Mwana onendesa baba vake kudare achibvunza kuti sei muri kugara nemukadzi wangu? | Dare raChief Dotito
Пікірлер: 508
@user-jl4xi6ds1x5 ай бұрын
I love yu daddy yu are the best, be blessed atezvara❤❤❤
@AngelineNyararisaiTarehwa5 ай бұрын
Chief hamuzivi kutonga Muroora akapotera kuvabereki vemurume which is a good thing .Haasi nzenza anoda kuchengeta vana vake vari mumusha mavo Well done vatezvara you are one in a million
@patiencemaunga36795 ай бұрын
Chief hapana chavatonga havagoni kutonga
@glomukbusiness3 ай бұрын
True. Chief havagoni
@agnellamusonza2 ай бұрын
Hapana chiri kuziikanwa apa naChief, tezvara vakatobatsira paGBV
@godwinchiutsi91835 ай бұрын
Thank you father in law. Chengetai muroora wenyu nevana vake. Iro ibenzi remwana.
Unobvepi nhai ndiri we kwachidembo under this chief, apa vatadza mambo
@glomukbusiness3 ай бұрын
Really sad. Rombe chairo
@user-gr4kd9ii3d5 ай бұрын
Dare irori havana wisdom and knowledge of handling cases
@Jmuringa065 ай бұрын
the best father in law vanoziwa kuti mwana ibenzi iri
@vivianmugowa39185 ай бұрын
Ko bota arikuriwanepi pa 4yrs mroora uyu
@josephinemugwagwa53234 ай бұрын
Baba hawana kukwana awa ndi chief wekupi wakadai saka murikuda kuti varase muroora nevana iwo mwana wavo ari benzi,best father in-law ever
@user-rr9ym3tc8g5 ай бұрын
Uyu ngaaripe baba uyu. Mambo muchanyara auraya munhu. Haana tsika imhondi.
@cleochihombiri57375 ай бұрын
Vatongi varikurasika avo ,mukomana uyo varikuita sokuti varikutomupembedza kurova baba,Baba vanekodzero yekuchengeta muroora kana mwana wavo ari benzi se riiro
@claitosverengera1175 ай бұрын
Taurai zvenyu
@user-yu3ye8vs3u5 ай бұрын
Ibenzi mukomana uyo airohwa nedhuku
@user-oe9rw8os6w5 ай бұрын
Mambo is in favor of the boy ,Ari kuvhara mroora kt ataure ,Tezvara did everything nekuona hubenzi hwemwana wavo ,Mambo uyu matoto chaiwo
@jayr93475 ай бұрын
The best father in law ❤
@langtonmhembere56744 ай бұрын
Very correct, mambo nedare ravo usiku chaiwo hwezhizha dema
@jacobzinguvo10305 ай бұрын
Ko Mai vako havasi kugara nemukadzi wako here kurikungonzi baba baba .tongai nyaya hanzi ndakaramba mukadzi kare asi ogara nababa 😮
@estherchigondo71895 ай бұрын
Mwanakomana uyo dambudziko . Baba vaivhumbamira havana mhosva
@molinamurinye79935 ай бұрын
Chokwadi haunyepi
@thandikuzvinzwa28385 ай бұрын
Mambo ava nemachinda vane pfungwa dzinetsvina. I am sorry these people are very bad. They are armtwisting the people. Mukomana uyu haana nyaya. Zibenzi remunhu. I am sorry this court is very biased. This guy is saying too many statements and the Chief and his court is something else. Ndokutonga kwetudzii ikoku?
@munyaradzinherera33835 ай бұрын
Surprisingly vachuchisi havasi kubvunza mibvunzo ine musoro. Bvunzai relevant questions kwete kufadza mufana wemutoriro. Apa vanenge vari kutopembedza mwana kurova kwakaita baba vake. Reason yaakavarovera atozoifunga akagara mudare imomo. Ikozvino vakuti anotya baba vasina kana kumudzorera paakavarova. Unobva washaya reasoning capacity yavo yakamira sei? Kana aine umbowo hwekuti mkadzi wake nababa ngabuditse.Baba avo vane vamwe vana here if not zvogona kuita vave attached kuvazukuru vavo. Apa chirume icho chakatoramba mukadzi several times apa dare rinoda adzokorore futi. BABA VATI NGAVAENDE KANA PANE ZVAZOITIKA RANGARIRAI ZUVA RANHASI NEKUTI MUFANHA UYO AKATOROHWA NEDRUG PAAGERE APO. KANA IRI NGOZI MAMBO VANOZOFANIRA KUIRIPA VOMENE NENHAU YEKUSAGONA KUBATA MAZWI.
