Iiiii jonga mamunyanyira makwati yooooo😂😂😂😂😂😂 apa mabbie arikuramba kurambwa
@benjaminmuchwandirwa56642 ай бұрын
Pliz naiza give us 14 &15 today
@LadyBNdlovu2 ай бұрын
Naiza motipedzera ❤❤❤❤❤❤❤
@Chipo-d8i2 ай бұрын
Kkkk svinurai no problem babe its okay jonga wakatamba nemvura pasina madhaka uuh apa kuna black makutanga kurira nzinza racho harisi kurambika zvekudaro yawakatanga i huru mr lover lover ndoma one chaiwo asi vasikana imi bvumai kurambwa ko mukoma naiza vakaimba wani love haimanikidzwe ❤❤
@Seanpabloe2 ай бұрын
Ndodawo kutaura na panashe 😅
@JohwaniMakina-qy5mj2 ай бұрын
Ecting yacho ko jonga zvarii kurowa mambama nai kkkkk mupei marii yakawanda uyooo😅 mupei ma pein killer
@MAIAsher-w1l2 ай бұрын
Taura hako mbana dziri kunaya zvrmashuwa kkkkk😂😂😂
@VongaiMandava2 ай бұрын
Naiza Boom zvave zvinhu akomana❤❤❤
@NatalieR.PChikuku2 ай бұрын
These girls vakuramba kurambwa 🤣🤣🤣🤣😹😹
@GugulethuChiwandire-o5g2 ай бұрын
😂😂😂JONGA Wacho anorwirwa
@memorymakwindi31772 ай бұрын
Mary mbama yakuparira😂😂😂vazochohwa chohwaka😂😂😂😂😂
@AshleyMungate2 ай бұрын
😂😂😂😂😂 haaa azozhakwa chaiko😅
@theresachikomba26652 ай бұрын
Apa mihwe mihwe panochohwa munhu
@TamukaKawango2 ай бұрын
Yeeee rambai kurambwa imi 😂😂😂😂😂 munyatsoona utsotsi hwake 😂😂😂😂😂😂😂jonga to world
@Maxinegymnast-p4i2 ай бұрын
kkkk chepepa kuombera kwako kurikuoneka pa unenge uchiruchirov
@MAIAsher-w1l2 ай бұрын
Imbama dziri kurira wani😂😂😂😂
@ThabitaVuma2 ай бұрын
Jonga anzwa nema mbama
@WenzoD2 ай бұрын
Madedido for you, for me , for us😂🤣🤣🤣🤣💪💪💪
@knowledgemunkombwe58102 ай бұрын
Marry anojumha wena kkkk
@RonaldManyuchi-bv4ju2 ай бұрын
Ndakamirira😂😂😂kuonajonga nebarika rake
@MaslineNyakujara-i3e2 ай бұрын
Musandishungurudzirawo jonga wangu please.
@remember-zv2fk2 ай бұрын
😂😂😂😂 taura hako apa aripama 1 nemapenzi fut
@ShepherdMashavira2 ай бұрын
Muri kuramba kuramba nhai vanaava❤
@TelmaSamsonmuyambo2 ай бұрын
Mbama pamuromo😂😂😂😂😂
@BuhleeNgwenya2 ай бұрын
This woman is bad habit 😂😂😂😂😂
@MelodyMasunda2 ай бұрын
Haaa jonga wazonzwa nemambama wena nyeredzi urikudziwoneswa wena
@VongaiMandava2 ай бұрын
Haaaa vasikana ava mapenzi chaiwo haaaa
@VongaiMandava2 ай бұрын
Panashe bvuma kurambwa iweee aaaah
@nyashamavhudzi16162 ай бұрын
Panashe kufitwa necharacter yawakqpihwa apa😂😂😂😂😂
@MelodyMasunda2 ай бұрын
Uuuu mambama amurikupana ayo bho hre baba namai kkk
@benjaminmuchwandirwa56642 ай бұрын
Jonga Jonga ummmmm vana vevanhu vanourayana nekuda kwako zvino black vise vachadzikama hayo😊
@librajames76092 ай бұрын
But paReal Jonga micheka ysirikupihwa iyi ndeyemachokwadi hr iyi coz itikunyatsiratidza kukurwadza
@KudzanaiMachamacha2 ай бұрын
Haaaa jonga anzwa nemambama amana aaaah😂😂😂😂😂😂😂
@Zex-u5s2 ай бұрын
Haaa now l cac pop some popcorn
@KudzaiMuzhanye2 ай бұрын
Am sure behind the scene Jonga akanzwa nemambama😅😅😅😅
@KeishaMillion-yy1jy2 ай бұрын
Iwe aksti ndeechokwadi
@AlphaChrakupa2 ай бұрын
Hoooyo 🎉🎉🎉🎉thank you Naiza boom
@VidicalDumbu-l1g2 ай бұрын
Apa makundigonera manje kutipa na1 lunch time towana chekutandarisa
@AnotidaLucia2 ай бұрын
Kkkkkkk ndiani aramba kurambwa kkkl
@IshmaelHDope2 ай бұрын
I like this 😂
@Fungalnisha2 ай бұрын
Tamirira kuona kuti panashe nasvinurai vachawirirana here zvadii
@TonnieyMujaya-m4q2 ай бұрын
Usakanganwa kaa Kuti kuchiri nenyaya Ya tete Na black . Buh ndaona black atora muface
@Aaronchengetani2 ай бұрын
Baba madedido hnzi dai muchimhanya bani😂😂😂😂😂
@PatienceMachina2 ай бұрын
Makaipa Naiza svinurai ❤
@NomatterMangwani-tr3zv2 ай бұрын
This move yofana kuperera kuepisode100
@isheanopamitchellberejena-73912 ай бұрын
Rudo harumanikidzwe aya ma sisters aya zvisoro zvacho zvakaomarara hayi surrender
@tawandamazenge47592 ай бұрын
Mbama ya Marry paarova Chapepa ini ndaona nyeredzi 😂😂😂
@LorenaManhique2 ай бұрын
Naiza muhombe tamirira 14 manheru❤
@VimbieVimbie-n7f2 ай бұрын
Tipei rimwe na 7
@Sammybbb-b4r2 ай бұрын
Poor Jonga 😂😂😂😂😂😂😂😂
@BenildoBernardoGuambe2 ай бұрын
Baba madedido imba here iyo😂😂😂😂😂😂😂
@VongaiMandava2 ай бұрын
Vanoita rudo rwekumanikadza vasikana avaa soo😂😂
@shuwaimutambo57902 ай бұрын
Jonga mambama wazonzwa nawo shame
@TanyaMukuna-c3h2 ай бұрын
Chiisai 14 veduwe😂😂 ko blackie achaziva chokwadi rini veduwe
@kudakwashetsvanhu25212 ай бұрын
Mukutigonera guys rambai makadzvanya
@Beeshumbaofficial2 ай бұрын
wait
@Mercy10Makore2 ай бұрын
Please mandinonokera 14 ngaiuye izvezvi
@benjaminmuchwandirwa56642 ай бұрын
Pongal the Tribble cover kkķk ndabvuma hangu
@funnywithconnie66312 ай бұрын
Chikoro chakanaka mazogara
@LeonardoTino-r1z2 ай бұрын
Fist time kuonao black achiita zverudo 😂😂😂 ndoziva ari we noise chete