MUSAMI FIRE 4 .......MUZUKURU ANOTI SIYANAI NE MARRIAGE YANGU

  Рет қаралды 15,338

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 778
@Annnah-t1q
@Annnah-t1q Күн бұрын
Teclar cut iyo ibvise mwanamai irikukubvisa chimiro nekupfeka top iyo kana uchiuya pamhepo pfeka zvakavhara muviri wako sorry kana ndataura zvakaipa
@ConstanceNjobo
@ConstanceNjobo Күн бұрын
Powerful words
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni 23 сағат бұрын
Ndatoshamisikawo ndomuziva achipfeka zvakanaka
@tsitsimonzora7178
@tsitsimonzora7178 23 сағат бұрын
True
@emmanuelsithole8767
@emmanuelsithole8767 23 сағат бұрын
Ihure nhaiwe woda kuti aite sei
@BensonMutegwe
@BensonMutegwe 22 сағат бұрын
Tecla wasviba nei kudaro wanga ur mutsvuku wan kwagogo kuye, Saka wakatoroorwa nemapfekero plus hair style yako irkutiudza zvose
@lindahkatai9069
@lindahkatai9069 23 сағат бұрын
Mkoma Neshamba please l beg you to rest this case.let them solve it behind the scenes. Tecla has been through a lot.imi hakuna asina ma secrets or previous. Hapana chirikumboshamisa apa .hapana chitsva.Even if it is true or lies please for Tecla let her have some peace.
@Amarie077
@Amarie077 19 сағат бұрын
No we want to hear it.
@Mimi-td9st
@Mimi-td9st 17 сағат бұрын
I agree apa mukoma makurudzira defamation of character. This is petty gossip perpetrated by bitter people. Dai masiyana nazvo. You ruin your reputation nezvinhu zvakapusa. Hakuna Nyika isina rinda.
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 17 сағат бұрын
Taura hako i agree with you... Scorned ex ndoyandiri kuona apa why he didn't mention it pese apa kumirira panzi naTecla ndaroorwa
@LenahAruvhera-eg6ug
@LenahAruvhera-eg6ug 15 сағат бұрын
Baba ava ngavasiye Tacla veduwee past is past ngaa enjoy future yake
@EllenMasango-u6c
@EllenMasango-u6c 15 сағат бұрын
I second you
@preciousmachaka7148
@preciousmachaka7148 12 сағат бұрын
Mukoma neShamba ngaiichiisiya matambo nyaya ya Tecla Mwari ndivo vanoziva zvese zvirikuiitika muhupenyu hwa Tecla chisiyayi nyaya dzekwa Musami idzi mbuya na sekuru ngavazorore murugare . Tecla wish you all the best in your life ❤️ ♥️ 🙏.
@FaraiMukuva
@FaraiMukuva Күн бұрын
Ko Tecla wacho health yake bho hre kuchinja kudaro achiri kwa gogo ayitove better
@kudzaiczenda1884
@kudzaiczenda1884 Күн бұрын
Ririkuzora zvimafuta zvekutsvukisa uyu bhishu
@LoraineP5050
@LoraineP5050 Күн бұрын
​@@kudzaiczenda1884aive nehutsvuku hwake hwakanakisa kutodarika kutsvukuruka kwaaita uku
@patrickmazhara6879
@patrickmazhara6879 Күн бұрын
Myb Ibasa raavekushanda
@TsitsiNyamapanda
@TsitsiNyamapanda Күн бұрын
Mafuta ekutsvukisa anochembedza
@BensonMutegwe
@BensonMutegwe 22 сағат бұрын
Arkunanzviwa nenyoka
@memorytutayi9059
@memorytutayi9059 Күн бұрын
Ko skin bho here, dressing mmm Tecla kumaruzevha paya waitobwinya munin'ina wangu rongeka.
@rosemuzenda3714
@rosemuzenda3714 Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@BensonMutegwe
@BensonMutegwe 22 сағат бұрын
Zvatondishamisawo in kusviba plus kakungoita kunge hure soo
@Chiherachashe.
@Chiherachashe. Күн бұрын
Haaa ini hangu mukadzi anoshinga kuuya pane mumwe mukadzi ihure and anoroya....maiguru vauchema kuti baba havachachengeti mhuri nekuda kwaTecla..saka Tecla urimharadzi...