@wellymatazyakatich82785 ай бұрын
Ava She njere chaidzo havana kana kana zvavo he is older than chief Bushu by far but the way he analyze community cases is totally poor. Uyo mukomana anotoonekwa pachena kut inyope yapura but zvichibva kuvabereki vaimubata sezai achikura achiita zvaanoda. Nhasi uno they are reaping the results of their seeds they planted long back ago. This guy should be a last born because that age but his being forced to go to work to put food on the table for his family vanhu varume vakadai kuzvarisa vana vevana vevanhu rukono lazy men are active on sex badly compared to hustlers. Uyu mukomana anonyadzisa zvisingaiti better baba vako vanotokuchengetera mhuri yako next time another guy from outside will be supporting his wife in everything achitimbiwa zvakasimba kana kutopihwa mwana. Asi ndafarira zvataurwa nababa avo kut ngavabve havo asi kana zvinenge zvazvoitika ngavauye kuno kudare kwete kwandiri. Nyaya iyi ngaiyende kwaChief Bushu man or Chief Mutasa kwete ichi chimambo cheZanu pf kanozvida zvisinamaturo kutopfeka tumagirazi kani senge kane njere. Munyika yachimambo ichi vanhukadzi vanoshungudzwa.
@titusmoyo69645 ай бұрын
Baba havana kana chavakakanganisa kungoti nyaya yawira mumadofo mkomana ndopasina zvababa
@GeorgeNagasaki5 ай бұрын
Uuumm katongero kenyu kkadhakwa baba namai havana mhosva uyo mpfana uyo ndiyo nhubu
@RebeccaManzou5 ай бұрын
Shuwa ibenzi
@patiencemaunga36795 ай бұрын
Zibenzi chairo
@shebs22074 ай бұрын
Shuwa
@Jimalokhaki5 ай бұрын
Mwana ibenzi uyo- I wonder why the Court can’t not see that. Plus pane vazukuru ka apo. Why is it always about SEX -
@gorashingirayi49145 ай бұрын
Thats the worst court hapana chinoziwikanwa ne dare iro
@RebeccaManzou5 ай бұрын
Worst chief nxa
@shebs22074 ай бұрын
Vakadhakwa
@noeljchizaza99765 ай бұрын
Shocking, very biased and unfair questioning. The old man was just helping vazukuru vake.
@juliaomanuel68634 ай бұрын
True so biased
@barbaramondiwa5 ай бұрын
Vatongi murikukoniwa muroora achaendepi nevana 4 ibenzi mwana wavo.chamgamire musaite kunge musina kubereka imi avo tezvara vanovaka imi makutopunza imba yevana.I salute you father in law
@biatricetengwa73825 ай бұрын
Nhai dare iri chiichaizvo nhai , saka varikuti muroora aurawe hake nemukomana uyo vabereki vakatarisa here ,vatana avo kutsvaga kuchengetedza hupenyu ,murume akabvapamba 2 weeks ago muti dza4 yrs, mambo dotito nemakurukota Ake munehudofo hunoshoresa Zimbabwe 😢😢
@kudakwashebshekede99475 ай бұрын
Yeah apa hapana nezvedare apa. The father in law is a very good man. Mwana nedare ndivo vakadhakwa zvavo.
@juliaomanuel68634 ай бұрын
Taura zvako kudhakwa zvemhando kkkkkk
@thelbabie77035 ай бұрын
Haiwahoo hamuna zvamunoziva hamugone kutonga fut
@EuritaGanagana5 ай бұрын
Haaaaa iri dare randibhowa regai tiswere kwaChigodora zvedu
@paulinenhamomusagwiza37285 ай бұрын
Ko kunoterera vamwe vachitonga mudzidzewo ,dai ndiri ini ndatotonga kudarika imwi ,ko mwana wevanhu akaurawa hamufunge imwi
@RebeccaManzou5 ай бұрын
Ahhh imi vatongi makaitasei hamusi kuona baba varikuvakiridza mhuri yemwana here.kuteerera zvemutoriro izvo mopenga here imi nxa
@thandikuzvinzwa28385 ай бұрын
This Chief is very bad. This old man is looking after the interest of his daughter in-law and grandchildren. The Chief is very biased and unfair. The Chief is not planting seeds of peace. I am very disappointed with the court.
