SENZENI ABATWA NEMURUME WEMUNHU (ZIM COMEDY)

  Рет қаралды 112,957

Naiza Boom

Naiza Boom

Күн бұрын

Пікірлер: 362
@Lilylisa2009
@Lilylisa2009 Жыл бұрын
There are always people who hate someone's work out there, Naiza show them that their hate mean nothing to you guys ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@preciousgirl-gp3gj
@preciousgirl-gp3gj Жыл бұрын
Do a another one
@sandradzamara5870
@sandradzamara5870 11 ай бұрын
No
@officialtinaboilite
@officialtinaboilite Жыл бұрын
Naiza boom 💣💥💣💥💣💥 inongopisa kunge mai Titi naiza sando dzenyu
@CatherineMurerwa-r6t
@CatherineMurerwa-r6t Жыл бұрын
Panoda kujekeswa apa senzeni enda kwatete Tilda nevanhu vako kwawabatwa ikoko wochena kwete kuda kuti bata kumeso zvamurikuita izvi 😂😂😂😂
@Rumbie87
@Rumbie87 Жыл бұрын
Taura hako damage control yekushandisa chiskit chakadhakwa haibude
@brightchihwape5473
@brightchihwape5473 Жыл бұрын
Sure vakaonekwa pa sport😂
@michellenyakabau5001
@michellenyakabau5001 11 ай бұрын
Nhai vakuda kunyeba ikezvino munhu imba yaparara musadaro imi
@TawandaChirenda
@TawandaChirenda 11 ай бұрын
Nhai chii chakadaro
@brightchihwape5473
@brightchihwape5473 Жыл бұрын
Senzeni akabatwa pa sport musade kuda kuti vhara kumese😂
@cassiesibbs219
@cassiesibbs219 Жыл бұрын
I love this well done naiza boom for beating the gossip 😂😂🙌🏽✌🏽
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
Nyadzi dzinokunda rufu, chingoroorwa Senzeni zvawakomba wani!Hauchazi Zera rekungovharirwa nevarume vevanhu
@juditesibandasibanda8457
@juditesibandasibanda8457 Жыл бұрын
Magona kudavira taziva maitikire azvacaita ❤❤
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 Жыл бұрын
Nyadzi dzokunda rufu kkkkk no smoke without fire😅
@nomattertangwena6088
@nomattertangwena6088 Жыл бұрын
I'm happy today ndini ndatanga ku liker neku commender❤much love naiza boom
@tatendahmadzviti8913
@tatendahmadzviti8913 11 ай бұрын
Based on a true story.....to us who watch tilda😂
@maronchishiri9333
@maronchishiri9333 11 ай бұрын
Yessss
@generalhuni3521
@generalhuni3521 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Cheers
@AgreementMama
@AgreementMama 11 ай бұрын
Wow senzeni abvaazviratidza kuti zvakambotaurika kwaivekunyepa kkkkkkkkk vanhu vanongosvibisa zvita remunhu shuwa kwahi akakwirana nemurume wemunhu 😂😂😂😂😂😂 🙌🙌🙌🙌🙌 vanhu ngatitaurei zvatozviva
@yemmung7337
@yemmung7337 Жыл бұрын
Well done Naiza boom, ndoo zvinoda kuitwa makuhwa.
