Murume akakecha chipoko pana 4th muHarare

  Рет қаралды 9,330

STAR FM LIVE

STAR FM LIVE

Күн бұрын

#TilderLive Zvinotyisa, zvinoyera, zvinoda kufumurwa.

Пікірлер: 28
@FrankieChiwongola
@FrankieChiwongola 10 ай бұрын
Tilder content hamuchina dzaangano idzi whn was noczim?
@SarudzaiZishiri
@SarudzaiZishiri 11 ай бұрын
Vakaromba nenyaya yekubata mishonga yakawanda nekuti vanoda n'anga too much baba ivo uye ndeve bute 😂😂😂😂
@tmaranz01
@tmaranz01 10 ай бұрын
pafair mudhara uyu akanakirwa nechipoko uyu
@diedremushawatu9732
@diedremushawatu9732 11 ай бұрын
Hahaha vanhu muchinyanya a total stranger kkk mune zvivindi
@sheillarnyamupfukudza3375
@sheillarnyamupfukudza3375 11 ай бұрын
Nxaaaaaa baba vemusha vanoganza nechihure this is insane
@belindamuyengwa3114
@belindamuyengwa3114 10 ай бұрын
Tru wangu madness
@belindatafadzwa4156
@belindatafadzwa4156 10 ай бұрын
Baba vanowanza nhorondo ava haaa
@limbermist2904
@limbermist2904 10 ай бұрын
Hapabatsirike apa , ndiani angagone chipoko
@NormanMupfudze
@NormanMupfudze 10 ай бұрын
MaTruck driver vanenge vakaromba vanotora makudo anobetsera kutyaira mota. Uye pfambi yechirume regai amboona moto vanozviidza shasha
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 10 ай бұрын
Murume uyu ari kunyeba. paakamboitaura haana kutaura kuti mukadzi akanga akanaiwa jira riri nyoro anonyeba uyu pfungwa dzake dzave kuita shoma adi kuzvitsvaga pamwe nehama ane problem yaasiri kuburitsa
@MashokoJuta-w7q
@MashokoJuta-w7q 10 ай бұрын
Now it's a different story from yaakambotaura ku sly media
@Taa2220
@Taa2220 10 ай бұрын
Taurai henyu paye haana kuti Pana 4th
@JoanDube-f8y
@JoanDube-f8y 10 ай бұрын
Inzwayi mudzimayi wake wokutanga zvaaritaura nezvake you will never feel anything for zirume iri... Kuda mishonga too much😮
@nomaterchiguma8683
@nomaterchiguma8683 11 ай бұрын
Makapfidza baba imi
@sashanomvulamandere250
@sashanomvulamandere250 11 ай бұрын
Toda maPicture ake nechipoko chacho
@sampremi2014
@sampremi2014 11 ай бұрын
First pano .Tete murisei
@KudakwasheMatemera
@KudakwasheMatemera 10 ай бұрын
Haavane nnhorooondo dzenhema nxaa
@tryphinerutendoshumba7093
@tryphinerutendoshumba7093 11 ай бұрын
Hamuna kumbobata mushonga wekuromba
@SylviaHove-v4g
@SylviaHove-v4g 11 ай бұрын
Mmmmm ika ma1
@lydiandhlovu7641
@lydiandhlovu7641 10 ай бұрын
Haa ibenzi iro
@drmaxxonlineschool
@drmaxxonlineschool 11 ай бұрын
Kkkkkkkk mufesi uyu ka lol
@tonksxvins1202
@tonksxvins1202 Ай бұрын
Ummmm
@Mathlatsi-f7b
@Mathlatsi-f7b 10 ай бұрын
Kkkkkkkkkkk😂😂😂😂
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 11 ай бұрын
Tavepo
Chipoko Cha Rebecca in studio
30:50
STAR FM LIVE
Рет қаралды 1,8 М.
Udzai Mwana Wenyu Abvise Hembe Ndoda Kukwira
29:39
SlyMediaTv
Рет қаралды 63 М.
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 338 М.
SISTER EXPOSED MY MAGIC @Whoispelagheya
00:45
MasomkaMagic
Рет қаралды 10 МЛН
Taxi driver akatakura chipoko
12:21
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 43 М.
Nyathi Family's Love Story, Life History Unveiled
1:46:49
STAR FM LIVE
Рет қаралды 48 М.
MUKUMBURA .....CHITUNHA CHESVIKIRO CHAKAISWA PADARA MUSANGO
32:35
Drewmas Media
Рет қаралды 19 М.
KUTUKA MKADZI WANGU KUTI HURE , MUROYI Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
37:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 19 М.
AKAWIGA CHITUNHA ZVISIPAMUTEMO Karanganda TV
25:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 13 М.
Mutumwa wa Mwari "chipoko" chakangofanana naMbuya Nehanda.
44:08
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 338 М.