@jonathanngara5329
@jonathanngara5329 Күн бұрын
True....ahaite munhu iyeye
@logykays2673
@logykays2673 22 сағат бұрын
Maiguru navo vakauyawo pane mumwe she is not the 1st wife
@MarisaNja-c5d
@MarisaNja-c5d 15 сағат бұрын
Hure rei ndosaka kune barika.nyangwe mukaenda kwamambo hamufi mahwina.
@julianamubaiwa6708
@julianamubaiwa6708 12 сағат бұрын
I agree with you ❤
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 11 сағат бұрын
​@@MarisaNja-c5dbarika ririko murume ndiye nyoka ayiita zvinhu muchivande kuda kuti vakadzi vakuvadzane ayifanirwa kubudira musikana uyu nemukadzi pachena zvotopera
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106 Күн бұрын
Iri ihure zviri pachena. Kupfeka kwacho
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 Күн бұрын
Chihure chagara chisingabvumike i
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 Күн бұрын
Murume anouya kawiri pagore Mmmm zviripachema Kuti Tecla anopinda Uyo
@BensonMutegwe
@BensonMutegwe 22 сағат бұрын
Sure haa akuchiratidza zvaari manje
@thapelosithole3412
@thapelosithole3412 22 сағат бұрын
Tecla ihure hombe iri cut yekubhawa plus chitop icho hure chairo zvino uri kuti maiguru vari kukufarira here iwe uchazozvionera pamhino sefodya haisi nyore kuenda pamurume wemunhu zibenzi
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 22 сағат бұрын
Istupid iyi pfambi zvayo​@@thapelosithole3412
@peterphiri9590
@peterphiri9590 Күн бұрын
Unonyepa iwe mavoice note takamanzwa hure iwe.
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 Күн бұрын
Ummm Tecla waiita kunge wakanaka nedhuku ummm izvo zvawakaita hazvina kukufita
@TheresaMaps
@TheresaMaps 23 сағат бұрын
Nhasi auya achida fight
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 23 сағат бұрын
@TheresaMaps ummm abva atoratidza hunhu hwake manje
@ivyncube211
@ivyncube211 22 сағат бұрын
😅
@TheresaMaps
@TheresaMaps 10 сағат бұрын
Nhasi ane hunhu wechipfambi.apa akaroorwa nemurume wemunhu ​@@brendaziyenge207
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Tacla inyoka ihure musandipikisa
@JoyousGonga
@JoyousGonga Күн бұрын
Kuhura mukuhura henyu mbuya musami
@LoraineP5050
@LoraineP5050 Күн бұрын
😂😂😂😂apa ungati dzakatodhakwa ,kuzhangandira uuumm
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 23 сағат бұрын
😂🎉😂
@Palaz_Adventure
@Palaz_Adventure 23 сағат бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@maipraise
@maipraise 23 сағат бұрын
😂😂😂😂😂
@JanetMakonye
@JanetMakonye 23 сағат бұрын
Kkkkkk ndaseka nhasi
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 Күн бұрын
Kuzhangandira kwake kwanhasi so kwaburitsa character yake.ati ane 25yrs ndichiri mwana mudiki izvozvo zvekuona kunge achine age iri bhoo ndizvo zviri kumuita kuti asagadzikane aite kachihure.vamwe vangade havo kumupupurira but ini handimuchenese ..from zvatakanzwa nekutaura kwake nhasi haaa pane nyaya.uyo ndiye munhu ane munhu ari kutomudya bota kuZim ikoko vekudiaspora vachimuchengeta.kana akambocheater anorega nei kucheater again.ane kakungwarisa uyo .nhasi ndanyatsoona character yake through mukutaura kwake chaiko
@EniMubairo
@EniMubairo Күн бұрын
Haana kudzikama shuwa uyo
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 Күн бұрын
kutaura kwake ndekwe munhu ari kunyara kuti aexposwa.dai ari umwe ngaachichinja hunhu hwake.but ne age yake 25yrs anotoda munhu wekudyisana naye bota.handina kuona azogona kumirira vediaspora .vediaspora kana vada havo ngavatongoziva kuti as long as Tecla achigara kuZim haashaye zvikomba zvinomurova poto iyo ndiyo feya chaiyo.
