Muroora wenyu second time driving 😍❤️

  Рет қаралды 9,723

Tytie

Tytie

Күн бұрын

Пікірлер: 104
@nestertinotendamasuka6335
@nestertinotendamasuka6335 5 ай бұрын
Me smiling watching someone being taught to drive nicely by her husband❤❤❤love it😊
@RuwaropaMamos-uy1xl
@RuwaropaMamos-uy1xl 5 ай бұрын
Ndozvamunofanira kuita izvi kwete zvekushambadza magaro emukadzi wemumba iiiiiiih zvakaipa mufunge ,dzidzai kubva kuna Jahpraise nevamwe vaimbi vanotora vanhu vanotamba chaizvo vasina kupfeka asi hatisati tamboona magaro emukadzi wajahpraise isu
@Mercy-b1b
@Mercy-b1b 5 ай бұрын
Munhu anoyita zvinomuyitira kwete Kuyita zvinoda vanhu munhu haungamugone
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 5 ай бұрын
Let them be. Why are you controlling them who are you to tell them how to run their house. Leave them they are grown ups
@PatsonChamakura
@PatsonChamakura 5 ай бұрын
Good teacher ari mumwe munoita kunge mucharovana 😂😂😂
@patiencenyamushanya1879
@patiencenyamushanya1879 5 ай бұрын
Aaaaw my gosh... Tytie is so patient shem❤
@widleytmatara9710
@widleytmatara9710 5 ай бұрын
I still remember ndakambopotsa ndarowa mbama ndagwina mota pakuchinja magear auto at least yakapusa manual maone guys kkkk
@antonattachihombori9561
@antonattachihombori9561 5 ай бұрын
🎉❤ kudriver shuwa kunoda pane anodzidzisa. Well done Tytie. Mudzidzise makhoti kusvika akugona.
@veronicakatsande-m6k
@veronicakatsande-m6k 5 ай бұрын
Ndovarume vane value addition ava Kiki
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
Akangwarira plus zvinofadza veduwe.zvinovengwa nemuroyi
@constancebriella-me6lk
@constancebriella-me6lk 5 ай бұрын
I dont know why lam smiling ❤❤❤❤
@PlaxcedesMavhoko
@PlaxcedesMavhoko 3 ай бұрын
Wow that's beautiful ❤❤❤❤❤❤❤ guys don't give up guys
@babratakundwa6369
@babratakundwa6369 5 ай бұрын
ukugona makoti shinga dear thats great
@ChelesaniSithole
@ChelesaniSithole 5 ай бұрын
Ooh my gosh, that's my bear 🐻 😂😂😂 love you guys
@DilanjairossePreso-hz7eh
@DilanjairossePreso-hz7eh 5 ай бұрын
Gys ndinozvishuwirawo kuita munhu anondida sezvinoitwa tytie na kiki
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 5 ай бұрын
U can say that again n again mudzimba vamwe the don't even wat love is kungo ginyavhurwa
@user9mrsbvunza
@user9mrsbvunza 5 ай бұрын
❤❤❤
@RumbidzaiMaketa
@RumbidzaiMaketa 5 ай бұрын
Hechoooooo 🎉🎉🎉🎉 muroora manyama kkkk dada newako iwe tytie number 1 chaiyo only vegodo vannosvora
@tsitsimuronzi7527
@tsitsimuronzi7527 5 ай бұрын
Well done Tytie you are a good instructor
@samanthahwindingwi890
@samanthahwindingwi890 5 ай бұрын
Good teacher huya undidzidzise i will pay hangu
@Lilly-g5s1p
@Lilly-g5s1p 4 ай бұрын
Um magonero ayo ndeemunhu akamboenda Kuma driving lessons, chimutengera chake chimota chiduku chifuel saver zvima Kia zviya
@tendayiv
@tendayiv 5 ай бұрын
Practice makes perfect ramba wakadaro makhoti zvichaita
@ChelesaniSithole
@ChelesaniSithole 5 ай бұрын
Love it man keep it up ❤
@PraiseMamulilo
@PraiseMamulilo 3 ай бұрын
I love you guys
@ronaldjacobmanyuchi3654
@ronaldjacobmanyuchi3654 5 ай бұрын
Wow ndokuti rudo ❤
@ListerMetrishar1
@ListerMetrishar1 5 ай бұрын
I really love it
@MamaPMagwenzi
@MamaPMagwenzi 5 ай бұрын
Yr love iz so beautiful guys😊😊😊
@memorygoche2574
@memorygoche2574 5 ай бұрын
Tyte good instructor
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 5 ай бұрын
He's not at all. You check the car first usati waombo pinda mukati. Wapinda you check the mirrors.
