Name Of ZAOGA Pastor Caught Pants Revealed

  Рет қаралды 9,963

Point 5 Creative Studios

Point 5 Creative Studios

Күн бұрын

Пікірлер: 56
@langtonmaseko9664
@langtonmaseko9664 2 күн бұрын
This happens in every sector in church and outside the church. I am happy that when such thing zaoga takes corrective measures.insteady of seeing devil in zaoga let's applaud them
@patiencebadze7338
@patiencebadze7338 Күн бұрын
Kuchurch kuchipatara uko tese tirivarwere tikunorapwa torwara nezvakasiyana siyana chete .tose tikutoda kuita vatsvene guys.
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 9 сағат бұрын
Uri Badze we kupi.
@patiencebadze7338
@patiencebadze7338 7 сағат бұрын
@mutsawashe1369 seke
@ClaraChalandila
@ClaraChalandila Күн бұрын
Ruchiva, uyezve kuzviregerera asi Dai pamwe aine Calling Aigona kuzvidzora
@jennifermasukwedza
@jennifermasukwedza 2 күн бұрын
Aaaaaa ndibamukuru vangu nhai😢😢😢😢😢
@point5creativestudios
@point5creativestudios 2 күн бұрын
Yeah pakashata
@ttfam8742
@ttfam8742 2 күн бұрын
VaMakandiwa vakati ianointing inokonzera kudaro.
@JudithTafis
@JudithTafis Күн бұрын
Imi muri kutaura tiratidzeyi humbowo,,,tichakusungisai kana muchitaura zvisizvo
@AntonetteKuzhangaira
@AntonetteKuzhangaira 17 сағат бұрын
Varoyi nemhombwe vazara mu zaoga
@ZindogaZai1
@ZindogaZai1 Күн бұрын
What does it mean kudya mahumans?
@jamesdube3597
@jamesdube3597 Күн бұрын
Kuhura Kuita zveNyama
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa Күн бұрын
Having sex with other women
@KudzayiKateera
@KudzayiKateera 2 күн бұрын
Ko iwe hautadze here, wakuona zvevamwe gadzirisa hunhu hwako first
@jamesdube3597
@jamesdube3597 Күн бұрын
Arikungotaura hake adii
@constancemasawi2924
@constancemasawi2924 Күн бұрын
Allow him to announce the news. We are listening.
@NomatterKabudura
@NomatterKabudura 2 күн бұрын
Mufundisi munhuwo.ini Muzaoga handibude nditorimo.
@GogoMusta
@GogoMusta 2 күн бұрын
Nhai zvako tingabuda muchurch nekuti mufundisi ahura. Vangani vasiri maZAOGANS vari kuhura.
@jamesdube3597
@jamesdube3597 Күн бұрын
Hamuna kunzi budai Arikungofumura zvakaipa chete
@GogoMusta
@GogoMusta Күн бұрын
@jamesdube3597 Ehee hapana ati budai muchurch,chii chashamisa pachihure chapastor weku Zaoga, ko.mapostori varikutora nevana vadiki makadii kufumura chihure chawo. Kutoita vakadzi 50 iye ane mutezo hwani
@jennifermasukwedza
@jennifermasukwedza Күн бұрын
Ndoda kukusungisa l forward your post he was shocked social media makuhwa makunyanya toda kumbokusungisa iwe
@Gjkjjjdjgghdhdjdui
@Gjkjjjdjgghdhdjdui Күн бұрын
Garapasi iwe😂😂
@point5creativestudios
@point5creativestudios Күн бұрын
Taura hako
@point5creativestudios
@point5creativestudios Күн бұрын
Angagotichiiko iye akadzingwa kuchurch ?
@blessingnyawungwa9070
@blessingnyawungwa9070 2 күн бұрын
Where is the letter of him for dismissal? This will remain fake news until we see the letter us Zaogians
@maximumdube2953
@maximumdube2953 Күн бұрын
Gutter journalism...remove the wife from that picture...she is a mother and innocent
@jamesdube3597
@jamesdube3597 Күн бұрын
Kkkkkkk
@LovenessMutema
@LovenessMutema 2 күн бұрын
Zvinotongoda kutiza nehupenyu hwako munhu nekuti mweya yerima yazara pese pese. Mufundisi vakapatika vaitiswa ava.
@WellingtonMarimo
@WellingtonMarimo 2 күн бұрын
What’s going on with these zaoga pastors every month something bad must happen