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Ini ndiri murume waona chokwadi chemazvokwadi tacla ihure inyoka Tarisisai muone face yake
@JessicaMukora
@JessicaMukora Күн бұрын
Uri tsotsi ririkudya varume vema +44 😅😅😅😅😅😅😅 mapfekero manje zvinosiririsa warambwa chii chacho iwe wakatora murume wemunhu itya mwari iwe
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 11 сағат бұрын
😂😂😂😂regai vadyiwe ndinonzwira tsitsi vakadzi vevarume ivavo
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Tacla inyoka ihureeee
@bsmazzy6304
@bsmazzy6304 6 сағат бұрын
Haaa kabhishu kani kanotooneka ngakachidzikama uko
@JessicaMukora
@JessicaMukora 5 сағат бұрын
@bsmazzy6304 kabhishu urombo kakanganwa chazuro ne hope kapenzi kemunhu
@ConstanceNjobo
@ConstanceNjobo Күн бұрын
Tecla anenge ashanduka hunhu hwake even mapfekero ake
@tarisaiharare2825
@tarisaiharare2825 12 сағат бұрын
Hunhu how
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Arikuda kutonyenga vaneshamba Tarisisai plas tacla inyoka ihure
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 Күн бұрын
Asi mapfekero awakaita tecla haaratidze semunhu akaroorwa
@alicemukudo3512
@alicemukudo3512 Күн бұрын
Kurikupisa dear
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 23 сағат бұрын
@@alicemukudo3512 chimiro chaari hachina kumira mushe nyangwe ivo babà vakamuroora vakawona akapfeka kudaro uuum
@dzirikupisa
@dzirikupisa 21 сағат бұрын
😂😂😂 Hamusi makuzvinyanya here
@theresamambara5923
@theresamambara5923 7 сағат бұрын
Ari kutsva
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 7 сағат бұрын
@@theresamambara5923 kuti kudaro
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Күн бұрын
Tecla zvaakuita kunge chembere uri kuhura chokwadi bhoo here kooo kupfeka
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire Күн бұрын
Apa panotangira hairline dai asunga dhuku hake
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire Күн бұрын
But ma audios waitaura wani
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Tacla inyoka ihure
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
​@GratewinMbundi imi tacla inyoka ihure
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Күн бұрын
On the other side handimuchenuri pakuzogara nemurume wemunhu futi.
@faithdadumalikongwa6006
@faithdadumalikongwa6006 23 сағат бұрын
Mai Chida dzikama unehunhu wakasunama kkkk Doc Choga
@ThandiweMangena-g3u
@ThandiweMangena-g3u 22 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂
@pertuniadapi2160
@pertuniadapi2160 13 сағат бұрын
😅😅😅😅😅
@AuxiliaMubayi
@AuxiliaMubayi Күн бұрын
Unonyepa iwe urihure chete
@TinasheChingwende-n6b
@TinasheChingwende-n6b Күн бұрын
Tecla haa urichigunduru mapfekero akooo ndehure
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Tacla inyoka ihuree
@SimbarasheMakotore
@SimbarasheMakotore Күн бұрын
Urihure tecla 😂😂 mukadzi wemunhu haapfeke zvakadaro
@NetsaiMatarauka-gc4ty
@NetsaiMatarauka-gc4ty Күн бұрын
Kuuya pano akashama hake
@tova4700
@tova4700 Күн бұрын
Saka vakaroorwa havatengi dress rakadai here neheat wave iyi unoda udii ?
@marysvoto2283
@marysvoto2283 23 сағат бұрын
Plus munhu anofheka zvaanoda zvinomuitira​@@tova4700
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 22 сағат бұрын
​@@tova4700 nhai zvenyu Chihure chinoonekwa nembatya here?
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Tacla inyoka ihure musandipindure
@Bigdhara1
@Bigdhara1 Күн бұрын
Tecla,,, try to torn down,,, ma statements mamwe nyangwe dzirihasha will undo your innocence… Be the humble person anozivikanwa neruzhinji…
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Tacla inyoka ihure wena
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 Күн бұрын
Handikuchenese Tecla watotiradza hunhu hwako nekupfeka kwawakaita watadza kuvharawo mapendekete awo
@josephinebasera2961
@josephinebasera2961 Күн бұрын
Kuri kupisa imi what’s wrong redressing iyo
@NdazhaNdazha
@NdazhaNdazha Күн бұрын
Chokwadi mamwe mapfekero ahaite uchiuya pavanhu zvinoda uri pamba
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire Күн бұрын
​@@josephinebasera2961pfekai zvinoenderana nekwauri kuenda nyangwe kukapisa mhani
@sandrazhakata8106
@sandrazhakata8106 23 сағат бұрын
Kumwe kusaziya Musadaro vanhu vamwari
@logykays2673
@logykays2673 22 сағат бұрын
She is stressed veduwee pamwe nekugeza haana
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Күн бұрын
Kuzoramafuta .wakuhura iweee ibvapo zviri kuoneka
@mavismasunda7681
@mavismasunda7681 Күн бұрын
Akatadza kuendesa life yake pasocial media
@mercymatoreva5614
@mercymatoreva5614 Күн бұрын
Tecla usazombofe wakazvinyepera hako. Kufunga kwako uri kuti Maiguru ishamwari yako. Kana wazogara zvako wazogara chako zvizive kuti Misodzi yaMaiguru ichakuparira iwe. Hakuna zvakadaro pasi pezuva. Tecla kuchachemwa and uchatrenda kupfura Gogo Musami wanzwa here. Tecla chirega ini Sisi vako ndikuudze kuti hausati waroorwa iwe. Unofeeler sei . Sekufeeler kuri kuita Maiguru. Zvako zvatotanga so. Tichaneta nenyaya dzako iwe.
