Naiza makapenga mondigonera zvangu Thank you very much keep on going to the next;next LEVEL 🥰🥰🥰🥰
@missmadas2036 ай бұрын
I love the protection mai Cleo is giving to her girl child but she is doing it because of jealous. Poor Cleo she has no clue. There are true stories of women who have actually killed their daughters because the daughters end up in love with the mothers boyfriend. I don't trust the boyfriend. He looks like a smooth criminal 😂😂
Class iyi bodo 😂😂😂 mai Cleo muudzei mwana uyu shuwa anyanyq
@Tapiwanashe-o1q5 ай бұрын
Haiwavo Ivo ndivo vanopenga 😮
@BlessedKamunda6 ай бұрын
Jonga dai pa next option Yako Act like wakarecoder Madam from nyaya ya-Lily till pane iyi yevaiti u know me... Then wobudisa those evidence in Court zvinakidzeee... Like my comment ❤❤
@AnnaBanda-ll7po6 ай бұрын
Yiah asi izvi zvikakasira kubuda ndiko kupera kwe drama ngaamboita seakazungaira zvake timbotandara 😂😂😂😂😂
@BlessedKamunda6 ай бұрын
Cleo ukaenda kunoona baba vako I'm seeing you out off movie for while, urikubiwa iweee😂😂😂 daddy vako vausingazivi basa ravo avooo ummm ko kana vachitengesa vana, hoyoo, Like my comment ❤❤❤
@gracematsika73046 ай бұрын
Black wakonzeresa iwe ka❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
@user-mp3bx2nj6r6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂zvirahwe nyama
@Sencikrashiya6 ай бұрын
😅😅😅? mai cleo mandimakidza murikuda kuuraya mwana nekuda kwemurume
@Chiefwidzo6 ай бұрын
Haa senzeni ndiye azopedza masports na blackie 😂😂
@roybasapfupi80176 ай бұрын
Tamirira I hope Maudza rimwe hour
@JohnWhite-c1k4 ай бұрын
Officer muno actor zvedi 😂😂😂😂😂😂😂😂
@shanteldineo6 ай бұрын
Iyi class iyi inotoda kuenda wanwa maparacet chaiwo😂
@yolandanyakonda4876 ай бұрын
Be careful Cleo gold digger 😂😂😂😂😂😂😂is coming
@LadyMericyRunetso6 ай бұрын
😂 mwana wangu ane 3 years aziva Senzeni 😂😂😂🎉
@Tatenda-oh2kx6 ай бұрын
NB is my favorite
@sandrashoko52386 ай бұрын
Jonga ndakakudeedza kangani paya 😂
@gracematsika73046 ай бұрын
Mailed is agold diger ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@evertonkadyevhu35716 ай бұрын
Waiting guys jonga mfana wangu unopedza masports
@NyaradzoChihumwi6 ай бұрын
Waiting
@AbigailKatsande6 ай бұрын
MaiCleo you are right inini handitruste BF yangu pamwanasikana wangu never
@neverkhumbula67546 ай бұрын
Elsan na Solo 😂😂😂😂😂😂😂
@TendaiChikawu-h8x6 ай бұрын
Joga taura secret iwe ❤u all murikugona
@TondeMomberume-n2i6 ай бұрын
Madan ivai nemoyo wekuregerera😁😁
@PassmoreTavana6 ай бұрын
Be intereste🎉
@Elizabeth-g8m6 ай бұрын
Naiza boom munorova basa who agrees😊 👇😊
@sniperbhanditi14516 ай бұрын
Plz naiza taikumbirawo Kuti every episode ive ne 30 minutes plz
@Tatenda-oh2kx6 ай бұрын
😢😢?😢iiii Jonga
@tafaratshuma63536 ай бұрын
Looking good Blackie
@zimbostreetstv19056 ай бұрын
Ho ho ho it is so funny
@tbm07096 ай бұрын
Ko episode 66 asi yakajambiwa, ndirikuitsvaka asi ndirikuishaiwa
@TamukaKawango6 ай бұрын
Mai Cleo Itai pfungwa dzinoshanda daddy vadzoke kkk
@AnnaliceJachi6 ай бұрын
Madam Svinurai maziso enzvenzvana momaziva hre imi😂😂😂😂😂
@BafanaManake6 ай бұрын
waiting
@TateguruBusayi6 ай бұрын
Thank you Director, Jonga my advice enda kuna madam semaendero awakaita pakutanga wotongoti ndaida kuona kuti monyatsondida here😂😂 ngatingomupawo malikes Jonga ari panguva yakaoma