@munashechairikira
@munashechairikira Жыл бұрын
True zvakatoitika munhu wamwari murume wacho akabvuma wani paaibvunzwa natete tilder
@TateanVimbie
@TateanVimbie Жыл бұрын
Paaachauya kwako uchaona kt haasi makuhwa wrong is wrong wng zvakadhakwa zvaakaita izvo ngaarorwe akura wan or haus kuziya hako nyaya yacho enda kwatete tilda kudomestic issue
@TinayeMupindu-ih4ur
@TinayeMupindu-ih4ur Жыл бұрын
Senzeni anogona pese 😊um hoyooo naiza boom bhora mberi❤❤❤❤
@Mozdancehall
@Mozdancehall Жыл бұрын
Ndoo zvinonzwi kushanda se team ❤ love that
@ShadreckChirumbwana-pq2zl
@ShadreckChirumbwana-pq2zl 11 ай бұрын
Naiza batavashandi zvakanaka iwewe usafurirwa kunziukupisa vana vachitazvosemesa kudaro say no to chihure chengeta imbwa dzako naiza
@NaizaBoomFilms
@NaizaBoomFilms 11 ай бұрын
Urikuudza inini ndini ndofurira munhu kuti haite yaanoita kumba kwake hre undiitire mushe saka urikuti boss ve chicken in vanotevera vashandi vavo vese kudzimba dzavo vachiona kuti varikuita sei usada kungondipinza pandisinga kwane kana washaya nyaya enda unotyaga Mari kwete kuswerera kudakusvibisa mazita evanhu undidzikamire
@dancomanmusic1848
@dancomanmusic1848 11 ай бұрын
😂😂Aaah apa makatimhanyira kumberi but nyaya ndeyechokwadi iya😂
@MimyMamo-ve4is
@MimyMamo-ve4is Жыл бұрын
Kkkkk 😂😂😂😂😂 naiza you are clever very well yoooh amupererwe hanty mabasa adhafu ese ayooo l know she loves senzeni ,,,😅😅😅😅😅fireeeeeeee
@gibsonnyakudya6333
@gibsonnyakudya6333 Жыл бұрын
Naiza Boom you were suppose to suspend Senzeni and investigate nyaya yake yekubuda pa Tilder , you must protect your empire don't be pulled down by some of your actors
@KudakwasheCharamba-i5f
@KudakwasheCharamba-i5f Жыл бұрын
Aaaa nyaya yechokwad tkainzwa zvedu iyi yava vharasi ...nyaya ykutang yng isr acting
@MiriamKanta
@MiriamKanta Жыл бұрын
Makadiii kubuditsa drama renyu zvisati zvaitikaa😂😂
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Vaibudisa sei izvo zvisati zvaitika nhai..handit vakuzama kutiudza zvakaitika hre
@ruramaimunogara383
@ruramaimunogara383 Жыл бұрын
Haiwao bhishi ibhishu
@patiencemaruma3359
@patiencemaruma3359 Жыл бұрын
@@ruramaimunogara383 nhai vakuvhara ava nxaaa
@PaulineCharwadza
@PaulineCharwadza Жыл бұрын
Nhai vakuvhara chokwadie
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Жыл бұрын
Vaiburitsa sei zvisati zvaitika
@carencaren5870
@carencaren5870 11 ай бұрын
Vanhu vekwaNaiza mahure ,,zvakatanga naNaiza wacho kurara nevana vevanhu ,,kunyengana naMoira senzeni onyengwawo nemurume wemunhu gegedeee Mabhishu crew
@CleverManatsa
@CleverManatsa Жыл бұрын
Pane mukadzi akafona pana Tete Tilda achiti Senzeni arikudanana nemurume wangu.
@ChristineMpofu-w7j
@ChristineMpofu-w7j 11 ай бұрын
Kuda kuona setakapusa😂😂... Tichaivengera izvozvo
@TATENDAMASATE
@TATENDAMASATE Жыл бұрын
uuuuum hamunyare nhai makuvhara nyaya yasenzeni
@evylinkahoka217
@evylinkahoka217 Жыл бұрын
Naiza boom but u can't be happy nezvakaitwa na Senzeni kudanana nemrume wemunhu
@tatendachimwendo6442
@tatendachimwendo6442 Жыл бұрын
Varume vashoma, vakadzi takawandisa.. saka mukuda kuti adanane nemurume wegarweee here
@michellenyakabau5001
@michellenyakabau5001 11 ай бұрын
​@@tatendachimwendo6442wakaoma
@AKIMKaitano
@AKIMKaitano 9 ай бұрын
Well done guys keep the fire burning
@angelinetakapareyi6188
@angelinetakapareyi6188 Жыл бұрын
Zvinozoita ere veduwe saka muri kutosimbisa ere zvaitiwa nemuranda kadzi zviri Boe kkkkk ini ndasvoda
@NaizaBoomFilms
@NaizaBoomFilms Жыл бұрын
Zvabuda apa ndozvakaitika
@Gladyskachuwa
@Gladyskachuwa Жыл бұрын
Nhai hako kuvhara hombe uku
@facytavas1754
@facytavas1754 Жыл бұрын
@@NaizaBoomFilms chero chiri chokwadi kna nhema sandiye celebrity ratanga nazvo iwe rega dzihukure
@OsmanBanga-y6u
@OsmanBanga-y6u Жыл бұрын
😂😂😂😂 manyara naizaboom senzeni uchamamiswa chete kkkkk