@plaxedeskureza32665 ай бұрын
Chief ava vanoparadza
@gracengundu5 ай бұрын
True
@tthex64845 ай бұрын
The old man wants the young muroora no other explanation here. Itsitsi dzeyi
@user-qd8be7di6k5 ай бұрын
Saka mwana akati mukadzi handichade mukadzi baba vangamanikidza here
@kudakwashebshekede99475 ай бұрын
💯
@anywaytinoza81905 ай бұрын
Vedare hamusikubata nyaya zvakanak,murikunzwisisa here kut mkomana anoitazvedoro plus abuse,ASI ndiye akatora mkadz back omushungurudza zvakare
@melodytaaziva72215 ай бұрын
Dare rudziiko iri.
@shingikavhai64225 ай бұрын
saka doro rinoita kuti unogara natezvara
@anywaytinoza81904 ай бұрын
@@shingikavhai6422 my thinking is Baba vakatya kuti mwana wavo achakuvadza mkadz rekuramba achirova that's why vakati tamai muuye mugare padhuze
@gorashingirayi49145 ай бұрын
Iri dare is full of drama havana chawanogona .Atezvara wane kodzero kuchengeta mhuri yawo kuburikidza nokuwana kwawanoita . Mwana uyo ibenzi .
@takazkashaya5 ай бұрын
Chikomana chipenzi chemunhu
@DavidNdaidza-gj3jx5 ай бұрын
Dare iri riri biased kana akauraya mwana wevanhu ngozi inouya mumusha Vana ava zvechikoro zvatopera
Shocking line of questioning to father in law. The obsession with inappropriate illicit sex is sidetracking the court officials' focus. The oldman has a right to protect his grandchildren, his bloodline. This cooking up of a potential sex or other scandal regarding muroora staying at in-laws is preposterous. Shame on the court.
@innocenthapazari86995 ай бұрын
Asi vanogona kunge vari right; dont dismiss them very fast. Chafukidza dzimba matenga hama weee. Plus ukavona madhara iwawa achi Postpona nyaya usanyanya kumashoora futi; anenge achitoda kumboenda pagiraundi kuinoita mainvestigations awo. Endi kuenda pagiraundi kunoshanda becoz ukazvitarira mumatare umu vanhu vanoramba mhosva dziri pachena and in many cases witnesses refuse to come kuzopupura zvinhu zvakaitika varipo. Asi behind the scene vanenge vachitaura chokadi; vamwe vachitova nemaVideo ezvakaitika, especially these days dzetechnology. Hamuvoni Headman Chigodora kazhinji achitongo declare kuti nyaya iyi tinoiziva; endi anobva pamwe pacho atozopa majajimendi acho akanyanya kutsamhirana nemaziviro ake nyaya yacho; kwete nhema dzinege dzichitaurwa mudare.
Taura zvako! The old man seems to be genuinely concerned with the welfare of his grandchildren. Unfortunatelly, the court, with its seemingly polluted mind is frantically trying to divert attention towards there being a sinister motive. I am very dissappointed with the court's thinking.
@fambailangtonshasha16615 ай бұрын
Taura hako. The court officials are lost in focus. They can't see the better reason of keeping murora wake
Chief kutomga hamugoni ndochokwadi , go and have Solomon's wisdom from chief Seke , just 6 months you will be able to pass a good judgement . Truly speaking you have ( L ) behind your back . Tezvara havana kukanganisa kutora mhuri iyi kuti ivakire pedo nekuda kwechikonzero chinoti ( mwana wavo adhakwa airova muroora . Ivo ndivo vaizoshevedzwa kumisa noise iyi , uye vaigara kure ) baba vaiziva tsika dzemwana wavo . Mwana akanyara kugara pedo nevabereki nekuda kwetsika dzake dzakaipa. Apa mambo manyadzisa
@user-nl4cf3yr7e5 ай бұрын
Ana mambo haaa makoniwa apa hamugone kutonga nyaya
Mambo hamugone kutonga zvenyu.....garai pasi sit down nxaaa
@user-gq9fg9wf3n5 ай бұрын
baba varikuita zvakanaka kuchengeta vazukuru nemuroora. blaz irombe uyo.
