Nyika haingatongogimi variverudzi rwaMwari vasati vadzoka pakuipa kwavo help me lord this is my church ths is were l belong ndibatsirei ishe jesu ndidzoke muchurch renyu satan anonditevera handigoni kumukurira kana imi musipo
@NyaahMaks7 ай бұрын
Wakadzoka muchurch here mwana wababa wangu
@TKG20246 ай бұрын
Ramba uchikumbira Mwari anokupa simba
@bitqueen80352 ай бұрын
Amen tese
@davidnyamasvisva-807011 ай бұрын
Baba Mwazha true shepherd of God's flock.
@AnesuMusa Жыл бұрын
Amen yakaimbwa zvakanaka hymn iyi
@callistoruzani38144 жыл бұрын
This is my dream church ndichatendeuka chete one day
@nomsanyika15434 жыл бұрын
Ukutononoka
@NyaahMaks7 ай бұрын
Wakazotendeuka here mwana wababa
@tiffanychiwaridzo93434 жыл бұрын
Munoziva kusasimba kwangu Jehovah Amen.
@christinechitambala95044 жыл бұрын
Wow,! Feeling the anointing ,baba Paul is really blessed , look how God has preserved him , with long life He has satisfied him🙏🏿
Amen ndoda mwari muyamuri uri wangu ndakatengwa neropa raishe ndava wake chose uye ndakasunungurwa God bless the African Apostolic church nekuimba kunotapira munzveve
@gorogodotariro26492 жыл бұрын
I’m beginning to fall deeply in love with this church 😢
@simbakunaka5926 Жыл бұрын
Come and join us
@mathiasbasera57465 жыл бұрын
Reminds me of our days @Dewure High
@regeraimapara59473 жыл бұрын
Thank you Lord Jesus for standing as an Advocate to declare us 'NOT GUILTY' before the Father by your blood. This song overflows my spirit with the love of our Lord Jesus Christ.
@tommwangi75447 ай бұрын
Which language is this and can someone interpret please?