Uri muroyi chaiye unokohwa zvaunodyara time will come 💔
@SibusisiweChihera3 күн бұрын
You will reap what you sow
@RutendoChanzenza-fr8jv15 күн бұрын
Mari yacho haa ine labour ayewa God Im grateful nezvishoma zvandinazvo muchadzoka henyu nePart 2 munoti angangorova here Murume munhu haarovi sehuku
@ShellarOteng-i4h9 күн бұрын
❤❤❤❤
@RutendoChanzenza-fr8jv16 күн бұрын
Vabereki musape vana pressure hee kurorwa dai urikumba kwako ndokutii manje ikoko honayi zcamavakuti vana vaite
@HazvineyiZingoma11 күн бұрын
Vanhu musade Mari muchidaro kuurayisa mwana veumwe munhu muchatongwa zvenyu
@SimbaMusowochiyi16 күн бұрын
🎉🎉🎉
@tinayemanyau16 күн бұрын
First here🎉
@auntymamoyo16 күн бұрын
Welcome kwakursey ku church
@Finnix-d5n15 күн бұрын
Ummm paHarare 😂 hurombwa hwanyanya
@remember-zv2fk15 күн бұрын
Uumm nyika yakatakura kurema
@auntierita15 күн бұрын
Marombists idyai zvemahara rubatsiro rwei manje anamudya zvemahara sehonye
@michaelmaziya293015 күн бұрын
Wadini kudzokera kune dzimwe fambi dzako uvaudze kuti kumba hakuchagariki
@LiahMudau15 күн бұрын
Itai muchiposter ku new channel
@auntymamoyo15 күн бұрын
Ok my love nhasi I will post
@auntymamoyo15 күн бұрын
NDAKADANANA NA MAIGURU NDIKAURAYA MUKOMA OMUKA CHIPOKO kzbin.info/www/bejne/bnSsiZhrpcmri7M
@auntymamoyo15 күн бұрын
Hurry guys lates episode ku new channel🎉
@Tinashe-i9g15 күн бұрын
Enda kuno ripa ngozi zvekutsipika hazvibude
@michaelmaziya293015 күн бұрын
Nhaiwe fambi rubatsiro rwaunoda nderwei inda kumusha kwemurume wako unotaura kuti ndiwe wakauraya mwana wavo woti jambwa pedzezvo wouraya murume unofunga kuti rugare ucharamba unarwo hre dai murume akatanga kurara newe nekudhoti everyday Satan wemunhu uri mumiririri waSatan iwe mama .
@cricket69411 күн бұрын
nyaya yekuti hamugoni kuzvichengeta mobva mazvara sembeva muchiti vana vachakuchengetai vachichengetana muchairega. why have kids so they just suffer in poverty? honai manje