@Shades11353
@Shades11353 5 ай бұрын
She is very good 👍
@ChristineGweshe-ct9re
@ChristineGweshe-ct9re 5 ай бұрын
Vamwe. Vanhu makakomborerwa chokwadi
@babratakundwa6369
@babratakundwa6369 5 ай бұрын
😂Tyte u are good in teachiñg someone waaaaal
@ShalomTariro
@ShalomTariro 5 ай бұрын
Tyte thank l also learn
@BrendapoulMacKenzie
@BrendapoulMacKenzie 5 ай бұрын
Good teacher
@TjadiwaMamoe-gc1we
@TjadiwaMamoe-gc1we 3 ай бұрын
❤❤❤ nice guys
@PatienceMotore-tg2wp
@PatienceMotore-tg2wp 5 ай бұрын
♥️♥️♥️♥️♥️
@FrpKing-tx5ph
@FrpKing-tx5ph 5 ай бұрын
Love you gus❤❤❤❤
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 5 ай бұрын
You're a good teacher homie .... Rambai makadaro
@PraiseMamulilo
@PraiseMamulilo 3 ай бұрын
Munodanana kkkk❤ Kiki urambe une murure wako anokuda kkkk❤❤❤
@LindaChitiyo-j5v
@LindaChitiyo-j5v 5 ай бұрын
❤❤❤❤
@t.charitynherera1637
@t.charitynherera1637 5 ай бұрын
Wow you're a good teacher Kuku
@Prisciedadandara96
@Prisciedadandara96 5 ай бұрын
Nice that's good 🎉
@BiaBianca-qn5tx
@BiaBianca-qn5tx 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂asi Kikie Ka wandinakidza kumba neshoka here bt anyway congratulations 🎉wakugona
@NolwazisibonileMpofu-z1h
@NolwazisibonileMpofu-z1h 5 ай бұрын
Uuum turning is she indicating kuti ari ku Turner
@rufarotsenzere-3456
@rufarotsenzere-3456 5 ай бұрын
😂😂😂😂 wapotsa wasarazvee madam vakuenda nemota
@MalvinMoyo-xt9fq
@MalvinMoyo-xt9fq 5 ай бұрын
That's nice ❤❤❤❤❤
@Havatyi
@Havatyi 5 ай бұрын
Ndazvifarira dananai ❤❤❤❤
@EsnathMaphosa96
@EsnathMaphosa96 5 ай бұрын
Good teacher 🎉
@magaretmapupa
@magaretmapupa 5 ай бұрын
Instructor manyama
@amandafish3022
@amandafish3022 5 ай бұрын
That's Mai MaDhoyo🤱 for me 😂👐 Mazita Mazita Tisataura Mazita 😂.No my handwriting 🛌
@ZibusisoNkomazana
@ZibusisoNkomazana 5 ай бұрын
Nice kuku ini murume wangu akaramba kundidzidzisa anowanza hasha ndakamboramwa mota pakati peroad kkkkkk
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 5 ай бұрын
😅😅😅 Hanzi ndoisa mudrive yobva yatanga kumover kkk, ko ino mover sei iwe uchiri wakatsika mabrakes😅😅😅
@manyarashylet1486
@manyarashylet1486 5 ай бұрын
Good good my bro❤❤❤❤
@siphathisiwemswela1549
@siphathisiwemswela1549 5 ай бұрын
Kuku is such a good husband anhuwee❤
@wisemantumbure8714
@wisemantumbure8714 5 ай бұрын
zvonetsa husband kudzidzisa Mkadzi ka vazhinji vanodzoka yava 2way umwe mutsokayota umwe mutoyota kkkkkkkk
@GraceMbenga
@GraceMbenga 5 ай бұрын
This good
@FaithMataka-uo2wz
@FaithMataka-uo2wz 5 ай бұрын
