will punish him
@concilliasibanda5380
@concilliasibanda5380 Жыл бұрын
Chokwadi ava pastor vanoziva mwari uye vayambutsa ruzhinji rwezimbbabwe .vana Madungwe haaaaa kungodawo kubuda pachivhitivhiti chete kkkkkkk
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Жыл бұрын
Please namatirai nyika
@jadennyamtambo6038
@jadennyamtambo6038 Жыл бұрын
My prophet🙏
@kiorahinnocent619
@kiorahinnocent619 Жыл бұрын
Wooow Mwari ngavawedzere Simba pana Prophet avo sure
@joycekays07joyce82
@joycekays07joyce82 Жыл бұрын
Ngaaende anomutsa kumochari
@donaldposiano8012
@donaldposiano8012 Жыл бұрын
Saka vanhu mose imi muno bvuma ma joke's akadayi.kusaziva kufa shuwa kkkkk makandiwa magaya Passion guti.majokes ega
@marvellousmoyo1884
@marvellousmoyo1884 Жыл бұрын
Rambai muchibata Basa raMwari prophet tinokutendai zvakanyanya
@ArkimMarujata
@ArkimMarujata 10 ай бұрын
thanks you man of god
@mariazim9357
@mariazim9357 Жыл бұрын
Amn God is gud minana neh
@trokertech
@trokertech Жыл бұрын
Amana kaaa haaaa
@elizabethchipinda5307
@elizabethchipinda5307 Жыл бұрын
Prophet endai ka munobatsira mudhara wepadomboshava wekuromba uyu
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Жыл бұрын
Ummm tega tigozwa apostle Chiwenga kuti vachatiii kudiiii nemanyepo aya
@tinashemakosa
@tinashemakosa Жыл бұрын
Haunyepi ipapo hako
@hawardbindiko4206
@hawardbindiko4206 Жыл бұрын
Vekutenda kushoma havabvume
@patriciamafusire8685
@patriciamafusire8685 Жыл бұрын
Musatijairire vanhu vakutambudzika muzvipatara endai movaporesa kana muine simba😢 Nyika yedu yaparara nhamo kutambudzika muvanhu namatirai nyika tisununguke .... Kufa murawu waMwari .... Stop that nonsese😢
@joylinetawonezvi4010
@joylinetawonezvi4010 Жыл бұрын
Glory be to GOD
@jameskwindingwi4912
@jameskwindingwi4912 Жыл бұрын
Big up dj sparks nekutipa zvine humbowo
@aleeyahtate9194
@aleeyahtate9194 Жыл бұрын
I really need to see this man 😃🙏
@graciouskwechete3569
@graciouskwechete3569 Жыл бұрын
Ndoita kudada navo servant of God vedu ava
@kudakwashenjobo772
@kudakwashenjobo772 Жыл бұрын
More Life to yu Prophet
@mataxyjoe6082
@mataxyjoe6082 Жыл бұрын
Kuda a true prophet .akatsiga hake
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Жыл бұрын
Aash sparks zvichatitadzisa kuku follwr izvi
@shingimotsi7786
@shingimotsi7786 Жыл бұрын
God is great
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Жыл бұрын
Sparks udza munhu wamwari wake uyu kuti hativimbi nana Mwari veku Dubai,
@AlvinnForgivemore
@AlvinnForgivemore Жыл бұрын
Tinotend mutumwa wamwar tichine muzita rajesu amen
@rosemarymukuruva5559
@rosemarymukuruva5559 Жыл бұрын
Vaedzei henyu prft Jose munhu wamwari wechokwadi
@anywaydzokurasa2101
@anywaydzokurasa2101 Жыл бұрын
Amen prophet ava vachiriko ummmmm ndakatanga kuvaziva kuhatclief 4yrs ago vakaponesa mwana wangu baba avo
@nqobindabayokufaenochsiwel7096
@nqobindabayokufaenochsiwel7096 Жыл бұрын
Mina I think for the seek of evidence he was supposed to hve recorded those accidents happening since fire yacho was happening live.
