Ndomaperero efirimu racho here nhai team to be honest ini handina kuguta apa chikafu chacho chichinaka so...basa murikurova pafair rambai makachi master saiizvozvo ❤❤❤❤❤❤❤
@machisijackКүн бұрын
Part 2 released
@ViolarRutoro-n3f15 күн бұрын
Watching from Capetown
@VidicalDumbu-l1g15 күн бұрын
Waiting
@DevineMukaro14 күн бұрын
Tamirira another episode Mr Naiza 😊😊😊chirikunaka ichi😊😊
@charitymatemera919414 күн бұрын
Rikunakidzq shame, but ranzi full movie meaning ratopera😢
@FaithMabhebhura-ir9fl15 күн бұрын
Tamirira guys 🔥🔥🔥🔥
@SharmeineMatsangura15 күн бұрын
Hoyooooo 🔥🔥🔥🔥
@DicksonChinembiri-j2g14 күн бұрын
Dimba mu office makakufita shame ❤
@HappyMagwaza-k6d11 күн бұрын
Aaah neiza boom ichiriko ndane nguva .
@TrustMurove15 күн бұрын
Vaya vekutiza vari kuona here kuti havasivo vairira kkkkkkkk, muchinda uyu anonzi Naiza chibaba, ane chipo, ndotoda kutondo mushandirawo ini
@theresachikomba266514 күн бұрын
Don't judge ndativaraidzwe chete zvimwe ratove drama