Wow you are good teacher
@ritatgotora376
@ritatgotora376 5 ай бұрын
nice, I'm inspired❤❤❤❤
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 5 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤❤❤
@bensonedwinedi9257
@bensonedwinedi9257 5 ай бұрын
Weldone. Kasi next time observations anodiwa
@ThelmaMarindi
@ThelmaMarindi 4 ай бұрын
Wow ndafaraaa
@MemoryMagaisa-p8b
@MemoryMagaisa-p8b 5 ай бұрын
Nice
@RestaChigwenya
@RestaChigwenya 5 ай бұрын
ihure renyika here munedzungu imi majaira kufamba netsoka zvinwe hatidi kuzvixwa kure
@rejoicetzvidza9139
@rejoicetzvidza9139 5 ай бұрын
Wow 😊
@BeautyTepera
@BeautyTepera 5 ай бұрын
Makoti by next week unenge wakugona shame
@RufaroKwaramba-rc2rd
@RufaroKwaramba-rc2rd 5 ай бұрын
this is good kiki
@ThabethMarisa
@ThabethMarisa 5 ай бұрын
Runonzi rudo❤❤❤❤
@FaraiMatura
@FaraiMatura 3 ай бұрын
Murume akakusiya anowa seanofa achiwona uchidai
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 5 ай бұрын
U love is so beautiful kna wasangna neanokunzwisisa veduwee it's me and my huby❤❤❤
@Brendahmakono
@Brendahmakono 5 ай бұрын
Kkkkkk wakatii ndosiiwa nemota ndakateera neshoka 😂😂😂😂
@MutsaNyahokwe
@MutsaNyahokwe 5 ай бұрын
Zvinodadisaa izvii❤
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
Munhu wese anotozvida kkkkk but kushaya vanodaro
@TafaraMavuvoShakemore
@TafaraMavuvoShakemore 5 ай бұрын
Good ❤❤😊
@EdsonChiketero-c4j
@EdsonChiketero-c4j 5 ай бұрын
Iyi kupusha hakusi kudriver
@magaretmapupa
@magaretmapupa 5 ай бұрын
👏👏👏
@ThelmaSasa
@ThelmaSasa 5 ай бұрын
Mudzidzisi rambai makadaro
@MelodyNhende
@MelodyNhende 5 ай бұрын
Dayi tanzwa nekutukwa vamwe😂😂
@ellennyika3806
@ellennyika3806 5 ай бұрын
Well done makoti
@SharaiBvirindichirumiko
@SharaiBvirindichirumiko 5 ай бұрын
Well done like chivindi chako
@AudreyMunhuwa
@AudreyMunhuwa 5 ай бұрын
Ndatodzidzirawo ku driver 😅
@viratkuntawong5953
@viratkuntawong5953 5 ай бұрын
Makhoti akangwara zvokuti
@Luckyjemtaya
@Luckyjemtaya 5 ай бұрын
Tirikuuya kuzodzidziswa
@Washieoficial
@Washieoficial 5 ай бұрын
Zvodiwa izvi tytie
@AngelineMutambisi
@AngelineMutambisi 5 ай бұрын
Zvinotendwa izvi ramba wakasvinga makoti
@amandafish3022
@amandafish3022 5 ай бұрын
Zvovengwa nemuroyi chete❤ luv you my people
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
Taura hako
@vimbaiingwani-ts7bi
@vimbaiingwani-ts7bi 5 ай бұрын
Otto zvayo hainyanye kunetsa
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 5 ай бұрын