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 17 сағат бұрын
Guys stop threatening munhu tsvagai mamwe mapraya points ari nani kwete kutsvaga kurwadzisa munhu Mwari haadhakwe barika ririko vamwe i7 wani pamurume 1 dai matonamatira business pane kutiudza zvemisodzi yamaiguru
@itiswell3316
@itiswell3316 13 сағат бұрын
@@ColleenChikanya-h5cThat’s very true! Barika rakagara ririko and in such cases murume is the biggest enemy, a betrayer arasisa mukadzi wake. Imagine if tables are to be turned around, mukadzi oyita boyfriend, the man will go straight and divorce or kill the wife because they know who the problem is, unlike us vakadzi mu Africa
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 13 сағат бұрын
​@@ColleenChikanya-h5ctaura hako. Iye akati barika rinotadzisa munhu kurarama ndiani? Barika ririko even ku Swaziland kukutonzi mrume anenge aine mkadzi 1 anouraiwa
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 13 сағат бұрын
Haiwa hamuna nyaya askana Mercy
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 13 сағат бұрын
@@pacienciamatchinga100 aaah barika ririko kuti chete vakawanda hatiridi.... Nezuro ndakaona nyaya yemurume aive nevakadzi 7 akafa vakadzi ivavo vese vakaenda kunogarwa
@Shasa-dz7ex
@Shasa-dz7ex Күн бұрын
Kutaura ungataure hako , tiri kukuona hunhu hwako pamapfekero ako, ndomapfekero emukadzi wemunhu ari painterview ichaonekwa pasi rose here, izvi zviri worse
@Tafa-Mapa
@Tafa-Mapa 23 сағат бұрын
Ko ISIS nemaTaliban makazosvika kuZimbabwe rinhi? Saka kuona mashoulders amai vako woti waonerera mai? Tibvirei apa.
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 19 сағат бұрын
Vamuona aripedzi here, aaaa ukwane ive zibenzi
@Shasa-dz7ex
@Shasa-dz7ex 17 сағат бұрын
Iwe bharanzi iwe,, pfungwa dzakadyiwa dzikarutswa nembwa
@Shasa-dz7ex
@Shasa-dz7ex 16 сағат бұрын
Iwe sasikamu we have names from all over the world in Zim, even English names tiri varungu here, kuti yemunhu
@shamisosandra
@shamisosandra 16 сағат бұрын
Kwana musoro bhangu kusapota zvisizvo ,hure/gororo remunhu
@pamelanyoni5875
@pamelanyoni5875 Күн бұрын
Nhasi ndazoiona character iye😅
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 11 сағат бұрын
I benzi iro
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 5 сағат бұрын
@@pamelanyoni5875 yehure yenyoka
@linniahmuchavhaira3954
@linniahmuchavhaira3954 Күн бұрын
Kutora murume wemunhu haufe wakaita rugare ba. Tsvaga akafirwa kana akarambwa.
@MemoryMudhari-db7eb
@MemoryMudhari-db7eb 23 сағат бұрын
Asi makasiirwa nyoka kami😂😂😂😂
@eunicemaruta6508
@eunicemaruta6508 23 сағат бұрын
Asi mbuya vaya vakazofa here?
@MemoryMudhari-db7eb
@MemoryMudhari-db7eb 22 сағат бұрын
@eunicemaruta6508 eeeh vakafa vese nasekuru
@ronicamazive1506
@ronicamazive1506 10 сағат бұрын
​@@eunicemaruta6508yes
@Preciousmutasa-j3k
@Preciousmutasa-j3k 11 сағат бұрын
Iwe Tecla uri bhishu,kusiya zvekumasowe uchida kuparadza imba yeumwe mukadzi.Dzokera kumasowe uwane murume wako ega .