@AnaniasSithole-ph9fs
@AnaniasSithole-ph9fs Жыл бұрын
I love you my brother Nb never give up❤❤
@philipdonga2285
@philipdonga2285 Жыл бұрын
Mabhishu manyama makungo zadzisa ka nduhwunhu hwenyu😂😂😂😂😂😂😂 chiii chocho kuti paitika nyaya wakuita zvinhu zvacho musativhara mahure manyama 😂😂😂😂😂
@BrendaNcube-z3q
@BrendaNcube-z3q 11 ай бұрын
Kan kunyara
@KudzaiMusiiwa-ht8ed
@KudzaiMusiiwa-ht8ed 11 ай бұрын
Taura hko
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 Жыл бұрын
Aah Naiza Boom Michael uri chibababa,what a way to respond to the Senzeni allegations of being seen with a married guy and to a certain extent you have shown maturity yako by not going with the povo that have been chastising her for her alleged indiscretion but you supported her and stood by her ,especially when the company/brand has been going through a lot PR wise,nice move and you even decide to make money out of it through viewership,but if on the flip side should it be true that Senzeni did what she did,then not promoting kupfeva but muroyi royera kure and ndiro basa rema lodge and it's a big no no to bring small house,bishu and everything in between in to the matrimonial home let alone the bed you share with your wifey and baby,nway don't stress too much Senzeni inotambika and it will soon blow over in a few days after people realise that zanu pf is still running I mean ruining the country 😂😂😂😂😂😂😂😂😂. And next time unongoenda neattire yako yechimuroyi or mudzimu and noone will think of calling tete kusvisa zita rako.Otherwise good job once again team NB and thanks for showing us y u r one of the top skit KZbin channel in Zimbabwe. 😊
@gracematsika7304
@gracematsika7304 Жыл бұрын
Magonesa pachi Nigerian chaipo keep going higher 😂😂😂😂❤❤❤❤😊
@melodymusasanya6247
@melodymusasanya6247 Жыл бұрын
Asi ishuwa here nhayi senzeni wakabatwa nemurume wemunhu 😂😂😂😂
@philipdonga2285
@philipdonga2285 Жыл бұрын
Ichokwadi kutovhara vanhu ikoku
@ruramaimunogara383
@ruramaimunogara383 Жыл бұрын
😂😂😂ehee kuvhara vanhu matsotsi aya
@judahsanhanga8042
@judahsanhanga8042 Жыл бұрын
Kkkkk akabatwa inyadzi basi i hure😂😂😂😂
@patiencemaruma3359
@patiencemaruma3359 Жыл бұрын
Kkkkk imikaa
@judahsanhanga8042
@judahsanhanga8042 Жыл бұрын
Sei murume wacho akati senzeni ishamwari yangu dai anga asingazivani akatoramba ipapo 🙈🙈
@LifeofVongai
@LifeofVongai 11 ай бұрын
Nyadzi dzinokunda rufu, Blacky's reaction after the realization was epic😆
@melisanyasha7144
@melisanyasha7144 Жыл бұрын
😂😂😂 vakadzi tine dzungu sure
@sdshippers9332
@sdshippers9332 11 ай бұрын
So after kufumurwa makabva maita drama 😂😂😂 Senzeni
@isaacnheta
@isaacnheta Жыл бұрын
Kkkkkk 😂😂😂😂 mukati regai muite sikiti tizongoti yaive sikiti
@OsmanBanga-y6u
@OsmanBanga-y6u Жыл бұрын
Nhai zvenyu anyadzisa hake musikana iiii😂😂
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Varikutotiudza zvakaitika senzeni haanq kumborara nemurume wemunhu
@ruramaimunogara383
@ruramaimunogara383 Жыл бұрын
Akarara nemurume wemunhu sure munhu anganyeperwa zvakadero zvakatoutika asi zvosvodesa
@Rumbie87
@Rumbie87 Жыл бұрын
Anonyadzisa senzeni
@MasterKhumalo-ij7py
@MasterKhumalo-ij7py 11 ай бұрын
@@ruramaimunogara383 waivepo achirarwa or waiva uchiridza pito utiudze
@Muchapowers
@Muchapowers Жыл бұрын
While i am a big follower of Naiza, i personally think that what Senzeni was involved in is not good. Yes, she is a good actor but i feel that we should not accept what she is involved in. Lots of us here are not even aware of the story. Go and listen to Tilder's Domestic Issues of this past weekend. Our actor is being suspected of an affair with a married man to the extent of going to sleep on the man's matrimonial bed while the woman was out hustling. If we ignore this as null and void , i don't know what has come of us. Wrong is wrong.