Zvinotendwa rambai makadaro.Asi Tytie nyaya yekutora magadziko emukadzi siya hazvina chimiro.Ziva kuti hama dzako nedzake hawasi vese vamofara kuona izvozvo
@Joiceblack5Joiceblack5
@Joiceblack5Joiceblack5 5 ай бұрын
Musoro wa teyt une zvisasa hre kana kut
@ZadzisaiGoodzi
@ZadzisaiGoodzi 5 ай бұрын
Tarisa wako musoro , ukaziva unoda kudii
@ritatgotora376
@ritatgotora376 5 ай бұрын
pa zvese kwaakukomenda zvemusoro here veduwee, nemagonero aitwa kudzidzisamunhu nekudzidza kwaitwa nemutyairi 😂😂😂 musadaro, dzidzai kutsvaga chakanaka pane zvaitwa morumbidza
@ChipoMahachi-u6z
@ChipoMahachi-u6z 5 ай бұрын
Well said
@ChipoMahachi-u6z
@ChipoMahachi-u6z 5 ай бұрын
Well said
@ronicamazive1506
@ronicamazive1506 5 ай бұрын
Chimbogera choya chako iwe mazimba godo ndosaka makapiwa zig 😂
@BiaBianca-qn5tx
@BiaBianca-qn5tx 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂asi Kikie Ka wandinakidza kumba neshoka here bt anyway congratulations 🎉wakugona
@enesianyamutunbu7936
@enesianyamutunbu7936 5 ай бұрын
❤❤❤
@OtiliaMurambwa
@OtiliaMurambwa 5 ай бұрын
Good teacher
@PrimroseZivanai
@PrimroseZivanai 5 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤
@blessingkarimazondo4697
@blessingkarimazondo4697 5 ай бұрын
❤❤❤
@YolandaChitema
@YolandaChitema 5 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤❤
@abigailmubaira1924
@abigailmubaira1924 5 ай бұрын
❤❤❤❤❤
@PriscaKatsongorera
@PriscaKatsongorera 5 ай бұрын
❤❤❤❤
@BrendaHomela
@BrendaHomela 5 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤
@ThelmaSasa
@ThelmaSasa 5 ай бұрын
❤❤❤❤❤
Taenda kunoratidza Tete mota
12:37
Tytie
Рет қаралды 25 М.
Seja Gentil com os Pequenos Animais 😿
00:20
Los Wagners
Рет қаралды 23 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma
00:14
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 4,6 МЛН
Миллионер | 1 - серия
34:31
Million Show
Рет қаралды 2,8 МЛН
ТИПИЧНОЕ ПОВЕДЕНИЕ МАМЫ
00:21
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 1,4 МЛН
nyaya yamkoma Gift
2:29:56
Nyathi Zw Gilbert
Рет қаралды 2 М.
Prophet T Freddy accurate prophecies 2018
8:59
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 153 М.
ndichimbobikira Baba Ka sadza wanamai muriko hre please 🙏 subscribe
2:51
Tazoenda ku Mvuma kunotsvaga bofu rakandibatsira 2019
31:32
Mashura mukomana ane makore 23 otizirwa na gogo vane 70 years
28:52
Ndiri kumboratidza muroora pamusha pedu
17:06
Tytie
Рет қаралды 32 М.
Tatadza kubika ku new house taenda kunodya out
11:39
Tytie
Рет қаралды 10 М.
Seja Gentil com os Pequenos Animais 😿
00:20
Los Wagners
Рет қаралды 23 МЛН