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 9 сағат бұрын
Akatobvisa vaporofita paMwari uyu inyoka ihure
@TraceyKarimbika
@TraceyKarimbika 8 сағат бұрын
uuuumh imi
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 5 сағат бұрын
@@TraceyKarimbika inyoka ihure tacla
@EniMubairo
@EniMubairo Күн бұрын
But handimuchenese hangu uyu musanditukewo maonero angu hangu
@kudzaiczenda1884
@kudzaiczenda1884 Күн бұрын
Bishu
@sethil9269
@sethil9269 Күн бұрын
Kana nenu nxaaaaa hanzi murume wangu kapenzi
@EniMubairo
@EniMubairo Күн бұрын
@@sethil9269 karombe shuwa kanotooneka kuti kapfambi chaiko iko kungwarisa kangwaru mapundu chaiko
@MercyKarumazondo-c3u
@MercyKarumazondo-c3u 22 сағат бұрын
Ibishu iri kuuya pamhepo akashama
@EniMubairo
@EniMubairo 22 сағат бұрын
@MercyKarumazondo-c3u Zvakaoma shuwa mmmmmmmmm ashayawo hunhu apq
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 23 сағат бұрын
Sisi tekira madii matsvaga basa mashanda zvenyu zvababa avo masiyana navo nokuti unogona kufa wakamira sechibhorani nyika yashata chenai akafa sekutamba sekuseka dai wadzikama munin'ina wangu plus mapfekero awakaita vanhu vovha vatokuisa kure sorry kana ndapotsa😂
@Amarie077
@Amarie077 19 сағат бұрын
😂😂😂😂 kufa wakamira sechibhorani 😂😂😂.
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 17 сағат бұрын
Pane asingade, kuroorwa here.... Izvezvi imi muri kudaro murimo muwanano iye ndiye adii... Basa nemrume kana zvawanikwa zvodiwa zvese... Tecla is still young if she can have both let her... Kune mamai ane ring arikumabasa she has both naye she deserve both man nd job
@JessicaMukora
@JessicaMukora Күн бұрын
Zvino arikusekei ihure iri unonzwa sei kugara nemurume wemunhu uriiwe wasviitirwa unonzwa sei une utsinye
@priscillahchiromudzimu1632
@priscillahchiromudzimu1632 14 сағат бұрын
Chipari chagara chiriko hachishamise
@JessicaMukora
@JessicaMukora 14 сағат бұрын
@priscillahchiromudzimu1632 Tibvire apa chipari chipari kuitasei kushungurudza mumwe mukadzi akaita sewe Satan
@artwellchibere5740
@artwellchibere5740 Күн бұрын
Zvese zvakataurwa nemface uya Tecla haana kana 1 chaari kuramba. Zvese Tecla anozviziva and zvakaitika asi Ari kungoramba kuti ihure. chete
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 9 сағат бұрын
Manje tacla inyoka ihure
@dzie101
@dzie101 13 сағат бұрын
Pese apa ndanga ndichikurambira Tecla but kana munhu achiuya ku Interview anopfekawo zvakadzikama
@LegOfGal001
@LegOfGal001 23 сағат бұрын
Haaa TECLA kamutauriro kako kakuratidza kufumuka fumuka kasisina dignity compared to Musami days. Rinamanyanga hariputirwe handei tigare hedu
@ConstanceNjobo
@ConstanceNjobo 7 сағат бұрын
Zvatosiyana !!
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 15 сағат бұрын
Zvakataurwa nemurume uya its true 😂😂😂 now akuwoneka kuti zigindagoriya she is even lying kuti akarorwa. Akuramba futi kuti ane mwana 😂😂😂 kutambura akutambura hake skin yake yikutaura😂
@TinoMuzen
@TinoMuzen 21 сағат бұрын
Tetez kuhura murikuhura henyu nhasi yamakatopfeka ne musoro uuuummmm zvatoita sure magodi aye amunorukwa aitoita semakatsiga murikuzamawo kuramba apo mukuramba kuti amuna mwana imi muinayeseyi
@artwellchibere5740
@artwellchibere5740 Күн бұрын
Yauya nyoka yekwaMurewa🤣🤣🤣
@jonathanngara5329
@jonathanngara5329 Күн бұрын
😂😂😂😂😂
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 Күн бұрын
😂😂😂😂😂
@Palaz_Adventure
@Palaz_Adventure 23 сағат бұрын
Kurera bhishu nemukaka mangwana rinofuma rokuruma😂 Maybe sekuru vakatsamwa kwavari😅
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 11 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@shamisosandra
@shamisosandra 21 сағат бұрын
Mapfekero echechi here iwayo...