@SibongileNyandari-dy5ng
@SibongileNyandari-dy5ng Жыл бұрын
Yeah ndinemi ipapo mukadzi matauriro ake anga achirwadziwa chokwadi
@BenhildaShirimani
@BenhildaShirimani Жыл бұрын
sure hazvingambofadze the woman was heartbroken
@FaithChimugoro
@FaithChimugoro 11 ай бұрын
Was scrolling to find this comment..thank you so much vnhu havasi kuziva ava
@quantatc6530
@quantatc6530 11 ай бұрын
Senzeni wachi munhu wesimbi here
@tadzdee1872
@tadzdee1872 11 ай бұрын
Wait what happened with senzeni??
@QwertyuiopQwertyuiop-in2km
@QwertyuiopQwertyuiop-in2km 11 ай бұрын
8:21 imi musatione kunge matsaga🤣🤣🤣 To those who watched tilda’s show who remembers what the lady said about magumbeze emwana …. Back to this video How did blackie know kuti manga makafuga magumbeze emwana iye asati atombopinda mumba macho vachiri pagate and already she is talking about zvinhu zviri mumba maasati apinda futi😂😂😂😂😂😂 Anhuweee hatisi madhamudhamu 😂😂😂 don’t support zvinhu zvakaipa Mangwana achazviita futi will you another skit to cover up for that as well
@victorvicsolutions2716
@victorvicsolutions2716 Жыл бұрын
Naiza you ate just more than talented , what a dignified response ❤
@isaackwadingepi7679
@isaackwadingepi7679 11 ай бұрын
NB une mind yechiC10 very clever and creative,senzeni tengera NB cocacol cz mastreets atonyarara so kkkkk thumbs up 😅😅😅
@CharityManatsa-l6e
@CharityManatsa-l6e Жыл бұрын
People took this skit serious they're saying senzeni was caught red handed with someone else husband 😢😢😢 we are team naiza for better for worse ❤❤
@Sokostina101
@Sokostina101 Жыл бұрын
problem is kune mukadzi akafona kwa tete tilda achiti abata senzeni nemurume wake but haa naiza pamberi hatimbo bve nekuda kwe guhwa n nonsense
@CharityManatsa-l6e
@CharityManatsa-l6e Жыл бұрын
@@Sokostina101 true that we're here to stay at first l thought ndishinda murume wacho kaaa ini the voice sounded familiar
@MutenhaFam3
@MutenhaFam3 11 ай бұрын
​@@Sokostina101saka mukuti Mai vakafona ivavo vanoda clout yei?
@MutenhaFam3
@MutenhaFam3 11 ай бұрын
​@@CharityManatsa-l6ebut hazviregedze kuti ave hure
@givemoremachokoto8762
@givemoremachokoto8762 Жыл бұрын
Panopfungaira pane moto cz baba vaya vakatsenga tsenga vachibvunzwa naTilder
@talentjoseph9267
@talentjoseph9267 11 ай бұрын
Bishu I bishu veduwee stop kudanana nevarume vevanhu senzeni musati vhare ne skit
@DenfordMaster
@DenfordMaster 10 ай бұрын
Dhimba nemujolo zvakamupind and kufitw 😂😂😂😂
@AntonyRoki
@AntonyRoki 9 ай бұрын
yoo dhimba mumadhirezi haabviri
@BrendaChinheya-f5n
@BrendaChinheya-f5n Жыл бұрын
Dzaanyadzi idzi Senzeni usaputsa imba yemunhu ,chero mukativhara neku actor but you guys yu know the truth
