Mwari makatisira sakaramende

  Рет қаралды 2,682

ZB CATHOLICS

ZB CATHOLICS

Күн бұрын

Mwari Makatisiira Sakaramende - J.K. Dzingai
(Tantum Ergo)
Part 1:
M: Mwari makatisiira sakaramende
V: S/A Mwari makatisiira sakaramende rinoshamisa, kuti rive chiyeuchidzo chokutambudzika kwenyu
B Mwari makatisiira sakaramende, rive chiyeuchidzo chokutambudzika kwenyu
Madetembo:
1.Ani naani anoona mwanakomana achimutendera awane rupenyu rusingaperi
2.Nouyu anenge achiuya kwandiri handitongomurasira kunze
3.Uye kuti ini ndimumutse nezuva remhedziso
Part 2:
M: Tigonesei kuremekedza
V: S/A Tigonesei kuremekedza muviri neropa renyu kuti murambe muchitirara misa imi munogara nokutonga kwemisi isingaperi tigonesei kuremekedza sakaramende
B/T Tigonesei kuremekedza muviri neropa renyu muchitiraramisa imi munogara nokutonga kwemisi isingaperi tigonesei kuremekedza sakaramende
Madetembo:
1.Zvirokwazvo zvirokwazvo ndinokutii kunge musingadye nyama yomwanakomana womunhu nokunwa ropa rake
2.Anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu ane hupenyu husingaperi
3.Kana musingaite izvi hamungave nehupenyu mandiri

Пікірлер: 5
@ZBCatholics
@ZBCatholics 3 жыл бұрын
👆Lyrics are in the description box👆
@sydneychad4514
@sydneychad4514 3 жыл бұрын
Tigoneseeeeeeiii kuremekedza muvuri neropa renyu kuti murambe muchitiraramiiisaaaa imi munogara nokutonga kwemisi isingaperiii, tigoneseiiiiii kuremekedza saaacramendeeeeeeeeeee dhubu dhubu uko !!!!!
@paulinek9513
@paulinek9513 3 жыл бұрын
Where can l get this song in audio not vid?been looking for it forever
@bandaemmanuel1
@bandaemmanuel1 3 жыл бұрын
lovely as always. Are you the one conducting
@ZBCatholics
@ZBCatholics 3 жыл бұрын
No 😂 He is from Rhodesville parish
Ngatitende Kristo akatidzikinura
6:12
ZB CATHOLICS
Рет қаралды 9 М.
Husiku Hwechirairo Chokugumisira
2:37
ZB CATHOLICS
Рет қаралды 2,2 М.
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 14 МЛН
إخفاء الطعام سرًا تحت الطاولة للتناول لاحقًا 😏🍽️
00:28
حرف إبداعية للمنزل في 5 دقائق
Рет қаралды 44 МЛН
My Daughter's Dumplings Are Filled With Coins #funny #cute #comedy
00:18
Funny daughter's daily life
Рет қаралды 8 МЛН
Mwari Ngarumbidzwe  Inner City Deanery and Magis Youth Mass
5:34
ZB CATHOLICS
Рет қаралды 38 М.
Mwari Makatisiira Sakaramende ||Instrumental
6:35
Tinashe Sigauke
Рет қаралды 1,4 М.
Mwari ngaarumbidzwe
5:14
Opus Kline
Рет қаралды 4,7 М.
Omberai Tenzi
4:44
LionIris Films
Рет қаралды 72 М.
Uyu ndiye mufudzi watumwa naMwari baba
3:10
ZB CATHOLICS
Рет қаралды 4,9 М.
Zimbabwe Catholic Shona Songs - Mweya waTenzi Mwari Uneni
4:20
Zimbabwe Catholic Songs
Рет қаралды 10 М.
Avinu Malkeinu - Dedicated to a Wounded Soldier
5:59
Azi Schwartz
Рет қаралды 27 М.
Ndimi Mwari Wangu Official Video - Zim Catholic Music
8:20
JesCom Zimbabwe TV
Рет қаралды 117 М.
Mwari akatuma dama rakanaka
5:02
NotAshaimedofGospel
Рет қаралды 24 М.
Jesu akadana vadzidzi vokutanga achiti - Inner City Deanery choir
5:12
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 14 МЛН