@jennifermasukwedza
@jennifermasukwedza Күн бұрын
Can you please remove my sister's photo what did she do 😢😢😢😢😢hamunyari
@queens1239
@queens1239 Күн бұрын
Shame saw the headline pa some newspaper in town. Dai vabvisa pic remukadzi zvavo
@queens1239
@queens1239 Күн бұрын
Shame saw the headline pa some newspaper in town. Dai vabvisa pic remukadzi zvavo
@shupikaicumbers5915
@shupikaicumbers5915 2 күн бұрын
But dai musina kubudisa mudzimai wavo
@bouncernhekaz8028
@bouncernhekaz8028 2 күн бұрын
Pastor munhu akaita sewe, he has feelings as you
@djmazhombwezw
@djmazhombwezw 21 сағат бұрын
Overseer munhuwo wani😂
@thegoodneighbour
@thegoodneighbour 2 күн бұрын
Kuma Pentecostal kwese kujiwa munhu anojiwa nekuti vanotenda kuti mutemo wakaroverwa pamuchinjiko hauna basa vanhu vaakurarama nenyasha
@afronews7034
@afronews7034 2 күн бұрын
Ndokuzere mhobwe manje havaite hatipinde ziaoga wenkow more qbout church iyi😂😂😂
@maxwellguvava1709
@maxwellguvava1709 Күн бұрын
Pinda kwa unopinda ikoko
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 9 сағат бұрын
Mufundisi munhuwo. 😂
@felixchauraya1870
@felixchauraya1870 2 күн бұрын
Ndohunuhwavo hiding behind the church
@jennifermasukwedza
@jennifermasukwedza 2 күн бұрын
Ko mukadzi atadzei vamabudisa
@jennifermasukwedza
@jennifermasukwedza Күн бұрын
Thank musanyepa ndafonera muridzi venyaya hakuna zcakadaro dzidzai kutaura chokwadi musade kufadza vanhu nenhema imi
@point5creativestudios
@point5creativestudios Күн бұрын
www.zimeye.net/2024/12/15/name-of-zaoga-pastor-caught-pants-revealed/
@HildaTurikayi
@HildaTurikayi Күн бұрын
Zimeye kapage kanonyepa
@sharonnyikiba4503
@sharonnyikiba4503 Күн бұрын
Rubbish hauna nyaya asekuru
@dredwardgombae3303
@dredwardgombae3303 2 күн бұрын
Yaah he talks too much
@jamesdube3597
@jamesdube3597 Күн бұрын
Ainzi aneAnnointing yakawanda
@MariaChitambo-v2z
@MariaChitambo-v2z 2 күн бұрын
Mufundisi munhuo
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 2 күн бұрын
Zaoga is cult not a church
@HerryMudzikatiri
@HerryMudzikatiri Күн бұрын
Pane isiri cult here matanga kuzvinzwa kuzaoga chete manje ingoti wakaimaka otherwize hapana kwazvisiri izvo
@SmushunjeMushunje
@SmushunjeMushunje 2 күн бұрын
You tok too much before you tell people nyaya chaidzo
@gibsonngururu1025
@gibsonngururu1025 2 күн бұрын
Yah wataura
High-profile elimination of a war criminal in Moscow
14:33
NEXTA Live
Рет қаралды 323 М.
Mom Hack for Cooking Solo with a Little One! 🍳👶
00:15
5-Minute Crafts HOUSE
Рет қаралды 22 МЛН
Леон киллер и Оля Полякова 😹
00:42
Канал Смеха
Рет қаралды 4,6 МЛН
黑天使被操控了#short #angel #clown
00:40
Super Beauty team
Рет қаралды 60 МЛН
Support each other🤝
00:31
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 75 МЛН
EXPOSED: Sangoma Reveals SHOCKING Truth  "I Gave Harare Prophets Their Powers"
11:29
BREAKING NEWS: Who Killed Tsvangirai ? Zodwa Mkandla Allegedly Implicated
18:35
Point 5 Creative Studios
Рет қаралды 11 М.
Evangelist Chiweshe @ Rufaro (2015)
6:35
Judah Danda
Рет қаралды 98 М.
THIS YOUNG GIRL SHOCKED THE PROPHET, AND LET EVERYONE CONFESS THEIR SINS & WORSHIPPED THE LORD.
13:13
ECG WORSHIP SONGS, TRIBE OF JUDAH
Рет қаралды 13 МЛН
Apostle Ezekiel Guti - Hold on to Christ.
36:30
EzekielTVChannel Official
Рет қаралды 105 М.
Mom Hack for Cooking Solo with a Little One! 🍳👶
00:15
5-Minute Crafts HOUSE
Рет қаралды 22 МЛН