@carencaren5870
@carencaren5870 11 ай бұрын
Senzeni husband snatcher 😂😂😂😂😂😂😂😂
@PortiaMusiya-lz8zn
@PortiaMusiya-lz8zn Жыл бұрын
We say no to bishuing around, musade kuhwanda nyaya yenyu
@catherineshangwa1814
@catherineshangwa1814 Жыл бұрын
Hadzisi dzavenyadzi here nhaiwe naiza dzenyaya yatakanzwa kwatilder
@lucymachipisa3343
@lucymachipisa3343 Жыл бұрын
Damage control 🫢😂😂
@OsmanBanga-y6u
@OsmanBanga-y6u Жыл бұрын
I nyadzi 😂😂
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 Жыл бұрын
Yes cz the hubby accepted kuti ehe ndizvo😂😂😂
@SM_Family1
@SM_Family1 Жыл бұрын
Nyadzi chaidzo
@McHeavensDehwe
@McHeavensDehwe Жыл бұрын
Yaaa dzaa nyadzi kuvhara nyaya zvakatoendwa kudhara
@mavissinamai5055
@mavissinamai5055 Жыл бұрын
Naiza boom haaa mukati tiite riri Drama kkkkkk
@Hindeboy
@Hindeboy Жыл бұрын
Mmmmm guyz so vakaposter gossip vachati chii kkkk😂😂😂
@cleoopla2339
@cleoopla2339 Жыл бұрын
Dhimba ita plan nemusoro uyu please uuumm
@charlesmarowa1309
@charlesmarowa1309 Жыл бұрын
😂😂😂dai agera hke mmm hazvis kuchaita
@rachaelmahwerera2687
@rachaelmahwerera2687 11 ай бұрын
Its the look from dhafu achitarisa dhimba
@NanaMachitova
@NanaMachitova 11 ай бұрын
😂🤣🤣😂🤣🤣senzeni lots of luv macc
@chiwonisochirere374
@chiwonisochirere374 Жыл бұрын
Saka apa muri kuda kuprover vanhu here kuti aive manyebo akabuda kudomestic issues kkkkk
@SpuckyB
@SpuckyB Жыл бұрын
They made lemonade 😂😂😂😂
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 Жыл бұрын
Nyadzi dzinokunda rufu, kuvhara ma gaps amakaita mopinza iri skit kuti vanhu vadhibhike chete,, Senzeni akabatwa kuchibhishu
@QwertyuiopQwertyuiop-in2km
@QwertyuiopQwertyuiop-in2km 11 ай бұрын
Nhai zvako iwe Waiti mai panashe ivavo vane basa rei nasenzeni zvekuti vangamunyepere Imika where there is smoke there is fire Pasi rese angangomuke akati senzeni akavata nemurumw wangu Imika vanhu ngavasavharwe🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@melsniks
@melsniks Жыл бұрын
Together we stand Divide we fall Magona either it's true or not makabatana semagaroooo
@ProgressChikomo
@ProgressChikomo 11 ай бұрын
Musada tivhara imi senzeni abatwa nemurume wemunhu zvechokwadi
@MotionNdera
@MotionNdera Жыл бұрын
Naiza boom forever ❤❤❤
@wedzaprincess2216
@wedzaprincess2216 Жыл бұрын
Damage control. Im sorry to say nyaya yakabuda paradio ndeyechokwadi hakuna munhu anotaura nyaya yekunyepa nezita remunhu. Zvemujolo siirai vanhu vasingaziikanwe
@SalomeChigwida
@SalomeChigwida Жыл бұрын
De best way kaaa kna Senzeni achiziva kti ari lnnocent kngonotora amai Paneshe nevanhu vkaphonera mai Paneshe nabba Paneshe vcho voenda kuinterview kwatete Tilder....koz kuita skirts doesn't solve anything...