@tapiwamuza36975 ай бұрын
Mambo vakabhadharwa kare , nyaya iri pachena iyi mambo vaakungotenderera nzvimbo imwe kunge fenni
@pelagiamuguti86935 ай бұрын
Mambo chavanoziva kupfeka kahat chete nyaya iripo varikuiona but busy kutsvaga nyaya yechihure. Ipai mambo vamboverenga ma comments vaone how disgruntled we are as a people. This isn't fair at all.
@TheChekas5 ай бұрын
Haatongi chinhu muface iyeye, sascum chaiyo
@Tari23785 ай бұрын
Dare rarasika iri!!!! Tezvara is safeguarding muroora ne vazukuru.
@NelsonDaily3374 ай бұрын
Best father in law 🙏
@benmunashe51875 ай бұрын
Munofungira murume mukuru kuti arikutadza kutaura here munopenga fani.
@darlingtonmuziro82745 ай бұрын
😢Abvunzwa kuti une chaurikufungira baba vako here kuti vsnogona kunge vachiita mudzimai wako naiye akatoshamisika,chief varikutonga Makuhwa emuraini kwete nyaya,
@tariromagwaza5 ай бұрын
Dai kuri kwaMambo Nyamaropa nyaya yatongwa zviri fair iyi Mambo ava vakadhakwa
@Tari23785 ай бұрын
Vamwe vana Mambo would have applauded tezvara and vamwene
@godwinchiutsi91835 ай бұрын
Very true
@user-ux3rp4dd9m5 ай бұрын
I'm very angry namambo uyu
@RudazTinman5 ай бұрын
Ana mutongi gava awa vanoziwa here handitongwe nezanu brain idzi.... Hautoziwe kuyananisa mhuri
@netsayikanengoni16775 ай бұрын
Kamukono Ketsambarafuta, ngakatibvirweapa. Karombe kemunhu. Sei arikuda kunyepera kuzungaira arikufoya kuti baba varikudanana nemuroora. I like vatezvara way of 🤔 vakatoona kuti mwana wangu irombe rega ndichengete vazukuru. ROMBE REMURUME. Saka arikuda kutaura kuti baba vake vanodanana nemudzimai wake here? Benzi remwana.
@edithchiro24095 ай бұрын
am disappointed dare harigone kutonga iri tezvara wakagonesa avo kuchengeta vazukuru ne murora
@SheStoicForLife775 ай бұрын
This guy is a liar. He lives in his parent’s home and eat food provided by them too. Iye nemukadzi wacho are dependencies of his parents. Adya azvimbirwa otema baba nematombo. He’s so selfish that anotora mukadzi kwaanga ozvishandira, impregnated her omuti zvakare ibva pano. Pakaipa! Iwe young lady this time go do good and never be turned head again. I think your father-in-law will help with your kids and iwewo tsvaga chekuita to support your kids. Expect nothing from your babies father. Until asiya marijuana iri kumutenderedza pfungwa, hapana hapana. Sorry to say that but it’s true.
@nathanc18405 ай бұрын
Mambo varasika apa ummmm so sad
@RemiTembo5 ай бұрын
dare iri is a bunch of nincompoops
@mercymupandanyama25184 ай бұрын
Good chief good father in law... problem mwana uyo...
Vadare naMambo wenyu dzidzai kubva kune mamwe madzishe sei muchitonga sepwere munoda mkomana uyo ataure chokwadi chekutiii kuda kumupaka manzwi mkanwa sk munoda baba ava vari kutorana nemuroora here baba vane moyo wekubereka chete
@givemorechivandaidze14234 ай бұрын
We nolonger have culture & tradition... coz of the man nolonger loves his wife was supposed to process proper devorce,, while taking care of his kids ..But his father us taking care of his grandchildren,,its Becoming his offense for protecting his grandchildren... Young man is not responsible at all...Our Chiefs courts zvadhakwa ...kupondana hakuperi....
@benmunashe51875 ай бұрын
Ndiwo matongero ayo munoita nyaya here kuDotito kutadza kutonga kudaro
This traditional court destroys family ties. fully grown grey haired elders vanongofunga zve bonde chete. A responsible father can help his own without any benefits. The boy is just a failure who is hiding behind kutadzirwa.