@macelinemuzhingi6363
@macelinemuzhingi6363 Жыл бұрын
I think so too. It's too frictional hmm
@esteryjackson1746
@esteryjackson1746 Жыл бұрын
Jesus airecorder here vanhu why doubting God
@patriciamafusire8685
@patriciamafusire8685 Жыл бұрын
Ummmm only Jesus aimutsa vanhu vakafa ... Kufa murawu waMwari Zvinwe zvese radrama
@lindafilipemurima527
@lindafilipemurima527 Жыл бұрын
I connect in mozambiqui
@rachelpetros6952
@rachelpetros6952 Жыл бұрын
Imika ityai mwari
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Mwari anotyisa here?
@tommytmametja3898
@tommytmametja3898 Жыл бұрын
yaah uyu munhu wamwari zvemashuwa ummmm ndavhunduka
@prospertatendasiziba5976
@prospertatendasiziba5976 Жыл бұрын
Kkkkkk imbomirai mafaniz
@sdshippers9332
@sdshippers9332 Жыл бұрын
You can say that vaakuti jairira manje 😂😂😂
@esteryjackson1746
@esteryjackson1746 Жыл бұрын
@@sdshippers9332 u just believ kut Satan ariko bt Jesus u can't
@esteryjackson1746
@esteryjackson1746 Жыл бұрын
@@sdshippers9332 u just believ kut Satan ariko bt Jesus u can't
@obeymunyokowere5689
@obeymunyokowere5689 Жыл бұрын
Ndangofarira hangu video quality haaaaa zim reality eye tv zvazviro
@lovemoremusvazvi4112
@lovemoremusvazvi4112 Жыл бұрын
Handina kugutsikana netsananguro yenyu
@phineasmatema3530
@phineasmatema3530 Жыл бұрын
Ngaanomutsa 5 vaye ma students
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 Жыл бұрын
Prophet vanenge vanomutsa vanenge vafa nezvimwewo kwete rufu raMwari 🙈
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 Жыл бұрын
Ndomaonero angu hangu
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Chinonetsa ndechekut mwari anoita kuda kwake. Kwete kwedu. Dai aiita kuda kwedu kana vakafa vangadai vari vepenyu nekuti vaisada kufa.
@lucksonmunangi9279
@lucksonmunangi9279 Жыл бұрын
A zvirikoo hree izvo
@nellychimbareNelly
@nellychimbareNelly 11 ай бұрын
Live
@Jmuringa06
@Jmuringa06 Жыл бұрын
Maporofita makuda kurohwa makuenderera manje srs
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 Жыл бұрын
Hamusi mawe kuzvinyanya here
@marymawire9980
@marymawire9980 Жыл бұрын
Ndokumbirawo number dzaApostle avo veduwee
@amorose-w8c
@amorose-w8c 11 ай бұрын
Makuda kutanga isiyo manje,kufarisisa chaiko angaporesa akaita zvose not kumutsa mufiii
@dadiraimukandi5556
@dadiraimukandi5556 Жыл бұрын
Ummmm;; ini zii
@CharmaineChihwai
@CharmaineChihwai 9 ай бұрын
Tinotenda Mwari
@Militarya549
@Militarya549 Жыл бұрын
DJ spaks tombumbirai mutiremekedze maprophet anditiii
@marvy5369
@marvy5369 Жыл бұрын
My God🙏🙏🙏🙏🙏
@lorrainchanda6803
@lorrainchanda6803 Жыл бұрын
So why can’t he change Zim to be good
@leanderchikaka2471
@leanderchikaka2471 Жыл бұрын
Is he the father of Zimbabwe ?