@ellensixpence03
@ellensixpence03 Жыл бұрын
Nyadzi dzinokunda rufu shuwa haaaa Senzeni kaaa😅😅😅😅😅😅
@maronchishiri9333
@maronchishiri9333 11 ай бұрын
Ayewa musada kutivhara imi hatisi magrade 1D isu
@Mybabyandi-2024
@Mybabyandi-2024 11 ай бұрын
Rongova skit but senzeni akavata nerume wemunhu zvechokwadi
@matsikasitsikira9211
@matsikasitsikira9211 Жыл бұрын
Basa🎉🎉🎉ngaribatwe
@EsnathDube-vm2mh
@EsnathDube-vm2mh Жыл бұрын
No mybe senzeni angonekwa akamira naye pagate asi asiriye anga arimumachira hatichazive😂
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Ndizvo chaizvo zvakaitika
@nicodemusparadza3011
@nicodemusparadza3011 Жыл бұрын
Saka mukuda kutiudza kuti nyaya yekwatete tilda iya yakaitwa kuti muwane zvekutipa kkkkk. Vanhu tinotadza tese, izvo hazvingatitadzise kuda Naiza boom. But pangoresveka ngapangogadzirwawo pliz zvisadzokorodzeke kana chirichokwadi
@quickpave
@quickpave Жыл бұрын
True
@CatherineMurerwa-r6t
@CatherineMurerwa-r6t Жыл бұрын
Vakuvhara vanhu ava kwatete hakubude zvekunyepa kkkkkk
@SM_Family1
@SM_Family1 Жыл бұрын
Saka murikuti iskit here shuwa munhu angatofone kkwatete tilder live 4am shuwa here ummmm maybe kwakungovharawo zvinowanikwa zviye. Anywys lovely skit😂😂😂😂😂
@tonderaihungwa313
@tonderaihungwa313 Жыл бұрын
Ko Proof yacho irip
@Rumbie87
@Rumbie87 Жыл бұрын
Akabatwa vakuda kuita damage control
@tonderaihungwa313
@tonderaihungwa313 Жыл бұрын
@@Rumbie87 titaridzewo proof yacho
@SM_Family1
@SM_Family1 Жыл бұрын
@@Rumbie87 kkkkkkk taura
@SM_Family1
@SM_Family1 Жыл бұрын
@@tonderaihungwa313 kkkkkkk
@juniortabarwa3184
@juniortabarwa3184 Жыл бұрын
Hatichanzwisis kut drama iri nderekuvhara nyaya hre bcoz mkadz wemrume akawanikidzwa naye wacho akafona kwaTilda
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 Жыл бұрын
Makuvhara vanhu kaa 😂😂😂 senzeni akabatwa zvake chokwadi coz murume uya akataura kuti ndomuziwa ishamwari yangu ndanda ndakamira naye
@olimashambira9663
@olimashambira9663 Жыл бұрын
Taura hako
@promisemhlanga8001
@promisemhlanga8001 Жыл бұрын
Blacky is too noisy zvopedzisira zvisingachanakidzi
@preciousmora2488
@preciousmora2488 Жыл бұрын
hahahaha good actors but on this one mavekuedza kuda kuhwanda nechigunwe.
@netsietumu7767
@netsietumu7767 11 ай бұрын
Kkkkk
@CarolineBanda-v2y
@CarolineBanda-v2y Жыл бұрын
Ndezvekushaya izvi zvero😅😅😅
@charityhwara1653
@charityhwara1653 Жыл бұрын
Kkkkk
@charityhwara1653
@charityhwara1653 Жыл бұрын
Taurai zvako apa vashaya varikupepedza zvisina bsa
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 11 ай бұрын
Senzen usada kurasisa nyaya uri bhishu
@LeratoChimwayange-qg3up
@LeratoChimwayange-qg3up Жыл бұрын
Based on a true story
@Michealmanjeya
@Michealmanjeya Жыл бұрын
Kkkkk inyaya yedzungu mai panashe zvino sory haichabatsire kkkkk love you gyz
@QwertyuiopQwertyuiop-in2km
@QwertyuiopQwertyuiop-in2km 11 ай бұрын
Iwe vanhu hatina kupusa Chokwadi tiri kuchiziva😂😂😂😂
@AnotidaisheMukozho
@AnotidaisheMukozho Жыл бұрын
Well done 👏 guys. Such a nice answer kuvanhu vane makuhwa enhema
@MutenhaFam3
@MutenhaFam3 11 ай бұрын
Makuhwa apiko ivo vakatofona padomestic issues kwaTilder vachipopota ,and murume wacho maresponse ake angoratidza kuti ichokwadi
@kimiekikie
@kimiekikie Жыл бұрын
Ah vanhu ka kufacebook zvikunzi ichokwadi chaitika 😂😂😂😂😂😂