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 11 сағат бұрын
Nhai nhai
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 22 сағат бұрын
Ko nhasi auya akashama. First time yangu kumuona akadai
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 Күн бұрын
Apera hake Tacla kwaMurehwa kwaitokubvuma wena
@NevilleNinon
@NevilleNinon Күн бұрын
True
@BrendaChigunha-rf5hm
@BrendaChigunha-rf5hm Күн бұрын
Mapfekero ako ahaite Tecla dai vagekawo zvakavhara yooo wanyadzisa
@lindytv3075
@lindytv3075 21 сағат бұрын
Tomboti yes ihure asi zvaaroorwa ngaachisiyana nekupa ma updates kuti agare zvakanaka
@Monica-z3t
@Monica-z3t 23 сағат бұрын
Zuro pane paiti daddy sure ndingadaro hre daddy ndi daddy vapi vacho vana daddy vcho vavanda
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 5 сағат бұрын
@@Monica-z3t hey imi tacla inyoka ihure kani
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 Күн бұрын
Siya kubleacher dear ndiko kuri kunzoresa kut ubake bake kuzviona seusingabviri maaudios taanzwa
@PetronellaGonye
@PetronellaGonye 6 сағат бұрын
Am so shocked she was looking beautiful kumusha than now..ngaisiye zvekuzora izvi
@lameckmapako1013
@lameckmapako1013 Күн бұрын
Kana dzimba dzenyu dzikamira nekuuya pa drewmas media ndinoti makorokoto
@AngelaChivero
@AngelaChivero Күн бұрын
Yaa barika rakamufita tecle hauna kuwana wako wakatora wemunwe
@ChristopherKhanu
@ChristopherKhanu 18 сағат бұрын
😂😂😂😂 hanzi mhazha iyo wakabomorwa nechikomba
@JanetMakonye
@JanetMakonye 23 сағат бұрын
Neshamba usartiunzirawo vanhu vakashama panapa this is our platform. Hatidi mahule hule panapa
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Ipapa kana pent ahana kuripfeka inyoka ihure
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 5 сағат бұрын
​@@ChipoMpofu-hl2ll😂😂😂😂😂Kari bhoe kamwana ako regai dzive Shiri kkkk
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 11 сағат бұрын
Siyana nechipfambi unofira mumaoko ezvikomba iwee, hona vanga riri pahuma iro unoti waida kuponeswa here apo
@ChidoChitewere
@ChidoChitewere Күн бұрын
Dzikama iwee Tecla,une kakushinga nhando,pamsamhi vanga usina kusungirirwa ipapo vakadii kubva.
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 21 сағат бұрын
Ko kusviba hanzii marimwezuro uno maity mugere Aiwa Mai vakatengerwa mbeu heeeh ndigere hangu
@Shasa-dz7ex
@Shasa-dz7ex 13 сағат бұрын
Hanzi nhasi vanondiona nda apudheta dressing, pano ndipo paanowana varume ve 0044----, varikutsvaga vari steady😂😢🤣
@ChipoChitoro
@ChipoChitoro 12 сағат бұрын
Ngaawane piece Tecla ikozvino mwari vakamunyaradza.
