Ini handipindi muSaloon,ndakatotsidza kt anobata musoro wangu mwana wamai vangu chete.and ndiye anoruka tese tiri4.inini ndozomurukawo.1,ukarukwa nemukadzi ari kunguva rinodambuka 2,nyaya yehurombwa ndiyo hurusa uuuum ini ndinozvigadzira vhudzi rangu ndega.izvozvi ndine mukwende wevhudzi.Kusaloon kune zvivi uku
@AlettaChiyangwa-xd1exАй бұрын
Zvino isu mumhuri macho hakuna kana 1 anoruka vasikana saka tidiiko veduwe 😢
@tatendagwata9768Ай бұрын
Yaaah kubva nhasi ndichati ndikagdzirwa musoro ndomiira vhudzi rangu ndoridyora ndega ndoriisa mu Toilet nekuti ummm Ma Salon ayaa
@michaelmaziya2930Ай бұрын
Saka mauya pano kuzoganza nokuromba hre nhai mkunda mangwana muchauya pano mava kuda rubatsiro nyoka nemdhara zvanetsa saka munoti mune Mari hre madini kutsvaka Mari yakachena isina Ropa nhai .
@Ruerue-t6fАй бұрын
Chandiri kuona pamhiko dzese is that its a set up. You will be set to fall & fail so that you sink deep. Unopiwa mhiko inoenderana ne weakness yako. Haupabudi. Unotonyura chete. Haisi mistake, its designed like that.
@AlettaChiyangwa-xd1exАй бұрын
Well said
@mphomolefe51728 күн бұрын
Haaaa we hear nothing and u now we love ur show
@MaslineNyakujara-i3eАй бұрын
Ini pandirikuita chimadhumbe kujoni mumba imomo munevhudzi rakaputirwa pa newspaper rakasungwa mu plastic but boss vangu vanoita zvemishonga ende vakatotaura straight kuti iwe kana uchinamata namata ini ndoita zvinhu zvangu
Ìni ndinotogerwa am on a safe side hiiiiii nhai imi ndatya
@agneskadewela6872Ай бұрын
Yaaa zvakaoma shuwa zvinotyisa izvi ummm
@margaretmoffat4701Ай бұрын
Zvakaoma imi kunze uko kwakutyisa
@MbingaRessАй бұрын
Ndine friend yairuka musoro from Joburg she manifisted zvaanoita nevhudzi remacustomer ale from that time handirikwe msoro
@nothandoncube9557Ай бұрын
So what will happen kune vashandisirwa bvudzi
@lizbertifyАй бұрын
Hupenyu here uhu veduwee 😢😢 Zvakaoma shuwa hhmmm Out of everything ndinobatikana nekuchekeresa mhuri
@LoiceMtisiАй бұрын
Iiii mwari bvudzi rangu
@shantelnelda4929Ай бұрын
Ummmm vanhu varikuromba ndatenda zvangu
@mercymupondiwa9426Ай бұрын
Saka toti marriage yenyu makasanganiswa na Satan here 😢😢kuita competition ye kuuraya hama
@margaretmoffat4701Ай бұрын
Imagine imi ndatya hangu navo and it's not like vakuda kutendeuka
@truth3159Ай бұрын
Zvagara ndoozvazviri kune vakauya kuzokunda nevakauya kuzo uraya yes we are in a spiritual battle on earth we are not here to play
@TshilidziRamovha-e3eАй бұрын
Yoooo zvazvakaoma zvino chero mari yacho unoidya nemuseredzero zvakaoma hazvo ini zvekurukwa ndakazvitadza
@WebsterMajowo-k9sАй бұрын
May God punish the devil
@mjenamiАй бұрын
all for the love of money
@ChristineBamhamireАй бұрын
😢
@thoesibanda7769Ай бұрын
Subtitles lina lani
@thoesibanda7769Ай бұрын
🙆♀️🙆♂️
@norahchingaira755Ай бұрын
Muchiverenga nyaya idzi ndotanga kutya its a scary narration hey so scary
@LuciaHarry-n3vАй бұрын
Mari iyoyo muchangofa muchiisisiya muchafa zvorwadza
@ENK-lw8smАй бұрын
Zvakangofanana how many of us christians are dying struggling and painful deaths At this point l no longer judge those who do their stuff for success because l know poverty also kills
@esterdube8894Ай бұрын
Kufambira business kunganga kana porofita it's a bad idea