@NomatterTusaumwe
@NomatterTusaumwe Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 hezvo Tete tilder huyayi munzwe nyaya iye yato actor wena 😂😂
@MitchelleM-vz5mc
@MitchelleM-vz5mc Жыл бұрын
Well done guys ❤
@portiamuvhevhi7110
@portiamuvhevhi7110 Жыл бұрын
Saka zvekuti pane akapinda first iwe ukaozongo mira pagate zvakaonekwa nani, musavhare vanhu imi
@AshleyMsonza
@AshleyMsonza Жыл бұрын
😂😂,🤣🤣🤣🤣 nhasi mandipedza
@PatrickBVUKUMBWE-h5t
@PatrickBVUKUMBWE-h5t Жыл бұрын
Hoyoooooo❤never disappoint 🎉
@ChipoNyamunda-fj1rb
@ChipoNyamunda-fj1rb 11 ай бұрын
Musiye zvemudzimba dzevanhu vanadhafu 😂😂
@merblempala1345
@merblempala1345 Жыл бұрын
Naiza akachi master chigame chacho😂😂😂😂😂
@mehlulinyoni332
@mehlulinyoni332 Жыл бұрын
Blackie ataura dama.."ngaende kupodcast ya olla7 confirm zvirikuitika paground
@wilithancube9388
@wilithancube9388 Жыл бұрын
Apa ndopamanyepa vanhu vai4na varimumba uye mai Panashe vakataura zvemachira varimumba kwete kubvara uko
@gracematsika7304
@gracematsika7304 Жыл бұрын
Welldone svinurai apfidze dhimba😂😂😂😂❤❤
@TariroKabike-b3k
@TariroKabike-b3k Жыл бұрын
😂😂😂 yaa zvakaoma adii kupindura ega mukadzi vacho
@LinahVangani
@LinahVangani 11 ай бұрын
Mai vamunoti vakafona avo vaingopedzawo airtime dzungu😂
@TadiwahGwethu
@TadiwahGwethu 11 ай бұрын
😂😂😂😂reality being acted there is this lady on Tilder live who said ndakabata murume wangu neSenzeni wepaNB films how true is it 😅
@ChidoChido-e9g
@ChidoChido-e9g Жыл бұрын
Keep it up naiza keep shooting ❤❤❤❤❤❤❤
@PamhidzaiMunemo
@PamhidzaiMunemo Жыл бұрын
lobe you naiza ❤
@sangamutenha1448
@sangamutenha1448 Жыл бұрын
Mazoshaya apa Hazvina kn musoro
@rufarosharonborerwe3689
@rufarosharonborerwe3689 Жыл бұрын
At times silence is golden.be the bigger person 😂😂
@charmainmedzaiMedzai
@charmainmedzaiMedzai 11 ай бұрын
Senzeni akahura imi madam kuita kuactor kwanai
@mwanawamai-wj1hl
@mwanawamai-wj1hl Жыл бұрын
great answer to those malicious lies
@portiachideya2950
@portiachideya2950 Жыл бұрын
Senzeneni usaite unhu wakasunama yantika. Murume wemunhu haabatwi
@believemushangwe4947
@believemushangwe4947 Жыл бұрын
Musanyepera Senzeni imi nekushinga kwakaita face yake uko haangaiti husband snatcher
@tadiwanashechinoruma5497
@tadiwanashechinoruma5497 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂dats not feya
MUKADZI WEMUNHU HAABATWE (SHORT FILM)
18:52
Naiza Boom
Рет қаралды 87 М.
RICE OF SPIRITS  (SHORT FILM)
15:07
Naiza Boom
Рет қаралды 127 М.
Cheerleader Transformation That Left Everyone Speechless! #shorts
00:27
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 16 МЛН
Body parts sacrifice (Short film)
18:18
Naiza Boom
Рет қаралды 140 М.
MAMHEPO _EPISODE 1
25:43
Naiza Boom
Рет қаралды 177 М.
THE WITCH (ZIM COMEDY)
5:42
Naiza Boom
Рет қаралды 115 М.
MAMA VEE HAVASI BOO
1:19
Real Graphics Official
Рет қаралды 8 М.
A BATTLE OF CLAIMS AND DNA: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP16 #dnashow #tinashemugabe
1:16:39
Izindaba zesiZulu @19H00 l 17 January 2025
23:01
SABC Izindaba
Рет қаралды 2,8 М.
CHISKORO SKORO CHEMADHAMU DHAMU (EPISODE 4)
15:45
Naiza Boom
Рет қаралды 21 М.
HARASSMENT ON CHRISTMAS (ZIM COMEDY)
9:07
Naiza Boom
Рет қаралды 138 М.
WIFE MATERIAL VS GOLD DIGGER (SHORT FILM)
24:17
Naiza Boom
Рет қаралды 150 М.