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 Күн бұрын
Ko ndiyani wawaitiii srry daddy nhai tecla😂😂😂😂😂😂
@DorcasJambwa-z8w
@DorcasJambwa-z8w 22 сағат бұрын
Unochinja kuita nyoka takazvihwa iwemuroyi iwe
@kudzaiczenda1884
@kudzaiczenda1884 Күн бұрын
Ko kuvhaira nekuroorwa pabarika hauna njere nxa
@gbvproject5795
@gbvproject5795 Күн бұрын
Zvaanenge akapera nekachasu munhu wenyu
@kudzaiczenda1884
@kudzaiczenda1884 Күн бұрын
😂😂😂😂
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@fatimangelekele
@fatimangelekele 23 сағат бұрын
😅😅😅😅😅😅Pidigu
@barbaranyaumwe3257
@barbaranyaumwe3257 18 сағат бұрын
😅😅😅😅😅
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 11 сағат бұрын
Gogo vekwaMusami vari pana Tecla, anoda rubatsiro uyu
@JessicaMukora
@JessicaMukora 23 сағат бұрын
Uchadonha honya kunyasi mira uone
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 4 сағат бұрын
Ini hangu ndinokumbira VaNeshamba muzorodze sekuru nagogo vamuri kubudisa maVideo hama dzavo dzinotii Teclar akabuda mavari ,she is no longer part of them ngaachimira ega pasina maVideos aSekuru nagogo let them rest in peace
@shivaayrudra2988
@shivaayrudra2988 Күн бұрын
Mbuya Musami is a hule hule~ 😂
@tiffanysamuriwo2141
@tiffanysamuriwo2141 Күн бұрын
I stand with American guys
@Zee-r2h
@Zee-r2h 21 сағат бұрын
Garisikayi sisi Tecla kana mawana vanokudayi vamwe tikuvashaya dear vano tida Ava vamuku hurira kudayi
@biancatmabika3677
@biancatmabika3677 Күн бұрын
Next time Huya wakavhara mapendeketa
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 Күн бұрын
Can't wait Drewmas Media taking asi to another level
@MOLLYMolly-o3u
@MOLLYMolly-o3u Күн бұрын
Mapfekero ayo dai wambomira kutaura zveku roorwa izvi
@CuthbertGumbo
@CuthbertGumbo Күн бұрын
Soya tecla Aite upenyu gwake murume we adiou nyara kuita makuhwa semukadzi soya mwana Uyo ❤❤ itazvawafunga tecla I support you
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Tacla inyoka ihuree hazvichinje wena
@memoryzenda7338
@memoryzenda7338 17 сағат бұрын
Mwari waMaiguru mukuru, NdiMwari weminana mirayi henyu muone
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 11 сағат бұрын
😂😂😂Hanzi uri joki kaa iwe Tecla 😅😅😅 ndizvo here
@karentakavada833
@karentakavada833 23 сағат бұрын
Mahure musaputse dzimba dzevanhu
@nyaradzoneddie7879
@nyaradzoneddie7879 Күн бұрын
Tecla munin'ina mapfekero awauya wakaita nhasi haaite
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 10 сағат бұрын
Mmm hunhu hwachinja Tecla waane kachihule hule ausisiri wandoziva pakutanga , ma valgur words anoratidza kuti wachinja hunhu
@mattipanyamuzinga8469
@mattipanyamuzinga8469 22 сағат бұрын
Nhasi akuita kunge chembere
@musashoko1389
@musashoko1389 22 сағат бұрын
Ava vanhu takuvaziva they can do anything for you to believe them 😂…pane kahutsotsi kaaitoita munhu iyeyu
@praisekuwaza5673
@praisekuwaza5673 11 сағат бұрын
Iii dressing code yacho.
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 10 сағат бұрын
Kasoro kako kanenge kuwee kumasowe kupi ndimimunosvibisa chinamato chajohane munhu akamboenda kumasowe anogerwa sekuwee uchipfeka kahembe kasina hunhu pamhepo ipapa urikutoda kutikanganisira neshamba kusekenyeka kwenzenza
@JessicaMukora
@JessicaMukora Күн бұрын
Chihure chafumuka 😊
@tanyairene3225
@tanyairene3225 23 сағат бұрын
Kahure aka 😂😂😂😂 apa taitoti kamunhu bho izvo yowe
@JessicaMukora
@JessicaMukora 21 сағат бұрын
@tanyairene3225 kahure hozana chaiko ka Satan
@MercyKarumazondo-c3u
@MercyKarumazondo-c3u 22 сағат бұрын
Better wakasiya positori tainyarirepi isu bemadhuku
@emenjildavioletdzama8886
@emenjildavioletdzama8886 22 сағат бұрын
😅😅😅
@FaithDhori-sw8hu
@FaithDhori-sw8hu Күн бұрын