@sibusisolavendernyereyemhu693
@sibusisolavendernyereyemhu693 Жыл бұрын
Do you even understand what you are asking
@amorose-w8c
@amorose-w8c 5 ай бұрын
Haaa imii arianiko anomutsa mufii iyeye,musaitiswe,
@georgevhudzi8192
@georgevhudzi8192 7 күн бұрын
😂😂😂😂
@amak6amahle220
@amak6amahle220 Жыл бұрын
Why mu Zimbabwe makazara ma prophets kudaro dzimwe dzangova hustling
@misparchawira4652
@misparchawira4652 Жыл бұрын
Vanowanikwepi prophet avo
@seanmhike7750
@seanmhike7750 Жыл бұрын
Was the child satfied dead b4 the miracle by who,
@moreblessingmashizha9699
@moreblessingmashizha9699 Жыл бұрын
No comment hngu
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Жыл бұрын
Mbiri Kuna Jesu
@ttv1805
@ttv1805 Жыл бұрын
Nice intro
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Жыл бұрын
Nhaka zvedu abhero hona
@selectormazviwanza4775
@selectormazviwanza4775 Жыл бұрын
God bless
@radicaldiortech2632
@radicaldiortech2632 Жыл бұрын
Amen munhu wamwari
@jjmambendure4816
@jjmambendure4816 Жыл бұрын
Saka
@porschafigo5069
@porschafigo5069 Жыл бұрын
Haabatsire munhu asina mari ndakanzi i must 50usd to see him
@primrosemhike7305
@primrosemhike7305 Жыл бұрын
Iiii 50 usd serious here
@porschafigo5069
@porschafigo5069 Жыл бұрын
Shuwa ndakatoendawo ndichida kupora
@yolandatarumbidzwabondo8569
@yolandatarumbidzwabondo8569 Жыл бұрын
Mmm makunyepawo imi one on one it's free
@porschafigo5069
@porschafigo5069 Жыл бұрын
Ndonyerepereyi ini ndakaendako muna February this year kuimba yavaitira 1 on 1... I was told to pay and iye Kuda wacho told me to pay 50usd... I didn't ve i paid 10usd ndikangobatwa musoro zvekuti ndiende... Ndikutaura zvandikaitwa shaa u were not there
@victoriousfamilychurchinte5318
@victoriousfamilychurchinte5318 Жыл бұрын
Tirikuona Vanhu vachinamatirwa pachena vachipora pajekere. Ma1 on 1 its free haaitirwe mumba Pamwe makaona Vanhu vasivo
@nyikayaramba7460
@nyikayaramba7460 Жыл бұрын
Pakumutsa munhu vari kunyepa imi musatamba nevanhu munhu akafa mweya wake unenge waenda kwete varume vemasuit avo nevekutsvaga bag
@chingailucas4422
@chingailucas4422 Жыл бұрын
Kunyepa ndokuziva denga iri mwari musatambe naye
@TTtv-nd1uo
@TTtv-nd1uo Жыл бұрын
Amen
@tinymukwati7376
@tinymukwati7376 Жыл бұрын
Mwari ngaakudzwe
@melodymanjeru339
@melodymanjeru339 Жыл бұрын
Nhy tokumbirawo number yavo masecretary avo haadaire maphone
@ZimRealityEyeTv
@ZimRealityEyeTv Жыл бұрын
Ukufona dzipi
@rosemarymukuruva5559
@rosemarymukuruva5559 Жыл бұрын
Huyai kuinbox mutore
@theophilus6147
@theophilus6147 Жыл бұрын
Tipeiwo #dzavo
@rosemarymukuruva5559
@rosemarymukuruva5559 Жыл бұрын
@@theophilus6147 huyai kuseri
@lizziegwirimira7376
@lizziegwirimira7376 Жыл бұрын
Ndiri kutsvaga nyasha dzakadai
OYUNCAK MİKROFON İLE TRAFİK LAMBASINI DEĞİŞTİRDİ 😱
00:17
Melih Taşçı
Рет қаралды 13 МЛН
Стойкость Фёдора поразила всех!
00:58
МИНУС БАЛЛ
Рет қаралды 6 МЛН
Sabhuku vamonerwa nenyaya padare
33:36
TICHKACH MTV
Рет қаралды 486
You can Fight Chamisa Not God 2025 Prophecy by Dr Ian Ndlovu
15:21
Current Affairs
Рет қаралды 29 М.
False prophet Kudakwashe Jose an indictment to Zimbabwe as a nation
13:39
prophet miracle paul
20:48
MiracleGod1
Рет қаралды 35 М.
MUKADZI AIZVIMBA DUMBU NEKURUTSA MATOMBO KU GWERU  (PROPHET KUDAKWASHE JOSE)
19:06
The Healing of Sekuru Mawoyo | Madii Mambofamba
24:22
Tilda Chikurubhi Interview
49:17
Angela Gapa
Рет қаралды 126 М.
Prophet Kudakwashe Jose One On One Session Every Tuesday pt2
17:02
Prophet Kudakwashe Jose official
Рет қаралды 6 М.
OYUNCAK MİKROFON İLE TRAFİK LAMBASINI DEĞİŞTİRDİ 😱
00:17
Melih Taşçı
Рет қаралды 13 МЛН