Kkkkkkk hahaha ini ndaisadzoka Kuma drinks kwacho ndaibva ndaenda kumba
@malbamuungani4865 Жыл бұрын
iiiiiii first time yangu kuona Nigel achijamuka…sorry halo Patricia🤣
@spiwechakawa7091 Жыл бұрын
Zvinoda preparedness yechii!
@perfectmuraho5596 Жыл бұрын
Who else liked before evn watching,,
@fungailaytonchidokowori4581 Жыл бұрын
Kkk kungoona rasta chete ne like tsaa
@natashaprincess6782 Жыл бұрын
Hahaha matumbu hauna kudya here Patricia 😹
@natashachidaz8273 Жыл бұрын
Nigel never disappoint me ndinotoseka chete 🤣🤣🤣
@kennymakanya6201 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣..... this episode is d best of dem all 🤗🤗🤗 celebrater makore asekuru ....ukusara pamba penyu.... i revenge.... #nijo anopedzera munhu wake
@mildredzinhema1123 Жыл бұрын
Jah B uchatirumisa nenyuchi kkkkkkk
@tawandahatugari3224 Жыл бұрын
For the first time Nigel showing some spine kkkk
@basiltatenda766 Жыл бұрын
Relationship yenyu iyi kah 🤣🤣🤣 munotombowiriranao here imi? But i like e fact that chero mukanetsana sei hamusiyani
@munyaradzijacobtundu9513 Жыл бұрын
Kkkkkk you guys are excellent. Chidzidzo chatawana apa ndechekuti it doesnt pay to be a nagging partner, moreso usati waroorwa. Nijo had no obligation whatsoever kuti mumuitise zvamaiita natsano. Zvino zvaaenda unonyarira payi nhai Patricia? Apa danda harisati ratsemurwa
@spiritoffaith2 Жыл бұрын
Hahaha..not the usual ending. May be its good for a change. Nijoooooo!