Amen munondigonera imi kana ndakaremerwa ndinotanga kusekerera sooooo mogonesa AMEN
@DecentGumbo-m8q2 ай бұрын
Amen ,church iyi ndovigwa nehossana
@Shamiraitsara Жыл бұрын
Amen ndinotenda Kristu Jesu zvaariye nzira, nehupenyu huri maari ndatenda Mweya
@athasblack6436 Жыл бұрын
Amen 😢 hearing this song makes me wonder were am going, is it hell or heaven for that father forgive me nokuti ndiri munhu wenyama ndinotadza nguva dzose 😢
@brightmatimbe524910 ай бұрын
What's the name of the song
@ianmugari3286 Жыл бұрын
Ameen amen ...mufundisi vanoimba zvinoburutsa nyasha ava
@emmamariyanadzo62593 ай бұрын
Shuwa ndatotendawo mweya mudenga Ameen baba
@obeyngorima4588 Жыл бұрын
Chegutu iyo Mufundisi Masenda Vanorira I miss home
@claitosverengera117 Жыл бұрын
Munotikombera 💖
@JaneMatarutse4 ай бұрын
Amen munondigonera imi
@SandraTesiwa6 ай бұрын
Ndokumbirawo malyrics acho mapostora Amen
@emmanuelchinamaringa10085 ай бұрын
Muviri wangu kana wafa unoiswa muguva, chinokwira mweya kuenda kudenga. Nhamo nedambudziko zvandiwira nhasi, garai neni ndigare munemi.