Tecla vhura page watove famous
@MerinahMataire
@MerinahMataire 14 сағат бұрын
Mapfekero ako tecla akutiudza zvauri chaizvo. And ndanzwa kunyara
@BensonMutegwe
@BensonMutegwe 22 сағат бұрын
Tsvaga Jesu ndakunzwira tsitsi
@DorcasJambwa-z8w
@DorcasJambwa-z8w 23 сағат бұрын
Musha upiko iwe ndiwewakaparadza imba yeumwe mukadzi
@JamesKanoda-nf2ud
@JamesKanoda-nf2ud Күн бұрын
Dressing ne hiar style howfar
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson Күн бұрын
Vanhu hafariri kufara kwemunhu worse baba vakatumirq audio hhhhh vaneutsinye neshaisano ,Tecla zvichanaka
@MercyKarumazondo-c3u
@MercyKarumazondo-c3u 22 сағат бұрын
Sak warambw kkkkkkk
@JessicaMukora
@JessicaMukora 23 сағат бұрын
Wakaparadza imba yemukadzi akabuda uya itya mwari 😊
@TatendaFeremba
@TatendaFeremba 22 сағат бұрын
Handiti vanhu murikuti ihure auya akakupfekerai zcechihure ne cut moshora
@LindiwePhiri-u5f
@LindiwePhiri-u5f 21 сағат бұрын
Tecla Dai ambosiya zvekuisa information yeke yese pa midhiya
@TanyaShumba-b8r
@TanyaShumba-b8r 13 сағат бұрын
Ko iwe haukeswi here kutora murume wemunhu
@tracylyson1371
@tracylyson1371 9 сағат бұрын
Haa Tecla wandisvota siya murume nemunhu uko kuda zvakapfawa kunge honye uchafira mahara. Kutoenda uchiziva kuti anemhuri
@cynthiamukwenya4688
@cynthiamukwenya4688 9 сағат бұрын
Tekira ukatora wangu ndouya ndikakurovazvekuti wazvinzwa 😅😅😅😅
@PoliteNkomo-t9l
@PoliteNkomo-t9l 10 сағат бұрын
Mafuta akukubikai vakomana teckie. Siyai kuzora please please makanaka makadaro
@TakemoreGoko
@TakemoreGoko 8 сағат бұрын
Tekira ihure mhanii😢😢😢 ngaabveapa
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 11 сағат бұрын
Tecla we following you zvekudaro haaa apa mazvifumura amai musami kupfeka hairstyles kuramba uchivhenekwa nenyika yose bvaapo mhani itai chipfambi chenyu kudema ikoko
@DorcasJambwa-z8w
@DorcasJambwa-z8w 23 сағат бұрын
Iwe mukadzi wenyoka ibvapo zihure
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 Күн бұрын
Drewmas media ummm mada guhwa zvisina kunaka😅
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 Күн бұрын
Tecla today she is not looking good, she is going thru a lot. And her hairstlye is something eish dont suit her ,gara hako uiyine doek Tecla.
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em Күн бұрын
@@proactiveafrica323 inini andina nguva yekurwira murume kana adiwa adiwa ndinoenderera mberi nehupenyu hwangu,kana achitida these it's okay ndokunewo neni ndazvifarira,vanongouya mainini togara,chero achitiira zvakafanana.
@VIVIANMASAMHA
@VIVIANMASAMHA Күн бұрын
Plus mafuta anoda kuzora muviri wese
@PrinceMuleya-kz1jm
@PrinceMuleya-kz1jm 19 сағат бұрын
Iri ihire
@PrinceMuleya-kz1jm
@PrinceMuleya-kz1jm 19 сағат бұрын
Hure iri rinota kungoroyiwa chete Kuti azivhe chakanaka nechaka shata nosence kushata
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em 16 сағат бұрын
@PrinceMuleya-kz1jm tikwanire,kuroya munhu nekuda kwemurume haunyare,kana ukamuroya usisa diwe anongonotswaga mumwe chete,kana achida barika angotora chete,pamusoro pezvo morambwa futi so dende renyu richifungawo musaita varume vekuita kuchemera ndosaka vachizokuitayi toy mudzimba umu.
@dasilva8081
@dasilva8081 12 сағат бұрын
Pfambi_nyoka musami..cut boer errr nemapfekero pachivhiti vhit 😮
MUSAMI FIRE 3 ......ICHOKWADI HERE KUTI MUZUKURU IPFAMBI?
41:52
Drewmas Media
Рет қаралды 13 М.
Как Я Брата ОБМАНУЛ (смешное видео, прикол, юмор, поржать)
00:59
Леон киллер и Оля Полякова 😹
00:42
Канал Смеха
Рет қаралды 4,2 МЛН
Chikomba chabatwa
51:47
Manass-Chibanda
Рет қаралды 8 М.
CHIVHU... SADZA .........AKAROHWA NANATEZVARA NDOKUBVA AZVIURAYA
29:14
Как Я Брата ОБМАНУЛ (смешное видео, прикол, юмор, поржать)
00:59