Shem vana vaye vaiita advert ye sta soft veku moleli
@portiachifamba25602 күн бұрын
Saka ndovana vekuMoleli vaye vakafira kulake Chivero yhooo that was many years ago
@bernardenechikurunhe81942 күн бұрын
Mfunge, i'm always thinking about this tragedy where one of my former school mates died. She was in form 1😢 We were together in primary sch & I saw her name in the newspaper. Zvakaoma veduwe😢😢
All the countries including the PEPFAIR in South Africa mukoma Nashie its not only Zimbabwe
@juliesspace96382 сағат бұрын
I remember vana vekuMoleli
@monalisakaetano80832 күн бұрын
1# Confession voice rinoti zvose izvi Mwanangu hazvina maturo ndi Mwari vari kutaura nemi kuti tendeukai nguva ichiripo
@itaihamishthe-song-bird63902 күн бұрын
Hatina zororo munyika muno nevanoromba avo, nyika iyo ichazogarika here tigorarama mune zvakanaka pasina maproblem a tinosangana nawo uye kutambura uko
@bernardenechikurunhe81948 сағат бұрын
@@itaihamishthe-song-bird6390 Yes, ichazogarika when God will eventually establish his Kingdom here on earth. Revelation, the book of hope tells us that God will judge those who refuse to turn to Him but for those who believe in Jesus Christ and honour Him will remain secure in God's hands. God ensures that those who trust in Him are forever protected no matter what they go through....nyangwe kusvika murufu. Pachasvika nguva when God will bring justice to His children vakashungurudzwa newakaipa vachiri vapenyu especially kushushirwa hururami. Right now we have a choice and a chance to make it right with God. Vatendi vose will suffer persecution just as Christ did. For as long as we are here on earth we were not promised a smooth life. Hupenyu huzere nenhamo nematambudziko asi zvose zvichapera kune vanotenda. Right now the devil is influencing a lot of things that are happening in this world but it doesnt mean ane simba. Do you know that Satan has only the power that God permits him? Yes, God is in control. He was thrown down from heaven and will be sent to the eternal fire together with his agents nevose vari kumuteerera kana Jesu adzoka kuzoisa humambo hwake pasi pano. Vanhu vanopedza nguva looking for the comforts of this life...all this is vanity...hatina kwatinoenda nazvo. Yes, God gives us wealth, everything belongs to Him but hapasiripo panofanira kuperera simba nepfungwa dzedu. Find comfort in Revelation 21 v 4 "And God shall wipe away all tears from their eyes and there shall be no more death, neither sorrow, nor crying, neither shall there be any more pain: for the former things are passed away."
@Finnix-d5nКүн бұрын
Vana 11 vakafa vaya ummm veduwe
@SynthiaSaungwemeКүн бұрын
Vana vasekuru wangu wakafa ipapo Natasha na Natalie zvakaoma
@edmoremafukidze96512 күн бұрын
Zakawoma
@luciamakaya59482 күн бұрын
Saka ndivo vakauraya vana veku Moleli High years back. My friend was in that boat Rest In Peace Pedzisai
Dai mwari vapindira veduwe ko vanorarama nekumwa mapirisi vanozodii
@InnocentMuchawaya2 күн бұрын
Haa teacher imi tendeukai
@monangilazi89252 күн бұрын
First confession ndarwadziwa zvekuti vana vakafa zvinorwadza ivava
@ChiedzaDube-zb2ruКүн бұрын
Zvakaoma
@SylviaMuringazuvaКүн бұрын
Rest in Peace Phoebe Guta Gombakomba Natasha and Natalee. Ziticha iro dayi rwafa rufu rwunorwadza mutakati
@michaelmaziya29302 күн бұрын
Teacher muri mumiririri waSatan imi makauraya vana vasina mhosva uchiitira kudiridzira rugare rwako it's a payback period for u .
@loycemazhindu87822 күн бұрын
Saka ndiwo vakauraisa vana nhayi mwari awe nemi
@mademoiselle3272 күн бұрын
1st confession, please repent, u r favoured but am so hurt coz my twin friends who were girls both passed away, we were in form 1,😢😢😢, those girl's life ws cut short, coz already they were advertising for Ana sta-soft, I was in primary school with them pa fj, they were my 1st friends, we connected deeply 😢😢😢, pakaipa
@SylviaMuringazuvaКүн бұрын
Natasha and Natalee Gombakomba
@mademoiselle327Күн бұрын
@SylviaMuringazuva exactly, my heart 😭😭
@nonowaShe2 күн бұрын
Evenrually vacjabvisa havo aid Vaya vanoonererwa vachiti Aids haina basa vachaina havo kuti Aids inebasa Manyoka ekuma 96 hamus kumaziva
@joselinechikoore.4842 күн бұрын
Munhu ida maŕi yakachena ķwete kufurirana nemukadzi kuuraya vana vevanhu
@edmoremaramba2 күн бұрын
Mukoma ava iii
@itaihamishthe-song-bird63902 күн бұрын
Mwari dai achengeta vana vedu Kure uko
@joselinechikoore.4842 күн бұрын
Ummm vekuuraya vana avo reururai kunyepa kuti mabusiness anida mushonga ukanamata Mwari anokubatsira pabusiness It's not every business remunhu mutema rine mushonga
@maudbvumbe70402 күн бұрын
Ufunge l know this chivero boat accident my friend's twins girls died. It happened in 1995. He is evil very evil.
@MelodySibanda-d8c2 күн бұрын
Vanhu vakawanda vanofa guys Trump adarirei
@portiachifamba25602 күн бұрын
Proverbs 11:28
@samkelisonkube21102 күн бұрын
Yaa u are cruel really 👿😈 enjoy yr life
@vividbluesea12 күн бұрын
That's God's voice. Repent while there's still time